GURUVE ........ MURUME AKACHEKACHEKA MUKADZI WAKE NDOKUZVISUNGIRIRA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 129

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Год назад +12

    😢😢😢 aaaah Sekuru vaifanirakubvuma kurambwa munhu ânenge Aneta ...why is it that Vakoma vemurume Havana kuziva chaiitika..chavairambirana everytime Chii chaizosvika pakuti mkadzi abve...munhu bvuma kurambwa..APA asiyira Vanhu ngozi mumusha and wauraya munhu anga akuudza kuti haachada ...feel sorry for the kids ..munhu IFA wega kwete kuuraya munhau

  • @arnolddzimiri
    @arnolddzimiri Год назад +16

    I I cant believe that muzukuru uyo she blaming the wife of the late murderer. Kana warambwa bvuma zvipere.

    • @miriamphiri7204
      @miriamphiri7204 Год назад +1

      Also surprised kuti muzukuru ari kuti ambuya vaiudzirwa nevanhu kuti file divorce or protection order

  • @blessbless904
    @blessbless904 Год назад +13

    Varume kana zvapera zvapera bvumai kurambwa and move ooooooon

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Год назад +13

    Iyo relationship yekuti mangwana marambana,mangwana madzokerana. That kind of relationship usually it doesn't end well. Netsanei gadzirisanai marambana, rambanai. Kuhura hura kunooedza Mafeelings, just because you are a man it doesn't mean it's ok to do whatever you want and come back whenever you feel like. Zvaakaita murume uyu it's very selfish, apa vana dzaanherera. Dai akangozviuraya ega hake, it's horrible apa vana vozodii nengozi yavaisa mumba.

    • @marysvoto2283
      @marysvoto2283 Год назад

      Yooo pakaipa kani

    • @makanakamaenzanise3602
      @makanakamaenzanise3602 Год назад +1

      He was right, he got rid of the problem(s): the two of them. Hapana mutsvene pavari vari vaviri.

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 Год назад +1

      @@makanakamaenzanise3602what a horrible statement that him killing his wife is justified. Dai akafa ega.
      You not really nice 😈

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa Год назад +7

    sekuru vakarara maskati after receiving divorce papers kkkkkkk varume vanoda varivo kuramba vamwe

  • @gloriamadungwe5291
    @gloriamadungwe5291 Год назад +5

    Shame so sad rest in peace baba Namai Edmore
    Makarwadzisa mufunge

  • @vimbaibhokoro5439
    @vimbaibhokoro5439 Год назад +1

    Drewmas Media Makanyanya kunyange zvimwe zvacho zvichidzimba hazvo nzeve hairegi kuda kunzwa uyezve ziso hariregi kuda kuona rambai makadaro 👏👏👏👏

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa Год назад +3

    kurambwa kunorwadza but life goes on

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 Год назад +2

    Zvorwadza izvi 😢😢😢. Nyaradzwai naShe veduwee😢😢😢😢

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 Год назад +2

    Some of the men problem kubatwa nemweya wehusimbe nungo dzekushanda chaidzo apa uri kuita chibishu woti mukadzi gara chete kana ati ndokusiya woti zvaitirwei

  • @tendaishayamuranda2461
    @tendaishayamuranda2461 Год назад +4

    Mukoma ndaapinde hake ndaona CCC

  • @gracengundu
    @gracengundu Год назад +1

    So sad ,asi kuzouraya mkadzi wakarwadzisa.Kana warambwa ingogamuchira bcz mkadzi anenge aneta newe

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 Год назад +2

    Asi agonei murume uyu chokwadi.. Isu tongokurudzira kuti kana zvanetsa vanhu rambanai murunyararo.. Iye woramba fut kurambwa kwacho inhau dzenungo dzodzo nejelous....

