baba vavo vakaromba.why two sons and gogo varikutwaya? sekuru ndivo vanenyaya yese cz Gogo hanzi she is saying murume wavo anofana kugadzirise asunungure mhuri
Ko kuzovhura shop murume achirwara ndokuita seikoko something is fish mainini hamusirimi here makaisa ruwoko pakurwara kuri kuita murume.how come hausi kuchengeta murume ari kurwara kana ari murume wako aunoda akakuroora.
Mainini dai interview maitira kumba not mushop it gives off a bad vibe i know murikuda kutsvakawo kamari asi maingovhara shop for the interview mozovhura henyu tume time
Mai vaya vekuti pauro mwazha huchi vachadii zvimwe kungozvininipisa kuti ndakutotsvagawo vanotibatsirawo zvirinane mai simba vakaguma vava kun'anga asi ndeve kwamwazha wani
Vanhu vekwa mwazha kuzvikudza havabviri. Pane wakambooba mwari vachifamba hre.. Tisadaro
Shumba imboyisaiwo kambo ako kega timbokanzwa kese .....tirimisango hweje ....hausati waiona nyaya yacho 🕺🕺🕺🕺
Munewurombwa mumusha Bro Neshamba please take them to ONE TASVU immediately🎉😢😢😢
Ko vadiii kuti vambovhara shop yacho cz I think ndopane nyaya
My brother Andrew murirudadiso ❤❤❤
Ndakataura zuro kuti mdhara wacho anoziva zvirikuitika.Akabata haana kuchena mdhara uye.Ngavaende kune vechi vanhu mdhara afumurwe kuromba kwake.
Ini ndatopererwa kana chekutaura ndachishaya
I believe founder weshop iyi anga akaromba so pane mhiko dziripo
Mubvunzo wangu urikuti mainini muri kuitei kushop muchitadza kunochengeta murume.tinobva takufungiraiwo kuti pamwe mune chekuita nehurwere hwemurume wenyu.henditi dai muripo muchiwona kuti murwere anga rapime sei
Looks pregnant
Unoda kuti vadiiko kna vabereki vemurume vasingadi kufambira nyaya yevana vavo akavhara shop anowana sei mari anodyei
Iii veduwee vanhu musadaro. Adii hake. Atoriwo nepamuviri
Tavepo mukoma Neshamba,mutipewo song iyi pls
Watching from Pretoria
Shop ine nyaya iyi
Kudos to Mukoma ne Shamba and crew ❤
shame poor family maybe they have been bewitched cse they wanted to build a gazebo. Drewmas media kindly assist this family
i suspect kuromba that went wrong
Tiri musango Wenze-- haaaa Wenzerima 🥁 + mbira
Baba vakaromba
Do you know that song
Mukadzi wacho akanaka shame but kahunhu kake is unacceptable in front of the camera
Nhai chii chakuita face kudaro
@@Varaidzo83 Eish kushaya hunhu chaiko
Kanzenza dai ndiriini ndirikuita kutadza kutsanangudza mhoti
Keyi kahunu? Ndatoti regai ndinyatsomutatisa hapana kana attitude yandaona. Ari kungotaura zvakaitika. Apo she is pregnant. Hamunzwewo tsitsi?
Mbuya iya yekuti pauro mwazha huchi inoziva ndoirikupengesa vana
Hanzi yakutopengawo
😂😂😂😂
Haisi ngozi here iyo. Kana kuti vakanoromba vakatadza kutevedzera muko wacho
You nailed it
Kana iri ngozi inobata namai mutorwa here
Inobata nekuti iyo inenge iri yemutorwawo akaurawa inotoda kuti vatorwa vafe vakawanda iitewo simba
Mai Vane kachihure hure awazvinotooneka
Nekuti vakageza here amana kkkk
Kwete kuti wakageza munhu apinda muchihure anonetsa kuona her
Kugezauko guys...plus akanakq
Ukwane iwe chihure hure kuita sei sinayana nagogo vangu ndozvatori izvozvo kubva kare taura zvaunoziva
Iii musadaro. Kungotarisa munhu obva anzi ane chihure here? Inga wani ari kuita kunge munhu musvinu wani
Pamangoma kuseri mukoma Robert 😂😂😂❤
Mukanzwa zvichinzi shop unoti yakazara zvakaoma
Pavakati paul mwazha kuseri ndakatoona kuti panezvisirizvo nekuti mwazha haasi mwari
Vanosekesa Vanhu ivava mwazha haasi mwari vazhinji vanembiri yekuromba vachihwanda nechurch.
Same nevekwamarange 😂😂😂
Izvi zvoda masvikiro izvi kwete Mwazha.
Mwazha failed Simba
Ummm havana kunganisa mhiko ere vanhu vemashops ava kuda kuwedzera nekuromba fty zvotyisa izvi
Taura hako Vanhu vemashop kakawanda vacho hurombwa chete.
Ndirikutoona hangu ndiri Capetown
Vaya vaiti Depression huyai mutitsana ngurire
Nevada vaiti Doro 😂
Hurombwa ma1.DM taking me to another level
Mapositori irubbish vanokupedzerai nguva mahara endai kun'anga
🎉
True
Taking you to another level 💥💥💥
Ndiri kukubatai ndiri pa jbk zvangu Mhondoro NeUso yakanyanya this tym
Ndanga ndichida kuona mapenzi acho
ummm ko kana mukati varwere venjere munobvei nhai mwanamai.
