BaTaps isu situation yedu yakada kufanana neiyi. Ambuya vakafa vachitoramba kuudza baba vedu kuti baba vavo ndiyani. We really need help please please baba Taps
Dai madzinza evaMalawi akatevera mhuri dzose dzakapararira pasi rose vazive kumusha. Vanababa vedu vakauya muZim and other countries but most never showed mhuri dzavo kwavaibva😢😢. How glad I am that my father connected us with his biological brother and sisters back in Mulanje, Blantyre before he left us❤❤❤
@@joycepanganai4866 ibva pa comment yangu siyana ne comment yangu comment yours munodenhereiko nhai mune pamuromo,,,,kana ndikakomenta kuti 0 ndini ndirege my phone my data
I think these traditional healers they have specific talents for example Sekuru mukotsanjera anogona kuronda zvemadzinza nekuronda ngozi nekuti ikwanise kunorwisa ipapoo pangozi vasiyana netwumwe twun'anga twunotsipikika
You are doing a good job baba Taps.many families are suffering nekuda kwekushaya wisdom .izvi zvaitoda national tv chaiyo so tht many families can learn
@JessicaMukora• good question 🙋♀️, now I want to pose a question to you. If Phiri speaks fluent Chewa dialect, which is also a Shona dialect. How many people will understand him? As for you, how many languages do you speak?
7pm Today part 2 irikuuya
Can't wait mwatononoka karanganda
Yebo baba Taps totenda
Tadzigarira manje
Well done ba Taps ❤❤ muri kutigonera. Ndichitenda Sa Mukotsanjera haaaa basa ravari kuita rakakura. Haasi mafanizi. Naidzo mhepo dzasvika pakupupura
Ba taps please try to do more video with sekuru mukotsanjera vanoita zvinhu zvavo zviri fair hauzobvunzi kuti zvakaitika sei
Pamwe pacho hatirari ,tinorara takasvinurira kuitira kuti tikupeiwo nhapitapi ,Like Like Like yoga ndiyo yatinongodawo
Baba Taps ko avo vekwa mbuya ma gumbo vanozora mafuta ekutsvukisa vadii kuuyawo kwa mukotsanjera
Kkkkk haa tokutendai ba taps
Baba Taps kana ndri ini ndikasaona karanganda ndogwara plz garai muchikanda ngepangu pano sandinyolee .kuti chuuuu ,kuti dhesheee sofa rese kkkkkk❤❤❤❤
Havana imwe number here sekuru Mukotsanjera please 2:29 2:29
Mukotsanjera ngaabetsere mapositori aye
Mukotsanjera ndinomira naye❤❤ ukaisa like pathis comment ndinodzoka futi
❤
Sando Kuna sekur Mukotsanjera ❤❤❤❤
The spirit lives akomana after more than 90 years pfacha mhepo yadzoka kumhuri. I love this❤
MaComments akasvika 1k tinobva taisa part 2 yacho pari sei ?😊
Hello baba Taps sekuru havana dzimwe number here idzi dzinoramba everytime l try. Or tipeiwo madirections please please
BaTaps isu situation yedu yakada kufanana neiyi. Ambuya vakafa vachitoramba kuudza baba vedu kuti baba vavo ndiyani. We really need help please please baba Taps
Pakanaka wani kkkk
@@nikkiebrown4649 ok regai tivanzwe
@@nikkiebrown4649ok regai tivanzwe
This has been the best show ever... very informative/educational
Toda mukatipawo Sekuru Mukotsanjere pavhiki roga roga Karanganda ❤
Kana ka5 per week
Kana 7 days 😂
I don't know why I like mukotsanjera like this 😢
🤚🤚m2
😂me too
@@JuniorEmmanuel20 me 3😂😂
Hamungarege nekt uyu anobata basa uyu
Aruso me ndadzidza still learning in ravhu ndisekuru program
Kule Mukotsanjera he is very humble zvasiyana nezvatinosiona❤
Mukotsanjera ini hangu anondiitira ndinoona Ari munhu anobatsira nemazvo
Anoita chivanhu proper
Amunyepi ndokuti chirembazve uku vanogonesa sekuru ava
It's special to see a centurion, these are sources of wisdom 102 years not a joke, do a documentary about his life baTaps
❤❤
Apo he looks young
Ipapa uchanzwa rimwe team rinobva nepa izrairi apa richiti hakuchina zvese izvi mweya yetsvina zvaakuda jeso.
