MHONDORO...........MADZIMAI MAVIRI OPONDWA ZVIPOKO ZVAVO ZVAVE KUONEKWA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 янв 2025

Комментарии •

  • @patpateey2414
    @patpateey2414 Год назад +50

    Vasikana makafira nhamo, kana vabereki manzwa kuti vana vari kunetsana torai vana vari vapenyu😢😢😢

    • @sharonkwadiwa4459
      @sharonkwadiwa4459 Год назад

      ummmm better kuenda nyangwe ukapfuma sei siya unofira mahara

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Год назад

      Zvinosiririsa chaizvo. MTSRIP! Asi hama yangu; chokwadi ndechokuti parents can and should not micro-manage dzimba dzevana - izvozvo zvingatoparadza dzimba dzakawanda nedzimwe dzisingafaniri kuparara. Kuna kutokonzeresa ndufu dzakawanda zvakare futi. Point is; although mwana remains mwana to a parent, kana mwana wacho ava neimbwa atovavo parent too. Thus, all decisions concerning zveimba yake must ultimately be made by him/her. Vamwe vose can only advise; & they advise from a point of view of outsiders - with no full detail of what exactly happens mumba mako. (Kana murume / mukadzi achichinja kuti shato/shumba/.... outsiders would not know that in exact terms). Muridzi wenyaya ndiye anotonatsa kuziva kuti munhu wangu anochinja kuita shumba; & anytime ndiri nyama. Hence, hazvidi mai/baba to tell you to run away from a lion.

    • @MemeKazela-zk7or
      @MemeKazela-zk7or Год назад

      Taura hako better kuenda panekufira mahara zimunhu rurikutokuhirira haro, ndarwadziwa shuwa kuuraya kudaro kunge huku apa zvino wakusira family yako ngozi nxiii

    • @fortunatejakarasi7762
      @fortunatejakarasi7762 Год назад +1

      Vanenge vachingot garai zvakanak ikoko vasingadi kuti uite mvana hezvo kwazvasvika 😢😢😢😢

  • @chrissimende8167
    @chrissimende8167 Год назад +14

    Eish tete ava vakarwadziwa she will never forget,kuona muzukuru wavo achiuraiwa nemhondi.zvinorwadza Mwari akuwanirei nyasha mhuri yakatorerwa vana sikana.Nematambudziko.

  • @Precious-xz2nj
    @Precious-xz2nj Год назад +23

    Vabereki mukanzwa mwana ati zvarema ku murume better kutora mwana ari muupenyu panekuzomirira kuripisa mombe hadzidzose hupenyu hwemwana wenyu dzozonakidza here kuona mombe idzodzo

    • @YvonneChabvuta-h2u
      @YvonneChabvuta-h2u Год назад

      Ichokwadi ichocho

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Год назад +3

      Munhu haatorwe pamurume. Anouya ega kana zvarema. Havanonoke futi vakadzi kudzokera kwamunenge mavatora futi. Nekutuka nekutuka kut ndimi makanditora pamurume wangu tanga tiri rit isu.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Год назад

      Mombe hadzinakidze kuona bt mukadadzireva anokudzokerai futi orwa nemi kut mandiregerera.
      Saka dzotobviswa.

    • @nicolemercy
      @nicolemercy Год назад

      Zvakaoma 😢😢😢

    • @albertinachirimhunga9593
      @albertinachirimhunga9593 Год назад

      @@shingiraitrevormboto2105 chokwadi kutora munhu ano chema futi newe mangwana kuti ndimi makandidzosa ku murume wangu

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 Год назад +14

    Vabereki makaona vana vati varikushushwa kuvarume torai mozoita zvemutemo later. May they Rest in Peace 😢

  • @progressnhamoyebonde7609
    @progressnhamoyebonde7609 Год назад +14

    Mhondoro yakutonetsa kupfura Rushinga.mhondi nehuroyi😢😢😢 Zvinorwadza mararamiro akuita vanhu kuita kunge mhuka dzesango

    • @VioletManyame
      @VioletManyame Год назад

      Mhondoro iri serious shamwari kudarika Rushinga 😢😢

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад

      Mhondoro yatora chimuti ummm zvanyanya izvi

    • @nicolemercy
      @nicolemercy Год назад

      ​@@VioletManyamehaaaa mhondoro yanyanya iyi iiiiii nyaya dzacho dzorwadza

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 Год назад +9

    These songs are talking me to another level shem❤❤❤

  • @PriscillaMhanga-q2l
    @PriscillaMhanga-q2l 2 месяца назад

    In love with the song sahwira woye Gara muberere😂😂

  • @kangwachanda8561
    @kangwachanda8561 Год назад +7

    It's the song for me...and that voices ❤

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 Год назад +3

    Taking us to another level.Thnk u drewmas munogona

  • @cassandraker
    @cassandraker Год назад +10

    I am so sorry vatete Mwari vatonga hazvina mhosva. This man took the easy way out aifanira kufa achirwadziwa😔

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Год назад +4

    😢😢😢heyiii kusorera dzinza ngozi ..ndofunga gerofurendi irii raiita zvemushonga ndosaka zvakazodai zvikabva zvasangana nemhepo dzemumisha ..madzimai musazorore tsvairai musha uyuu nekuvabikira kusvika vati eke ....

