Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
We are going to 40k happy for you mkoma Robbie 🎉🎉
So close!
Ticharamba tinemi MUKOMA ROBERT KEEP UP THE GOOD WORK❤
sekuru batsiraiwo iye mbuya uyo angapedze varume kwaanobva uko runyoka ngarubviswe ndapota
Sando dzenyu tateguru Tasvu mwari nevadzimu ndavakuwedzerei mazuva ekurarama panyika❤❤❤
Imi batsirai vanhu kwete kuda kutovatonga , verse ava vanhu Nakuru , ko kuvambunyilkidza
Ngavataure chokwadi, kana vachida kubatsirwa, sekuru vanozoita kunge varikunyepa
Ah yeah, unofira mafufu segonzo zveshuwa. Ndofunga Jose uyo adzidza chidzidzo manje.
Thank you sekuru tasvu help yamurikuita munyika mwari vakuchengetei muchenese nyika yatenzi wedu midzimu yenyika yakatotsamwawo nehurombwa hurimunyika
Im in now watching tateguru tasvu and mukoma robbert
Aaa sekuru vanogona ava todawo kuvaona sekuru Tasvu mwari nevekumhepo vakuwedzerei simba zvotendwa izvo
Welcome Tateguru Tasvu manga marova🎉🎉❤
Mozambique 🇲🇿 pa mushonga ma1
Sekuru munogona basa tasvu 1
sekuru
Mukomana Robert chikwambo chebasa sekuru Tasvu makanyanya
Vakadzi vakawoma Moyo chokwadi mbuya yose iyo shuwa
Chero dai jose ari muhombe aingoita sefish akasiya ateya.mukadzi ndiye akatadza
Chembere mukadzi next epsode
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/DI2r1w0Pa6u6vlfJGeOMQb
Taveko
Ndine brother yangu kuBulawayo akaiswa runyoka izvezvi ave kunhuwa and ari kuramba kutaura bt pane mkadzi watirikufungidzira semhuri
@@evasnyamhere4066 thanks
@@progressmutandwa6724 anofa
@@progressmutandwa6724anofa
Akugwagwadza
Totenda teteguru Tasvu
Mukoma handei nebasa
Vanhu zvakaoma vanoda kuonererwa nevana vadiki
Itai Basa sekuru
Vanonyanya
Vasekuru🎉❤
Tasvu to the fullest
Haa kumoza kune mushonga
😂😂😂,ndaseka.Mhosva haibvumwe😊😊😊😊
U have a new interpreter asi dhunda is e best
Chibaba icho
Tangai mabatsira munhu mozobvunza arapika.anoratidza kuti arikudzimbikana
Gogo you good
Vanopedza vanhu machembere ayoo
Vana vechidiki vakusiya zera ravo vachida machembere kwanzi experience but kna zvadai zvichanakidza hre
Tateguru tokumbirawo nyaya yaCherles wekuroya Simba Kuti zvirikufamba cy
Sekuru Tasvu long time....how ar u sekuru
😂😂😂😂 mkoma Robert mandityora hanzi ndati murwere wepfungwa 😂😂😂😂
Honestly ka, they were she was walking up and down
Mupfanha akaseva muto wegwaya
Ko zvinebasa rei varungu anenge aine 70 achiroora munhu ane 35 moti love has no age 😢leave them vadanane zvekuvatonga rave drama
Ndosaka tirivanhu vatema ko tinodireiko kungotevedzera varungu zvese zvese
kuona sekunge varungu ndovanofanira kutiudza zvekuita or kuti tofana kuvatedzera..
You measure everything but what white people do, shame
Chinzwai ka vatete is isusu hatisi trivanhu vatema tinetsika dzedu imimi kana makaenda ikoko kuvarungu itai zveko ikoko musazviunze kuno
Yoooo ma1 chaiwo
Zvakaoma hazvo
Mai awa Hawanyari ihure kuuraisa warume wachiziwa kti vane ru n yoka rwe fish
Makadii kutsvaka murume wezera renyu nyai gogo
Rukawo has no age restriction.
Asi ndoona kunge kubvunzisisa kwenyu kwakanyanya guyz
Handisi kuzviziva izvozvo in gogo,s voice 😅
Usajambe kunge datya pasina gomba kkkkkkk tasvurai teteguru
K why vachitaura kunge munhu wechirudzi gogo ava, ko kusanyara kurara nevana vadiki😢
Sekuru Tasvu so ka kkkk hanzi ranga riri hure remakoko 😂
😮😮😮😮😮😮😮
Chembere mukadzi hazviyenzani nekurara migota😂
Kuda zvinhu kufira pakati
Ummm ndatya saka rukaworwuri pakawanda nhai
Haaaaaaa zvakaoma warume wakaoma wanosota hezvo joze haachagoni mugara akaoma
Vasaziya pliz
Haà varume musagadzire vana vevanhu mhani kuuraya vana vevanhu so
Mai ava kaah mmmmm zvakaoma shuwa pasi rino rakatakura
Hes Robert pamberi nemi mkoma aRobert
Thanks
Ummm zvakaoma
Why kumbunyikidza munhu kuti abvume kuti ndakauraya iye asingazive
Anoziwa ko mbavha inongosvikirakubvuma hre nhai benzi iwe
Moswa haibvumwe se sadza cic .ku court munhu anotoenda achiziva kuty ndiye akaziita but haabvumi kusvika atozorohwa ne ma Cid kuti abvume
Uchadzidzi zvakawanda if you follow these programmes to the end
Sorry Jose
Idzi imbanje chete
😂
50yrs kupinda mubhawa
KuMoza vakadzi vanotomukira kubhawa konwa kwete kunohura chero akaroorwa vanodaro
But ini pane zvandisinganyatsonzwisisa nen'anga idzi dzose dzinotaura chi moskeni but vacho ma moskeni ari kuuya muno muzimbabwe kuzorapiwa ko vanodii kungorapiwa kwacho kunobikwa n'anga?
Dziri Moza dzotyisa nekurombesa
Kkkkk
Kkkk😂
Mai ava drama queen chaiyo😂😂😂chaiyo 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 aah
Ko ku shaker body kwaari kuita haisi abuse of alcohol hre? Doro rikawandisa mumuviri rinoita kuti uite zvaari kuita izvi.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Imi munhu angaendere kun'anga bhabhalas
Pane munhu angaendere kudare doro here amana achitoziva kuti idoro
@@mollineshato8442nhai nhai kurambwa nehama dzako, wouya kunanga after 3 weeks hanzi bhbharasi😢
We are going to 40k happy for you mkoma Robbie 🎉🎉
So close!
Ticharamba tinemi MUKOMA ROBERT KEEP UP THE GOOD WORK❤
sekuru batsiraiwo iye mbuya
uyo angapedze varume kwaanobva uko runyoka ngarubviswe ndapota