Bhechu ndakazvireva kuti tsoka anopedza masports ,only vanhu vanomtorera pasi mkotsanjera vasingazivi kuti imbwa yengozi inopedza nyaya dzose,tsoka to the world Mandy hachatsipikiki surrender in time guys❤
Uyu haana kutaura kufakurikuita vanhu zvataurwa naprophet instead arikutaura zvekuhope.uye mhodzi yakati wese akandituka kana asina kubhadhara mari tichapedzerana saka we expecting that
Mandi hard at work. B muridzi wechikwambo chacho. Sekuru Mukotsanjera havasi vemangamanga. Over 32+ years experience. He's fair and transparent. Sekuru vekuChipinge did a good job as well, but ppl were denying everything.
Dj sparks iwewe kuti uve ne balanced story enda kwa Mtoko, woenda ku Chipinge,kwana Mandi, Ku Inyanga kwa Dr Zimbabwe Dr mukotsanjera vovasanganisa vese nemunaziri wako bhora rotambwe patsva asi Dr mukotsanjera ndomutemba Manicaland taane order naye vakauraya vese arikuperekedza ngozi hakuna vane ngozi vakaita chinhu one varikutambura. Asikuita sekwana B mumomama plus Tsoka vanokuonesayi both sides kuti zvikadayi zvichadayi
Inga Dr Zimbabwe vakataura kuti nyaya ya Mandie ichakuparadzayi as long musina chinhu one now kwaane A n B , A yakaripa yaabhoo. Vasina mese mandie wakati ucharakasha kusvika zvakanaka
Uyu hana kuenda ndiro team raipikisa iri rairamba kuburitsa.wainga ku side kwa Bee iwe uchiti unonamata.Mandie akati vese vasina kundiripa ndirikudzoka.hoyo Mandi adzoka famba Mandi famba.endai back kwa Tsoka munotaura kuti ndauya tisu team raipikisa.vamwe havana chavarikuona wani akati bheju bheju Tsoka
Nyaya iyi ine ma1 vanhu ava vaita zvekutamba vanopera bag dai vari vamwe vaita zvinhu zvavo one one nekuti varatidza kupererwa kumeso ye vanhu vanotorerwa advantage
Bhechu ndakazvireva kuti tsoka anopedza masports ,only vanhu vanomtorera pasi mkotsanjera vasingazivi kuti imbwa yengozi inopedza nyaya dzose,tsoka to the world Mandy hachatsipikiki surrender in time guys❤
Uyo mupfanha ngaataure chokwadi mandi akataura kuti vese varikuita chihwande hande ndikunovabata haana kuenda nevamwe kuti mandi amuchenese anonyura Uyo coz Bee akutoda kumwe kwese kwavharwa
Saka munakiro haana kukokwa asi akavoloneer kuyenda achiperekedza
Uyu haana kutaura kufakurikuita vanhu zvataurwa naprophet instead arikutaura zvekuhope.uye mhodzi yakati wese akandituka kana asina kubhadhara mari tichapedzerana saka we expecting that
Mandy is at work.Famba mandy famba chisikana
Mandi hard at work. B muridzi wechikwambo chacho. Sekuru Mukotsanjera havasi vemangamanga. Over 32+ years experience. He's fair and transparent. Sekuru vekuChipinge did a good job as well, but ppl were denying everything.
Dj sparks mabatira nyaya padumbu
Enda paground wangu nyaya yako hainzwisisike tangira nyaya kwayakatangira
Uyo mukomana uyo haana kuenda kunoperekedza Mandy uyo
Taura chokwadi hama dzipone
Tell vanhu kuti makabatsirwa naMkotsanjera..
