Ini I'm not a politician but izvi hazvinei nechekuita ne Zanu kuno ku south africa Satanism iriku attacker zvikoro. Zvakutoda isu vabereki kunamatira vana nekuvadzidzisa kusatambira tambira zvinhu zvevanhu
Mai avo zvavari kuita vana ummm kutsikirira kudaro apa paatikuti muri kundikuvadzirei arikunzwa pain chaiyo 😢😢😢😢😢veduweee mukadzi uyo it's a no kutsikirira vana no
Uuuuum hameno kana pane agutsikanawo n̈ezvaitwa nakanengo apo Uuuuum handina chinemusoro chandaonaba kamukadzi ako kudzwanya vana netsvimbo kuvarwadxisa kudaro 😢😢😢
I have seen a lot of physical abuse in a broad day light, Vana vanogona kusuffer ma internal injuries and even to sustain mafructurers, this is unacceptable. But in an environment where people are ignorant and selfish, they accept this barbaric manhandling of innocent children.
Tinotenda Sekuru Kanengo.Asi madzibaba vano sizer.want u all people to check madzibaba va chi kanda Ka Dombo ku gotsi mu hembe mavo.vave kuti ka dombo ka disappear.zoom the video u can see ka dombo kachi donhera mu hembe mavo.thats why Vange vakaita tuck Inn kuti kasa dhonhere pasi ka dombo.zoom and replay the video you will see what I saw. I'm disappointed na madzibaba vemu nana. Wonder why Sekuru musina kuzvi ona pa mhepo??????
Where is the church. Where is the so called big prophets. Tikunzwei futi muchiti n'anga dzakashata imi musingabudikire pamatambudziko aripachena kudai anonatsooneka anoda rubatsiro kwete zvekunyepa nevanhu vamunenge matenga kuma church. Thanks sekuru kanengo nekubudikira panguva yakaoma kudai pasina kana muripo.mmmmm taitarisira izvi kubva kumakereke.Mwari vakuwedzerei simba nekukuchengetai
"Hanzi akazvimba machende "😂😂😂😂, sadly ne economy yekemama iyi the devil has been using teachers in schools and nurse's in hospital to attack children and patients, kozoti vanoda kuitawo chi zanu pese pese haa nhamo ine nharo
@@LindaChitiyo-j5v n'anga idzi kutsvaka mari iwe uye chinondinetsa Robert ndiye anotanga kutaura nevanhu ava ozovaendesa kun'anga dzanzwa zvese zvirikuitika dzonyepera kushopera ivo vachiziva nyaya yese
zvakaoma shuwa maita basa sekuru kanengo na mukoma Robert .ndiri kuona zvangu ndiri pa S.A
Jesus is the way ,truth & love only
Saka urikuti mahumbwe here ayo
Enda ka undoita zva Jesus zvacho vana vapone simple
Amen!!
Ndimi fut murimasatanist kumachurch ikoko nxaaa
Kwana iwe,dont you see unity there btwn sekuru n madzibaba
Nhai Mwari vana vedu vatariseiwo kana tiri kumabsa kwavanodzidza zvavanodya nekubata ngazvive zvacheneswa nemi Amen
thank u Sekuru Kanengo na Mkoma Robert 🙏🙏🙏
Weldone mkoma Robert nebasa ramunobata muchitiratidza zvinoyera nezvinotyisa
Picture quality on point mkoma Robert
Thank you mukoma Robbie na sekuru Kanengo
Gud job sekuru ndaisa zwanza 👏
