Mambo Makoni Kuudza maPostori nemaKristo Kuti Endai KuN'anga Or Mobuda MuDunhu Rangu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 ноя 2024

Комментарии • 249

  • @KadiasMubako
    @KadiasMubako 8 месяцев назад +6

    Constitution -ine freedom of worship saka mambo vakoshiwa kana kusaziva izvi.mambo vanenguva vachingorasika mukutonga kwavo

  • @hazeljanuary3333
    @hazeljanuary3333 7 месяцев назад +6

    Ava mambo kutonga kwacho kuri biased. Zimbabwe ine freedom of worship. Endai kucivil court imi. Chief musabatira vanhu imi

  • @lilychipazi8390
    @lilychipazi8390 8 месяцев назад +18

    There is freedom of worship in this country. Ngavasa shandisa masimba avo kumbunyikidza vanhu.

    • @elephantstreetprinting874
      @elephantstreetprinting874 7 месяцев назад +1

      Alana chonzi freedom pasipano my friend

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 7 месяцев назад

      Freedom of worship, kudiiko vanhu vachihwanda ne bible

    • @JacobMzembe
      @JacobMzembe 7 месяцев назад

      But Nyanga ndovaroyi
      @@Gonawapotera1

    • @judithmutseura8014
      @judithmutseura8014 7 месяцев назад +1

      varoyi vazhinji vari kuhwanda nechurch apa zvivi hobho. ngavaende vodzoka voreurura chii chazoshamisa ipapa.

    • @JacobMzembe
      @JacobMzembe 7 месяцев назад

      @@judithmutseura8014 If you are a Christian, you will know that the unpardonable sin, is sinning Knowingly

  • @sirgeo9432
    @sirgeo9432 7 месяцев назад +2

    Amageddon. Daniel, Shadreck, Misheck naAbednigo. Nguva iya yadzoka. Namatai hama. Dzimba dzemukati ngadzishandiswe paminamato

  • @mpcommerciallawchambers
    @mpcommerciallawchambers 7 месяцев назад +4

    This is wrong. Anyone who knows those elderly people please get in touch so that we help them. This cannot be tolerated.

  • @taipagibonhuchu2256
    @taipagibonhuchu2256 8 месяцев назад +8

    Mambo needs to be educated to the Constitution of Zimbabwe

  • @Bonderai69
    @Bonderai69 8 месяцев назад +6

    Madzimambo should realise that their authority does not override the constitution of the land

  • @paulgupure
    @paulgupure 7 месяцев назад +8

    he certainly cannot force people to worship zvavasingatenderi mazviri. he is violating the law and the constitution

  • @bradwellchikumbirike2727
    @bradwellchikumbirike2727 8 месяцев назад +3

    There is freedom of worship muconstitution yeZimbabwe saka mambo havafanire kuforcer munhu kuenda kun'anga

  • @normannyapfumbi1953
    @normannyapfumbi1953 7 месяцев назад +2

    Madzimambo ari kushungurudza vanhu, the constitution is there to be respected by all citizens.

  • @RegisChakanetsa
    @RegisChakanetsa 8 месяцев назад +8

    Ipapo panoda kuongororwa , there is freedom of worship enshrined in the constitution and the fun part is mukadzi wake mambo ndiyo n'anga yacho😂

    • @hopetinevimbo2197
      @hopetinevimbo2197 8 месяцев назад +4

      I used to think Makoni anoziva zvaanoita but I have long discovered hapana hapana. After I listened to him narrating their history, I almost classified him in the same caliber as Chief Ndiweni but it was a mistake. He has to learn from Chief Mutasa. Kudai ari Chief Mutasa according to dzandakamboona achiita angadai akaiita both criminal and a traditional case. He would not force religion on people. Makoni has to learn from Chief Mutasa

    • @paulgupure
      @paulgupure 7 месяцев назад +2

      haazivi zvaari kuita ishe uyu

    • @Luciano100-m2c
      @Luciano100-m2c 7 месяцев назад

      Is it true 😮

  • @innocence8044
    @innocence8044 8 месяцев назад +10

    Very wrong for ppl to be forced to go kun'anga against their belief

    • @chipodumba5641
      @chipodumba5641 8 месяцев назад +3

      Hamusati mavaziva vanhu vemachurch ava vapedza Hama vachihwanda ne ma church,huroi mu church haubatwi ASI kuchivanhu chete ndiko jwega kunobatwa huroi.

