Ndovenga muroyi vangwemba ngavafe avo ndakatambura long time ndichiroiwa nemukoma wangu but nekuda kwa kule tasvu now ndikufara anodakunzwa nezvakule tasvu bvunza ini
Apa Ngwemba akatopfeka hake mamvemve saka chii chaizvo ? Kunakidzwa nekutambudza mhuri shuwa. Ako kamukomana kanotodawo help futi. Takuona kuipa kwako nekuti kakura but hakana kupiwa choice shame !!! 😢I actually feel sorry for the boy! Avo sekuru is the devil’s incarnate - he groomed that boy ! 😢
mkoma Robert ndokudirai pakugona kuvhunza big up elder❤
Sekuru tasvu munogona tichauyawo na mbuya vedu ummmmm rambai makadaro ❤
Thank you Robert & Sekuru Tasvu tamirira final ❤❤🎉
❤❤❤❤❤ Sekuru Tasvu Ngwemba ne Muzukuru wake ❤❤❤❤Vaitoda kuuraya mumwe wavo padare renyu ❤❤❤ kuti munzi hamugoni basa ❤❤❤ vachingopedza kesarenda ngavandofira mberi ❤❤❤❤ vachada kuenda futi kuMalawi ne kiguva ngavafe ❤❤❤❤ vakomana vangapera ava❤❤❤❤Tasvu 1 Tasvu 1 Ngwemba zerooooooooooo ❤❤❤❤❤❤❤❤
Ngwemba ukazogona kutaura utsvake chimutasvu nambuya walemba naBanda naSamaz vakuudze kuti tateguru Tasvu vahombe kwete zvèmu film ava isimbi inogaya dzimwe simbi sekuru ......thanks mkoma Robert nekutiratidza varoyi
This guy his so handsome you cannot believe nezvarikutaura izvi
My concern also 😅
Warume wari handsome ndo wa roi
Can't wait to see see this episode Ngwemba threw a challenge to Tasvu ndobva azodzoka atakurwa astiker😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
Ah Sekuru Tasvu no mercy pana Ngwemba namuzukuru wake nyeperai kuvapa muvaite madhai forward murape avo vekutambudzwa avo mubve maparadza mishonga yese mufi ayishandiswa uyo azorore 🙏
Mukoma Robert imbotaurayiwo naVachigodora tinzwe kuti chii chavakadzingirwa nekuti isu vamwe taingoona kunge varikugona kutonga,tavasuva kumatare ekwachigodora.
Zvakanzi vanga vari acting headman saka term yavo yakapera though mambo Clayton vakange vozowanza zvavo mashoko ekushora
Taura zvako hapana ambovainteviewer zveshuwa tinzwewo side ravo
@nomsanyika151 tirikuda interview yavo vachitaura vegamuridzi data racho tinaro
Aaa zvimwe indezvimwe sekuru Tasvu 🔨🔨🔨famille pana Simba wekugwesha Mwari vakueedzerei makore
Those two, Ngwemba and his muzukuru reminds me of Enoch and Walemba! Ngwemba..! Muchafa kwa Sekuru Tasvu! Don’t try Sekuru futi! 😂😂😂😂
Ngwemba nemuzukuru wake lmboregai vatambure kusvokoresaa vazukuru vake
Walemba Enock and zvauya
@@pardingtonnyakunu2598And also Chimutasvu! 😂😂
Life 🧬 is spiritual indeed
Indeed it is.
Ndaivepo Ngwemba akasaiza sekuru tasvu tirikuuyawo na mudhara wedu sly
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mudzimba makatakura umu,tinongochengetwa naMwari uuuummmm
Chokwadi
Mkoma wangu Robbie thanks.sekuru tasvu more fire
Good job sekuru ❤
Yaaa this time sekuru tasvu murikubvira
Tateguru vanotasvura ❤
Sekuru tasvu well done ❤
Ngwemba dzichiri dzaka sticker after being Tasvurwad. by Tasvu to the Tasvuest Ngwemba akazoitwa nyana pazvinhu zvacho 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Ndinogaroti Tasvu iCaterpillar yevaroyi anodzura nemidzi yacho.
Haaaa taurai zvenyu ibhuru not rekunyina aiwa. Munofunga kuti chiremba we 2cents nechimiro chakadai panobudei?.
Vakomana vakanaka kudai vanoroya? Vasikana munenge muchiramba vakomana vakashata muchiti akanyanya kushata anotyisa anenge muroyi. Apa mavharwa apa.
