That's my friend whatever people are saying doesn't matter mkomana achatobuda achitopisa sehovhoni(Waita hako wahukura ndaizoziva sei urimbwa my best song)
Now you're doing it right. Kwete kuita chirongwa chekuvhunza kuti urikuitei mu jere without asking kuti akapinda sei. Wayida kutsamwa uri wrong tichakurova
Kukava datya kuriyambutsa. Makapinda mujeri for a reason. Mwari vakanga voda futi nyika ikuzivei. Asi plumbing musaregi. Vakawanda vanoshanda mabasa maviri kana matatu. All the best.
I used to listen to this show not kuti hamugone but inondichemedza ikozvino l only read comments Kana ndazove nemoyo wakasimba l will watch kunoti iyi plus another chance
Basa munorova mukoma Sly ko iko kureva museve kkkkk aiwa munorova👏👏👏.sorry mkoma Tau Mwari ndivo vanoziva havo.we plan but God decides and there is a reason for everything chinoitika muhupenyu hwedu
I like him. He's down to earth. I just hope the mother police who may have initiated his arrest instead of putting his son in Carlos in order is watching. Ndzimbe indzimbe chero ikamera mu sewugi inotapira.
Tapfumei wa improver mbichana pakuita ma interviews but still more we want Sokostina ndiyo simbi yebasa iwewe imboyenda pa camera until wakusvedera pana Sokostina pakugona basa, Tatenda
I'm really sorry Mukoma Tau... Haa bdaitoshaya kuti muripi homeboy... I'm Magodo from Mahachi, just near Mwanyisa village and Family. Madzimambo aya. This was a way for you. I'm really sorry Mr Mwanyisa, VaMlambo
Mai Mupurisa avo nemwana wavo nemupurisa akatora mari..let your life be shortened and face the wrath of doing Evil. Matenda ese epanyika ngaakumomoterei. Maccidents chaiwo ngaasakupotsei pese pamunofamba . Mhuka dzepasi rino nenyoka dzepasi rino ngadzikurumei. Batwai nehurwere husingarapike
Good story mukoma Sly ndine mbavha yaiba waya yangu kumusha. Yakaba kairi kese so i was planning kuti ndomurova zvakasimba muna December ipapa ndichibva kuSA umh ndadzidza apa munhu haarohwe
Dai akatiza aidzoka 3 times frm Jan to may then wonamatidza ma poster uchitaura kwauri kunoridzira handiti unobatwa, dnt just argue for the sake of arguing
Robert Tapfumaneyi .I love the way you handle things. And to you mukoma Taurai sorie nezvakaitika.watisimbisa panezvizhinji unegwara keep on going
This is so far my best interview from you mkoma Sylvester
That's my friend whatever people are saying doesn't matter mkomana achatobuda achitopisa sehovhoni(Waita hako wahukura ndaizoziva sei urimbwa my best song)
Now you're doing it right. Kwete kuita chirongwa chekuvhunza kuti urikuitei mu jere without asking kuti akapinda sei. Wayida kutsamwa uri wrong tichakurova
Everything works for the Good of his name. God bless u my btother. You are so humble Mwari akuiterei Nyasha. Akupei simba mukunde this chapter.
Thanks for watching
Wakaseterwa kuti uyende kujere sezvo Mai vacho arimupurisa vaida ubvume mhosva usungwe
Kukava datya kuriyambutsa. Makapinda mujeri for a reason. Mwari vakanga voda futi nyika ikuzivei. Asi plumbing musaregi. Vakawanda vanoshanda mabasa maviri kana matatu. All the best.
Save vanobuda hey l was looking for him since from January hahhhh l miss his group. Maalbum avataura iwayo ndinawo ese
Yaaa apo magona Mutape nekuti manzwire atanga tichiita handiwo apo magona nekutiudza chokwadi ❤
Tau wakasungirwa ma hara wangu
Sly u must teach journalism, unogona basa rako, ure excellent
First saw this guy ku inauguration ya Senator Chief Mutasa
I used to listen to this show not kuti hamugone but inondichemedza ikozvino l only read comments
Kana ndazove nemoyo wakasimba l will watch kunoti iyi plus another chance
i am happy to hear kuti mbavha yacho haina kufa, munobuda soon mukoma....
Basa munorova mukoma Sly ko iko kureva museve kkkkk aiwa munorova👏👏👏.sorry mkoma Tau Mwari ndivo vanoziva havo.we plan but God decides and there is a reason for everything chinoitika muhupenyu hwedu
Good personality this one
I like him. He's down to earth.
I just hope the mother police who may have initiated his arrest instead of putting his son in Carlos in order is watching.
Ndzimbe indzimbe chero ikamera mu sewugi inotapira.
Wooooow that's awesome video Mr Simbi ye basa Mr Tapfumanei munotamba yooooo 🎉😂
❤❤❤ndatodzotsvaga nziyo dzedhodha rekanyi makarova
Hanzi Calisto imbavha asi amai vake mupurisa...then hooooo😂😂
😂😂😂😂
Perfect interview.
