@@FretsDonzvo95LT forgot to ask a question that I feel should have been asked pakuwona kwangu and I just wanted to ask kuti how did or rather how hasyour immediate family members embraced your works,like vanotonakirwawo here sesu ma fans enyu mkoma Frets and btw not to fire shots or disrespect mkoma Solo ve Naiza Boom,but inini necommittee yedu yezvidhakwa kuno kwatiri ku Australia,we rate you a better chidhakwa and funnier chidhakwa than Solo Naiza Boom and that's not to say that Solo is not good or funny but tiri kungo taura hedu ma ratings edu epovo coz even in school like you said not everyone was number one at the end of the term pituitary avha door reclass consistently but paisumudzwa vanhu vanonzi vanogona kunyora aito sikukawo coz anenge achigonawo kunyora zita rake asi minders dzizorasana nema answer so am looking at it from that perspective but rambayi makadzvanya mdara God will open bigger doors for you and we will be right behind you to celebrate and support your success coz munenge maisaw9 nyika yedu on the world 🌎 map so the sky is the limit bro and may God Bless you and all the guys you work with beyond your expectations ndakaenda ndakaenda ndakaenda ndakaenda hangu pajabhuna😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
frets xaa tanzwa nekumirira kuroja series ne mukwasha series amana. unogona hako.Mwari achakusvitsa kure u are so humble.lots of love🥰🥰
Kkkkkkk hoyooo
I told this guy kuti hatina nguva newe unenge wakupisa
Frets anotoita kuti useka kunyangwe wanga wakagumbuka🔥🔥🔥🔥
best Actor for now . chiremerera wakasota
frets unoimba hako ....may GOD open doors for you.lotsof love
much love frets
haaaa tisat tataura zvakawanda esp the interview, iyo cheya yamapa Frets bho here. haaaaa musadaroooooo
I love this guy wonderful brother
Power from yr guest chair mukore uno here ahhhhh chiii nhai
Much love frets 🔥🔥🔥❤️❤️❤️
Power fm machair here ayo aah momakisa but frets bhoo zvekuti keep it up
Thats an ucomfortable chair. Interview yacho haizokunakidzi wakagara ipapo
Hanzi yauya na frets yakamecha nesuit
Vatengere
Shandisai voice repamaskits mkoma frets
Kkkkk hanzi pa donzvo apo takutokumbirawo ipapo😂😂😂
Night of wonders kwaWinky D guys
Trust the process ❤
Frets never disappoints
Nice voice
PamaChair itai plan
He can sing also
Ichoooo ndokuda wangu
Fleets ndokufarira😊
He is a natural comedian
Trust the process
8 may 2023
song iyo please ngaiuye my street iyo
Zvirisei Vikela akaisa C class coz ndakatoiramba
Tisu tikuona vanospakwa nazvo
Always comment and liked your first videos till the latest ones
Frets you are superster🎉🎉🎉🎉
Eeeh ndirikufara ndirikuda kutoenda
Uyu ndiye one comedian muzimbabwe
Yohwe Eltee munhu mutema nhai
The DJ is still in 2023 or the interview was done yesterday last year which is which 😂
Kkkk baba dorothy to the world😂😂😂😂
On behalf of people of Canaan Nyabira I request such interview with KingRyan
Counting up to 10 yapedza ma sports 😂😂😂😂
frets hoyoo namukoma vanku amaihwee
Blaz uyu dj haasi wema interview uyu zvirikuramba baba
Aaah rasta ava Havana ma question anemuso here
i thot i felt this alone
Ehe nhy chii ichocho haaa
Yes and anotaura achiforca chisalad.
Taauya pano kuzombotura befu from kwaWinky D tanzwa nekukuvadzwa nemangoma abiggy 💯💯💯asi todzokera manje manje fut😅😅😅
Ari kupi nhasi Winky?