  • @Tanatswa12
    @Tanatswa12 Год назад +7

    This memory will haunt Tete forever

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 Год назад +2

    Drewmas media taking us to another level...Thank u VANESHAMBA and team ❤❤❤

  • @mutututswablessed439
    @mutututswablessed439 Год назад +5

    Nyaya yekuti shingirira kana marriage yadhakwa zvakadhakwa pliz vabereki please

    • @patpateey2414
      @patpateey2414 Год назад

      Vanhu ngavadzidze kutora vana hakuna marriage inoshingirirwa

  • @yonkimhlanga8539
    @yonkimhlanga8539 7 месяцев назад

    Usandione kunonoka ndanga ndichiuya ❤️
    Drewmas media taking you to another level 👌🏽

  • @mamzo38
    @mamzo38 Год назад +4

    I wish to see the singers 😊

  • @samukelisodube1694
    @samukelisodube1694 Год назад +6

    I like the song ❤❤

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Год назад +5

    "Sahwira Woyeeeee gara mubereee, usandione kunoka ndanga ndichiuya..." Just singing zvangu 🎤🎤🎤🎶🎶🎶

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 Год назад +3

    Hmmmmm nyika yakuenda kumawere,vanhu havachatye kudeura ropa

  • @brightonchiraga242
    @brightonchiraga242 Год назад +3

    Mhondoro yanguuu mhaiii Manyewe ,Gasanyam,Mukarati,mamina,bumbe zvakaooma

  • @mazvitamukuze9582
    @mazvitamukuze9582 2 месяца назад

    Madiro enyu emombe 🙌🏾🙌🏾

  • @chrissiegee9013
    @chrissiegee9013 Год назад +5

    Vabereki kana matongoona zvakadai purizi musati mwana shingirira torai mwana hupenyu hunokosha

    • @agnesjokonya1405
      @agnesjokonya1405 Год назад

      Nemadzimai achowo siyai kana zvazvekunzi ndokuuraya gara wasiyira vagoni mzvimbo chavakagona Chii nekushingirira marriage yacho 😢😢😢

  • @wellingtonnyatsiku6538
    @wellingtonnyatsiku6538 Год назад +8

    May their souls continue to rest in peace Vimbai n Connie

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Год назад +2

    Drewmas Media taking us to another level ❤❤❤❤

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara1974 Год назад +4

    Drewmas media taking us to another level

  • @TheaThelma-gv7ot
    @TheaThelma-gv7ot Год назад +2

    Satan arikushanda veduwe vabereki kana mwana auya ngatitambirei nemufaro pane izvi😢😢😢RIP vana vanyamunhu

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 Год назад

    Gogoi pa Drewmas media

  • @louisakapisa692
    @louisakapisa692 Год назад +1

    Askana ndarwadziwa natete shame. She has been traumatized for life. May God heal her and the entire family

  • @laciousndlovu8458
    @laciousndlovu8458 Год назад +1

    🎉 song 💃💃👌

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara Год назад

    Mshrip hiii sure here nhai ini wangu ndinotora sure

  • @antoniamadimure
    @antoniamadimure Год назад

    Sorry Tete you went through a lot. Noone should ever go through such pain. Men, if you are no longer in love with someone just let them go back to their families and tell the girl's parents you no longer love her period. Vimbai & Connie rest in power.

