Akura mupfanha uyo... 16 dzeiko.... WHY AKURAMBA NE CHITUPA OR BIRTH... Anoziva kuti anobatwa Makore ake... Akuda kunzi law iti naiyewo mukomana is under age@@BenjaminMoyo-r7d
Dare ragona apa, let the criminal courts do its job iyi haisi nyaya yepasi pemuti. Then to the parents, looking after your own child hakusi kutambisa mari. Its your duty and responsibility, dai musina kuzvara dai musina kuita responsibility yacho, kutozvara chete chachaya chete. however am not in support of people who sleep with minors, am just highlighting your mindset kuti it seems makaita vana se investment
Hauzive ku ngwara kwe munhu ane mhosva here iwe.... Kunyepa uko kuti Haana birth... Hanzi hee ndaitsvagwa ne pfuti... Kkkk pfuti kupiko. Most likely riri kuma 20s zi muface iri
I heard about this story on another platform when the mother was giving her side of the story on what really happened on 25 December and all is not adding up
Damage shuwa mai vatadza kutsanangura vaifana kuripirwa demege not roora ok ini ndakudzoka pane mombe dzakunzi dzofana kuripirwa mambo zvese izvo zvinoitwa kaone kana yakonzi yadzokeswa mudare kuti mambo akungoda dzawo dzekunyangadzirwa dunhu namai ngaapihwe yawo yedemege vanhu and mambo mombe dzake dakawanda kupfura akanganisirwa mwana here
Amai vemwana sikana itai mushe musada mari kudaro ,kabinya ku jeri ,imi Mambowo futi mukwane anoroorwa mwanasikana uyu when the right time come, not kutaura kunge haacharooreki
Kamai ako pfungwa dzakaperera mugaba rebleach ...how can you talk about money pamwana ane 13yrs🤔rinenge bhishu rakadyisawo mrume futi...nonsense 😴🤦♀️🙄🙄
The law is a rock. Musaita dzungu kumhanya kuma sabhuku nema court. Their hands (traditional court) are tied especially with media around. Zvatodhakwa
Mai vakafumuka ava,munhu anorwadziwa ungatofunge fuma sure pa13year old nxa
Nhayi zvenyu
dare iro haraitombofanirwa kutonga nyaya iyo , straight to the policr but handiziveo kuti havarwadziwe or hurombo here
Imagine!!! Ngavasungiswewo havanyari kuda kuroodza under age!
@emmanuelchaza2952 both mukomana and musikana are under-age
Ahhh!! Mai vari right right here ava!! Vanoda kusungiswawo!!
Aaaah mupfanha uyu haadarike 18 years Mai Ava vakuita kunge raiva deal becoz haungataure zve school fees Mwana adyiwa bota here
Mudhara uyo anopenga hanzi une25yrs
Akura mupfanha uyo... 16 dzeiko.... WHY AKURAMBA NE CHITUPA OR BIRTH... Anoziva kuti anobatwa Makore ake... Akuda kunzi law iti naiyewo mukomana is under age@@BenjaminMoyo-r7d
Mukomana if his age is Correct iye wacho mwana mudiki... musatonge musingatarise age yemupari wemhosva
Mwana akaisuwa mboro bho akanakiwa
Dare ragona apa, let the criminal courts do its job iyi haisi nyaya yepasi pemuti. Then to the parents, looking after your own child hakusi kutambisa mari. Its your duty and responsibility, dai musina kuzvara dai musina kuita responsibility yacho, kutozvara chete chachaya chete. however am not in support of people who sleep with minors, am just highlighting your mindset kuti it seems makaita vana se investment
Mukomana akatadza hake but vese vana vadiki
this guy is lying about age.
Hauzive ku ngwara kwe munhu ane mhosva here iwe.... Kunyepa uko kuti Haana birth... Hanzi hee ndaitsvagwa ne pfuti... Kkkk pfuti kupiko.
Most likely riri kuma 20s zi muface iri
Mupei mukadzi wake anhengane bho
Amai imi matopara mhosva yrkuda pfuma pamwana ane 13years moti munoda roora dofo ramai
I heard about this story on another platform when the mother was giving her side of the story on what really happened on 25 December and all is not adding up
Ndirikutadza kuziva kuti nhoroondo irikutaurwa nemukuru uyo ane white shirt yenyembe irikupinda papi nezvenyaya iyi ?
Ishe zvavanga vapedza wani ko kunyarara kana munhu asina chekutaura . Uye kana ishe vachindinzwavo ini zvangu ndinoti uyo kabve mudare renyu haana chanoziva anotokanganisa ISHE.
