MUTOKO.......SEKURU MUKOTSANJERA VOUDZA MHURI YANA { B} KUOMERWA KWAVACHAITA NEHUPENYU
HTML-код
- Опубликовано: 20 ноя 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Kana uchit sekuru mukotsanjere chibba usarwadziwa Isa like
Ndinobvumirana nemi Dr mukotsanjera ibhuru pamatare
So far as A nation let's agree that Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼 ndivo vanopedza nyaya dzengozi mu Zimbabwe inzwayi kurudunura matare🎉🎉🎉❤❤
Imbwa yedu yegorongozi tiise maoko Tsoka ❤❤❤❤
Shumba yengozi Dr Mukotsanjera to the world 🌎 maoko 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾 Drewmas Media taking us to another level ❤❤❤
Apa mkoma Andrew mofanira kudarika more than 100 k malikes Hande Mandy
Haunyepi
Drewmas yazowana vanhu hobhoo thru kushanda naTsoka
Sekuru Mukotsanjera makanyanya live long tateguru muri kuyambutsa vazhinji one day ndichasvikawo muzondibatsirawo
MuZimbabwe hamuchabvumidzwe kuendesa mwanasikana kunoripa ngozi
aaa nhy nhy
Vese vari kuti taida kuona minana ipapo, this is ART of WAR. STRATEGY OF WAR. He is taking Mandy’s spirit to her family where she will get power to fight Bee & her tormentors. Simba reGarwe Riri Mumvura. Learn or perish.
Taura hako havanzwisise vanhu vacho
Welsaid 👏
Watakura chokwadi,ngozi haina short cut,let's understand kti Bee akaoma so since this is a battle vakuitawo zvinhu nenzira yavo kumurwisa.Ichi chibaba manje ngatingoonei tiri kumaterrace asi pamagumo zvichanakidza.
Well said
Sekuru Mukotsanjere vakazvininipisa mufunge❤
Vane shamba please endai na Tsoka hapana chinokuvanai muine Mkotsanjera imbwa yegorongoza munomuudza tsoka kuti muri Mese naye anoku protect
Sekuru Muksokanjera muhombe vanoziva kty kunaMwari kudenga zvese zvavanoita vanoita in christianity n English
@@madhukukomboreroyou can say that again
In'anga ngani dzinoshopera dzichiimba masongs ekwaMwari
I respect that GENTLE MAN
Bee Bee Bee ndakudaidza kangani ?iyi yarongwa apa hameno hako girinade ratsoka magetsi Mira uone chipinge vachasara vodzoka yatove hoyi hoyi uchachema chete bvunza ana Chirinda nema bhinya ehonde valley bhechu bhechu kadhara kemabhonzo hausi kukaziva mushe.mame mame mame😂😂😂
Bhechu Bhechu 😂😂😂
Ngaabvunze konoroyo coz Dr vanoita kunge vanotamba but shame to you Bee
Girinedi ratsoka rakanyanya Siya soo anorira chete B
😢b anomamira mhata se mombe bheju bheju ✌️
Sekuru Mk na Soro my favorites! Machechi awandisa. Mapostori church has hundred thousands of branches mushrooming through out all four corners. They just pop up anywhere even in town centres. Amwe masimba ekuromba
❤viva Tsoka viva sekuru vedu vane dimple maprofita iwawa vafumurei futi ndkune basa mumagemenzi umo
Drewmas media always taking us to another level thank you sekuru mukotsanjera vemunhu wese vanogadzirisa mafamilies kusiya vabatana vonogadzirisa guti vakaurairwa kuti vasare Caine peace chero vakasangana nezvinorwadza
Sekuru Mukotsanjera tinokuzivai aiwa munetsitsi asi kana zvabhenda vhondorai sekuru kunyanya Bee wenharo muratidzei sekuru tinoziva munovhondora
Vhondo vhondo vochivhondora
Shuwa ngavaite bvondo
Chakutotanga kubvondoroka mirai muone😂😂😂
All this time ndakasara actually thinking kuti kule bae Tsoka vakavhara matare for November izvo murikuno zvenyu ,thank you munhu andiudza kuuya kuno ,ndanga ndasuwa Tsoka
Bee uchamama zvako
In love with drewmas media now at least you taking us to another level for real
Tsoka number 1 chte pakubata bsa munogona simboti chengetwai namwari nevadzimu musunungure zimbabwe
n'anga ine air force 1, sekuru chibaba
Sekuru Mukotsanjera chikwapuro chinopedza ma sports. Chibvondorei sekuru.