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Год назад +2

    Ndri rudadiso ❤ Drewmas ndiyo yadaro 😊

  • @roselinemakope4449
    @roselinemakope4449 Год назад +1

    Kumusha kwangu kwaita mhemherero mwari pindirayi

  • @CharityGwisai-uy5pm
    @CharityGwisai-uy5pm Год назад +3

    Ummm dunhu remhondoro rashata,mwari pindirai. Rip girls

  • @FadzamoyoZimunya
    @FadzamoyoZimunya Год назад

    Usandione kunonoka ndanga ndichiiuuya im here for the voices

  • @sheillarnyamupfukudza3375
    @sheillarnyamupfukudza3375 Год назад +4

    My deepest condolences to the family RIP

  • @blantinambewe1096
    @blantinambewe1096 Год назад

    Drewmas Media..taking us to another level with jit🎉😅❤❤

  • @wendygowe
    @wendygowe Год назад +4

    Ndachema Tete vakarwadziwa rest in peace girls 😢

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 Год назад

    Nice song kunonoka ndangandichiuya

  • @constancedube8009
    @constancedube8009 Год назад

    Nice song

  • @mieshachirenda7667
    @mieshachirenda7667 Год назад

    Hyaaa mhondoro yakaoma

  • @lorrettawadzachigama4734
    @lorrettawadzachigama4734 Год назад +1

    Zvakawoma chokwadi mmmmm kufira nhamo chaiko veduwe ka😭😭😭😭😭

  • @manyaramarweyi9989
    @manyaramarweyi9989 Год назад +2

    Ummmm so sad😭😭😭😭😭😭

  • @MacelynNdlovu
    @MacelynNdlovu Год назад

    Drewmas Media taking us to another level!!!. Musandiione kunonoka ndanga ndichiuyaaaa

  • @lewismujuru2612
    @lewismujuru2612 Год назад +1

    Mhondoro take you to another level

  • @maidonnel
    @maidonnel Год назад +15

    What Tete went through broke my heart

  • @DeanMukuchura
    @DeanMukuchura Год назад

    theme song?????

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 Год назад

    Song for mie sahwira woye💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo Год назад

    Sahwira wooyyeee

  • @sansue-r6o
    @sansue-r6o Год назад

    Baba Ava havatombo remember zvavo anything kungotaura vachibvunza

  • @simbarashendemera5281
    @simbarashendemera5281 Год назад +1

    eish painful

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Год назад +1

    Ngozi ichazotaura zvayo zvainoda. Hairipwe isati yareva.
    Ichauya zvayo.
    Apa mamuri kutandara zvenyu.

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Год назад +2

    Rlp 😭😭😭😭 mwari vakunyara dzei nechiitiko chamaka wirwa nacho

  • @Iizzymachiva
    @Iizzymachiva Год назад

    Varume vavekutyisa hoooo zvakaoma 😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @sarahbutawu2602
    @sarahbutawu2602 Год назад

    Mmmmmh marwadzo 😭😭😭😭. Mwari akunyaradzei tete nemhuri yese

  • @PiwaiZimuto
    @PiwaiZimuto Год назад +1

    Baba ava havagone kurondedzera nyaya mushe

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Год назад +1

    Sahwira wangu usaora Moyo ndange ndichiiuya

  • @gertrudemutandwagertz7213
    @gertrudemutandwagertz7213 Год назад

    Musazororw vana mai rarai muchi vamhanyisa husiku hwese ne kuvarova mambama dzinza rese

  • @TakesureMarembo
    @TakesureMarembo Год назад

    Mkoma Andrew ndipeiwo audio or video yeka clip kenyu ako usandione kunonoka

  • @TafadzwaMuhlanganiso
    @TafadzwaMuhlanganiso Год назад

    😢😢😢😢😢Nhaimi ndokuziv uku asi chiiko vanhu vekumusha kwangu veduwe

  • @paulinemangwiro5456
    @paulinemangwiro5456 Год назад +1

    Vabereki vasiye nyaya yekuti shingirirai dzimba Shem zvinorwadza

  • @vimbaibhokoro5439
    @vimbaibhokoro5439 Год назад

    Heyi nyika yaipa chokwadi Mwari muripiko zvinhu zvichidai 😭😭😭😭😭😭

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 Год назад

    Sahwira gara urimo muberevere ndikuuya❤

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Год назад

    Usandione kunonoka ndanga ndichiuya 🎤

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 Год назад +1

    Haaa chisong icho chakadhakwa

  • @BrianChikoka
    @BrianChikoka Месяц назад

    Very sad story

  • @ClarahMWilliams-rf1xm
    @ClarahMWilliams-rf1xm Год назад

    Baba hamugone kutsanangura kana chndanzwa tjoo

  • @munesukatewera6780
    @munesukatewera6780 Год назад

    Dzokerayi kudzimbadzenyu hamam wee musananikedze kuita marriage runopera

  • @zimmeidai6754
    @zimmeidai6754 Год назад +1

    😂😂😂😂 nezuro ndakazobatwa nemurungu ndiri busy kuita song iyo ndichichukucha hangu

  • @talentchalzurangeyi
    @talentchalzurangeyi Год назад +1

    Pasi rapinduka chokwadi ndarwadziwa hangu ini weduwee, 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @RejoiceGwavava
    @RejoiceGwavava Год назад