    • @faraipedzisa2985
      @faraipedzisa2985 8 месяцев назад

      Dai vachidaro Vasiri kuparadza Hupenyu Hwevanhu..

    • @mwadas
      @mwadas 8 месяцев назад

      @@chipodumba5641 true that

    • @abigailmpofu4210
      @abigailmpofu4210 7 месяцев назад

      Nhai

  • @Lionkingmediatv898
    @Lionkingmediatv898 8 месяцев назад +3

    Lord bless those who are percecured for your word

  • @Steve000000st
    @Steve000000st 8 месяцев назад +3

    These courts infringe on rights of people. Vanhu varikudzvanyirirwa zvisingaite

  • @orlandooscar1620
    @orlandooscar1620 8 месяцев назад +3

    Haaa tichasvika palevel rekuti Zimbabwe as whole ichava ne 1church and 1 belief nemadzishe edu aya

  • @laizahmawoneni8013
    @laizahmawoneni8013 8 месяцев назад +13

    Why are they forcing people to go to N’angas. This is so wrong

    • @sammysammy2887
      @sammysammy2887 7 месяцев назад +1

      @laizahmawoneni8013 l had respect for this Chief uyu but to force people kuenda kun'anga is against the constitution. If you don't believe nezven'anga, you can not be forced kuenda kun'anga, that's unconstitutional. Kupumha vanhu kuti varoyi is also wrong.

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 7 месяцев назад +2

      Vanhu vemachechi ndimi muri kuromba rough tokuzivai nxaa

    • @laizahmawoneni8013
      @laizahmawoneni8013 7 месяцев назад

      @@Gonawapotera1Door rechechi handitomborizivi. I believe in myself and focus on what I want to accomplish.

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 7 месяцев назад +1

      @@laizahmawoneni8013 uri Tsotsi, if you don't believe in your father or grandfather or great great father. Kani kuti hauna chaunoziva

    • @ME-by5cy
      @ME-by5cy 7 месяцев назад

      Refer to Headman Chigodora vs muJehovah's witness.
      Munhu haamanikidzwe kuenda kun'anga.

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 7 месяцев назад +4

    Take this mambo to higher courts.

  • @milfordmazula1208
    @milfordmazula1208 7 месяцев назад +1

    The court case was judged before hearing. The chief had his judgement before the sitting, if not, why is the chief forcing to twist from a fair hearing. The court is not willing to listen to the voice of reason so that they draw conclusion from proper premises. Let alone violating the constitution of Zimbabwe. It's wrong for the chief to threaten his subjects during trial. The hearing must be and just.

  • @obediahrussellmubaiwa3330
    @obediahrussellmubaiwa3330 8 месяцев назад +3

    This is unbelievable mambo arikumbunyikidza kodzero dzevanhu .

    • @obediahrussellmubaiwa3330
      @obediahrussellmubaiwa3330 8 месяцев назад

      But I have not yet forgiven you for posing for a photo with the devil who goes by the name of Sengezo Tshabangu

    • @costachigwida4819
      @costachigwida4819 8 месяцев назад +1

      Saka Ivo pavanoroya vachihwanda nechurch

  • @TendaiKadema-x9w
    @TendaiKadema-x9w 8 месяцев назад +10

    Mambo matonga zvakanaka rambai makadaro pasi nevanoramba kugadzirisa matambudziko awira mumusha dai varivo vainzwa sei vasangana nedambudziko iri

    • @ibraimoalbertopaunde3843
      @ibraimoalbertopaunde3843 8 месяцев назад

      True

    • @abelhance9772
      @abelhance9772 8 месяцев назад +1

      Hazvimanikidzwe. Itori human rights abuse

    • @abelhance9772
      @abelhance9772 8 месяцев назад +1

      Hazvimanikidzwe. Itori human rights abuse

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 7 месяцев назад

      Havana kuramba ..ita vaende kuma porofita..kwete nyanga varoyi avo

    • @HOUSE49064
      @HOUSE49064 7 месяцев назад

      Ppl have started denying Christ, judgement is coming

  • @Itairuth
    @Itairuth 8 месяцев назад +6

    There is freedom of worship in Zimbabwe mambo marasika.