Ini I'm not a politician but izvi hazvinei nechekuita ne Zanu kuno ku south africa Satanism iriku attacker zvikoro. Zvakutoda isu vabereki kunamatira vana nekuvadzidzisa kusatambira tambira zvinhu zvevanhu
Thank you Kule Kanengo❤🎉
Nice tirsht mkoma Robert
Sekuru Kanengoni to the world, mwaita basa mwabatsira
Everything clear 👍👍👍👍
Zimbabwe takatukwa veduwe asi chii kushungurudza vana kudai
Zviri kwese dear not Zim only
Wooooow nyakuchena makaitabsa kumusha kwedu uko
Siyanai nezvekusapota Zanu vekuMudzi. Iyezvino mooneswa nhamo nezvidhoma zvaMnangagwa
😂😂😂😂😂😂
😅😅😅
😂😂😂😂usatidaro
😂😂😂😂u make my day
😂😂😂😂😂😂😂😂
thanks 🙏🙏
Vanogona sekuru Kanengo Mwari vakuchengetei
Tinotenda Mukoma Robert nekudzifambira murikutigonera tochitenda Sekuru Kanengo Chirera nherera
Maita henyu anasekuru maenda kunobatsira vana
Zvoda shumba yegorongozi izvi
Pakudiiko
Avo ndeve ngozi
@@nomsanyika151siyana naye anopenga uyo
Chikwambo chakarombwa kumoza achachitorerwa muchanyara naye mukotsa wenyu
Muuudzepo @@tawandavulande9349
Mai avo zvavari kuita vana ummm kutsikirira kudaro apa paatikuti muri kundikuvadzirei arikunzwa pain chaiyo 😢😢😢😢😢veduweee mukadzi uyo it's a no kutsikirira vana no
Uuuuum hameno kana pane agutsikanawo n̈ezvaitwa nakanengo apo Uuuuum handina chinemusoro chandaonaba kamukadzi ako kudzwanya vana netsvimbo kuvarwadxisa kudaro 😢😢😢
Unotorwara
Unopenga
Madzibaba avo😂😂😂😂😂 magic chaiyo apa Panoda kumbosimudza munhu nemhepo to prove
Asi unopindawo😈😈😈
Mamuchida aite zvipi mugutsikane
Nhasi picture quality yenyu bhoo zvokuti mkoma Robert😅
I have seen a lot of physical abuse in a broad day light, Vana vanogona kusuffer ma internal injuries and even to sustain mafructurers, this is unacceptable. But in an environment where people are ignorant and selfish, they accept this barbaric manhandling of innocent children.
Wakambobata demon here in your life, try to stop benzi pa road 1day ubve wanzwisisa.
@choks1977 😂😂😂😂😂
I challenge you to show yourself in public and challenge this. Ita video tikuone.
Mykoma robby ❤
vari pano
Ndekupiko uku?
Weldone Sekuru ❤
Skillful yazoitwa nemuporofita iyo taimboiita yekupfinyira kumashure kuti dombo raakanda neruoko rikuenda kumusana risaoneke kudonha kkkkk muporofita ngaasadaro
Moyo wangu waenda kure zvakaoma kuona vana vachidai😢
Waiting ✋️
Shame this is sad 😢😢
Aaah kwa Nyakuchena ndokuziva ndakambokusvika
Sekuru kanengo hamuna chamunoziva pana mai vaya vekudya muzukuru mungaita back tosender yekusurisa ndochi ichocho muroyi ngafe
😂
Handiendese mwana kubording...dzinobata here hamaweee vana vachinzarwi😢😢😢😢
This is a day school dear
@@Lee-ny-u9s hahahaha temu phones
Day sch chero munaye pamba zvomuwana mwana anochengetwa naMwari not nemi
@@petronellachiyangwa6766taura zvako, zvinongoda Musiki😢
@@petronellachiyangwa6766 amen
Ko maPastors nema Prophets ari kupi VaKanengo "vachibatsira"?