Kukura mahara
This boy is under age as well, plus he didn't tape. Vasikana zvekuma boarding school ava vane misikanzwa
Vanhu musaomesera mukomana uyo please mudiki vana ava vadiki vese uyo mufana haaaati asvika 17 years
So what's your take on underage 🔞 police case
Haisi nyaya yekwamambo iyo ndeyepolice
Or zvese.
Mukomana mudiki uyu haasi uma20 nooo
Anongopihwa pamwe community service because of his age as well.
Wholly suspended sentence ndooyanopihwa ndokunge ari kutaura chokwadi
Doctor achamupedzera hake pa age
Mai avo varikuda kut viginity yemwana ibhadharwe 😢
Mai vanorwara avo
Mai avo hadzimo,,pfuma pa 13 yrs nxaaa
Mambo tongai chokwadi vana vakatamba zvakaipa chete vana ava muzera mumwe uyo musaita udyire imi siyai vana
Ngachienda kupolice 😢
Regai vana varoorane ava vapei chance movabatsira.
Ndimi vabereki makatadza kudzidzisa vana tsika dzakanaka.
Mhosva ndeyevabereki chitomirai navo mufadzirise mistake dzenyu.
Vanogona kutochengetana kusvika kufa
And vanhu vanoroorana so kashoma kurambana,but 13 years dzanyanya yooo 13
Musatsigire zvisina basa imi
Uribenzi jobho
Saka zve gown ne watch zvapinda papi? Taura nyaya ye Constitution chete.
Mapurisa ngaasunge vese mukomana nemusikana nekuti tuvana sikana tweduwo hatusi kunzwa,vasikana vakaziva kuti vanenge vaine mhosva pamwe vangadzikame
une point.hakuna deterrent action for the girl child. turi kupinimidza zvisingaite
Pahasha ko noise how far?
@@lourencocrispene2520 rainfall
ndobhadharei ini ndapiwa makore mujeri
Poor sound
Amai kwanayi imi ,mwana ngayende ku chikoro uyu
Mai havana kukwana ava.
Ndaasungwe kaa hant irapcase here
Haa Ma 1 srry my yut 15 mns dzakuva 15 yrs what type of juju be that 😢😢
Damage shuwa mai vatadza kutsanangura vaifana kuripirwa demege not roora ok ini ndakudzoka pane mombe dzakunzi dzofana kuripirwa mambo zvese izvo zvinoitwa kaone kana yakonzi yadzokeswa mudare kuti mambo akungoda dzawo dzekunyangadzirwa dunhu namai ngaapihwe yawo yedemege vanhu and mambo mombe dzake dakawanda kupfura akanganisirwa mwana here
MAMBO ANE VOICE SE ROBERT MUGABE😂
Amai munhu ngaaende kujeri, zvekubhadharwaizvo ndezvomwe izvo.
Ko akarepwa hr hnty vaidanana hr vana ava chingovarovai zvipere
Mwari nevanhu vavo
Where is that noise coming from?
@@AffectionateBarn-yd2enheavy rainfall
It's raining
Dunhu ranyangadzwa papi ipapa vana vadiki vese vadyanana bota
Variko vari kuita sezvakaita uyu asi mambo hawasi kuwaona
Chief varasika apa ngaabhadhariswe damage community court ,then yekumapurisa criminal
@@blessmoregunzo-cb6qu Damage anofanirwa kubhadharwa asi kumapurisa first
Rape inofanirwa kutangira kumapurisa first yozopedzisira kwaMambo.. Same ne murder..
Chief vanoziva mutemo l salute you
@@blessmoregunzo-cb6qu iwe svina yemunhu wanzwa
Mai vemusikana vanoda kusungwa,vada kubhadharwei mwana akaitwa violated....nxaa
I think you are very wrong mama he will be charged at court so don't hurry for just give your daughter coz she is still very young
These are kids both of them 😢😢😢
uyu murume uyo, he is well over 20
Musakambure bota risati raibva mupinda mupfubvu ramangana
Vese its under-age
Iyo 13yrs inotambira mboro hakusi kuzvinyanya here?
