Regayi kuparadza nguva hama wee endayi Kuna pastor miracle Paul ku Chitungwiza Section L or kwa Prophet Freddy ku Glennora B. Nyaya yenyu inopedwa ipapoipapo anenharo anoitirwa chiratidzo ipapo kwete rimwe zuva.
kana yataura zvakambotaurwa zvega zvega pasina zvaya wedzera zvine musoro the it remains suscipious kuti haasi kungotaura zvaakanzwawo paprogramme futi here? Dzinovonawo maprogram aya n'anga idzi; nekutsvaka information pakasiyana-siyana. Mumwe muporofita wemanyepo akarevurura kuti aitsvaka information yevanhu vanenge vachida kuporofitwa paFacebook, such as mazita ehama and things like that ozokutaurira mazita iwayo nezvimwe zvakadaro zvanenge awana achiti avona pamweya.
@57:12 B is so desperate to be cleared nen’anga so that when he’s out there in the public whosoever rebukes him about anoti n’anga yakati ndine munyama. However matauriro n’anga iyi he’s not definitively saying B you’re innocent, but chose to say B une munyama. That alone means B you’re not innocent in this. You can see how B is happy and looking so relieved 😅😅 Even some adults there they can read very well what n’anga is saying.
Yaaaa kana zvichinzi ukabwaira unobvuma kupusiswa . Apa mhuri yese here aya ndomanyepo chaiwo. Endai kuna SaMukotsanjera imi vanhu imi. Iri ndorinonzi drama. Regai ndi😢ende zvangu kunoona Mama Vee na Amai Chihwa.
We need update of this story. Although musina kuzopedzisa cachibvisa zvaidiwa . We need to know kuti Mandi akazovingwa here ? Kuripwa , kuwanikwa paari. Ndinotenda
This is Tadiwanashe. Kana watambwa dust navaNeshamba you know you’re employable kwaSekuru n’anga ava. Otherwise muturikiri wavo basa rake is on the line 😂😂😂😂
Sekuru mogona haa mukomana arikuda kukura musoro but mamugona ngaende iye ega arikurambei arikuiziva mhosva yake well done sekuru
Another level, this real, you can't understand or know unless uchepfekwa nemhepo seni
Well done dlozi Iri rinogona mhani
sekuru avo spot on zvavataura ndizvo from kwakatangira nyaya , vahaka mhepo ikangotaura zvakataurwa nemhepo kuDare kwamambo vakaudzwa zvekuita , even hama dzacho dzese dziripo vabvumirana nezvataurwa
Thank you. I dont know which part B is missing. I pray this girl will be free.
Hameni chaiyo basa vabata ruzhinji ruri kuvenga mutauro bedzi
Muturikiri ari slow
Well done muzaya wangu basa wapedza muzukuru wangu wekanyi chipinge musatijairira my muzaya one blood
Drewmas media thank you so much iyo ndiyo n'anga chaiyo inopedza maspots muzukuru wangu sekuru vekwedu avo
Isu mashona tine dambudziko rekutarisira amwe marudzi Pasi,Kuti chiremba avo muTonga hazvirevi Kuti havasi kugogona basa kwete,zvese zviri kubuda pachena wani
Regayi kuparadza nguva hama wee endayi Kuna pastor miracle Paul ku Chitungwiza Section L or kwa Prophet Freddy ku Glennora B. Nyaya yenyu inopedwa ipapoipapo anenharo anoitirwa chiratidzo ipapo kwete rimwe zuva.