Dj sparks iwewe kuti uve ne balanced story enda kwa Mtoko, woenda ku Chipinge,kwana Mandi, Ku Inyanga kwa Dr Zimbabwe Dr mukotsanjera vovasanganisa vese nemunaziri wako bhora rotambwe patsva asi Dr mukotsanjera ndomutemba Manicaland taane order naye vakauraya vese arikuperekedza ngozi hakuna vane ngozi vakaita chinhu one varikutambura. Asikuita sekwana B mumomama plus Tsoka vanokuonesayi both sides kuti zvikadayi zvichadayi
Ngozi inopera nekuripwa only
Onai skru Mukotsanjera ❤ ndomuridzi super power rezvipoko , bhechu
Unozodzoka uchinamata varipa ngozi chikomana nharo ihasha
Vakaenda kwaSekuru mukotsa njera vachinoripa
Ndivo vakaperekedza Mandi kuChipinge wani sekuru Mukotsanjera vacho, vakati izvezvi ndakudzosera Mandi anopedzerana nemabhinya ake, saka regai chibvondoke
Inga Dr Zimbabwe vakataura kuti nyaya ya Mandie ichakuparadzayi as long musina chinhu one now kwaane A n B , A yakaripa yaabhoo. Vasina mese mandie wakati ucharakasha kusvika zvakanaka
Thanks DJ sparks ndimaiakim pacapetown
Uyu problem yake anenharo he is going aganist the whole family....achiti anonamata.Ngozi haidi zvese izvo
Endai back kwa sekuru Kotsa problem yako chikomana hausi kutevedza kotsajena he is the best
Dzokerai Kuna sekuru Mukotsanjera chete musa chinja vabatsira
Uyu arikutaura haana good update nezve mhuri iyi zvakanyanya.inzwai haasi kunuatsoziva kuti parizvino muurayi zvakamumiririra sei
Haiwa dzokerai Kuna Mukotsanjera mundobatsirwa makaitirei nharo iye aiva ambonzi Asare achimbobatsirwa
DJ SANDO DZAKO THE INTERVIEW IS TOP NOTCH ♥️♥️♥️♥️♥️ CAN WE SEE THE GIRL ALSO PLIZ TOKUMBIRAWO
Thank yu very much
Imbwa ye gorongozi ma1 , Tangwena haana kumira fine , Mukotsanjera to the world bhechuuuuuuuu
Maiitirei nharo dai makasiya mwan̈ kwa mukotsa nharo hadzide mhani mune nharo nemiwo hayii😊
Famba Mandie vanhu ngawaone Moto dai vabata B vacho gud job sekuru mukotsanjera
NaTsoka amusundi. Shumba yengozi
Anonyepa uyu ahaana kuenda kunoripa ngozi uyu
Saka tiudzei zvakafamba sei
Ndobato raipikisa tsoka iri ,go mandi go
@@djsparkszw arikunyepa uyu kuti kumba hdkusi kurarika kamutsori kake aka sei karamba kuti kakati ngozi hatisisei pambudzi musi iwoyo Dr Mukotsajena ask him akadini kuramba firstly airamba kuti angozi kachiti chikwambo.
Tsoka akazvitaura kt vari kuside kwa bee muchaona moto
Dzokerai kwaMukotsanjera bamnn zvakanzi nengozi munhu wese asina kuita anything pakuripa ndiri kudzoka saka hamuna kunoisa ruoko pakunoripa imi
That's true
Besides sekuru Bea tsoka bhejuuu
Ndakambonzwa na Headmen Chigodora vachiti kune kamwe kadhara vanhu vakaromba havabvume nokuti ndiyo mhiko yavakaromba nayo i secret yavamofa nayo
Chikwambo naMandie zvinhu 2 zvakasiyana
Hauna kunoripa iwe vakaripa vese Havana chavachaona nezve kwaMandie
Zvakaoma
Dzokerai kwa mukotsanjera nakaudzwa wani
Dzokerai keasekuru Mkotsanjere
Ndoona sekuti baba mudiki avo makaramba kubata pamwe nevamwe pakuripa ngozi Dai makaenda kwana madii makano geza mushonga Dai muchitaura zvinhu zvakanaka pamwe nevamwe zvino magetsi avakupisa tsoka havasi zvekutamba navo
Famba Mandi famba munhu haaurawi
❤❤❤❤ Team ra B ravakubvondorwa❤❤❤❤
Kakata bhande Mwana wekanyi rikweyeee Bee ausati uchati ekeeee
Vantu vanojairira mandau ngavambozvizwa vafunde kuti ukazwa muntu akati ndinobve chipinge siyanai naye ngaanasire vantu atee vafunda kuurfaya yainga huku eree yaizoitwa waro ekupondwa