  • @lovenesszimhindo6380
    @lovenesszimhindo6380 8 месяцев назад +4

    People's rights have been violeted here. Chii chinonzi n'anga in this ERA yekuti vanhu mungade kutisunga munhu. Zvembavha dziri kuba mahugone kushandisa cheni makuda kusunga munhu awuya mudare ega

    • @hazeljanuary3333
      @hazeljanuary3333 7 месяцев назад

      Apa na'nga dzacho kunyepa nehumbavha.

    • @EmmaMugwagwa-o2g
      @EmmaMugwagwa-o2g 7 месяцев назад

      Maholier than thou ivava ndivo varoi vokupedzisira.Vanoenda mausiku masikati kuchurch.Ko kuchurch kwacho kunemweya here

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 7 месяцев назад

    Mwari chokwadi muhomwe kwete munhu asi pasi pano mukugara munyika ne hurumende mambo napresndent ndiya n mukuru etc

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 7 месяцев назад +3

    Endai kun'anga munorambireyi ndokuzoita sa madzibaba Ishmael pakusada kuita zvinodiwa nemadzimambo

  • @LeonardMusinga
    @LeonardMusinga 6 месяцев назад

    Mambo apa ndiyo inonzi offside. My Jesus is above all including you

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 7 месяцев назад +1

    Why forcing someone kuenda kun'anga. Mambo ava bhoo here

  • @meg1846
    @meg1846 8 месяцев назад +2

    People in Positions of power need to read the constitution of the country. Abuse of power happening here

  • @lucksonmakoni
    @lucksonmakoni 7 месяцев назад +1

    Mambo varasika kumanikidza vanhu kuenda ku n'anga Isaiah was a prophet of God akanga asiri muwuki kana n'anga zvaitaurwa na Isaiah zvaibva Kuna Mwari

  • @lawrencemutwani8095
    @lawrencemutwani8095 7 месяцев назад +1

    Mambo ava vakura kudarika Mwari chenjerai kuita seuya manbo akuita samambo belshazar [MENE MENE TEKERE UFASINI]

  • @VictorBangira
    @VictorBangira 7 месяцев назад +1

    Mambo Makoni ndizvo dare rechivanhu kunoendwa kun'anga!

  • @westonmutizha8693
    @westonmutizha8693 7 месяцев назад

    Haaa Mambo madzvanyirira dai iri nyaya yekuti pane ari kurwara mumhuri then vamwe vemhuri voramba kufamba kwete nyaya yevillage

  • @abigailmpofu4210
    @abigailmpofu4210 7 месяцев назад +1

    In Zimbabwe there is freedom of worship.

  • @elizabethbongers1124
    @elizabethbongers1124 7 месяцев назад

    Aiwaka, zvemasvikiro chinamato chevanozvida, zvimwe chetewo ne chikristo. Saka pple are free to choose zvaanoda kutenda mazviri. I for one would never want to be forced to go kun'anga. What they can do is, they go to n'angas those who want. Kana vakanobata mupostori ikoko then they make it an issue kumadzimambo. I rest my case.

  • @EmmanuelNechirava
    @EmmanuelNechirava 7 месяцев назад

    Vese vanoti freedom of worship wat wat , its either ndimi varoyi mu mama family enyu or hamutorina family dzacho .

  • @Takesure-hn9en
    @Takesure-hn9en 7 месяцев назад

    Mambo mudiki kuna Mwari saka church ihuru nekuti ndeyaMwari. Mambo vanotya Mwari vanoremekedza kutenda kwevamwe chero zvichibva mubible. Chero ku court vanhu vanopika nebible.

