Mupurisa chaiye ZRP ari above chief kana usingazive. Mambo angatoendesa nyaya kumapurisa. And kana nyaya yave kucourt chief hapana judgement yaanogona kupa. He is very right mabatiro aaita nyanya.
Mambo is very right to not touch this case at this moment. Nyaya kana iri ku court first no other court is allowed to tackle the case or talk about it. This is a legal standing. Those who’ve done law know that. Mambo is not saying he’s not saying he won’t deal with this case. Vanhu nzwisisai zvinoreva legality part of this case. Mambo akatoitonga or discuss any part of it in his court anenge atotyora mutemo.
Mambo ava itsvina chaiyo saka Ivo varikuti muroora dai akanyarara asina kuudza murume wake .tezvara ngavarohwe nokuti imbwa chaiyo ..ivo asi vanonyengawo varoora vavo .zvokuti vakadzi vanongwa nemwe vanhu .azvisikubatsna .ava nditezvara kwete vamwe varume ..Nyaya Kuti itongwe zvakanaka indayi Kwa Mambo Nyamaropa ka one
Mambo dzidzai kutonga nyaya dziri civil mosiya dzema courts. Munhu ngaatongwe nenhau yekunyenga akabatwa ende to make it worse ndibaba vakanyenga muroora
Vorwadza kuona Dare richirasika. Zvakakosha kuti Judicial officers vaitwe trained on basic things like Jurisdiction. Dare rega rega rine Jurisdiction yako. A magistrate court has no jurisdiction over Makuna kuna case. Magistrate only deal with the Assault case and his judgement won't even talk about Makuna kuna because zvinhu zvakaita seMakuna kuna are traditional and customary matters that falls within the Chief's jurisdiction. Effectively this Chief does not know his responsibility
Makoni anorasika , have been following his court proceedings. Anobhaiza heavy
Yeah vamwe vanhu ruzivo havana nyaya idzi so far Chief Mutasa, Nyamaropa, and Bushu( MADZIVA) ndoovega vanoziva kutonga nyaya idzi . Wisdom, education, intelligence, knowledge
Chief Madziva inumber 1 pakutonga naChief Makope
Baba avo vanonzi chef havagone kutonga
Mambo Makoni havagone havo kutonge.Baba Ava vanekuromba kwavakaita.Vakatombo nyenga mwanasikana wake wekubereka.
Kwa Chief makoni kobvumidzwa kunyenga vakadzi vevanhu kana ukaziva kut haana kuroora murume wacho unogona kupfimba ndozvotaura makoni . Haagone nyaya mdara uyu
Mupurisa chaiye ZRP ari above chief kana usingazive. Mambo angatoendesa nyaya kumapurisa. And kana nyaya yave kucourt chief hapana judgement yaanogona kupa. He is very right mabatiro aaita nyanya.
Mambo haagoni kutonga uyu nxaaaah
Taura hako dzoita kuzvambarara pamusoro pemutongo, basa kutaura zvinyadzi chete
Inga vataura wani kuti makunakuna achatongwa
@@user-zj1jd8cw5z Mambo wako idofo shamwari chimbotevera nyaya dzake dzese
Chief imi makadhakwa chaiko hamugoni kutonga imi.
Hakuna chief vakadai kushaya wisdom kunge munhu anotora mutoriro
Mambo vatezvara havafaniri kunyenga muroora
Ehe Havana kuramba ndopavati makunakuna avachamutonga nawo
Tezvara vakatadza kurespector muroora musafananidze munhu asingakuzive naatezvara
Baba vakanyenga muroora ,vakabvuma nyaya yavo. Saka nyaya yauya kuMambo inotongeka. Nyaya yekwaMagiatrate ndeyekurova munhu. Idzi inyaya dzakasiyana
Mambo imbo pindaiwo kana kuteerera mamwe matare akaita seana chief Mutasa, Chigodora,Nyamaropa,Bushu mombonzwawo matongero avo hapana mhosva iye akapfimba muroora
Salute Chief Mtasa. Nyamaropa Bushu
Mambo makoni chokwadi dayi zvisi zvemumadzidza haa maisiyana nazvo zvekutonga . Haugone nyaya zvachose munogumbura
Yaaaaa Baba awoka
Mambo is very right to not touch this case at this moment. Nyaya kana iri ku court first no other court is allowed to tackle the case or talk about it. This is a legal standing. Those who’ve done law know that. Mambo is not saying he’s not saying he won’t deal with this case. Vanhu nzwisisai zvinoreva legality part of this case. Mambo akatoitonga or discuss any part of it in his court anenge atotyora mutemo.