    Ka rwiyo Ku goodbye my friends uuum

  • @InnocenciaMugwachari
    @InnocenciaMugwachari Год назад

    Rip 😢😢😢😢😢😢😢

  • @kellylincolnkwaramba1374
    @kellylincolnkwaramba1374 11 месяцев назад

    Vabereki mukanzwa vana vachiti tiri kushushiwa nevarume musavamanikudze kugara kuvarume nomator vane mari cy anonzwa bhutsu kushinya ndeakaipfeka

  • @hunter-it3sh
    @hunter-it3sh Год назад

    Drew mass makazogona pakasong ako sahwira woye gara muberere

  • @ceciliachishanu8681
    @ceciliachishanu8681 Год назад

    Mhondoro yaita mabhinya ekushizha vanhu nhy imi chiiko

  • @trivedymukuze9970
    @trivedymukuze9970 Год назад

    I'm just here for the song kkkkkk

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад

    😭💔😭Iiii mweyaiko unogara muvanhu veduweeee

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Год назад

    Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva rip

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 Год назад

    Baba makazvionepi or makaudzwa i don't understand

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +1

    Tete ava ndi Tete vechokwadi vane rudo rwechokwadi zvinorwadza hazvo veduwe vanhu kadzi veduwe ukaona murume ati anoda kukuuraya gara wamusiye usade zvekuyananiswa nekuti unenge uchitoisa upenyu hwako kurufu inorwadza nhau iyi

  • @esthermamu5643
    @esthermamu5643 Год назад

    Zvorwadza vedu ndarwadziwa

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 Год назад

    Chinhu chinonzi murume ndisatan
    Aah imagine akamborara nemhondi iyi..haaibo.....gehena kumahure ese
    .
    Musandipikise.....tuma Mosken tumbbwa

  • @nickychikukwa2004
    @nickychikukwa2004 Год назад

    😭😭 this is sad 💔💔💔

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +2

    It's the song for me. And drewmas taking us to another level.

  • @uziccotv5234
    @uziccotv5234 Год назад +1

    Connie na vimbai.mukai.asikana musatomborega havasati vatanga

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад +1

    Kanawouraya amaiguru nekuda kwaamainini waitei ipapo mmmmmmm pakaoma Vasikana Rest in peace

  • @GugulethuSibanda-ze8uc
    @GugulethuSibanda-ze8uc 7 месяцев назад

    Zvakaoma izvi hama vana vakavira kutambudzika ava ndabatikana

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Год назад

    So sad😢

  • @amutaks
    @amutaks Год назад

    Our men dzamhondi namahure Chete chete

  • @bennymapfumo2986
    @bennymapfumo2986 Год назад

    Drewmas how are you gyz saka moreva kt nhau yenjuzu dzeChiredzi kwagogo Shumba yaka ngozobvuruwara seproject yezvihuta here gyz toda update😂😂😂😂😂😂pliz

  • @massiveangellaemmanuel-vv7tu
    @massiveangellaemmanuel-vv7tu Год назад

    Umm zvakaoma adirei kudaro

  • @comfortsadieq
    @comfortsadieq Год назад

    😮😮😮

  • @memorymutema2178
    @memorymutema2178 Год назад

    Baba ava havagone kurondedzera nyaya

  • @monalisafalite2382
    @monalisafalite2382 Год назад

    😢😢😢😢 mhondoro koitika zvinhu zvakawanda zvinotyisa kune mhondi varoyi

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад

      Ndiko kwechicoffine chiya ...muroora afirwa nemwana😢 kotyisa ndakutokutya ini

  • @lewisgovha2181
    @lewisgovha2181 Год назад

    Zvajaitika kumba jwedu uzvi Vimbai naConny zvakarwadza shuwa

  • @ChangamireDombo-1
    @ChangamireDombo-1 Год назад +2

    this is soo sad, and this is breaking news , drewmas media taking you there

  • @rudomusami6508
    @rudomusami6508 Год назад

    Ummmm zvotyisa izvi Mwari wangu

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 Год назад

    Tsanangudzo yababa umm

  • @stanleymuusha2835
    @stanleymuusha2835 Год назад +1

    Mombe dzaka ripiwa apo 5 idzo ma, rehearsals awo havasati vatanga vari pamucheto, dai mhuri iyo yakasima iri mvuko paguva pacho vanhu avo vapfuke rough.

  • @tektekchihera8466
    @tektekchihera8466 Год назад

    Wabereki kana mwana sikana adzoka kubva ku murume chengetai nhaika. Munoramba mwana wenyu momusaidzira kumutorwa chokwadi here. Z. Hezvo mocha muchiti nhai. Makatomboona kuti he wasn't in good mood. Airara ne banga pasi pe pillow imi mosiya mwana ikoko futi. Haa zvakaoma