Yeree amunaa woye. Ikuza wakaema. Kugara pashi kuibanga. Ipfukwa peyani iyi. Ngavanasirise zvihambe🤦♀️🤦♀️🤦♀️
@@cathrinemarwendo7654 ichaita tsuro negwenzi kkkkkkkk
Mandi ngaadzokere vemumba mabee naamai vacho ndovanoti beee haaana kuuraya
Hatina kukuona pakuripwa uraiwai hamuna kubatana nevanhu ndimi team iya yairamba kubatana nevamwe
😂😂😂😂
Sei musina kubatana nevamwe wakudzokera kunonyeperwa namadzibaba.endayi kwaMukotsanjera
Chikwambo ndecha Bee
Beer atofumuka haachatowurayi zvakutomunyadzisawo kuti azviite moitirwa zvakanaka thank me sparks
Uyu hana kuenda ndiro team raipikisa iri rairamba kuburitsa.wainga ku side kwa Bee iwe uchiti unonamata.Mandie akati vese vasina kundiripa ndirikudzoka.hoyo Mandi adzoka famba Mandi famba.endai back kwa Tsoka munotaura kuti ndauya tisu team raipikisa.vamwe havana chavarikuona wani akati bheju bheju Tsoka
Ngavambonoona sekuru kafera vekuchitungwiza
Ndovangatomugona B uyo
Bee uyu itori mhondi hombe uye haachatyi kutouraya zvake...kusiira vanhu matambudziko shuwa 😮😮😮😮😮
Makaudzwa namukotsanjera hamusati matanga zvenyu maiti anonyepaka
Kkkkkkkkkkkkkk chokwadi ❤❤❤❤❤ haasati atanga ndivo vairamba kuripa apa ❤❤❤ Tochibvoondoora tochibvondora chete bvondobvondo❤❤❤❤❤❤❤ magetsi obaka kkkkkkkkkkk❤❤❤mandi pfapfaidza vanhu❤❤❤❤❤❤❤
@tafamugari7430 the guy is part of vanhu vakanoripa..arikuti chikwambo ndochakutaura wani which means ndiye akuvarwisa
@@rambochauke710kusvika vakaura
Chikwambo haasi Mandi.Mukurwisanw pachenyu.
Nhaiwe zvenyu imi vakunyanya kufambisa vaporofita vachapedzisira vorwisana pachavo vakuda mbiri
Dzokera kuna Sekuru Mukotsanjera
Ngatimbo tanga tateerera tozo comenta ari kuti vari kuda kuurawa ne hama yavo bee kwete kuti nengozi haaaa vanhu so
Mukotsanzera is the answer for you mhanduwe .Zvimwe zvese tizirai
Mhanduwe hamuna kuripa dai makaripa musiri kuona zvamurikuona izvi handiti ndimi makaramba kubata basa na Tsoka heyo zvaakuzvimbira bhechu
Problem ngozi yakabuda ichizvi taurira zvayaida muna sekuru veku tanga Save zvika famba mushe ikaku rakidzai kumusha kwayo pamba payi but because munoda kuterera media Uye kushora makati takara sima kwa Mukotsanjera kuti ape ngozi Masimba. Toka ona achi simbiswa nezvai simbiswa nazvo pidigu dhii nhasi ma pano kumba hakucha rarike, zve ngozi tsve pane chikwambo heee Bee akuda kuti uraya Mandi akuda kuurayiwa. Imi nyaya dzengozi idzi hadzidi ma extra Masimba from n’anga ngozi ino buda igozvi pedza yega. Now makuti matombo mvura dzemu teuro dzepa sowe motizve Masimba amukotsanjera nedzimwe n’anga hamu wone kuti maku bika zvikwambo zvacho mega. Endai muno gara kumba sekare kana Mandi akaurayiwa zvesure nothing will happen to you guys acharwa ega
@@memoryzenda7338 🙏🙏🙏🙏🙏
Mukotsa ndiye akawedzera moto haana chaakatadza vakabvuma mhosva varikurara hope dzeumambo vakaramba ndivo vakurwadziwa namandie
Musikana nemi bhudhi kana muchirevesa hamusi kuvata husiku endai kwasekuru mapostori enyu ava hapana hapana zvivhikireiwo
Endai kuna Tsoka uko shumba yengozi haa bhechuu zvatotanga B uchabuda zvako pachena famba Mandie nebasa
Nyaya iyi ine ma1 vanhu ava vaita zvekutamba vanopera bag dai vari vamwe vaita zvinhu zvavo one one nekuti varatidza kupererwa kumeso ye vanhu vanotorerwa advantage