Ngwemba kusviba nemoyo mmmmm ❤❤❤❤ anfanira kufa iyu mmmmmm anouraira munhu pan'anga mmmmmmmmm❤❤❤❤❤❤
Mukoma uyu nganake but zviri mupfungwa dzake
❤❤❤❤ Sekuru Tasvu Murikubvira 🔥 🔥 🔥 Ngwemba challenge vanga vatouraya hamayavo ❤❤❤❤ Sekuru nemuzukuru ❤❤❤❤ vaiti vane hupfumi hwe huroyi kkkkkkkkkkkk❤❤❤❤❤❤❤ Sekuru Tasvu kkkkkkkk Murivahombe kkkkkkkk❤❤❤❤❤❤ makataura hondo isati yatanga❤❤❤❤kkkkkkkk
Mkoma Robert murishasha aaa pakubvunza chete hamupotereri tokutendai nabasa rekutapa nhau Kuna tateguru Tasvu basa mberi varoyi tasvurai musamire tokudzigirai
❤❤❤❤❤ Ngweeeeeeeemba vs Tateguru Tasvu ❤❤❤❤❤❤ African Power House Tateguru Tasvu ❤❤❤❤❤
Ngavafe vanhu vkadai
Mwakanyanya sekuru
Unenge uchiti waona handsome izvo arikushandiswa
😂😂😂😂
Tasvu 1❤ muroyi wevaroyi
Tasvu 1
Tinotenda zvikuru Roby and kule Tasvu
Ndovenga muroyi vangwemba ngavafe avo ndakatambura long time ndichiroiwa nemukoma wangu but nekuda kwa kule tasvu now ndikufara anodakunzwa nezvakule tasvu bvunza ini
Hellow imarii kwakule
@@NyaraiDzingai from US from 250
@@BhaseraNorman thanxs
Tateguru Tasvi vahombe avo havatambwe navo hapa mihwe mihwe apo pana Nyamasvisva unepfa
Kana muchida kuti vafire pasport vaisanganisey nasithole
Shuwa @@ChipoMpofu-hl2llwangu vanhu Vaya ngavaende k
❤❤❤Tasvu wedu❤❤❤
Teteguru tibatsireiwo wedu wakaramba kuuya toita sei zvamakatiudza takaita tibatsireiwo ,tirikwamutare
Muroyi ngafe tisarega muroyi achirarama😢
Mkoma Robert Mabasa enyu aya
Pakaipa
Ngwemba..! Chimutasvu number 2! 😂😂😂😂
sekuru Tasvu havajairigwe nevaroyi
Ngwemba ngaambotsvawo aaah nekamuzukuru kake nxaaaa
Team varoi ndomabasa avo . Vakatowanda vanovhara vaporofita.kana vasina simba haa vanotoganza.gadzirai twuvaroi itwu
True. Panenge pakutoda svikiro rine power
Umm munyika makatakura maitabasa sekuru Tasvu namukoma Robert
Next
Ngwemba achatevera Walemba
😂😂😂😂
Anogohwa😂😂😂😂
Ngaende kutambudza maHandsome shuwa
Kana wazogara ngwemba Tasvu I champion
Nxim vauryeyi tateguru vanhu ava nxim vese vari vatatu nezitete iroro rakaramba kuuya havakodzere kugara musiciety
Sekuru tasvu sunungurai mwana uyo hudiki veduwee sekuru avo ngavafe ibenzi kushandisa mwana
Muuu robert mwari ngakupe mazuva panyika ekurara
Ungade kuita makwikwi natateguru Tasvu iwe unofugarako wega ukaita zvekutamba, haikona kucharika dare!!
Zvakaoma apa ngaanake mukomana Uyo asi mbsa aari kuitiswa
Saka sekuru havadi munhu anoroora nxaa munoda shamhu ine minzwa nxaaa
Kule Tasvu munogadzira varoyi kusvika vatendeuka
Mkoma Robert munoona zvakawanda yoooh😮❤❤❤❤❤❤❤
Makanyangira yawona sekuru Tasvu mudzimu vanotoona nekuziva kt muroi anongwarirwasei kana iye achizviratidza kungwarawo
Tinemi kusvika last part
Sekuru Tasvu haaa mukubatsira zveshuwa mukomna uyy akutotaura ega nhsii zvakaoma deploma rekuroya hre😂😂😂😂😂😂😂 Robert anozobvnza zvndinodanje
Apa Ngwemba akatopfeka hake mamvemve saka chii chaizvo ? Kunakidzwa nekutambudza mhuri shuwa. Ako kamukomana kanotodawo help futi.
