The Battle continues, Mukotsanjera vs Nanga yekuChipinge . Nyanga Vs Chipinge . Kana vakamboiona nezuro Sorry takaita ka Challange ikagumira munzira nhasi isofa rese
Ini ndikutovada mumusha medu ini ,vanotenderera nyika yose here nhaimi ,vangasvika side reku Njanja here ndatamburaini apa ndirimwanasikana ndomusvitsaseiko mumusha murume uyu 😢😢😢.
Background inokosha. Mukotsa ndiye ari kufamba nemhuri, uyo murume akabatwa ndokutsvagawo yake n'anga to prove Mukotsa wrong , so Mukotsa is trying to defend position yake akanyarara kana kusaitongesa chokwadi hachibude
Just imagine one munhu pa family yese anaChiremba (N'anga) yake ega....🤔??? Vamwe varikufamba neN'anga 1 varipamwechete Only one chete wendebvu dzembudzi 1 aneyake n'anga ega 🤔
Haaaaa ichi chimbuya che green ichi chauya kuzovhiringidza vanhu from chipinge chokwadi ivo mbuya kuuya kuzogara pamunhu rume uyu 😂😂 dai Mukotsanjera apa dare iri kune mbuya ye green iyo yamutsa ngozi dzese idzi nekudzinyaradza nhasi taionerera
The Battle continues, Mukotsanjera vs Nanga yekuChipinge . Nyanga Vs Chipinge . Kana vakamboiona nezuro Sorry takaita ka Challange ikagumira munzira nhasi isofa rese
Topamha Kani kkkkkk
Sofa rese dheshe
😢mukunonoka vamwe vanenge vaposter but touya kuzoisa like zvedu
Ndinobongaa 🤪😜🥴
Kubeni kubeni peyani kkkkk
Vanoti mukotsanjera Isai ma like mbuya vakatengwa
Mbuya vane drama 😂
Mbuya hapana chozikanwa kusanyara .naiye wakauya naye haatsverukio here
Kachikwee ka mbuya 😂😂😂😂
Iko kamugariro kacho kembuya yauya kuzoreva makuwa vachivhura maziziso
Kkkkmukostanjera yes
Haaaa inini personally Sekuru Mukotsanjera ndovatemba.vanowirirana neni thumbs up❤
Varikuti mukosajena ahoyiiiiiiiii
Ahoyi
Svikiro ragogo hoyooo 🔥🔥🔥🔥
Ahoi
Ahoy. Mbuya vakatengwa ava
Ahoyiiii Mukotsanjera
Vanomira na sekuru mukotsanjera handi navo
Ini ndikutovada mumusha medu ini ,vanotenderera nyika yose here nhaimi ,vangasvika side reku Njanja here ndatamburaini apa ndirimwanasikana ndomusvitsaseiko mumusha murume uyu 😢😢😢.