  • @letwinmurindagomo4158
    @letwinmurindagomo4158 Год назад +3

    Sekuru imbwende chaiyo very selfish, ko makadii kungozvisunga mukadzi mosiya arimupenyu

  • @farigondoza8962
    @farigondoza8962 Год назад +3

    Ma1, this is sad. Asi protection order haitorwe mahara ka, what happened kuti mukadzi atore order? How can he do this achisiya vana 5 vari vega? 😢😢😢

    • @agnesjokonya1405
      @agnesjokonya1405 Год назад +1

      Ndopaunoona kuti anga aritsimbe plus shanje zvakamiputira ...ungauraye munhu nekuti Aneta nemabasa Ako aunozviitira so sad nhamo yasiirwanvana inorwadza plus ngozi zvakoma hazvo

    • @felistusmuringayi8897
      @felistusmuringayi8897 Год назад

      ​@@agnesjokonya1405imi taurai zvamoziva kwete kurotomoka ...

  • @atipa9735
    @atipa9735 Год назад +4

    Zvavanaga vari sekuru vekuma sewage chaivo. Romberinoda kushandirwa nemkadzi uku richihura. mbwende chaiyo yemurume.

  • @patriciachamanga5075
    @patriciachamanga5075 Год назад +3

    Thanks shumba taona kumusha

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 9 месяцев назад

    RIP BONNIE NYAHUMA watevera muninina wako Ray

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 6 месяцев назад

    Kudyisa murume kwaka ipa futi anozonetsa kurambaa uyezve nope inonetsa kurambaa futi😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢Rip vasara nyaradzwai nashe

  • @wellietangadzani2554
    @wellietangadzani2554 Год назад +1

    Unowanza nyaya Andrew instead yokuita basa nhoroondo yakarebesa nguva yebasa yoitashoma

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +1

    Murume anenungo anonetsa, rombe aridi kurambwa nxaaa manje rakagonei kusiira vana nhamo dzinza yasarira ngozi

  • @MoledgeTapiwa
    @MoledgeTapiwa Год назад +1

    Iwe mbuya vhayi putseki saka mhosva ndeye mukadzi here

  • @chomunorwakuzozviranga7353
    @chomunorwakuzozviranga7353 Год назад +1

    Heyi pakaipa ndiwo mafiro acho here

  • @AC-vp5uw
    @AC-vp5uw Год назад +6

    CCC well represented in Guruve

  • @FlorenceSithole-vn4xt
    @FlorenceSithole-vn4xt Год назад +2

    Zvaakutoda kuti usisade munhu usamuudza wongorongedza twako chinyararire woenda coz nyika yazara mhondi

  • @lizzykarume9053
    @lizzykarume9053 Год назад +3

    Mzukuru ukuti sekuru vari right ikodzero dzake mkdzi kuita zvaaita kufira divorce kupenga uko

  • @sedwinbungari4343
    @sedwinbungari4343 Год назад

    Muzukuru kaaa

  • @MoledgeTapiwa
    @MoledgeTapiwa Год назад +1

    Protection order nedivorce yakaipei zvakurwadza nekuti ndisekuru venyu imbwa yenyu

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe Год назад +1

    And baba ava kusada kurambwa vana dzava nherera manje

  • @marysvoto2283
    @marysvoto2283 Год назад +2

    Chihure plus husimbe..pedzezvo wouraya munhu anozviraramira oga aneta ne huronbe hwako zvakaoma

  • @Juliet-f9u
    @Juliet-f9u Год назад

    Vaneshamba kumusha kwangu uko,vanhu avo dzanga dziri pfambi dzese panga pasina musvinu ,nokuti ndahurirwa nemurume ndoramba ndichidzokera , ingava imba inogara ichigadziriswa semachira emasofa,chepiri vanhu ava vakaita early marriage ndodambudziko hombe. Ndotonzwira tsitsi vana vasara vanhu kana matadzirana rambanai to avoid zvakawanda.

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 Год назад +1

    I’m 3rd here, hwzt tim Drewmas

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 Год назад +1

    Tshaka Zulu is quoted as having once said, "Never leave an enemy behind". Most idiots hang themselves leaving their tormentor enjoying.