  • @chrispennyangombe
    @chrispennyangombe 8 месяцев назад

    Aya madhiri ekutsvagamari plus kuwengana, hapana kana book raka sainwa nevanhu ndezvemumusoro masabhuku nevashoma. Haa kumbunyikidza kodzero dzevanhu

  • @ishmaelmusakandamakobere621
    @ishmaelmusakandamakobere621 8 месяцев назад +2

    Mambo varikurasika, vanofanira kutsvaga nzira dzakawanda dzekugadzirisa nyaya dzakadayi, nekuti haumanikidzi vanhu kuti vatende mune zvavasinga tendi

  • @TinasheKavula
    @TinasheKavula Месяц назад

    That's why we have droughts. God shall judge you chief

  • @BarnabasFavanhuRwodzi
    @BarnabasFavanhuRwodzi 7 месяцев назад

    Mambo hamusi imi muridzi wevhu ivhu ndera President

  • @sithole73
    @sithole73 7 месяцев назад

    Mambo aribho. Vanoita zvechivanhu. Vanhu vazhinji vanoroya havadi kun'anga kana vaporofita

  • @innocence8044
    @innocence8044 7 месяцев назад

    Mwari muhombe panewe mambo. Ityai Mwari imi

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 8 месяцев назад +1

    The same issue had addressed to Headman Chigodora, vakarara behind the bars nazvo zvekumanikidza vanhu kuenda kun'anga...
    Every1 has freedom of religion unoenda kwakukuda according to Zimbabwe constitutional rights

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 7 месяцев назад

    Dzidzai kutungamira kubva Kuna mambo mutasa, mambo mutasa fundisai vamakoni kutungamira dunhu kwete kuisa demo mumusoro

  • @innocentmapindu6352
    @innocentmapindu6352 7 месяцев назад

    Mamwe majudgement amambo uyu anoratidza hudofo chaihwo, haana uchenjeri.

  • @ElphasHove
    @ElphasHove Месяц назад

    Haaaaa team rinovanda nechurch iri kazhinji ndivo varoyi

  • @abigailmpofu4210
    @abigailmpofu4210 7 месяцев назад +1

    Rambai kuenda kun'anga ma Kristo.

  • @abigailmpofu4210
    @abigailmpofu4210 7 месяцев назад

    Ishe Isaiah raive svikiro Mambo...imi imi.

  • @normannyapfumbi1953
    @normannyapfumbi1953 7 месяцев назад +1

    Nyaya iyi iri built on political grounds.

  • @sylvestert7490
    @sylvestert7490 8 месяцев назад +3

    Nonsense yega yega iyi. Forcing his religious beliefs on people. Chigodora haana kupinda busy nazvo izvi

  • @ItayiTafirenyika
    @ItayiTafirenyika Месяц назад

    Mambo mudiki kunamwari ,Makoni usada kuzviidza mwari

  • @lawrencemutwani8095
    @lawrencemutwani8095 7 месяцев назад

    Mambo ityai Mwari muno,vitapudzira mazuva okurara Mwari havadi kumhurwa

  • @1841Rdp
    @1841Rdp 8 месяцев назад +7

    What are you people afraid of ~ makachena here ~ Varikutyeyiko?
    BACK TO SENDER

    • @elizabethbongers1124
      @elizabethbongers1124 7 месяцев назад +1

      They are not afraid of anything, only that handizvo zvavanotenda mazviri. Ivo vanoda zvenanga ngavanoita GO BACK TO SENDER yacho iyoyo vanyerere. Vanobatwa vobatwa.

    • @Takesure-hn9en
      @Takesure-hn9en 7 месяцев назад

      Vonzi idya dzvinyu iwe usingadyi, unodya here? votonzwa mumwe achiti varikutyei kuramba kudya dzvinyu...vanhu ava imbavha kuda kubira vanhu uku

  • @Tylyn-e3d
    @Tylyn-e3d 8 месяцев назад

    Vanhuu havamanikidzwe kuita zvamunoda mambo. Vekichitendero chayo chokunamata vanoteerera zvinovararamisa. Ndiyani akanzingwa munyika kuti Ari mubato rinopikisa, vanhu vagare munyika wani