@@A_JM585taura navo dea, i think vanofamba kwese ava
Ini hangu ndoona sekutii Sekuru mukotsanjera nyaya idzi wanodzigona zvekuti dhuuuu 😅
Mr Mukotsanjera mugerwe cut yenyu iya ykakufitai ❤❤❤
Hoyooo wedu Sekuru Mukotsanjera
Ndinobongaa 🤣
Uncle Mukotsanjera hichoooooo 😂😂❤❤❤much love inzwai wobowa wega mundau akaringira😅😅😅😅
Sekuru Mukotsanjera chivororo chengoziii ❤️
Mbuya is not mbuyaring
Ndini nani tanga takamirira kuona battle raMukotsanjera ne n'anga😂 kusvika kumagumo
Uyo audzwa zvekutaur hapan chozikanwa😂😂😂😅ndavamurove too much kkkk
Thanks Sekuru Mukotsanjera nebasa renyu...... N'anga yeChipinge iyooo apana zvozikanwa inotowedzera kurwisanisa vanhu haina moyo werudo sezvinoita Sekuru Mukotsanjera
Chief May God continue to use you for justices to the community in my Mother country
Number one mukotsachera number one❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
veduwe ndian watsvaka muvhiringidzi uyu andid munhu avhura maziso enhema achivhiringa dr mukotsanjera nonono uyo wegarment nganyarare ndini nan tirikut wegarment hazivi chinhu
Mukotsanjera wóye❤❤❤❤❤
Mukotsanjera ibhuru asi baba taps tinokumbira # hamutipi asi we follow you big time usazodaro
Ukudzida here ndikupe ndihomie wangu mukotsanjere
Number dzake vanodzisa pamavideo nguva zhinji
Yes@@LizzieMwanaka
Ukanzwa kahosho ako korira woziva kuti zvatanga 🙂🙂🙂🙂 sekuru Mukotsa kumberi
Kuita senge karikuriririra munzee dzangu kkkk
Chokwadi ndechekuti baba avo havana kuuraya he can face the world and say handina …my thinkink
Vana ava varikunyepera ava
@@nyaradzomuchuva7802 avasi kunyeperaba makamboona yekwa Duri ere zvaitikako ngozi yakaipa
Aaah husiku hwakadai vanhu Havana mabasa
Democratic Republic of Karanganda ❤🎉🎉🎉
DRK ❤
Yes Sir
NDABONGA👀👀👀👀
NDABONGA👀👀👀👀
NDABONGA👀👀👀👀
Apa ziso rakanzi dheshe kubuda kunge muroyi ayedzerwa😂😂😂😂😂😂
Hapana chozikanwa vatengwa vemadziso ava
😂😂😂😂😂
@@mesiMutepfa exactly, vari kungotaura zvavaudzwa na Abhuja
😂😂😂😂😂😂😂hanzi ziso rakanzi dheeeshe kkkkkkkkk
Muchatiuraya muchiti motamba 😂😂😂
Pamwe pacho ngozi dzofanira kutora shamhu yomubhubhunu dzorova uyo arikubudisa maziso😅😅😅
😂😂😂😂😂😂11
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂pafeeya
😂😂😂😂
Ndini Nani tirikuti Mukotsanjera woyee❤
Sekuru Mukotsanjera has a lot of wisdom mwari varambe vachikupayi njere muri mberi sekuru
Chin'anga chegreen kuita kunga chabudirwa naMama Vee 🙌🙌kuuya kuzotiitira maskit chicharipira ngozi muromo
Kkkkkkkkkoo not now
😂😂😂😂 mama Vee bhoo hre
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂Mama Vee here veduwe
😂😂😂😂
Mukotsanjera kungohotsira ka1, ngozi dzese ndobva dzatanga kubuda but idzo since dzangobvira kupakira bute hapana kana chabuda
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂ziso rabuda nenhau yebute kkkkk hapna chaanoziva wechipinge uyo sei achi support munhu mumwe
😂😂😂😂
Kkkkkkkk vanobhuya idi regwinyiso gegegegege
😂😂😂😂😂
Gamba rakabva gorongozi 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏 taisa maoko Tangwena weeee
Ndangoliker bcz of mukotsanjera but am surprised kuona face ine hasha from Mundau weChipinge😅😅😅😅
This Chipinge guy is defending mufesi uyu akapihwa mari chete.