@@ZephaniaChivirustill ngozi inoda kuripwa
Haa Bee hauna kuchena hanzi ruoko rwako rune ropa saka usanyepere kuzungaira sekuru vataura pachikuru hanzi kana usina kuuraya saka tomboti munyama maoko aneropa
Manje vamwe vari Kuda kunzwa shoko rokuti wakauraya bedzi
N'anga iri right, vanhu majaira kujutwaka. Vanhu vemusha vawirirana nezvataurwa nachiremba asi pano vanhu muri kuti idrama kureva kuti makutokunda varidzi vemusha kuziva
harisi dhirama hama idzi tinodziziva veduwe
Hazvisati zvapinda mavari saka vachingoshora zvisina basa
Ndaona wo zvangu kunga n'anga yataura chaizvo zvakambotaurwa ne ngozi musuya,,, inyaya yechokwadi
kana yataura zvakambotaurwa zvega zvega pasina zvaya wedzera zvine musoro the it remains suscipious kuti haasi kungotaura zvaakanzwawo paprogramme futi here? Dzinovonawo maprogram aya n'anga idzi; nekutsvaka information pakasiyana-siyana. Mumwe muporofita wemanyepo akarevurura kuti aitsvaka information yevanhu vanenge vachida kuporofitwa paFacebook, such as mazita ehama and things like that ozokutaurira mazita iwayo nezvimwe zvakadaro zvanenge awana achiti avona pamweya.
Andrew pliz tsvaga sekuru Mukotsanjera vabate mhepo iyo mhani kwete kutambisirwa nguva uku kurikuitika......Mukotsanjera mhepo haibati paari inotaura pane akaigara
Mokotsanjere number 1 pangozi
Apa panoda mukotsanjera kwete kupedzerwa nguva
Havadi zvekuudzirwa ava, I studied them, siya vakadaro.
Nyika yose ingamirira mukotsanjera here? N'anga dzakawanda munyika. Inga iye mkotsanjera akazoti pane rimwe dare raaibata zvikwambo, akati naiye akatorawo chikwambo chake kumozambiki.
Pakuda n'anga ine hunyadzvi apa ndr kutoona kuti you are wasting your time endayi pane anorira iyeye murkudii kuenda kuna mukotsanjere
Sekuru bhoo here......apa voice rechirume kkkkkkkk imikaaaa.......hezvoness
Chandoziva muroyi haabvume mhosva nekuti mhiko dzake akangobvuma chete anofa that's why Bee arikuoma msoro.
🐝🐝🐝usaitise vanhu iwe wakaurayisa mwana wevanhu Mandy Chaka.
Bee anehunhu hwaKagurabadza naMurahwa wekwaChigodora🙌
Sekuru vataura pachikuru zvawo❤❤❤
Ngavatore mhepo iyo vamboisa pamwana wke timboona kt zvinomira mushe hr
Kupedza ngozi kuiripa chete. That’s why vanozama kutsipika vachibhadhara mazimari asi maoko ake aneropa anongoonekwa akatsvuka ropa regardless. That’s the power yengozi kuti ichataura munhu chaiye akauraya.
Drewmas media taking you to another level ❤❤❤
Ndàu manyika hawaurawi kunge hukuba kkkk
Mukotsanjera on point
Hapana zwasekuru apa...kutamba nepfungwa dzedu ...mdara uyu tsikamutanda mushona kunyepera chindewere......kutamba nepfungwa dzewarume wese awo....warume wese awa dai mwari apindira woyita pfungwa imwe woyenda kwa sekuru Tasvu fulstop
Apa arikunzi sekuru vechipinge apa votikuwadza nendevele vele
@@mildredmhuka5322imagine
Mhepo inenge yakabata yacho yavari kushandisa ndiyo inenge ichitaura ndebele
Drama iro
Drewmas inotya Kwa tasvu or kanengo
Vanhu awa matoko haadi munhu anotaura chidebele vanoda kunzwisisa,,, tsvagai mukotsanjere ndiye shasha pane zvengozii izvii...
Muchapedza nguva zvamuri kuita izvii
@57:12 B is so desperate to be cleared nen’anga so that when he’s out there in the public whosoever rebukes him about anoti n’anga yakati ndine munyama. However matauriro n’anga iyi he’s not definitively saying B you’re innocent, but chose to say B une munyama. That alone means B you’re not innocent in this. You can see how B is happy and looking so relieved 😅😅 Even some adults there they can read very well what n’anga is saying.
Sekuru Tasvu number one, this one is making sho
Follow it up and see the results.
He helped them until they reach the place
Tadiwa wakutoita kunge ndiwe unoshanda masekuru urikugona kuturikira kwete blazi vaya vaita kunge vasingade zvavo
Tsvagai dzimwe N,anga Drewmas apa hatina zvatanzwa apa pamwe Chikwambo chinozviti iNgozi hatina zvatanzwa apa😮😮
Bee ndiwe wakauraya full stop!!! Usapedzera vanhu nguva nemari iri kunetsa kudai. Chivanhu Ichi, mhosva hairovi.