  • @Edwardtanialuwizhi-dx8zs
    @Edwardtanialuwizhi-dx8zs 7 месяцев назад

    UYU MUNHU UYU ARI KUZVISANGANISA MAMBOO OR SABHUKU NDEXZVENYAMA ASI CHURCH NDEZVEMWEYAA .....SO NEKUTI MAMBO HAVANA THAT KNOWLEDGE THEN HE IS AUSING HIS OR HER POWER CZ NDIYE ARI KUMBERI KWANGUU

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 7 месяцев назад

    Mambo Tongai vana Jangwa avo vapei mutongo or inbox me ndikuudzei kuti Havana kusiyana nemunhu atora mukadzi wemunhu 4 mombe

  • @florencemudzviti501
    @florencemudzviti501 8 месяцев назад

    Zvakaoma veduwe n'anga mukadzi wa mambo ooooooh zvakaoma veduwe ummmm

  • @EnockKuture
    @EnockKuture 20 дней назад

    Mambo makoni Musa mbunyikidze Vanhu

  • @wilsonkachuta4620
    @wilsonkachuta4620 8 месяцев назад +1

    Haaah you cant force me kuenda kun'anga haaah haundigone

    • @thandiwemoyo2592
      @thandiwemoyo2592 8 месяцев назад

      Unoitiswa satanism uchinzi ugare mudunhu taura hako

  • @Takesure-hn9en
    @Takesure-hn9en 7 месяцев назад

    Vanhu vanedambudziko ndongavaende kun'anga Jesu akati varwere ndovanoda Chiremba vakagwinya havamudi. It's not everyone anotenda munezven'anga. Kana n'anga dziinedimba ngadzibatsire vanedambudziko zvisinei nevasina mhosva. Ko kana akadyiwa nembwa. Kana n'anga iine masimba ngaaiite kuti mupari vemhosva apenge full stop

  • @malvinchiyangwa6947
    @malvinchiyangwa6947 2 месяца назад

    Nxaaaa hamumanikidze munhu kuita zvaasingade

  • @teetoox365
    @teetoox365 7 месяцев назад

    Mambo ava mutemo wenyika havauzive. Vane chisimba chakawandisa. I am not necessarily sympathetic to mapositori but sapurazi vangamanikidze huku kupinda dhibha retsuro kuti zvidii. Hurumende ngaibate imbwa dzayo. Kutemba zanu here nekuti inovashandisa ichivabhadhara kudzvanyirira vanhu. Munhu anekodzero dzake nyangwe achigara mudunhu remadzimambo. Nyika ndeyamwari. Mambo ngavanyare kana vachida kunyarika.

  • @abigailmpofu4210
    @abigailmpofu4210 7 месяцев назад

    Munopenga...madzimambo...munomanikidza vanhu kuenda ku n'anga...munopenga.

  • @mari0rusere981
    @mari0rusere981 8 месяцев назад +1

    mambo need to be educated. did he went to school

  • @NyasharMpofu
    @NyasharMpofu 7 месяцев назад

    Saka village ndeye zanu

  • @williammadya-pq1ry
    @williammadya-pq1ry 8 месяцев назад +1

    It's bad to force religion on someone but it's also bad not to cooperate with family events especially if there's something zvirikunetsa mumhuri I think first of all kana panzi paita dambudziko vanhu garai pasi mofambira muri pamwe then kufamba kwacho endai kunzvimbo dzirikure kusina anoziva zvinenge zvichiitika mumhuri menyu I think that way munogona kuwana the correct answer and solution 😢 zvekuzoudzirwa mubatsiri nevatungamiri I think it's wrong panoda mubatsiri wekure asina an insight of the family situation so that the results will not be biased 😕

  • @douglasmolai2980
    @douglasmolai2980 7 месяцев назад

    Machief vanofanirwa kudzidziswa constitution not kuita zvinhu zvekumbunyikidza vanhu

    • @ashelymudzimwa3105
      @ashelymudzimwa3105 7 месяцев назад

      Vanawo mabooks avakapihwa nehurumende anova guider pakutonga matare echivanhu chedu.

