Thank Mambo matonga zvakanaka ngavaende naye kumba kwavo vatevedzere murau kwete kungokanganisa vana vevanhu vachingo dumper. Mukomana uyu its illega for him to think anofungirwa nevabereki vake.
Dare iri harina chariri kuziva panyaya iyi murikuisa pressure pamukomana chipfambi changa chichiitwa nevanhu ava, track the story as it is apa mambo nemakurukota matadza
Kkkk rough yacho hanzi ungarambire mukadzi kuti uri kuita course yechi guard jeri here kkkkk...
Mkoma Neshamba makaoma masvika kumakomoyo ndokumusha kwangu pamusoro pedzimba. Dza chief Sanyamaropa ndiri kukuonai ndiri ku Botswana
vana ava vanodanana dambudziko vabereki veukomana ,kumubvisa kubasa kuunza kuvabereki kuda musikana wake
TirikuBulawayo thanx neshamba
Panzi dare simudzai maoko Natasha abva asimudza ruoko radzikiswa nababa fast fast 😂😂😂😂
This man is a player mbavha yemunhu
Hatimisi vanhu isu tinotibura vanhu😅😅😅😢
Yaaaaaa zvekuti wakavhurwa nanhingi kana nhingi hazvitaurwe,especially uchiudza munhu asina waakambovhura haaaaaa nooò
😂😂😂
@@marthadzonga 🤣🤣🤣🤣🤣sure
Mpfana uyo akazvinyadzisa mahara kut atora munhu asiri mhandara 😂😂😂 aifana kutora bby iro zvqanenge munhu musvinu
Musamanikidza kuroora joki kurara nemunhu harisi jere varume musatijairira musingaraire vana
.hapana kana dzidziso zvachose
Mkomana uyo haafe akaroora coz anotya vabereki vanomutongera
Vamwe vaduku ava havazivi zvavanoita uye havazivi love.
Mambo marerekera kumukadzi musikana aienderei kumba komukomana
Vasikana vakavanda vanotizira vasina kuperekedzwa vani
Baba ve mukomana hapana zvinozikanwa
Baba Mandiopera kwakukura sure hanzi taida kuziva kuti ane nhumbu here
Mambo mabata basa nemazvo zvisina ruzha mudhunu pasina aripiswa zvisina maturo asi pashanda idi
Dankie Dremas Media
Thank Mambo matonga zvakanaka ngavaende naye kumba kwavo vatevedzere murau kwete kungokanganisa vana vevanhu vachingo dumper. Mukomana uyu its illega for him to think anofungirwa nevabereki vake.
It's acsent for me 😂😂😂Samanyika woooyeeee
Murume is very cool hazviite kuti aroore kakadzi kakangwarisa kudai , plus kurohwa kwaakamboitwa nemadzisekuru nemukadzi zvadhakwa
Thank u man
Ndanzwa nezvimunya
Mkomana uyo akaoma msoro uyo kuita kunge kadhara zera racho kutanga kuunganidza vanhu vakuru nenyaya dzepwere idzi 😂😂😂😂
Ndakavatiburatibura😂😂😂😂😂
Nhasi rave rimwe zuva Drewmas media taking us to another level
😂😂😂😂😅😅😅huya titambe tese tironge displinary community tidzidzise vanhu hunju 😂😂😂😂 kwanzi ndakarova
cry my beloved Nyanga.
Kkkkk word rakaudzwa mface uyu musarijairire Imi vamwe masingle mom now bcz of that word 💔💔💔💔
Very very tru
Drewmas Media taking you to another level 🔥🔥🔥🔥🔥
Saka kupemberera kurambana kuri papi apa handina kupaonawo ini maybe handina kunzwisisa zvataurwa padare
Vanasikana vanoparira yoo ugataure zvevakomana wavakadanana navo kune waugere naye unopenga iwe haufunge iwe
Waridzi wemwana sikana wanofanirwa kupiwa mombe yekutambisirwa mwana
Mkoma haasikuda mukadzi kubva zvaakataura kuti Panashe ari worse uye kutya kti anogona kufa .
Mufana uyo asapedzere changamire nedare time mahara, Babe anorida but anodhomoka. Vabereki ngavasiyane nayo iyi vana vadanane
Kwasekuru kunoda samukuru here? Kana wariwo tezvara zvinoitwa . Asiwo musikana aifanirwa kuenda nasomeone kuti zviite chiremera uye anondoudza vamwe kuti muchindiona kudai mwanasikana wenyu aenda kumurume kunonzi kwanhingi vanoera mutupo upi. Ndochivanhu chaicho. Though zvakaresveka hazvo chigadzirisai kuti mhuri iyi igare zvakanaka
Baba ndimavhiya mbudzi
Vabereki vaida Mwana atange ashande other wise vaña vaidanana
Ko song yaiswa kwekupedzesera nhym 😂😂😂 iiii
Nhasi rava rimwe zuva 😊
😂😂kutibura tibura
😂😂😂baba vemukomana dambudziko
Kumba kwedu uko
Samandiopera ungoparadza imhutsi
Ndanonoka nhasi ndozoona munya
Kababa ako kamukono ketsambarafuta
Vakadzi musadaro imi
♥️🔥
Ko vanhu kudzvova kwavanoita kana munhu ataura 😂😂ndirini ndoramwa ini ndakaenda kumba 🙄
Vabereki ndovane nyaya kufurira mwana
Natasha Natasha Natasha uri munhu webishu🤣🤣🤣
Shuwa kkk ziso rake arikungotarisa tarisa 😂
😅😅😅😅😅😅😅,,,,,,Kupemberera chishona chakadzama.Kuunganira kurambana 😅😅😅😅😅😅😅😅😊😅
Haaa vapfanha ama 2k ava vachatinetsa ava. Vanoda kurohwa ava
wabereki wemukomana imbwa hawana hunhu
Thats song for me
Haaaaa zvimwe hazvitaurwe murelationship veduwee even varume zvimwe nyararaiwo
dare ranga riri one side,koo iro hure iro richiparidza hobho yevakomana awo karara nawo zvikanaka here
Musikana uyo haaaite mashoko aakataura anorambanisa
Yatongwa zvakanaka iyi
Mambo matonga kwazvo. You have wisdom. Musajairira vana vevanhu nekuvatambisa.