Maswera sei drewmas nedia😊
Ngaende kwaSekuru Tasvu please
Hezvo zvinoendesa munhu kudare here izvozvo
Endesai vanhu ava kwasekuru Tasvu veduwee vaneshamba. Musaite semwana mudiki musavendese kune dzimwe ng'anga hadzigone dzimwe dzese anogona ndi Tasvo na Kanengo
Mukosanjera
Masivanda inyama
Mhondoro i remeber 1989 takangosiya musha wakazara furniture kutiza zvakavharana huroyi kuya bodo uzere toobad
Kkkkkk pakaipa wena
My best song so far : Mhiripiri inovava 😊🥁
Kkkkk hawusati waiona nyaya yacho..ndipo pauchaiona nyaya yacho🎉🎉
Inonzi chi
Waiting
Drewmas Media U a number 1!
I want the name of the sound track
Watching from Canaan hangu
Kwamambo Ishu hr😅
Kkkkk Canaan woye
Am sure part yaaida kuita pane zvaaifanira kuita mhiko dzake dai makamupa mukana henyu
Akakasira kupenga asati ayita party
Gudzamukombe zvopera
Thanks drewmas media
Asichiiko kudzimhuri kuromba kunotambudza vasina mhosva
Mhondoro ma 1 huroyi uzere
Ngaaende kwa Kanengo or sekuru Tashu Dambudziko ravo ropera shumba
Mwari batsirai mhuri iyi
Howa haisi nyama nhasi zvapanduka, vanhu vekwamwazha mishonga vanoiwanza
Drewmas media taking us to another level
Takachibata chimuti tiri pa captown
Waiting for you drewmas
Br Shumba munogona basa
Drewmas hoyoooo zvakaoma yoh
Hupenyu I hiri hama
Drewmas media taking us to another level 🎉
Kudhomoka ndokupenga here
But ngozi yemumusha umu it doesn't affect amai vevana ava never nver.so myb baba kana mai vane zvavakaita pama shops ipapa.
Hhhh sekuru vakabata avo saka vaiti havaendi ku n'anga vanoziva chavakatsika
Zvakaoma
Pane urombwa apa umm
Dai ari Robert vaendeswa kwaTasvu vanyatsotasvura .
Tasvikawo
baba vavo vakaromba.why two sons and gogo varikutwaya? sekuru ndivo vanenyaya yese cz Gogo hanzi she is saying murume wavo anofana kugadzirise asunungure mhuri
Shame, we are from the same area, I know all of them. Mist was my classmate pa St Mark's Secondary school.
Noise veduwe gadzirisayii apo
Zvandabata panyaya iyi yese ndezvekuti muroora anechekuita apa uye zviri pachena kt ku police pane arikumudya bota uye samusha wekuti haite zvemaporofita kana n'anga uya anonga anofishawo zvinhu zvake
Veduwee regererei mwana wevanhu zvagara vanhu vemashop ava vanozivana nevanhu kunyanya vachiita zveshop vanoziva kuti anodzosa coz anenge achizivikamwa
Hupenyu ivhiri
ko church yacho iyo mmmmmm????
Tasvu 1
Mumhuri umu hapana akauraya vanhu nenyaya dzemusangano
Taura hako
Kabanga Chikwambo or ngozi
Ko kuzovhura shop murume achirwara ndokuita seikoko something is fish mainini hamusirimi here makaisa ruwoko pakurwara kuri kuita murume.how come hausi kuchengeta murume ari kurwara kana ari murume wako aunoda akakuroora.
Vakavhara shop vodyeyi nevana
@@rhodhamatenga8738 really
Vanodyei.vanorapisa nei vakasashanda .ko nhumbu nevana she needs to keep it together
Murwere wepfungwa anopepwa hre vakagara kumba vodyei nevana mari vanoiwana kupi
Mdhara akachena hr
pamwe pane akauraya vanhu nenhau dze politics
Kindly seek treatment immediately, whether its traditional or Western.
A lot is going on here
❤❤❤
Pane nhau apa
💃💃💃💃💃🕺🕺🕺🕺🕺
Andrew how are you l am not happy becoz l didn't see chihera❤❤❤❤
Kkk the famous Chihera pamagaya apo
Hie drewmas
Askana kutengesa sugar hakude kuromberwa kani
Hanzi ndakakumbira officer $10 vakandipa mmmm on which ground kupiwa mari nepolice😂😂 kachihure karipo true
@@mercymakaza6095hapana ticket rinoita 30 USA remhirizhonga akangonyeba kuti ndakuwedzerai mari
Where is part 3
See you soon @ sekuru Tasvu 1😢
😢😢😢
Aaah zvinonzi mental illness kudhomoka ndokudii nhay imi baba?
Mental illness, kudhomoka, kutwanya, kumhanya bani, kupenga chinhu 1
Mainini dai interview maitira kumba not mushop it gives off a bad vibe i know murikuda kutsvakawo kamari asi maingovhara shop for the interview mozovhura henyu tume time