    • @douglasmolai2980
      @douglasmolai2980 7 месяцев назад

      But then they not using them cause there is freedom of worship and association

  • @ZindogaZai1
    @ZindogaZai1 8 месяцев назад +2

    This is a community decision go and redeem yourself. How many ma so called Maprophets or madzibaba vari kubatwa nekuroya? Masada chirungu zvenhema. Chivanhu chinoda kugadzirwa its own way. Hakuna culture isina midzimu. The fact that unoziva mutupo means you belong to a specific clan or dzinza. Even in the bible they narrate the lineage of Jesus read Matthew 1 v1-17

  • @sammysammy2887
    @sammysammy2887 7 месяцев назад

    Who in the CS agrees kuti mambo varasika to force kuti vanhu vaende kun'anga.

  • @brightonmasara6200
    @brightonmasara6200 7 месяцев назад

    Asi munhu akanzi enda kun'anga hanzi arikunourawa here sei uchitya kana pasina chaunacho

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 7 месяцев назад

    Vazhinj varoi muma church umu hurombwa futi ku simbisa ma church hana musvene pasi pano hapana aka chena kubva kuna president kusvika kukwana ane makore maviri

  • @cdeChirasa
    @cdeChirasa 8 месяцев назад +1

    Vanoramba kuenda kun'anga in the name of church 99.9% varoi

  • @oniaschikwama8078
    @oniaschikwama8078 7 месяцев назад

    Mambo vanozviona sekuti vatokura kudarika Mwari nhai shamhu yaMwari irikugadzirirwa vanhu vakadi

  • @mpcommerciallawchambers
    @mpcommerciallawchambers 7 месяцев назад

    How does he say that there is no appeal? This mambo is abusing people.

  • @ModernMutowa
    @ModernMutowa 8 месяцев назад +1

    Mambo akarasika zvekurevesa

  • @TendaiKadema-x9w
    @TendaiKadema-x9w 8 месяцев назад +3

    Ini nditori ne hama uye titori ma watchtower asi huroyi hune vanhu ivava hwakaoma mufunge vanohwanda ne church. Mambo matogona. Havade kufamba asi ivo vachienda futi kun'anga nehweseri vachinoromba. Isu kwedu akazobatwa vanhu vapera kufa

    • @TendaiKadema-x9w
      @TendaiKadema-x9w 7 месяцев назад

      Vanhu. Munopedzisira makunyara ne vanhu venyu ava mawatchtower. Vanoroya pane atonetsa asi ndipiyona wenguva dzese achiparidzira vanhu asi hama dzisina rugare. Pasi nehuroyi. Vanhu ngavanamate vakachena

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 7 месяцев назад

    Kana musingadi zvokuenda kun'anga chiregai kunetsana kana manetsana muchatongwa zvinodiwa namambo

  • @crispenkaseke6293
    @crispenkaseke6293 7 месяцев назад

    Chief uyu hapana chaanoziva

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 7 месяцев назад

    Siyanai ne kutaura zve party yapinda papi pakumanikidza vanhu PA nyaya dzeuroyi unenhema iwe mandebvu

  • @sithole73
    @sithole73 7 месяцев назад

    Chivanhù hachigadziswe nezhira imwe benzi

  • @HOUSE49064
    @HOUSE49064 7 месяцев назад

    Mambo hangaite mukuru Pachurch nhaimi

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 7 месяцев назад +1

    MA sabhuku ose murikudzvinyirira vanhu

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 8 месяцев назад

    Mambo avo havatogone kutonga most of the time vari kuside revakadzi havagone kutarisa both simbe ndipo pane fault yavo

  • @nyundojuma3434
    @nyundojuma3434 8 месяцев назад +2

    Imi mambo murimudiki kuna Musiki wedenga nepasi ne nemakungwa nezvese zvirimo. Siyana nevanhu mambo. Mune freedom of worship mu Zimbabwe. Vemutemo,sungai mambo ne manipulation. Nekumbunyikidza vanhu

    • @princematica5952
      @princematica5952 8 месяцев назад

      Wataura zero..why do they go to traditional courts?