Waiting
Ko sekuru vadii kuzvidaidza zvinhu zvacho zvopiswa. Kwavari varikutoroya vamwe futi nazvo
Sekuru kanengo vanogona basa zvachose
Brother Sly how are you doing
Sekuru kanengo munogona basa chose
Nyika yatakura kurema 😭😭😭
Mazviita henyu sekuru kanengo pasatanism muri chikwapuro
Pakawandwa yowee munhu here uyo
Tinokutendai mukoma Robert nasekuru nekuramba muchibatsira vana
Mkoma Robert ko mukadzi weku zvimba dumbu uya akazodiii. Nyaya yaiva nemu Kwasha naambuya
Wekuzvimba dumbu asihauna kuzoiwona hre Payahapana kuroiva hanzi chirwere HIV wanga vakasiya mapiritsi wena kupuma vanhu mahara
Ahi😅😅😅@@GaylordNjanji
@@GaylordNjanji kkkkkkkk mazvionaka zvinoita vanhu manje vakunyarirepi now
@@tendaisandechipenda8578 ndeupi iyeye Chenai here
Uyo ndeumwe uyo vakureva airoyiwa namai nemurume@@GaylordNjanji
Pane ane N’anga language book here? Ndikuda kuita Makumbi😂😂
Haa makwikwi dai zvangopera
Mukungodzokorora wani dai maita zvevana vapore
vanhu matoisa malike maoneyi kkk
𝐂𝐡𝐞𝐫𝐨 𝐭𝐢𝐜𝐡𝐢𝐭𝐮𝐤𝐰𝐚 𝐦𝐛𝐞𝐫𝐢 𝐤𝐨𝐤𝐨 𝐜𝐡𝐚𝐭𝐨𝐭𝐚𝐧𝐠𝐚 𝐤𝐮𝐢𝐭𝐚 𝐤𝐮𝐢𝐬𝐚 𝐥𝐢𝐤𝐞 𝐰𝐞𝐧𝐚😅𝐙𝐢𝐦𝐍𝐞𝐰𝐬 𝐁𝐞𝐚𝐭 𝐜𝐡𝐢𝐧𝐡𝐮 𝐜𝐡𝐞𝐝𝐮 𝐢𝐜𝐡𝐢🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂😂😛 taona Robert mandisekesa chokwadi
Which party, suppose it's Zanu.
Where does it come in here?
Can't the general citizens do anything without those thugs?
tinotenda nebasa sekuru
❤❤❤ vana vaende vaende ku xl
Sekuru kanengo hoyooo
Robson sharuko akutozviona saivo sekuru vacho 😢
Chimboendaiwo panyanyadzi sec sekuru kanengo mbuya dziripo dzakuvadza vana apo
Headmaster na madam they must be arrested
Kanengo anogona basa rake
Maita basa sekuru pedzeai zvose
Tinotenda Sekuru Kanengo.Asi madzibaba vano sizer.want u all people to check madzibaba va chi kanda Ka Dombo ku gotsi mu hembe mavo.vave kuti ka dombo ka disappear.zoom the video u can see ka dombo kachi donhera mu hembe mavo.thats why Vange vakaita tuck Inn kuti kasa dhonhere pasi ka dombo.zoom and replay the video you will see what I saw.
I'm disappointed na madzibaba vemu nana.
Wonder why Sekuru musina kuzvi ona pa mhepo??????
Kureva kt sekuru havaonewo daivaona kadombo pamweya wavo
Anotijairira madzibaba uyu ka tricky kataiita tiri ma grade 1 ndiko kaachiri kuita nhasi
Uyo mukadzi anerasta uyo next time ndaasare kuharare Toda kuona godobori achibata basa
Haaa ini zvangu ndezvekunyepa izvo nekuti zvinotanga zvataurwa N'anga yozouya mumashure cy
Hoo
Chikuru kupona plus vamwe vakunhongwa zvisinei nedare iri sei musikubeliever
As long usina mwana anedambudziko rakadai unoona kunge nhema but vabatsirwa vanitenda not easy kugara nemwana achidai
Kureva kuti vana havana kunyora exam😳😳😳😱
Batai tuvana utwo murowe neshamhu🤣🤣🤣🤣
Sekuru munogona kubata bsa shame
Ma 1 aya
Ndeip mukoma Rob , haa inini hangu mashoko ataurwa kanengo ndeye fake
Aaah
Where is the church. Where is the so called big prophets. Tikunzwei futi muchiti n'anga dzakashata imi musingabudikire pamatambudziko aripachena kudai anonatsooneka anoda rubatsiro kwete zvekunyepa nevanhu vamunenge matenga kuma church. Thanks sekuru kanengo nekubudikira panguva yakaoma kudai pasina kana muripo.mmmmm taitarisira izvi kubva kumakereke.Mwari vakuwedzerei simba nekukuchengetai