MUTIDZIKAMIRE IMI!!!
Kkkk wapedza
😂😂😂vakawanda vanototi madrama wena
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hokoyoo😂 mapostori ekwamarange otamba ngoma dzechivanhu aiwa patsvene ndozvinoratidza kuti chivanhu chiriko
😂😂😂😂😂Andina mwana anoita rombe
😂😂😂😂😂😂😂vakutoona kuti wanga vari kuruza
Video quality and sound always on point.❤❤❤
Been waiting for too long for Sekuru
Kadhara kairova poto aka, kunakidza kunoita chivanhu kana chichifambiswa nenzira chaiyo
Dai madzinza evaMalawi akatevera mhuri dzose dzakapararira pasi rose vazive kumusha. Vanababa vedu vakauya muZim and other countries but most never showed mhuri dzavo kwavaibva😢😢. How glad I am that my father connected us with his biological brother and sisters back in Mulanje, Blantyre before he left us❤❤❤
Ba Taps nhas mandigonera mutape 🎉🎉🎉🎉.....in love with sekuru Mukotsanjera 👏👏👏👏👏👏👏👏 ndaisa maoko asekuru
Karanganda iyoooooo Power re Karanganda tv.....kungobva Kwa Headman Chigodora,,,, headman havachina power zvachose ,,,,,,,,,, baba Taps
Ko muka commenta zviri pano monyarara munobvei?? Makuhwa here senge mabvunzw
@@joycepanganai4866 ibva pa comment yangu siyana ne comment yangu comment yours munodenhereiko nhai mune pamuromo,,,,kana ndikakomenta kuti 0 ndini ndirege my phone my data
@@joycepanganai4866apana makuhwa arutaura chokwadi akuchanakidzi kuye
@@joycepanganai4866 data nderangu phone ndeyangu zvandada ndini ,,,,
Chero kuendako kutonzwa nhungo chaiko
I think these traditional healers they have specific talents for example Sekuru mukotsanjera anogona kuronda zvemadzinza nekuronda ngozi nekuti ikwanise kunorwisa ipapoo pangozi vasiyana netwumwe twun'anga twunotsipikika
Mukotsanjera anogona kwete vamwe kunyepa,mbavha ❤❤❤❤ Mukotsanjera weeeeeeeeeeeeeeee🎉🎉🎉🎉
I like kuziva chivanhu kwamukotsanjera. He's a great man, fully cultured
Apa unobva wapaya moyo wangu kuti chuuu dai waramba uchitipa Mukotsanjera everyday shz
Kana mukarega henyu vamwe vese handina basa nazvo mukaisa uyu daily❤
I like sekuru Mukotsanjera vanoita nemo nemo sando dzavo tokupai
I like sekuru Mukotsanjera 🎉🎉❤❤❤❤
Ichi ndochibaba chemidzimu nengozi kwete gogo
😂😂 gogo ma1
I respect this man vanogona basa rekutumwa nemadzinza zvakanyanya
You are doing a good job baba Taps.many families are suffering nekuda kwekushaya wisdom .izvi zvaitoda national tv chaiyo so tht many families can learn
Sekuru Mukotsanjera ndatombovashaya kuti ndivo vasina ngundu yavo .he is so humble ❤❤❤
Ini ndiripo pana mukotsanjere apo vanogona basa ava havana havo mbiri dziye dzine vamwe asi kwatiri vane mbiri