Drewmas sando dzenyu guys munotigonera take us to another level❤
N'anga iyi bhoo wani yagona Bee imhondi
B haasikubuda munyaya .zvese zvaingotaurwa nemhepo ndizvozvo zvangobuda fut nhasi .Biiiie taura chokwadi mhuri ipone
Dbudziko ndere mhuri saka mhuri iyi inofanira kubatana vatevere gwara.
Nhai vana Baba kana mamusiya uyu, munenge mafambirei, kudzungaira chaiko, dai matoenda izvozvi musina kutambisa nguva. Asika n'anga ndeye chipinge imi, vemushe manzi endai kwaMambo. Sekuru ava vadzokorora mhepo. Panoda imwe n'anga Sekuru Mukotsanjera variko Manicaland, ngavaende ikoko
Mushonga we ngozi kuiripa
Yekwa mukotsanjera iya yakatobudq ikataura kuti ndini nhingi daidzai hama dzangu hama dzikadanwa dzikauya ikabuda ikataura yega.uyu haaifanir kuhakwa aifanira kungoregwa achitaura ega bcoz agara achitaura.inohakwa ndeinenge iri seya simba yekuti anga akasungwa shaya kuti asataure izvi ndazvishaya izvi zvirikuvhiringidza Mandi anotaura wani uyu aifanira kutaura ega kuti zvijeke.n'anga chayo kuperekedza kuti mhepo isadzimaidzwe
Ngozi haibviswe inoripwaa simple , zo famliy go kwamaudzwa mukakushaya thn sgart doubting
Varikuita majokes nevanhu vekuchipinge,varikunopera musha wese kuchipinge usatambe nekuchipinge
43:12
Kkkkk gogo MaNdlovu
Toda Sekuru Tasvu sekuru Kanengo sekuru Gochanhera ndokuti tigutsikane pane Bee akachena Chikwambo ndochoda kuvhiringa mhuri iyi
Mukoma Endu good on exposing mboko
Kkkkk Tadiwa wava mskumbi here
Hama dzangu nyaya ichibva kwamambo ngozi yaipomera uyo asi chiremba adzosera nyaya kt kune ngozi mumhuri haana kutaura dambudziko rakauya nemhuri kuna Mambo ktiii uyo musikana akutaura kutii ndirii ngozi ndakaurawa nemukomana wangu Zvichireva kut ngozi yaipomera mukomana uyo aripo ane mari kt ndiye aiva mukomana wangu akandiuraya
Bee muurayi uyo😢 endayi kwatasvuu anokunanga ipapo ipapo kwete izvo zvekuty munyama bee watamba ne team yekwedu chipinge 😢ma1 hatife seuku
Yaaaa kana zvichinzi ukabwaira unobvuma kupusiswa . Apa mhuri yese here aya ndomanyepo chaiwo. Endai kuna SaMukotsanjera imi vanhu imi. Iri ndorinonzi drama. Regai ndi😢ende zvangu kunoona Mama Vee na Amai Chihwa.
@TasoTale ndofunga ubva kusina vanhu yr language is disgusting.
Haa apa patsipikwa mirai muzohwa Mambo vachiti maipomera munhu uyo wemari asi mhepo maivhara .
Kkk pakaipa ndozvandaonawo drama racho futi 😂😂
Varikuita majokes nevanhu vekuchipinge,varikunopera musha wese kuchipinge usatambe nekuchipinge
43:12 48:08
Bee ane hunhu hwa Banda. Kuita nharo munhu aine dumwa muhomwe , Chimutasvu akaita nharo futi achiti haasi asi akazopotsa afa. Walemba akaita nharo futi akasvika pakufa. Munhu akaromba akaoma moyo haikona zvekutamba.