  • @yeukaimundonda7275
    @yeukaimundonda7275 Год назад

    Drewmas media taking us to another level

  • @MercyMapani-e1s
    @MercyMapani-e1s Год назад

    Maita drewmas media taona kumusha zvese nehama

  • @MwanaWajona
    @MwanaWajona 10 месяцев назад

    I feel like if people wañts to part ways musaite zvekusvotesana plus kuhura before parting ways

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 Год назад

    Raymond watirwadzisa RIP Felly and Raymond

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 6 месяцев назад

    Kudyisa murume kwaka ipa futi anozonetsa kurambaa uyezve nope inonetsa kurambaa futi

  • @preciouskofi5782
    @preciouskofi5782 Год назад

    Muguruve vanhu vanombonzwa sei chokwadi nematambudziko kana zvarwadza siyanai

  • @Muchaneta.MKambizi
    @Muchaneta.MKambizi Год назад

    Makadiiko abiyangu 😊

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa Год назад +1

    ko vakadii kufa vega havo sezvo vainge vakazvironga

  • @Chenuka31
    @Chenuka31 Год назад +2

    RIP Nyahuma

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад

    Baba ava vakarwadzisa vana vavo veduwe 💔💔

  • @emenjildavioletdzama8886
    @emenjildavioletdzama8886 Год назад

    Very sorry mhuri yasiiwa iyi,nyaradzwai naShe

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk Год назад +3

    Sekuru was wrong .isu takarambwa takauraya here?shuwa isu toshaya arume Ivo kuzviuraya sekuru maita u coward

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 Год назад +1

    Mhoroi mose pachisoro apo abiyangu

  • @florencechikove4621
    @florencechikove4621 Год назад +1

    Mujolo muchaurega

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Год назад

    Rlp zororai murugare muri two Rudo hwakaoma veduvee

  • @privilegesiwawa7022
    @privilegesiwawa7022 Год назад +1

    Ko kuzouraya mukadzi nhai veduwe

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Год назад

    Yooooh inga zvakaoma hazvo

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe Год назад

    Varume bvumai kurambwa kana ini mukadzi ndati ndashingiririra ndaneta

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад +2

    Zvakaoma akadii kuzviuraya ega asina kuuraya umwe.Seems Raymomd wenyu anga akarondwa nemhepo.Sorii nezvakaitika asi haasiye atanga kurambana nemukadzi.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад

    Varume bvumai kurambwa mhani aah ko kuzouraya ndokudii

  • @dzidzaisibanda7069
    @dzidzaisibanda7069 Год назад +3

    Varume bvumai kurambwa mhani moti kuhura moti kuramba kurambwa haaa nonsense mhani

  • @gladysxaba5863
    @gladysxaba5863 Год назад

    Umm Vana 5 zvakaoma

  • @graciouspaidamakavi5822
    @graciouspaidamakavi5822 Год назад +1

    Yoooh

  • @LucinerKuonza-zk5tr
    @LucinerKuonza-zk5tr Год назад +1

    Maswera sy pano

  • @zimmeidai6754
    @zimmeidai6754 Год назад +1

    Vazukuru why blaming the wife nxaa nonsense

  • @MoledgeTapiwa
    @MoledgeTapiwa Год назад

    Vaneshamba musada kufungira munhu kuti kudaangaakudanana aneumwe munhu koiye Ray wacho mazivanei kuti angaasirei aneproblem

  • @Milcent-kt9wz
    @Milcent-kt9wz Год назад

    Kurwadziwa nekurambwa husimbe hwekuzvishandira vana vave nhererera mwari nyaradzai vana ava so sad

  • @blabbertingz9682
    @blabbertingz9682 Год назад

    Rip vazukuru vangu

  • @marblejori3569
    @marblejori3569 Год назад +2

    Gogogoi

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Год назад +1

    😢ko kana wafunga kuzviuraya ifa wega not kuuraya partner yako, this is so sad, sorry to the children and families

  • @talentmugweni9714
    @talentmugweni9714 Год назад

    Murume wakareswq waidakuchengetwa

  • @shalommasiya7067
    @shalommasiya7067 Год назад

    Protection order inouraisa munhu hr manje vana vasarira nhamo

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 Год назад

    Nyaya idzi dzinorwadza

  • @felistusmuringayi8897
    @felistusmuringayi8897 Год назад

    Zvakaitika pamba pedu ..mbuya nasekuru vandogara navo
    Vanhu taurai zvamoziva uye zvamakaona
    Not zvamuri kunzwa