Kubva zvandakaona Mukotsanjera I love this guy's vanotaura zvinonzwisisika
Asika Aphiri makachengeterwa mwana makuda mombe 5 dzei fut imi makachengetera mwana wenyu😂😂😂😂Aphiri bvisai mombe yechiredzwa imi😅
Mombe ndedze kuroya nekushandisa muzukuru
Dzakawanda shaa apa kanga kasina kupedza kuroora achimwene ava ndivo vanofana kutobvisa maredzwa
Exactly my sentiments
@@Monica-z3t exactly dzakawanda mombe idzo vasada kudya zvevapfupi nekureba saka vaida aiswepwi mwana wacho
Exactly
😂😂😂😂 ndo liker ka three sei ... How .. ndava kuda kupamhazve like 😂😂😂😂
Kuzwisisa chiwanhu ndoozvacho zvinonakidza
Kana ka 1000 ndoshaya kuti ndodiiko
Abigal😂😂😂😂😂😂😂
Kasong kanoda ngoma employe me ooh Sekuru Mukotsanjera 🔥🔥🔥
Sekuru mukotsa ndokudai manje❤❤❤❤ ende ndanga ndakusuwai
Ndicho chinonzi chivanhu ichi.sekuru Mukotsanjera is 10/10 for me.kwete slay queen Magumbo vaya
Ndiyo mhuri iya yekubatsirwa namanjuzu vaya here veku bleacher
😂😂😂😂😂
Aiwa haisiyo iyi ndeimwevo mhuri
Chidzidzo kune vese varikuita vana nana achimwene garai mapa vanhu vana vavo shame😂😂😂😂😂
May Almighty God continue blessings you with the good things you are doing in many people's lives 💗🤍🙏🏿🙏🙏🙏I just wish to meet up with you
Mukotsanjera ndovimba naye akabatsira family yamaiguru vangu kwaVhumbunu. Now awekubatsira yangu yekwaManyau nyaya dzengozi mumusha
Baba Taps mukomborerwe kwemisi isingaperi. You are just wonderful. Munogona basa. Taikumbira mumboramba muchifamba naMukotsanjera tionewo matare avo.
Sekuru Mukotsanjera Shumba yengozi
Sekuru Mukotsanjera haaa wanopedza ma sports but sekuru i handsome zvayo pafeya
😂😂😂,
wakuda kuvabvisa pamweya.vasiyeyi vayabutse mhuri dzemu zimbabwe.mada zvekuchiva manji.imika ityayi Mwari
Sekuru munoziya.zvamunoita god bless you.murikubatsira vazhinji vachiyambuka
AnaPhiri maita luck kuzvarigwa muzimbabwe inotambura kudai mobva mazonzi makava muno nekubiwa makuenda henyu kuMarawi, marubuda gwemazig
Ndonamatirawo sekuru muuye kwedu muzotiudzawo kuti vekuUK kwedu avarovi tibhururukewo takadzokerako.
Pamberi nebasa kule well done❤
Mukosanjera chibaba chengozi. Ndiye akudiwa kwa duri kuri kuitwa nagogo magumbo
❤❤❤ Sekuru Mukotsanjera to the people basa mberi Karanganda Tv
Mukotsanjera unondinakidza ngekusununguka pabasa rako❤❤❤
VaMukotsanjere vanoziva zvavanoita havana dzungu zvavo
Rovai basa sekuru
@JessicaMukora• good question 🙋♀️, now I want to pose a question to you. If Phiri speaks fluent Chewa dialect, which is also a Shona dialect. How many people will understand him? As for you, how many languages do you speak?
