Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Madzimambo musangobvuma kupindurwa zvisina maturo
Tie yekumuchato😂
Munhu wese ngaite smartphone, tora picture as evidence. Unodyiwa nenyaya apa bota rako rakadyiwa futi😂😂😂😂.Macases aya are so frustrating
Ichokwadi, Gokwe inopisa hayo.
Nhai varume this guy akamira ne mukadzi we munhu asina kupfeka hembe achiratidza chest yake mukadzi we munhu tsano vkafeva ava ne mukadzi wemunhu
Caption kkkkkkkkkk
Uyo muchinda asataurira Dare zvisina basa! Pane munhu angamira/angavata nemukadzi wemunhu mudondo pasina kwaanoinda kana apedza zvaakamirira/zvaakavatira musango imomo?
Meaning mdara uyo akatora kamwana kadiki mupfidze madhara kuroora tuvana
Mviro mviro hayisi kuendera nenyaya apa
dai ati" chembere yoshayikwa bere rorutsa imvi"
Ko mambo Chireya vacho varipi
Ko munopa mufananidzo wekumapurisa kuti imhosva ko kwemuri chii tongai munhu ipere
Ndakabvisa hembe nekuti ndaida kusvira mukadzi wake 😂
Mpurisa wamambo kurova bingo kuita cid mvuma
kunge mwana wechikwambo
Kkkkkķkkkk violence loading