Hanzi mavideo akati akaona macharger ndiani ...Haa fake chaidzo idzi
Ende ane saga redzungu futi mu face we nharo .ngaadzikame
Anoda shamhu mbuya iyo kkkk
Mukotsanjera may god bless you all the time of your life
Baba atap ndabonga nanga yechipinge tsotsi amukotsanjera anoziya mushando wao 🎉🎉🎉🎉🎉
Iyo n'anga yechipinge inonyebesa uuuuum haana chaanoziva iiiiii Mukotsanjera anoziva maona hre kuti pasvikirwa sekuru Mukotsanjera vanhu vabva vasvikirwawo uuuuum I salute
Matsotsi ese
Mukotsanjer na mambo ndodakukupai mbudz imi mogona
Umm ini muchembere varundinakidza kwazvo 😂😂ndini ndega ndikuona maziso hre umm 🙌😂😂
😂😂😂😂😂
Kunge richadonha😂😂
Second
😂😂😂😂 mbuya vane madrama
Kkkkkk maziso ndorekera
Tsoka, Tangwena, Simboti!! I am so happy this Man stands by what he believes
Mavote goes to Mukotsanjera ❤❤
Mukotsanjera ❤❤❤❤❤kule mursei apo
Mbuya rinonyepa iri kuvhura maziso zvenhando
Kkkkkkkkkiest dziso racho
Hapna chaanoziva uyo kkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣kunge kadhoma kabatqa Kari seri kwe door😂
Mbuya akatopurwa Mari uyo kkkkkkkk anoda muti unemunyu kkkkkkkk
Kuudzirwa uyu nhaimi
Ana Muranganwa muri varoyi, mhondi, mabhinya. Muno nakidzwa, nekufirwa nevakadzi venyu uye varoora. Vatorwa mumusha menyu, munodzipakata sei ngozi dzacho. Honai mwanasikana, afarirawo kuita musha wake, apinda mugango remoto riri kufuta mumusha. Kurayi mupfungwa. Abuja wakaromba chisina maturo. Wato bopwa, wave pajokwi muzaya. Nharo inharo Abuja asi wave murimi remoto. Sunungurai mwana wava ridze mukunda uyu ane chizukuru chenyu.
Abraham handifungi kuti waenda kuschool kana akaenda raive dofo chairo....chii chaarikutadza kunzwisisa ipapa...
Idofo
inharo dzebhinya chete
@@Olcool haaaa taurai zvenyu...asi ndoona sekuti anodheerera
Haaaa dofo reku back kwe class chairo. Kadzoro kuwoma kuti papata.
@@vincentchideme2426 kkkkkk inharo dzembinya kani....anoziva paakatsika hake
Haaa mambo mutasa to the fullest pamberi nemi, hanzi ngadzirire 😂
Mukotsanjera my crush u hv my vote
Same 😩 crush zvekutodaro 🙈
😂😂😂😂😂
He is my crush too tisvitsireiwo shoko plizz❤
😅😂
He is my crush…handitodi navo sekuru mukotsa..ndotovada zvekutodaro❤
Inini handidi munhu anovhiringidza Mukotsanjera
Sekuru mukotsanjera to the fullest ❤
Ko Mukotsa ndiye mavakuto togesa mumwe murapi????? Ummm pride before a fall.
Iye anotenderera wani
Thank you. Matofo ose hanzi Mukotsanjera is humble humble kudii. Kusada kukundwa. His downfall is nigh
I like Mukotsa but apa wabhaiza big time, wakutongesa umwe murapi ummmmmm
Ari kumutongesa sezvo ndiye akabata basa kubva pekutanga
Background inokosha. Mukotsa ndiye ari kufamba nemhuri, uyo murume akabatwa ndokutsvagawo yake n'anga to prove Mukotsa wrong , so Mukotsa is trying to defend position yake akanyarara kana kusaitongesa chokwadi hachibude
Mukotsa chaaida kuti mbuya vaburitse Ngozi dzotaura chete chete zvimwe zvese ratove drama
Mukotsanjer buritsa mwey wacho pane uyo wenharo
Ma likes and love for karanganda 🎉🎉🎉🎉
Team remawulani ririkurova Collab 😂😂😂😂😂
Mati tisarare here nhasi vedu🎉🎉.. Maita basa veduwe ba Taps. Tobonga
Tamba tamba chidembo ...mudhara anonyora ane serious focus...big up
Mukotsanjera 💪💪💪heavy heavy mdara
Don’t you ever 😂😂 the last part baba kikiii 😂😂
N'anga iyo regai ndikutaurirei zviripo apo akatanga amboona Karanganda before 😂😂hapana chisvikiro chiripo apo inyaya dzaakazwa
I agree with you 😂😂😂😂
And as a ndau speaking myself, that ndau is make sure.