It's not make mhepo pekutanga yakati ndrinherera now sekuru woti endai kunoona mai vangu uyu akati ndogara nagogo
It's not make sure
It's not giving
Kkkk it's not make sense
Amai vakafa hapasare musarapavana inga ataura wani kuti munoona amai vangu vanonzi Letwin
We need update of this story. Although musina kuzopedzisa cachibvisa zvaidiwa . We need to know kuti Mandi akazovingwa here ? Kuripwa , kuwanikwa paari. Ndinotenda
Kkkkkk kon'anga iyo iri kutamba dzipiko zvaratove drama chairo😂😂😂😂 komadii matsvaga vanonyatsogona kubatsira mhuri iyi apa ifirimu chairo
Hanzi nevakuru chin'anga chinyepi kuchiteedza regai timboona.hanzi B maoko ako ane ropa .nharo dza B ane katurike chete pamwe kule vari mugwara mashandiro anosiyana
Madzimai ekwa Mutoko mmmmm vakapihwa mukana havo mafaro vanomada mmmmm 😂 kongonya yanga ichirohwa zvekumbumura huruva.
N'anga iyi inoda kumamisa😅
God is watching u
Batai sekurunmukotsanjera ndovanoziva zvengozi izvo kwete zviri kuitea nagoredema uyo zvekumama zvaari kuita munopedzerwa Mari mahara imi Shumba yengozi iriko ndiMukotsanjera
Family iyi inosizer isiyeyi ipere ngozi uraya
Vanhu vakutsvaga marii hey😂😂😂 hakuna Ndebele yakadai veduwee Sekur husiku hwakapetwa katatu 😅😅😅😅😅 endai kwaMukotsanjera musabirwe mari arikutsvaga marii Bharanzi uyo
Varikuti ari kusanganisirei ndebele neshona, ari kumashonazve ari kusanganisa nekashona kaanoziva, same nemushona ari kurapa mundebele.
Mhuri iyi ikuita zvekutamba muchapedza ana chiremba vese vemunyika muchiudzwa zvimwechete
This is Tadiwanashe. Kana watambwa dust navaNeshamba you know you’re employable kwaSekuru n’anga ava. Otherwise muturikiri wavo basa rake is on the line 😂😂😂😂
Bee ane nharo kunge zvidhara zvekwamarange yooo
😂😂😂😂
Eish ndinonzwa hasha ini 😊
Kuita kuzarirwa chaiko, musha wese kuita kudzungairi. Ndapererwa. Hapana dare rataurwa apa
Language is now a barrier 😅ndinongoti 🐝akaparira mhuri mhosva
Matuzvi aya hapana chinofamba.apa munourayisa munhu ....muchaitawo kunga mambo Marange pana Simba
😂😂😂😂😂😂mabvanepiko kkkk marange 🙌🙌🙌
😂😂😂😂 mbuya murikuno
Ndakakuudzai kuti mhuri iyo ngaiinde kwamukotsanjera imi mukaramba
Siyabonga maNdlovu ngokucacisa lesisindebele esiphukileyo you make it understandable kkkkkkk
Yikho mbuza ukuthi yisindebele or yisilaphalaoha
Ko iyo nanga yazohaka sei mhepo musikana uyo anemhepo Aina kutsipikwa
Kkk kule havagoni ndex but vakapinda nhasi bcz varikuvanhu varikure nechindebele imbavha
Haisi ndebele . I Swati yema Swaziland
Tadiwa padhuze nasekuru uchashopera 😂😂😂
Sekuru shumba 😅 maona kaaah nanga mutumguru
As much l wanted to hear Mandy doing some action 🎬 drama dololo
Waiting
inga n'anga yahaka ikati Bee Ari kuti kudii meaning Bee angobuda
😂😂😂😂😂😂😂mutoko woye
Bee wakauraya hanzi mumaoko ako mune ropa so zvoreva kuti ndiwe wakaurayaaaa Mandi finish
Atengwa na Bee uyo
Vanhu avo ngavaende kwaTasvu /Kanengo /Mukotsanjera mhani. Inga kun'anga dziri kuita zvinobatika kuri kungovonekwa musi nenguva wani paSocial meadia pano?
Iyi na'nga ndeyekumama 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Aiwa; NO! hamuendi nen'anga dzenyu ka mumusha wevanhu vagokutambirayi. Izvozvo hazvigoni zvachose; munenge mava kutoita sokuti maenda kunotsipika ngozi yachoka. Mungatomhanyiswa zvemhando.