Pamberi na sekuru Tsokaaa 🎉🎉🎉🎉batai basa Simboti
15:04 kushaya hunhu kwemapositori, kubvisirwa ngowani iye oramba akapfeka
Sekuru Mukotsanjera please musarambe muchitifumura vanhu vekuNyanga kuti takadya mbanda. Munozongwadza mhondi 😂😂😂😂.
Mandi anopusha nyaya dzake apihwa moto na Dr mukotsanjera
Dr mukotsanjera to the fullest chibaba icho
Doctor Mukotsanjera anoimba vakomana
Thank you Shumba ndanzwa muchiti muri kuenda kuManica endai monopedzesa zvamakatanga musatyiswa naBee please takamirira kunzwa maupdates sando dzenyu Shumba 🎉🎉🎉
Nyanga tiri humble isu
Ka verse kange kudaidza Imbwa yeGorongozi
Ko hat yezuva husiku ndeyei nhai madzibaba 😂😂😂
😂😂😂 madzibabilo hate pahusiku pakushandira
Endai Chipinge Dremas pedzisai basa renyu picture quality clear manga muchichema chema kuti manheru what what zvese bho ❤❤
Fambai Tsoka
Karikurasika kamadzibaba aka. Vanasikana havacharipiswa ngozi
Ndoo vanokanganisa kuripwa kwengozi ivavo
Vanhu ka dai tadzidza kusauraya veduwe anenge auraya munhu 1 bt kana ngozi youya ummm haisarure nyangwe twucheche twooneswa nhamo Mwari pindirai mhuri iyi ibatsirike 🙏 🙏 🙏
Itai basa sebasa Tsoka roverai kuenda imbwa yeGorongoza
Wonderful
My favorite Tsoka
Kana tobvaapa toyendekuya kukambuya kaya Mumba makai munembonzo akazoshaikwa toda kumavona fambai sekuru shumba yengozi
Exactly my thoughts
😂😂😂😂 kana vari mbuya vandoziva 😂😂😂😂 vakaenda kwasekuru Mukotsa ,Tasvu hapana chakabuda nanhasi dololo
Drewmas Media taking us to another level Dr Mukotsanjera to Chipinge
Tsoka pfeeè kumusha kwangu kwaMutoko kunorira pfene dzikai 5km from there Kule musiye tsoka dzenyu pamusha pedu
Ndaona hangu mapisitori aye achizunza mazakwatira pasvikwa nemugoni webasa
Tsoka ne Muporofita vachagara pasi varikunzwa muromo mumwe chete
Madzibaba mazuvaano hakusisina zvekuripa nemukadzi.chiweshe makadya mari dzevanhu pa gweshe
Fambai Tsoka Mandi anga atambura chokwadi❤
Don't worry Shumba munenge muine Imbwa yeGorongozi you will be fine
Now drewmas media you taking us to another level sure with Dr mukotsa❤❤❤❤
Ko ane hat ngei asinawo kuita respect
Masawa fam breathing flames for real ngozi not a joke
Mukotsanjera woye ,batsirai mhuri veduwe
Vanoti ahoyi kuna Tsoka Shumba yengozi nehurombwa. Isa like yako. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Thanks Drewmas media nekutevera nyaya yaMandi
Tsoka tsoka shumba yengozi more ❤❤
Mukoma neShamba taking us to another level 🎉
Munopafidza Ringonzwika Sandizvo yere Anhuwe👏🏽🙏🏽😊
Vanhu kutambura nengozi yakaparwa nevavanhu vasisingacha batiki immm
B uchamama chete kucheka munhu kunge huku
Andrew waifanirwa kuenda Chipinge mhani because ndiko kuchange kune yese ikoko
Mukotsanjera bhora mberi
Sabhuku handizi kuvaona mushe ini hangu
Vatoudzwa kare pachikuru havasi bho varimo munyaya
Mukajaira kutaura kwaSekuru unobva watobata nyaya
Varimo mudhiri sabhuku
Ndomatauriro aTsoka 😂😂😂
Vanzi varimo muhari yenhopi😅😅😅
Hokoyo yapindirwa naTsoka tibbunzei isu tagara naTsoka Konoriyo aka zviita izvi asi ave papi akabvuma nhau yke zvose bho
Aah paida ungada kumwa mushonga wemakonzo kumwira dhimba kana vanhu vemuraini haiwawo it's not the end of life
Mota inotakura mombe inotungiswa churu mombe dzokwira mumota nyore nyore
Mapositori haazivi mutemo wengozi here. Ngozi haicharipwi ne munhu.