Handina kumbomutambisa lol buh eish
@@panashechristian4476 my sincere advice Panashe. Don't sleep around usati wave shuwa kuti woda kumutora. Unozvitorera minyama isina basa. Dai musina kurara mose haaiita simba rose iro. Matorara mose matochatisana saka kupesana kwacho ihondo chaiyo inogona kukonzeresa zvakaipisisa.
Isu kare taiti tisati taroorana handei kuhama dzako nedzangu, todzidzana muchionesana. Mhosho dzemunhu hautadzi kudzinzwa mukufambidzana imomo.
Vamwe vanotouya kwauri vachikuudza kuti ummm apo siyana napo .
zvimwe zvinhu hazvitaurwe panashe zvekubviswa humhandara avo sekuru vano behavour semwana mudiki
Trainee bishu
Ngaaripe mombe chaidzo kwete kuda kushandisa mwana wevanhu
But imimurivanasekuruka imi hamusi vanababa vanoita zvibinge
Maswera sei pano
Panashe ne vabereki vake musadaro ,zvinowanikwa.Pakurai zviri fair
Mambo matonga zvakanaka
Problem kunetsana mumba kunokonzera kuti mukadzi ataure zvisina basa
Sometimes anenge achitonyepa hake mukafzi uyu kuda kurwadzisa mirume
Chokwadi ratova rimwe zuva mufunge hazvidi kufunga makore acho akumhanya
Panashe anoda mukadzi wake, but ari kutya vabereki vake
Samandiopera so ka. Kkkk
I was waiting for ( kupembera kurambana) part i didn't see it🤔
Ndapashayawo ini. Title is misleading. Asi tikagara gara, mfanha akafa focus uyo.
Zvokonzera kuti next time we ignore the news coz we Wil lack trust on the headlines
Misleading tittle zveshuwa aaaah
Mukomana haana kutora mudzimai, mudzimai akazviunza kumba kweuyu mdara Mandiopera ari ryt, ndogona kutoti pangu unouya nemuface wako totaura kana watadza kuuya Nehanda dzako Koo ndikatambira muskana mkomana oti ndewenyu ndodiii manje
Kuswera
Panashe akaoma
Vana mambo hamugoni kutonga munorerekera divi uye kunonzi kutambisa chii iye akatobviswa umhandara kare
Drewmas Media taking you to another level ❤
Kkklkkklkk ahhh nekupora kwakaita mukomana uyu kana chipurisa chacho unozochigona here
Handisi mupurisa in kungovhurikawo kwawaita baba ava too much exegerations
@@panashechristian4476 inga zvakanzi ari kutraining wani gadhijeri hameno
Kungovhurikawo kwakewo hake
Is it force matter to love someone.
This court is not organised 🤔🤔
Then ,then
Natasha uri bishu 😅
Can l have the name of chief nyamaropa
Psnashe a oita seakapusa , nyaya yacho inongotenderera haina direction, ungati hauna kunwa mkaka ukaguta aaah
Kkkkkkk zvakaoma
Haaa uko enda wakashinga ukaona yapindirwa nematete potaurwa zvemushonga siya unokuvànzwa unogadzirwa
😢
Natasha, these are the consequences of forcing yourself on someone.
Ivo vana natasha mahure seiii? Vanohura kunge nhoziiiii😮
@@maiyeukai9346kkkkk
Vatongi ava are very wise Chigoro must copy and paste
Wakamutorei uchiona kutiaka vhurwa vasina kuvhurwa wakangawashaya
I wasn't have problem nazvo handina kumbomubvunza over tt issue ,bt since ndisina kubvunza aisafaniro kundiudza
Natasha n panashe
But maifanira kumupa mkana sezvinoita amwe machief coz ataura nhau yepoison so thats why ati mandiisa pakati coz mnhu anenge achida kutsanangura and dare renyu harina order munhu wese anotonga
Mhoroi Drumas media
Ama 2k
Kanazvowo kasikana kacho. Kaikwira bhazi kaiti kari kuendepi?
Kakazviwana!!
Qality sound ndatenda hangu rambai muchitipa zvimwe
Dare iri harina chariri kuziva panyaya iyi murikuisa pressure pamukomana chipfambi changa chichiitwa nevanhu ava, track the story as it is apa mambo nemakurukota matadza
Mukomana itsotsi haachadiii musikana kuda kushandisa mwana
😮 haa zvima 2000 hazvizivi chinonzi rudo uye zvinyaya zvacho hazvina mhino
Kungomanyira kudisher nekudya bota 😂😂
Drewas media this is very interesting iri ndiro rinonzidare kwete tumatare twatinonzwo kuma Sly midia 😂😂😂
😅
Munhu ari pa training anorara sei nemukadzi
🤣🤣🤣🤣kutadza nei nhy veduweee 🤔🚶♂️🚶♂️