This is a good interview
Tapfumei wa improver mbichana pakuita ma interviews but still more we want Sokostina ndiyo simbi yebasa iwewe imboyenda pa camera until wakusvedera pana Sokostina pakugona basa, Tatenda
Interviewer makanyanyaa👊👊👊👊
Inini ndirikunzwa kurwadziwa Tau munhu asina hondo nemunhu plus pandakanzwa kuti asungwa ndakapera power
Very matured man 👏👏
Mobuda mkoma God bless you🙏❤❤❤❤❤❤❤
I'm really sorry Mukoma Tau... Haa bdaitoshaya kuti muripi homeboy... I'm Magodo from Mahachi, just near Mwanyisa village and Family. Madzimambo aya. This was a way for you. I'm really sorry Mr Mwanyisa, VaMlambo
Akangoitawo munyama mbavha dzongorohwa Idzo
I love his song sabhuku matidzikisira
Mai Mupurisa avo nemwana wavo nemupurisa akatora mari..let your life be shortened and face the wrath of doing Evil. Matenda ese epanyika ngaakumomoterei. Maccidents chaiwo ngaasakupotsei pese pamunofamba . Mhuka dzepasi rino nenyoka dzepasi rino ngadzikurumei. Batwai nehurwere husingarapike
Amen
Kkkkkkk haa ngavaregererwe kuita kwaYave
Mukoma sly munotsika chibhasikoro kudaro yoooo 😅😅😅
Judiciary ngaiite serious kwete kungotemera mirango pamunhu asina mhosva ,
Museve munodhonza mkomaSly
Munhu anoda kutumirwa nyuchi 🐝🐝 kana aita house break
Good story mukoma Sly ndine mbavha yaiba waya yangu kumusha. Yakaba kairi kese so i was planning kuti ndomurova zvakasimba muna December ipapa ndichibva kuSA umh ndadzidza apa munhu haarohwe
Me too
Mukoma Sly ko nyaya yaMunyaradzi yava papi akavigwa here
Humble guy
zvemu Zimbabwe so
I know Tau im sure aigara ku Pretoria
Amen
Ende une chipo mukoma chekuridza mwari akuitirei nyasha
❤❤❤❤❤❤❤
Mbavha iripanze zvakaoma
Unotoona kuti kungoendera munu kwenyuchi zviritorinani kana zvichizonetsa zvozonetsa kumberi. Uko pane kusungirwa mosva yausina
Une point isabel
Kkkkk l like that "Nzimbe inzimbe chero ikamerera musewage"
Mai karisitoka ndademba zvangu kuti dai R G aripo
Cheka cheka . Checheche . Mukoma Taurai munotsaba wena😅
Kanyika kanonzi Zim kane uwori
Sorry Mr plumber
munhu akaba iyezvno kna kumuwana achiba hacharohwi anogadzirwa ndochipurisa chinoshanda mu Zimbabwe cz mapurisa mu Zim hatichina kna
Zim so kusungirwa kurova mbavha sad
Akarova mukadzi amubata nechikomba haana kuda zvake kutaura zvakawana
Kudenga kune zano
Sad .mapurisa ekuzim mazhinji akazara huwori. Mai vaClisto tichakuzivai henyu.
Vanokururmdzira mwana kuti abe
Humbled guy
Ko bro Robert zvamotsika jive
This one is his brother Sylvester
Wangu kuri cy magaloni edu atairidza tese but any way uchabuda zvopers izvo
Mupurisa aifunga kuti panonzi faindi
Ko pelagia mupurwa arikupiko ndiye munhu anondigonera pachirongwa ichi 😢
Mukoma avo character ne behaviour yavo is very modest ,,cool and well manered
Sheem zvakatooma veduwe 😢
Sorry homeboy, zvange zvaive kundinetsa kuti why usina kande maposts on your Facebook. Ndikaoona futi uina Sulu ndikati maybe makasangana mumaguitar umu
Ini ndikabuda ukandiona chinja zhira
Mwana vamambo muranda kumwe
Agh Taurai ndoma1 awakasangana nawo sorry
So you took the law into your own hands and you paid off a police officer corruption yacho so ka
Mkoma Robert mandinakidza nekutamba kkkkkk
Apa Sly wagona Kwete zviye zvaunombotiira
A sign yekuratidzabkutinmuZimbqbwe hatife takasununguka. Munhu aitwa chimhurepure neCommunity anosandukira munhu hwani community yaifanha kuenda kunoti tosungwa tese.
ndinofarira masongs enyu mukoma
ko nyaya yaukamurovera yakanzi kudii kucourt hauna kutaura outcome yenyayav yekuba yaukarovera munhu. nyaya yako ine maquestion marks
Nonyepa. Wakarova munhu asina zvaakaita
Kkkkkk hanzi sei vasina kuuya masikati, mukoma mabvunza kunge musingazivi mashandiro emapurisa edu emuZim
Next time makabata mbavha ingokandai munhu munembwa chete
Kkkkkkkk zvakaoma
😂😂😂ok vosunga imbwa kaa
Everything happen for a reason mkoma zvaitoda kuti muzivikanwe ne nyika
Zvai Wana ngwarati tsano mainyenga vakadzi vevanhu muTembisa umo
Hamu tori mutemo muchiisa mumaoko enyu
I think wakamborwara njere chete
Kkkkkkk ndozvaaiita eree mwana waSabhuku Mwanyisa kkkkkkk vantu vokachecheche
Usataura zvekwausina kuswera unomuziva kwaanobva here..ziva zvako nxaaa
Kkkkk 😂
Kufarira kt akasungirwa kurova mbavha hre mai vembavha Ava karma z waiting
Wangu mutape ndimambo kwete kuti kutapira
No chokwadi chakanaka , tsano makatiza kusungwa mukayenda joza.
Iye aishandira ikoko here, akaenda kubasa ka
Dai akatiza aidzoka 3 times frm Jan to may then wonamatidza ma poster uchitaura kwauri kunoridzira handiti unobatwa, dnt just argue for the sake of arguing
Une kahudofo kaunako..