Iri kumbokandwa Ndebele Mukati. 😅😅
Ayifanira kudzoka Kuna Mukotsanjera
mbuya chinozivikanwa hapana kunze kwekuvhura ziso basi!
😂😂😂😂😂😂Ziso rine nyaya kani Ndachema zvangu
😮@@janetmawere8954
Makamboona vakadzi vachingona nyaya hr kkk hanzi mapoka mapoka tsvina yeusiku
Mukotsanjera itai basa shumba yengozi iyo number one ❤❤❤❤
Humble Mukotsanjera kuzvininipisa gadzirisai mabhinya size yawo
ZVANZI Kwamz..... Anechigayo pamuparutsa hamumuzive here imi
Uyo mwana ariku actor uyooo ane trucksuit ye green haana kubudirwa kunyepa 😅
Ndakamuona even pavakasvika padare in other videos, mahumbwe chaiwo
Kuita kunge akamwa kambwa kudaro kungombundira mbundira akutotibhowa Akuvhiringidza Uyo
😂😂 taura hako ,ndosaka mukomana uyo arikuramba@@Rebhara
@@Mashia-t8beee kunyepa otherwise akakubudirwa musikana uyoo
Avo ma comedian 😂
N'anga iyi hapana chinozivikanwa yaramba kuvheneka vanhu , sekuru mukotsanjera vanogona
Vana muranganwa mabhinya ava vakapotsa vauraya mai vangu vaine mimba 1997 vakapona neburi retsono
Yuhwii itii shuwa. Zvadzirimhondi nhaimi. Apa kuramba
Mukotsanjera unebasa shamwari vanhu vangakuzvidze asi mangwana vachakuda chete ndokudira kuti hauzvidze unoshanda mashandiro ako thanks ramba wakadaro
Mukotsanjera for the people ❤❤❤
Kuchanakidza heeeeyii mukotsanjere is the best oooooh
Yes ndaonawo as same repeat of yesterday. Ndatombofungawo kuti it's another episode?😂😂😂😂😂
Apa mauya nen'anga 1 matoresva mouya neN'anga 5 nemadzibaba 8 😂😂😂😂😂 hahahaha mkotsanjera ma1 ndati 🤣
Chief manyama big up number one chief anogona muZimbabwe
Kuripa ngozi nemunhu zvakangooma ngozi ngairipwe nemombe kwete munhu uuu😢
Mundau ungati ndiSwagger🤣🤣kungoudyura maziso zvenhando
😂😂😂😂how do I tag lala on this one .....wandinakidza
Kkkkkk
😂😂😂😂
Haaaa mukotsanjera chibaba
ngaabaye wekuchipinge nguva ichipo
Asi ngozi yakaoma 2hrs vanhu vakambundirana here hama😅😅😅
Just imagine one munhu pa family yese anaChiremba (N'anga) yake ega....🤔??? Vamwe varikufamba neN'anga 1 varipamwechete Only one chete wendebvu dzembudzi 1 aneyake n'anga ega 🤔
Uyu webarawara gotsi refu dzoro bhangu inhubu mazhewe anosvota
Anoda shamhu 😂
😂😂😂😂😂Ko 😂😂
Mbuya haina nyaya iyo yechipinge
I don't know how i missed this but kuiona nhasi ndanyarira munhu veduweee 😂😂😂😂
There is overuse of the word "kubeni"
A true ndau won't overdo this
Hapenooo VaMundau
Aaasi mundau uyu maybe mumozambique
You are right paririkuiswa hapasipo
😂😂😂😂 Truuu
@@onaingorima7122 Haasi. bvunza ini ndinobve kwa Rusitu chimanimani ku border ne mozambiki. Kubeni wake wakawandisa haasi muNdau uyo.