Ndokunzwa kwngu ini uye vachaendawo kwaMandi vakazvimirira tiri mandau no mabudya havasati vatanga paye mai vaMandi ndiyani aiziva kt n'anga kubva kumadzisekuru
Chokwadi vachauya havo kanyi
Dont worry boy dzokera kunaVamukotsanjera vapedze masport unokunda
Dai mhuri iyo yawanawo rubatsiro nokukasika hamawee...vaporofita vakuru plz help
Uyo mufanha anga asiko vanhu wese takavaona vakaenda ngaataure zvizere imbwa yegorongoza inopisa baba
Ngozi yakanzi ichadzokera vasina kubatana nevamwe
True
Endai kwamukotsanjera hama munopera chokwadi
Mukotsanjera ndiye achangokugadzirirai zvinhu zvenyu apo pamauya apo madzibaba vakatopa Mukotsanjera chimuti takavaona isu
Vakaregerei kuenda naMandi paenda vamwe rinenge grp riye raitaura zvekti mweya vanoisa pambudzi zvinove zvakaramba Tsoka
@@lenahgotora7326 Ehe maono manje
Iwe sparks urimbwa unobudisa chi video chako chekare tatowe kumberi panyaya iyi pfustek
Pakaipa
Tsitsi ndiye ainge akagarwa nengozi yacho
But sparks becareful kurwisaniswa nevanhu
Asi magetsi akubata kani😂
Uyu ihazvanzi ye akanga akagarwa ne ngozi saka kubvisa akabvisa
Eish pakaipa apa very complicated
Mkomana Sparks murikupona here ne leather jacket iro zuva pakadai mmmmm huyai kuno ku snow 😂😂😂
Kkkkkk
Ko kudzokera kwaTsoka nhaimi ?
Plus kana makaripa muchinyunyuta hamuna zvamakaita Mandi akakuudzai kuti ndichadzoka
Iye B wacho aneyiko(pfuma) zvinoratidza kuti akaromba?.
Bechu bechu muchaona moto naMandi
Kohaunzwi noises here's sparks
Endai kwamuracal.e Paul
Bhechubheju
Amama Bee viva mundau
Interview iyi akaitora kare mandi asati aendeswa namukotsanjere akanonoka kuiposter
🤔 Ko madzibaba vakuramba nyaya yavo futi 😅😅😅😂😂😂😂
Lol
Iwe wairamba iwe mama
Hakuna chnoramba munzira dzese dzekunamata munosunungurwa up up nyenyedzi munochengetwa
Bee naMandie
😢dzokerai kwaMukotsanjera
Dzokerai kwa mkotsanjera murivaviri
Mandi famba nebhora munhu haauraiwe kuitwa kunge huku kudaro
Hanzi na neshamba wakabhadharwa kuti ubudise zvisizvo sparks
Bechu vakadaro Tsoka
Endai kwamukotsanjere
Dzokerai kwa tsoka
Idihwi mhanduwe ndaita kuperehwa.Nhau dzokwedu dzaita kurema mhanduwe Aiwa ndaita kutora befu
mukomana ona skru Mukotsa ndochikwapuro chezvipoko
Vasina kuripa hokoyoyi makaudzwa
Ehhhh that group
Dzokerai kwaTsoka paNyanga
Saka mukuitei futi .....musingadzokere kwa mukotsanjera
Ende sekuru kuvasumudza anoda kubhadharwa zvinozara bhasikiti😢
Vasina kuripa vakanzi muchabatwa one by one naMandy hamusati mati henyu handiti maiti hapana ngozi
Mandi bhora mberi usanete usamire vese vasina kukuripa ita zvaunoda navo regerera vakaripa
Asi bee usambomusiye naye nemumvura
Thanks sparks
Dzokai kwatsoka please
Saka muchaitaseiko
famba chisikana ,famba
Mapostori hobho ndee fake and people need to be enlightened on those issues.Matsotsi awanda.
Lol
Sparks Tsvaga Gombwe Bond
Pakuda bond here
@@djsparkszw😂😂😂😂😂😂 gomba iwe intviw
"Degree remudenga anorigona agarika"
NdoVerse ririkuimbwa nevanhu varipamasowe apo
Mandi enda kunemhondi yakakuuraya
Utaure ne uyo aibudirwa na mandy
Mandi haateri munhu asina mhosvà
Mhanyai kuChitungiza kwaMiracle Paul ku Unit L
Imika, pangozi here?
Anopedza ngozi here?Inga anototaurawo wani kuti ngozi inoripwa
😢😢😢
Ngozi kuchivanhu.
I know sparks kuti mastories engozi unomada...nice start yevidhiyo mese zigo is the journalist mese muri ma journalist..hatirwadziwi 😅
Kkkk hayas
@@tristansithole8071 kwaaaaaaaaa