Mutasa best of them all
Mambo Makoni wanoda dzidziso kubva kuna mambo Mutasa,mambo Nyamaropa nevamwe wanoziya zvavanoita
Chief vanopa hasha
Tinopfimbwa mambo kwete nababa nditezvara ka awa
Madhara ndekumama ,unotopihwa mhosva wanyudzwa
Chief awo ngasiye Basa hagoni bsa
Akarohwa akanzwa butter
Vatezvar havafanir kunyenga varoora
Sorry katatu 😮.Chief Mutasa the best.
Nca chief Ava yakadhakwa shuwa vakatobhabhadzira china chakadaro Kuti nyika yese izere nevakadzi asi wonopfimba muroora
This makoni thing kungopinda mupower nekuti ushe hunouya nedzinza asi hapana kana zvonozikanwa.mudunhu mavo vanotendera chipfambi chiri pachena mudare ravo rakareruka rinobudika nyore nyore
Chief makoniwa uyo muroora saka baba havabude pamuroora
Zi chief iri ropenga hr hazikuona kti nditezvara hr ava
Avandibaba tongai baba
Mutasa my great chief
Vamwe wese ava makungotipedzera data
Kutonga nyaya kwanetsa mambo ava nguva yareba
Kusanyara chief
Mambo ava itsvina chaiyo saka Ivo varikuti muroora dai akanyarara asina kuudza murume wake .tezvara ngavarohwe nokuti imbwa chaiyo ..ivo asi vanonyengawo varoora vavo .zvokuti vakadzi vanongwa nemwe vanhu .azvisikubatsna .ava nditezvara kwete vamwe varume ..Nyaya Kuti itongwe zvakanaka indayi Kwa Mambo Nyamaropa ka one
Dzakadai idzi dzinoda Bushu naNyamaropa.
Kunyanya bushu
Yuuuuwiii tezvara
Chief gadzirisai dare renyu rakadzima chaiko sei muchirasa nyaya kunge munotengwa imi
Mukadzi anopfimbwa asi kwete kupfimba mukadzi wemunhu kupfimba mukadzi wemunhu haapfimbwe
Ndiani akaisa chief uyo
Chief haagoni kutonga ava ngavape vechidiki Ana chief Nyama
Ishe hamugone kutonga
Vatezvara vatezvara vatezvara kaaaa imi tinoda tsika
Kunyeba haunyare here
Mambo haagoni kutonga , kuona kwangu anongaatopfimbawo vakadzi vevanhu .
Mambo Makoni ndiye akapedzisira kudhakwa Zimbabwe yese haagoni kutonga
Mambo vanenge mface watezvara. Warikutyei kutonga nyaya iyi
Mambo imhata
Nhai nhai mambo chiiko ? We need chief Mutasa’s wisdom apo!
Mambo vatadza ava,,
Kutopfimba mukadzi wemunhu imhosva pachazvayo.Makoni don't encourage nonsense!!!
CHIEF HAMUGONI KUTONGA AVO NDIBABA VKANYENGA MUKADZI WEMWANA HAA MUNOREVA HERE KUTI VAKADZI VEVANHU VANONYENGWA HERE
Ehe imhosva but vakadzi vanongopfimbwa manje tezvara avo haiwa vanoda kupiswa muromo unonyenga iwoyo
Mambo munerimwe natezvara nxaaaaa
Baba kunyenga muroora aaah kujaidzwa kwedu kwachivi hazviko izvi
Mambo is correct for now
Kana watorerwa mukadzi usainda kwachief ava . Vanotoinda side reakutorera mukadzi
Mambo tongai nyaya iyi sezvairi uyo akamhangara yekurohwa kupolice ini tongai yekunyenga iyo yauya mudaro menyu murume uyu itsotso anoda kuhwanda nekuti ariku Court
Nyati vagona apo.Ndaipere yekurohwa kwemudhara uyo kuMagistrate court then vozodzoka votongwa neyekunyenga muroora
Yu are very correct Mambo Makoni
Chief mati nyaya imbiri. Imi tongai yechihure iyo. KwaMagistrate kuneyekurovana. Muri duzvi mambo amuna chamoziva. Imbotorai nguvai kuteerera matongero aMambo Mutasa munogona kudzidza kwete tsete dzamunoita idzi. Nxaaaaaa
The Chief is Correct 👍
Makoni uuuuu imbopa vanofanira kunga vanehushe vatonge iwe haaa mdara zvikuramba .Why wakurasika mdara iwe hauone ere matingere anoita mamwe madzimambo .Chief Bushu ,Chief Nyamaropa .Chief vamwe ava vechikuru vaya iwe na chief Seke kkkkkk makadhakwa
Ava mambo vanosvota haiwaawo... Imi tezvara itai mushe, nyarai vanhu.
Dhololo Mambo haaziwe 0 _0_0
Mambo vanotonga ava ummm vanoziva zvavanoita ofcouse baba vacharipa mombe 1 chimina zvavharana haungati warova munhu wodazve kumuripisa hazvibude.