Thanks isu tisinganzwi tetichitoti arikuziva zvaari kutaura😂😂😂😂😂😂
Weldone Sekuru Mukotsanjera igamba panyaya dzengozi usadherera
Mkoma wangu mungapikisa Mukotsanjera zvenyu asi kunyangwe mkoma wko kn munin'ina akapara mhosva newe waparawo bvuma ubatsirike ufunge
Taura zvako
I don't know hangu but kana n'anga dzapinda mudare ngadzingotaure kuti ndinhingi na nhingi ndovakauraya ngozi yoripwa
Mkotsanjera akundwa , ndezvekupomerana izvi
Mukotsanjera to the fullest
Sekuru Mukonzanjera chiregai kambuya sekuru ako kanzwa nekuvhura maziso yangova ndinobonga
😂😂😂😂😂😂😂
Mbuya mundau hamuna nyaya mazimboni enyu
Tsoka to the world
😂😂 ko muromo
Hanzi kurova nemabondo kkk
Kkkkk
😂😂😂😂 haa sangoma vekuchipinge bhoo hre
That clown feels unnecessary cause he was nolonger told the whole story so he he doesn't know what to say 😂
Mufana ane focus wauya ne solution yekt one by one padhibhi.kkkkya mufana ane focus yah ndo solution yah keep it up mufana
I like Mambo Mutasa vanogona kutonga.
Vanogona basa Sekuru Mukotsanjera havasi biased uye vakaninipa. Thank you Karanganda TV.
Vanhu vekwa muranganwa havanzwisisi ba uyo forget arikunzi akaponda but haasiriye ndibaba vake but ngozi ikunongedzera iye wani
Chief Mutasa monakidza hanzi ndrikuda madhonza ese ari mayiri apa😂
Haaaaa ichi chimbuya che green ichi chauya kuzovhiringidza vanhu from chipinge chokwadi ivo mbuya kuuya kuzogara pamunhu rume uyu 😂😂 dai Mukotsanjera apa dare iri kune mbuya ye green iyo yamutsa ngozi dzese idzi nekudzinyaradza nhasi taionerera
Mareketere e n'anga iyi andichopi chindau, atishandisi kubeni pheya zvakateedzana and azvishandi peshe peshe aaah ndakorera kuvagonda, phepha. Plus chindau chacho chinodhibaniswa nechimweni, kuchindau akuna hongu. Vari kugega nyaya
Aaah mbuya iyi inosvikirwa zvenhema😂😂ko kuzvida nhy
kkkkk maziso kani
@@nyaraingadella4924 dzotopenga chaiko
Mukotsanjera number 1 ❤❤❤❤❤
Mukotsanjera for my vote
❤❤❤❤❤❤shumba yengozi sekuru mukotsanjera
Mukotsanjera kana akanyepa ndongoti ndizvozvo 😂😂😂😂😂😂Mukotsanjera woyeeeeee,,,,, Sekuru/Mbuya Chipinge avo chinguri vangoti ndinobva kanyi kkkk haaaa tazvinzwa kare izvo
😢😢😢😢😢😢😢 mbuya apana chinozikanwa
K(😂
Mukotsanjera to the fullest ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ idzo dzidofo dzine zuda mhosva iri mudzinza rese
Mkotsanjera to the people ❤❤❤❤
Kkkkk mbuya anatoona kufa nebute raakubhema iro akuribhemera nyadzi manje rinomuuraya honai madziva or mabesa ebrown ayo
Next plizz 🎉🎉🎉🎉
Mukotsanjera mwari ngavakupei mamwe Masimba by 500 makanyanya
Mbuya uuuummh! I’m not convinced.
Mateteranhwa tsvina yeusiku" ndozvega zvavarikutaura🤣🤣
😂😂😂😂😂😂 peyani ndiri muNdau@@masbaekatanda6987