Akabuditsa pamasocial media platforms ipapa@@jeoffrey40jm
Volume was down ,,,paya pawakaita interview naDJ Ollah wainzikwa
You had my spirit
Frets
Eeeh zvirisei sei munoumu kubva wafanana natete vangu axcatly
part yehudhaka boy (saka X akushanda papi apa)
baba Dorothy munogona ❤
Ndatanga kuona chair ummmm hapasi right apo
Hanzi yauya nafr3ts yakamecha nesuit
Frets atina zera naye sua
Bhutsu yavo kotetaiona ka kkk
Frets hekani haisati yabuda here aaagh nhai veduwe hekaniiiii
Hatina zera naye uyo....muhombe
what's the time Mr Dj
Ndaigara kumberi asi mweya uriku weku back😂
Mkoma Frets ko "Hekani" project yava papi..
Kkkkkkkk "hekanhi"
Pese apa ndaitoti FRETS DONZVO ndiyo real name yako ini,,,,enda unotora birth nyowani nezita iroro
Uyu mungqbvunza ayiva akanyararisa here 😂😂😂
Tokumbira frets ambotipa yekwa Victor driving school asati abuda imomo
Baba Dorothy
😅😅unotiremera senyika
The volume is low
Hàaa blazz ava kana pasina mabeers havanyatsonakidza
Anonzi Liberty Jawure not Jawurey
Ko sei musina kuenda kwa Java ku night of wonders? Sabotage!
In freits l trust
The camera man is breathing into the camera. Calm down.
Frets nuff respect salute 🫡from day 1 u are on top five as well in top 1🫡🫡🫡🫡
ini ndoita zvekusona
Ko zvidhori izvi ndezvei asi unoita zve cratch
Haaa uyu anonzaniko hagone kuvhunza haiwawo
Frets muhombe
Maradio presenter munotauraseiko😂
❤
Hanzi itaiwo nguva nebasa nazvo kkkkk
Tokumbira Frets not Liberty please
Hoyoo
Clean Content is good , magonesa
Character yamakaita pana Yaramba , makapedza masports .
Chibaba icho🔥
Chii chakaitika kuti ubve paBudiriro Primary kuenda Zengeza 1 High uchisiya Seke 1 High iri 30 seconds away?
Frets anondigonera zvekudaro guyz
Wonders😅
Hanzi ndopandakabva ndaneta😂😂😂😂😂
Somewhere somehow Eltee is good in his interviews
Munogona chaiko hama yangu rambai makadaroo
Haaaa chiremerera ma1
😂 zvamamanje ukupisa
Let's gather here for likes
Frets frets frets chingwa chinongonaka chiri che Baker's Inn
😂😂😂😂ndine condom ndine nherera
Mukoma Frets
Ko tikakuti mudonzvo
😂😂😂 frets anopedzera
Mopedza mdara
Uyu anogona
😂❤
Unotomboonawo here ma skits ako uriwega
Kkkk yap sometimes
@@FretsDonzvo95LT forgot to ask a question that I feel should have been asked pakuwona kwangu and I just wanted to ask kuti how did or rather how hasyour immediate family members embraced your works,like vanotonakirwawo here sesu ma fans enyu mkoma Frets and btw not to fire shots or disrespect mkoma Solo ve Naiza Boom,but inini necommittee yedu yezvidhakwa kuno kwatiri ku Australia,we rate you a better chidhakwa and funnier chidhakwa than Solo Naiza Boom and that's not to say that Solo is not good or funny but tiri kungo taura hedu ma ratings edu epovo coz even in school like you said not everyone was number one at the end of the term pituitary avha door reclass consistently but paisumudzwa vanhu vanonzi vanogona kunyora aito sikukawo coz anenge achigonawo kunyora zita rake asi minders dzizorasana nema answer so am looking at it from that perspective but rambayi makadzvanya mdara God will open bigger doors for you and we will be right behind you to celebrate and support your success coz munenge maisaw9 nyika yedu on the world 🌎 map so the sky is the limit bro and may God Bless you and all the guys you work with beyond your expectations ndakaenda ndakaenda ndakaenda ndakaenda hangu pajabhuna😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
isusu frets tine basa nazvo
Mwari vakuropafadze
😂😂😂😂 data
Bearing chair haidhure hayo
Uri muhombe kudarika zera rako