Dare iri robhowa kuteerera vanosiya nyaya nhaimi woenda kunyaya isina kumhangarwa vane kahu off topic mambo ava vakaiswa naani pachigaro nhaimi 😊😊😊
Mambo dzidzai kutonga nyaya dziri civil mosiya dzema courts. Munhu ngaatongwe nenhau yekunyenga akabatwa ende to make it worse ndibaba vakanyenga muroora
Ehe tinopfimbwa asi kwete nehama.
Vakadzi vanopfimbwa asi kwete muroora
Mambo vambirei ma audio nekuti nyaya yapinda ndeyekunyenga kwete yekurowa
Chero dai akakumura makatarisa imi hamurase hunhu hwenyu nekuti mamuona akashama tezvara hamuna nyadzi imi
Tongai kuvhevhewa kweMuroora mambo…
Chakonzera kurohwa kwaTezvara kunyenga mukadzi wemunhu…. Kunyenga mukadzi wemunhu kunourayisa.
ASI muroora haapfimbwe naBaba Tezvara.
Sad
ngavaende kwamutasa uyu ndisabhuku uyu
Nyamaropa ngaauye panyaya iyi
Mambo murimbwaa inyaya yakatoitika vakatobvuma nhai mufundisi musvangwa mosodesa
the court declined jurisdiction because the case is pending at a hogher court,what is wrong with this decision.
Chief Makoni zvekutonga amuzvizivee henyu siyanai nazvoo izvii murikutaura zvekuponda zvekuurayaa munhu murikuzviwana pai munhu akaroverwa misikanzwa yakee uye ma previous akanga aripo pashure so dzimwe nyayaa itai zvekuyananisa vanhu kuti vazowirirana mangwanaaa kwete kuti vanhu vabvaa kudare kwenyu vobvavaurayana futi imi mayananisa
mambo kana muchiti kupfimba mukadzi ari wemunhu haisi mhoswa sei iwo wachiripisa wanonyenga wakadzi wenhu
Baba ngavaripe mwana voita hunhu kwete zvematuzvi izvii hunhuyi ihwohwo
It's like you are supporting makuna Kuna asi imi moita Senge makambokwirawo varoora ha munopisa hasha imi
Vorwadza kuona Dare richirasika. Zvakakosha kuti Judicial officers vaitwe trained on basic things like Jurisdiction. Dare rega rega rine Jurisdiction yako. A magistrate court has no jurisdiction over Makuna kuna case. Magistrate only deal with the Assault case and his judgement won't even talk about Makuna kuna because zvinhu zvakaita seMakuna kuna are traditional and customary matters that falls within the Chief's jurisdiction. Effectively this Chief does not know his responsibility
Mambo makoni haagoni kutonga nyaya
Msmbo endai kunofudza mombe henyu. Zvekutonga nyaya hazvisi zvenyu
This case dealt with propag this stage. When it’s back it’s about makunakuna cos kutsvetsva munhu is not a crime.
Atezvara avo vanotyisa zvivindi zvavo ndezvemunhu ane mubobobo wonyenga futy mwanasikana but mambo tsiurai mushe imi mugadzirise hunhu hwavatezvara musaite kunge mazunzirwa mushonga
Come on muroora mkadzi womwana tsikadzedu dzakaendepi ibastard
Umm chief makoni kutonga hamugoni.ithink munopfimba varoora venyu.mandisemesa chief murikuhora mari yehurumende mahara
Chimina ichi
chief matonga matuzvi apa
Mopenga imi chief atezvara kunyenga muroora kwanai hamugone kutonga
Who appointed this guy as a chief honestly. Havagone kutonga mambo venhema avo
Ini zvangu kuverenga mpfungwa dzababa avo vekunyenga mroora
Kuendesa nyaya kwaMakoni kungoda kudyirwa mari chete...nekupedzerwa nguva hapana zvinoziikanwa apa🙄
Ava Chief havagoni chaiko
Ende vanoita kusvota chaiko
Mambo uyo idofo chairo. Haagoni kutonga. Tezvara vakanyenga muroora imhosva mambo chaiye anofanira kuranga Tezvara avo…. Mambo uyo ndewekupedzesera😂… ane hudofoz.
Mambo mutori tsotsi futi
Imi mudhara munganyenga muroora hr munonyadzisa munoda kurohwa makatoitwa zvishoma munojairira
Kupfimbwa natezvara hrrr mambo ziva dare kwete kuhumana
Mambo itai mushe mhani
Baba avo vakaromba ndosaka vachida kurara nehama asi mambo itai serious
Captured courts nxaaah.
Kunyenga muroora makuna kuna mambo ava vane kahubvanyiriri so
Semaonero angu - mitemo yacho yawako ichaita kuti wanhu watore mitemo wachiisa mumaoko awo - wanhu wachaurayana pamberi apo
Tezvara tamai pamusha apa munotyisa mhuri . Mmm
Vanhu ava dai vaenda kwa nyamaropa