Takuona kuipa kwako nekuti kakura but hakana kupiwa choice shame !!! 😢I actually feel sorry for the boy! Avo sekuru is the devil’s incarnate - he groomed that boy ! 😢
Varoyi ngavafe
Ndipo paunonzwa mambo Mutasa vachishora sekuru tasvu hanzi musaende kwamunonwiswa mudzepete saka izvo manyepo here.Ngwemba akasizer sekuru hanzi waita mutete😂
Zvimwe zvese bho. Mudzepete no and ngozi inoripwa kwete kutsipika. I agree zveurombwa uroyi ndokwavo
Mutasa anedzake n'anga dzinomupa bribe saka he has to discredit others.
😂😂😂😂 ndidzo dzaiti tasvu uri mudiki idzi
Zvanzi ndini ndakapagadzira asi ndinopatyawo. Meaning that sekuru vane zvavnotyawo, pamushonga apa.
Zvakaoma
Ngwemba wanyisiwaka naTasvu 1 😂😂😂. Kuna Tasvu 1 chete ukaita zvekutamba unofa 😂😂😂
Apa mukomana uyo ngaanake kusvika pakuroya zera rake iro
Ziii muroi Ziii tasvi 1
Ngwemba kkkkkk
Zvakaoma 😢😢
Ivo vakaroora vakaita mhuri asi havadi vana varoorewo
Ngwemba urimuki Pana Sekuru Tasvu ngadzikame
Hupenyu mutoro chokwadii
Zvakaoma shuva dai vabatsirwa xvavo varume avo vaponeswe
Vaurayei sekuru Tasvi varoyi avi
Pedzai huroyi sekuru tatambura
1 tasvu ma1 Aya haaa mashungurudza varoyi vakanzwa nezvengu vanonzwa mudumbu
Kusanyara kuroya zero iroro kamwana kadiki kudaro nyamai
interpreter anenge ndiye arikushopera .anenge achitaura zvisirizvo zvataurwa na Tasvu wacho aaaah
Anenge achida kutinzwisise pamwe pacho
Sekuru Tasvi ngavano dealer na Sithole anetsa
le
Kkkkkkk wakapedzerwa n tasvu zve😂😂😂😂😂
Mudhara uyo kusviba ganda nemoyo zvese
Zii muroyi zii 😂😂
Ngwemba unogona kuteera waremba
Tasvu ngwemba chimutasvu alemba varikudenga kumba kwasatani tasvu achingovapo chibaba icho
Tete Mandi pfinha ngavauye padare sekuru Tasvu
Tasvu shumba yevaroyi
Zvaizvezvi arikukwata sithole musatanist anechikomana paradzai
Kkkkk hanzi zvisimbiseio kuseka nhamo serugare
Sekuru tasvo murivahombe
Kudzoka kwa Ngwemba ma 1😢😢
hanzi kamuroyi 😂😂😂😂
Robert sekuru tasvu vakafa b4 u make sure vasiya vakakugadzira bcz ukutadzisa vanhu kuroya zvidhoma zvikwambo hazvichina pice muzim kkkkkkk
But imwimwi munoti vanonyepera munofunga kuti vanhu ava vanopenga ere itai mushe vanhu kana musingagutsikan endaiwo ikoko mwozvionera
Taurai henyu. Chandakaona ndechekuti vanoti ma drama ndo varoyi vacho
Tisvikewo mkoma Robert...was waiting for this
Mkoma Robert Robert ichokwadi here kuti Tasvu akakubatira zvinhu kana uchizvida anokubhadharisa double money okudzorera zvikwambo zvako
Nekunaka kwakaita mkomana uyo shuwa mroi aiwa salendi mkoma Robert mnoona zvakawanda ndabvuma
Zvandirwadza kutambisa chikoro pauroyi
Maida kusaiza machinda😂😂😂
Sekuru ngavafe vane husinye why kusarwadziwa vachiona mzukuru ari zungairwa shuwa aaaah moyo wakashinga
Tasvu anotasvura apa khule vanoita nharo ndivo vavanoda
Ngwemba wachopa
Bvunzai zvauya walemba akakika bucket nenyaya yenharo iyo