    • @nyundojuma3434
      @nyundojuma3434 8 месяцев назад

      @@princematica5952 iwe ndiwe wataura zero. Mambo mukuru here kune Musiki

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 7 месяцев назад +1

    Endai mberi ku mapurisa mono report

    • @ashelymudzimwa3105
      @ashelymudzimwa3105 7 месяцев назад

      Kune dzimwe mhosva dzinotongwa nemadzimambo chete zvekuti ukaenda kwaMagistrate court vanokudzora kwaMambo. Tarisai both sides musati maisa comment

  • @marlvinnhau6531
    @marlvinnhau6531 7 месяцев назад

    Zimbabwe yaakungotongwa nechiZanu ZANU, kumanikidza vanhu chitendero, angava muroyi or not but tsvagai imwe nzira not kumanikidza

  • @Ashley-up6xy
    @Ashley-up6xy 7 месяцев назад

    Saka munhu akazviita hana kubatwa here 😂😂

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 7 месяцев назад

    Musamanikidza vanhu mutemo munoti ivhu nderei hurumende mambo matonga nedemo

  • @brytonmasaire5542
    @brytonmasaire5542 7 месяцев назад

    Mambo anoda simba too much mambo mudikii pane church, ngaagare nevanhu zvakanaka uyu

  • @nellyville234
    @nellyville234 8 месяцев назад

    Aaah mambo there is freedom of worship in Zimbabwe and its a right

    • @princematica5952
      @princematica5952 8 месяцев назад

      Freedom yes,but not to be used and hide in the same freedom,yet muroi wehama

    • @costachigwida4819
      @costachigwida4819 8 месяцев назад

      Freedom iri kumisuzwa because vanhu ivava vari kuroya vohwanda nechurch

    • @donnyaruwata165
      @donnyaruwata165 7 месяцев назад

      The level of ignorance displayed by this court is a stain on the traditional courts.

  • @DouglasMafara
    @DouglasMafara 7 месяцев назад

    Kushungurudza pachi Zanu

  • @fungaisamuwi598
    @fungaisamuwi598 7 месяцев назад

    Hakuna mambo akadai,violating peoples rights

  • @chitsidzosamanga6008
    @chitsidzosamanga6008 8 месяцев назад

    Madzimambo anoisa church pasi kusatoziva. David was anointed by Prophet Samuel to become king. kings must seek council from Prophets however, in Africa n´anga dzakatunhidzwa kupfuura maProphets. Power rinotapira zveshuwa kkkkkkk. Pamutemo wenyika Mambo anepower rekutoisa ana; Daniel, Peter nanaPaul mutirongo asi Mwari wavo aivarwira. Apa church yaiswa Pasi paMambo nemutemo wenyika asi N´anga yaiswa pamusoro zvine confusion iri serious.

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 8 месяцев назад

      Ma prophets acho akawanda ma conman. Hauone kushorana kwavanoita vega here?

  • @CliffordXivambu
    @CliffordXivambu 8 месяцев назад

    Shuwa mwari ucharova munhu vatendi ava 😅😅😅😅

  • @NyasharMpofu
    @NyasharMpofu 7 месяцев назад

    Church ihombe church ndiMwari

  • @milanjameson4409
    @milanjameson4409 8 месяцев назад

    dont force munhu kuenda kun"anga. ini kana kumaporofita , kun'anga handiende

    • @vivianmugowa3918
      @vivianmugowa3918 8 месяцев назад

      Kokukazonzi varamba ndovaroyi vanocheneswa sei

  • @solomonsamambwa4386
    @solomonsamambwa4386 7 месяцев назад +1

    Nonsense manwe madzishe vanodherera, don't force munhu zvaasingadi. Nonsense

  • @phidelischiremba5543
    @phidelischiremba5543 8 месяцев назад +1

    Munhu akasununguka kuinda kuchitendero chake kwete kumbunyikidza vanhu

    • @Hungwe
      @Hungwe 8 месяцев назад

      Chokwa ishmiel here 😂😂😂

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 7 месяцев назад

    Church ihuru kudarika mambo

  • @BarnabasFavanhuRwodzi
    @BarnabasFavanhuRwodzi 7 месяцев назад

    Chikuru I church kwete imi mambo

  • @GraceChirindo-xp5uw
    @GraceChirindo-xp5uw 7 месяцев назад

    Mambo Makoni musabata apindwa neyi nhai imi