Ngozi ikataurwa nayo inonzwisisa wani.
Madximai anotamba ayoo ahooyiìii
Mutoko hoyeeee
Madzibaba zvemukadzi zvakapera kare hakusisina izvozvo
😂😂😂😂😂
Zvekuripiwa kwengozi ngavasiire tsoka vanoziva mutemo mutsva wekuripa Ngozi zvekuripa. Nemunhu zvakapera Kare ikozvino unoripa pfuma inoenderana neinoroodzwa munhu
Beee muviri uri sei
Nice dance
Tsoka kave kechi 2 muchienda kuchipinge ini amenoo chakudeedzai mungouya ameno kechi 3,4,5😂
Maporofita emazuvano ava kuchena😂
Chipinge enda shumba tidakuona kani iwe ❤❤🎉😅
Shumba mukahuru makadii zvenyu basa mberi mukoma
Sekuru mukotsanjera to the fullest
❤❤❤
TSOKA TO THE WORLD
Chibaba icho
Bambo munafamba nemagetsi maakuraridza kukundikana
Madzibaba Edampesi
Ndochibvondora sekuru mukotsanjera woye shandai basa sekuru
Imbwa yeGorongoza AkaMukotsanjera😅😅😅
Hoyi hoyi 🎉🎉🎉🎉🎉 yatanga
Edhamupesi
chibaba ichi SHUMBA yegorongoza tsoka handei nayo Mukotsanjera chibaba chinerudo
Neshamba l begg you to follow yur heart
Tsoka sakeyi muripo go Tsoka murimunhu mukuru
Ko ngovani ndeyeyi munhu wamwari
Madii madzokera kupostori kwamakatangira nekuti zvoramba kuti mubate dare muri pedze musina kuimba postori kureva kunesimba kupostori
Ndichauyawo kwamutoko kujiti
Kwete kusara enda natsoka toda kuona Ngozi ichinoripiwa
Tsoka tisu anhu acho vanodyira pakahwandika mhondera pachena chimbouyai kwedu kwaMtare uko kuZimunya omboona hama dzako
Thank you Drewmas
Dr Mukotsanjere number 1 tsoka
Ndekwa Mutoko kupiko kune vanhu vasingagone kuridza ngoma kudai?
Rudadiso Rudadiso Drewmas once again 🎉🙏🏽
Tsoka shumba yengozi
Drewmas takes us to another World 🌎
Vanhu vekwa masawi dairai itai mutsohwe mutsohwe mari ikwane
Kkkkkkk vabvepiko wapostori😂😂😂😂
Muswazonzwira tsitsi Bee kana oripa purizi tapota
Koo bee arikupi
🤔Sekuru Mukotsanjera shumba yengozi ratidzayi nhubu simba renyu
Chibaba chibaba ichooo