Zirume repakona zimiroyi 😂😂😂😂😂😂😂
Ko n'anga iyi iri kufamba yega ere nhai isina munhu anoturikira?
Yaaa skuru mukotsanjera number 1
Tadiwa wanga watova makumbi nasekuru awo 😂😂😂
Payable zvainzi mbuya naMandie wacho now kwakuti mai vanhu lettywin 😂😂😂😂 ,,,,hapana zvaayita chiremba dai atorega mhepo yataura iripamwana
Akubata family iyo nekunyeba akuziva kuti kwamutoko havataure Ndebele saka akuzvit rega ndizvitaurise kunge laungage yanaSekuru 😂😂😂😂😂😂😂
Anoda shamhu
Hazvidi munhu ane muviri mukuru kkkkkkk 😮😮😮😮😮😮😮😮
Apa kuedzerwa time nemari please gore rino kunenzara uku vaneshamba tsvagai munhu anoziva zvaanoita kwete chidhara ichi chirikushuzha ipapa😂😂😂😂😂
Bee abatwa ft kaapa ngaabvume waripe mhosva
Wanzwisisa kahle😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 kodwa fethu, kunzima laphekhaya bandla
Kkkkkk Drewmas angazi izithathanga inyanga ezithi Abantu bele problem befuna ukuzwa lokuchazelwa zona zifike lezaga lezitsho😮
Wena wake wayibonaphi inyanga etshaya indimi ngu gubuzela lowo kufuna umdala umkosanjela kuphela nguye owengozi ayikhona idrama le😂
Lapha akumanga kuhle 😂😂uzweni kahle 😂😂😂
Drewmas please vanhu kana vachitambudzika sezvaita mhuri iyi inongoda munhu anoziva chaiye remember musha uyo mapostori kaa ayo anoda kuratidzwa idi ratinaro muchivanhu.manje mahumbwe aya havozoda kunzwa chivanhu futi ..coz kule avo vakushoresa hun'anga mukati sekuru avo vanenge vakutsipika zvavo
Varoyi havamboiti kuti zvinhu zvifambe zvakanaka as the n'anga says. Varoyi havafungi sesu vazhinji; otherwise dai vasingatoroyi in the first place.
Haibo Haibo ngubani olete umunthu okulumayo kambe Shuwa Bantu .Bomukulu labogogo bazozwa ???
Haa panoda hapo mkotsanjera achibvondore chiputike
Kkkkkkk n’anga ye nhema ndovanhu vanoshoresa chi vanhu Ava vanoda kuzvamburwa
Taura zvako kanachataurwa hapana, kuto konzera confusion chete
Vaturikiri vacho vakurasikawo but sekuru vamenge varikuona coz mweya wakataura kudero. Veduwe you hv to understand kuti vana sekuru vanosvikirwa ava zvo depender nekuti vanotaura chirudzii inga vamwe vekumalawi Mozambique vanotaura chavo chirudzi poita muturukiri monzwanana
Bee kaaa
Murume uyu ngaarohwe mhani ngozi iyi yakataura kuti ndiye akasheedza vanhu vakauraya musikana uyu
Drewmas yagara inofambidzana netuN'anga twefeki ndawabate Robert Tapfumaneyi nyaya ibude zvakanaka
Ndezvenhema izvi panoda girazi kwete zvekuhaka
nooo its true
Huya ka nerako girazi
Pataurwa zita ra B zvakare nemunhu wechikadzi. Zvikanzi vari kushenaira kutsipika mweya wa Mandi kuti usataure. Bee asanyepere kuzungaira nxaa getaweyi mhani. Kurombera tumakomba twe gold?
Batai mbavha iyo murove
😂😂😂😂😂😂taura hako kuitisana
kkkkkkkkk nai weduwe mbavha ndeipi mnje kkkkk imika
Mapurisa anopinda sei mungozi, asi vese vari kushandiswa na B mabasa avo ari pa touch line
Ngavarohwe sekuru avo maan
Ko sei musiri kuenda kwa Tatsvu or kwakanengo finish and clar
Manzwei makapusa mhuri imi ngozi haidzingwe zvamukunyeberwa izvo mushonga kuripa mukutamba imi