Makanyanya sekuru mukosanjera batai Basa ramakatumwa good work 🎉🎉🎉🙏🙏🙏🙏🤞
Vaenda here kumapositori ,thank you Karanganda always made my day❤❤❤
Asi mukwambo hautendi ngenyi uda kuripwa pamusoro pekuchengeterwa ft Ahhhh unodaro ngenyi mukwambo
Anoda kwamai nekuti ndikokwega kwaakachembera achiziva zveee, inganzi imhaka here iyoyo, ngavatende mbereko yakarera mupwere wavo
Chimwene mune pamuromo 😅😅😅😅😅😅😅😅 imi mkarererwa vana venyu sure
Kana ndimiwo 😂😂😂😂😂
I like sekuru Mukotsanjera thank you Karangandatv
❤❤Sekuru ava vanondigonera zvangu
Ko vekuMalawi vari kutaura chakuZimbabwe sei ngawataure zvakuMalawi aaaah .... pakaipuur
Sekuru mukotsanjera hoyeeee long live sekuru god and vadzimu ngavave nemi . Long live Sekuru❤❤
Ini ndinozwa kutapirirwa nemabatirwe ematare naMukotsanjera ❤❤❤❤❤❤
Baba avo varikunyepa mudzimu here uyo
Mukotsanjera to the world anogona zvake murume uyu zvekudaidza mhepo izvi haa kumberi chaiko kwete zvevamwe zvekuti ndini ndinohaka wopedza hauna kana chimwe chaunobvunzwa uchidaira unozongonzwa zvonzi atoenda 😅
Mukotsanjera he is very humble understanding
What a happy family. Blessed family❤❤❤
Sekuru ndovafarira hangu ini handiite n'anga but Ava ndinoteera shem😂😂❤
Sekuru Mukotsanjera my favourite
Mhondoro yengozi his work is clear ahuiti fembera fembera
Kamwe kamupururu kari kubuda nechekuseri mukukanzwawo here.😂😂😂😂😂
Wonderful!!!
In love with mukotsajera guys unobatsira zvake Haa zvimwe tingatsura but pamberi nemudzimu wechokwadi
Mambo Matsokonjere ndabvuma always munobata basa
Sekuru mukotsanjera vanoti nemo nemo vopedza masports🔥🔥🔥🔥
Uyu ndomuda uyu zvekutodaro ❤
Brother how are you, sekuru Mukotsanjera sando dzawo purizi❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Ehee zvee karanganda hamuchaona manje...........ndoisa seiko 40 likes
Me too i like mukotsanjera is genuine
Ndoda kuvaonawo
Giroriya hosanna, amukonzanjera waripano 🤸🤸
1 munhu anogona basa rake more life sekuru mukotsachera ❤
In love with mukotsanjereka tiri kudzidza zvakawanda
Chivanhu chiriko chero mukazviramba
Yeah
Apa panenyaya .. mukotsanjere kumberi sanho dzako unogona basa mbuya vabva vapedza basa
Haa dzinza rakakura Haro iro, I like it
Apa munhu 1 akakudza dzinza kudai kkkk
Kubva nhasi ndakusupporter barika
Coming to you
I love your smile sekuru❤❤😂
Love you Sekuru ndoda kukudzikisai honde valley pahauna apo
1 chandodira sekuru mukodzanjera vanoshandisa chivanhu asi havakanganwi fut kuti Kuna mwari .unonzwa vachitoti totenda mwari .amen .basa mberi sekuru
Ndovanhu vanogona Basa ava kwete team riya rinongobata twunyoka twunenge 🪱 worms
Haaaa mandigonera bab Taps kutipa vaMukotsanjera ❤❤
I don’t doubt Chivanhu chiriko Uye hachi pere asi paku taura chi Shona vachi siya chawo chichewa zvabva zva dhakwa. Ngavambo femedza futi dzinza ihombe iri. Phiri chaiye acha turuka. Kumhanya sandi kusvika.
chivanhu marakidza kuchiziva
I like the unit among them
I like mukotsanjera ndomira naye ❤❤❤ baba taps muriko here ❤
Sekuru Mukotsanjere vanondibatira basa zvandogutsikana nazvo 🔨🔨🔨🔨🔨🔨 dzenyu sekuru
Doctor Mukotsanjera is addictive anechikoro he can teach how it is done till machibata
Sekuru Ava ndovada mhani❤ basa ririkubatwa
Vanodya mari dzanachimwene muriko here uko chimwene haadyirwe muzaga kkkkkk
me too like is guy ❤😢
Photographer manyama baba taps welldone namukotsanjera
SEKURU mugotsa bhora vanopedza
Chivanhu chakaoma saka madhara ese ayo vakuru nevadiki maombera mwanakadzi😅😅haaa uchida usingade maoko munoisa chete kana zvasvika😊
Sekuru Mukotsanjera to the people ,thumbs up
Supporting the channel 👍👍