  • @PhionaDembo
    @PhionaDembo Год назад

    Zvinotyisa yhooo

  • @ip8271
    @ip8271 Год назад

    Mmmm, very sad indeed

  • @fortunatemadzimbamuto5614
    @fortunatemadzimbamuto5614 Год назад +1

    Mimwe mipfuhwira munofa mese

  • @PetronellaChivunga-pf6vz
    @PetronellaChivunga-pf6vz Год назад +1

    I'm in pain guys that's my cousin sister vakauraiwa avo

  • @ednamirriamburawa
    @ednamirriamburawa Год назад

    Ummm zvakaoma veduwee

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад

    Varume bvumai kurabwa imi ukauraya munhu wakadii kungofa ega

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 Год назад

    Ummm im so sor lets look both sides mybe murume aibuda mumba asika why mukadzi akazonoroja kuseri kweshop zvichida mai ava vanga vave nemumwe murume zvakazokonzera ndufu dzevaviri ava

  • @vimbaibere4605
    @vimbaibere4605 Год назад +1

    Hello

  • @MoledgeTapiwa
    @MoledgeTapiwa Год назад

    Imbwa yomunhu Raymond wenyu vuhure nekushungurudza mwanawevaridzi

  • @jesca7368
    @jesca7368 Год назад

    Zvinorwadza weduwee

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 Год назад

    Hezvo ko membo ichiri kungorira mumastretss umu

  • @edgetonkwaramba3848
    @edgetonkwaramba3848 Год назад

    Kana munhu aka mentioner zvakarerekera kuzviuraya, itbis actually a cry for help. Try to ask a silly question like unoda kuzviuraya nei. Anowanzotaura something deliberately. Kana mukasamubatsira anozvitora sekuti hamuna hanya. Zvekuti ndichauya kuswera mangwana munowana mvura yehuchu yatodeuka

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад

    Shumba muri sei nemhuri

  • @aldrinaldrin8630
    @aldrinaldrin8630 Год назад

    Kushungurudzisa vana

  • @owenchimhavi7277
    @owenchimhavi7277 Год назад

    Its so sad,

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 Год назад +1

    Shem so sorry

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 Год назад

    Ndewe kwamudhindo kupiko ndokwandobva pamwe ndomuziva

  • @febbiezirema521
    @febbiezirema521 Год назад

    zimhondi rakatirwadzisa isu taishanda na felly

  • @dmroruu
    @dmroruu Год назад

    Zvakaoma shuwa

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe Год назад

    Zvekaoma

  • @djwaxxyzimbabwe2164
    @djwaxxyzimbabwe2164 Год назад

    Agara myrume uyu anga asingade zvekushanda akambogara mujeri 4 8 years ayiba mombe

    • @felistusmuringayi8897
      @felistusmuringayi8897 Год назад

      Imi mukwane akaba mombe kupi ..do you knw what happened exactly ..4 5 yrs dzamotaura madziwanepi ...muzvibate

  • @Chipo-wy3ut
    @Chipo-wy3ut Год назад

    Zvakaoma

  • @Nunec
    @Nunec Год назад +1

    What a stupid question kuti hu was wrong.

  • @RoselynMupfurutsa
    @RoselynMupfurutsa Год назад

    Muzukuru wangu murume i do blame him.he is wrong

  • @luciadudu6871
    @luciadudu6871 Год назад

    Shame vanhu vakuzviita nyore zvekuurayana kunge huku

  • @faraidrapernderezina5192
    @faraidrapernderezina5192 Год назад

    Hurombwa here or uroi

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Год назад

    So sad

  • @roymusavengana5320
    @roymusavengana5320 Год назад +2

    Hello dreams

  • @vimbaipreston6762
    @vimbaipreston6762 11 месяцев назад

    Andrew what responses are you trying to solicite on such a tragedy when you repeatedly ask, "who was wrong?This labelling view of marital dispute desensitises people to harmful behavioural responses.

  • @marysithole5258
    @marysithole5258 Год назад

    Sorry zvinorwadza

  • @schumieelf3232
    @schumieelf3232 Год назад

    CCC

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 Год назад +2

    Why is this happening men killing women

  • @tarirohomera6620
    @tarirohomera6620 Год назад

    @Darlina Limamu