Kasi hauna kuona maporofita aiveko? Tarisa from episod 1 Church yagara yanga iriko vasati vaenda kwasekuru
@ ikazodii paya
❤
"Hanzi akazvimba machende "😂😂😂😂, sadly ne economy yekemama iyi the devil has been using teachers in schools and nurse's in hospital to attack children and patients, kozoti vanoda kuitawo chi zanu pese pese haa nhamo ine nharo
Kumusha kwangu nhai
Zvakaoma
😂😂😂😂
Munonyepa haana kumbobvuna kuti ndirimusatanist
Akajoiniswa asingazive
Sekuru Kanengo makadiii batsirai nyika tatambura
😅😅😅Nyika ye Zanu hr dear 😅😅😅
😂😂😂😂
doctor pamweya
Sekuru kanengo ndokubata kunofadza uku munogona basa
💥💥💥💥💥💥
Mukadzi uyu anga achikuvadza mwana uyu aaa
Bsa munobata sekur
Batsirai vana vaende ku school
Chokwadi zvorwadza
mambo too softas
Ummm zvakaoma hazvo
Ko kumanikidza munhu kut abvume kut aidanana na madam.ndokudii manje 😏 nonsense
Kuno kumozambiqie kutete kunotaurwa chinyungwe chamurikutaura ichi ndikokurudzi rwenyu satanizim nevaroyi vazere huyai mubatsire
Tangai kubatsira vana vechikoro first vanhu vozotevera
Taura hako
Zvava fambira tsve votanga nezve vanhu vakafa kareks4e nevano zvirwarira.
He's hired to help school pupils chete kwete zvemu village
Havazvigone avo 😂😂😂
@@CharletteChihelele-d5vndewekupenga kanengo uyu zvesatanisim ndizvo zvake zvaanogona zvimwe izvi haiwawo uye ndiye musatanist mukuru
@@CharletteChihelele-d5vmarketing
I still remember ndakashanya kune kmwe kereke veduweeeeka ndakapushwa ndichinamatirwa hanxi ndine demon ndakatsikirirwa ndichivati veduweeee mandikuvadza hanzi i demon haaaaa veduweeee ndakarwadziwa ummmmmm
Wow happened to me😂😂
@janemwanyali2475 unotofa vanhu vachiti I demon since that day handiende kumachurxh Aya 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌
Mmmm madzvanyidzirei evana kudaro iwe mkadzi iwe uchauraya vnhu aaah
@@PhoebeNyeraurombo nhai zvenyu it's a no
Kana muchida kupedza satanizim sekuru tangai nasekuru kafera moenda kunagogo chihoro moenda kuna sitole ndiko kunoenda mateacher iwaya apa murikurova muswe wenyoka
Vana 60
Ko zvakusaty kwava nemakuhwa achozve nhaimwi ndavinga guhwa panoapa
Maswerao sei pano
Sekuru matakanure
Mukoma Rob kumbakwangu uko,
Madzibaba vedombo munotijairira nonsense
Mateacher epamudzi akaita izvi murimbwa dzevanhu
Kutikanganisira vana vedu brat shit
Party chairman wechinyi kwana iwe shit
Zanu yakamupinda murume uyu
Matakanure anozvipedza zvese izvo nhasi varoyi vaya wanochiona
Ko vabereki vadii kunza vana.
Vanenge varikumba zvavo vamwe vabereki vanobhowa
Sekuru Kanengo hamuna kutiudza kuti mwana waManyoni uya akazozviuraya wani. Ko chiyi chakazoitika kuti amwe mushonga kusvika pakuzofa
NdomaivaKufakunesu here
Imi akafa hre mukadzi uya wemwana wekuzvimba dumbu
Hiii akazviuraya riinhi nhai weduwee yanga tichakangomirira kuti manyoni achadzoka kwasekuru ava haaa zvinotipa kuti tiite madoubt navo ana sekuru ava cei vasina kizvioneswa kuti achazviiraya zvakaoma
Iripapi nhau iyi handina kuzvizivawo ini kuti akazviuraya bvaa mhepo yacho inenge iinesimba chaizvo iih
@@LindaChitiyo-j5v n'anga idzi kutsvaka mari iwe uye chinondinetsa Robert ndiye anotanga kutaura nevanhu ava ozovaendesa kun'anga dzanzwa zvese zvirikuitika dzonyepera kushopera ivo vachiziva nyaya yese