Ko vakutoda kuroodza mwana kkkk
Amai vemwana sikana itai mushe musada mari kudaro ,kabinya ku jeri ,imi Mambowo futi mukwane anoroorwa mwanasikana uyu when the right time come, not kutaura kunge haacharooreki
Mai ava vanopenga
Hapana mhosva apa ko mapositori anotora vana vadiki
Heya
Tokuisa kumapurisa kuti vagone kuchengetedzwa
Vanhu varikupa munhu makore avarikuda ivo, madofo chaiwo
Vaakutongonyepa makore muhombe uyo 😢😢😢😢
Mambo imi hapana chamunoziva mutemo wamurikutaura hamuuzive vanhu varikutonga nemi vatorinani kuziva mutemo imi baba hapana chamunoziva nezvimutemo kana mazogara potai muchiterera vamwe venyu like mambo Mutasa vanogona kutonga nyaya kwete zvenyu imi munotonga musingatozive kuti murikutaura nezvii
Mambo is ryt Nyaya ichiri kupolice chero Mtasa haitonge anomirira judgement inobva ku police or court
Vabereki nemi rairai vana iye mwanarudziasingatyi vanhurume aitodawo zvevarume mwana uyu
Bt sei mutemo. Uchibvumira mapotsori kutora ma underage. I don't understand. It's seems like Zimbabwe has 2 constitute
Mapostori anoroora tuma 10 years but Havana zvavari kuitwa
Hakuna mutemo wakambobvuma izvozvo. Taurai chokwadi.
Mufana mudoko uyo imbanje nemogo chete kkkk
Hapana nyaya apa kucourt bcoz vose vana i underage. Inongonzi misikanzwa yevana.
ZvimaSabhuku zvemuZimbabwe mutemo hapachana chozikanwa.
You can't ask Mari paRape case vadzimambo varikutaura chokwadi
Muhombe mnhu uyo
mai avo vanodazvinhu.kutodakubhadharwa mwanaakarepwa,umm ihurewo maiiyo
Vanotsamwisa nxaa
Haana kurepwa get your facts right vakawirirana mskana I underage chete
@@pharaohmufuka1266 underage kutorepa futi
Karasa chitupa ne birth kamboko ako. Musakarega 🎶
Zvidhara zvarasika izvi
Mwana ane 13 years "haadanane" nemunhu
"Anodanana" asi zvinenge zviri kunze kwemurau.
Vaida mariii Mai avo vakanoman'arirei ivo vachida mariii
Avo amai ngavasungwe avo vakadhakwa vanoda kubhadharwa chii pa13years
Kubhadharwa chinhu chavo chodyiwa mahara here😂😂... DAMAGE ka pachivanhu
Hapana chinobuda ku mapurisa that guy will be free
Kana ane 17 it means he is still a minor too. Under age haisi yevasikana chete.
Kana mudare under age haatongwe.
Mukomana anomhangarirwa kwamambo abva kupika jeri
Hapana nyaya apa vana vose avo
Akomana 16yrs kuda mukadzi here, apa hausati washanda
Mukomana anonzwa kuda mukadzi akura kusvika pazera ripi?
Haana 16 uyo... Kunyepa... That's why ati hee heee handina birth
Kamai ako pfungwa dzakaperera mugaba rebleach ...how can you talk about money pamwana ane 13yrs🤔rinenge bhishu rakadyisawo mrume futi...nonsense 😴🤦♀️🙄🙄
Dunhu rei police case chete mambo mabhaiza machembera
Wakakwana hako here?
@shingiraitrevormboto2105 yes
Madhara imi murimbwa dzevanhu imbobvunzai musikana wacho kwete kunzvanyirira 1 munhu
Dare ngarisunge mukomana roendesa kumapurisa zvichibva nekunamambo
Mwana ange akavhurwa kare saka chimanda NO
Haaaa apana kujeri kwanoenda uyu ayiwa
Mufana akuenda kujeri nekuda kunakirwa ne under age
Kana sne16 haaende uyu
Ummmm mukomana uyo 16yrs ???? ,ari form chiii first
Benz remai hamurwadziwi nemwana wenyu
Vose vadiki asi mukomana ati kurei pamusikana so matanho avo haafanani hawo umwe neumwe aneyake shamhu yezera
Ko musikana kana anga akaborwa kare with other guy
Amai dai vaida kubhadharwa vaifanirwa kugara pasii mukugarisana imomo vopedzerana kumbaa
Azvibvumidzwe.The girl child is super protected
Apana dare rinogarwa pamwana wezera irori
Benzi raamai
Zvakaoma chokwadii
Nezvationona zvoitika mumajeri chiiko nhaimi
Noise ndeyeiko pahasha yooo
Imvura heavy rainfall asi yakazogasa
Mhamha knows kut mukomana is 16 so haasungwe vese vana that's why she's opting kubhadharwa
Avana proof yekuti mukomana ane 16.. Haana birth certificate kana chitupa... Ko kana ari makore ekukomesa aataura ayo?
Hakuna 16 yakadaro
Very noisy
NdiChief vapi ava
kuzvipedza kugura zvombo zvacho
It,s a criminal case
But vese maunder age so zvatodhakwa
Correct mother piwai something coz akaenda kujeri zvavharwa
Une brain dzechihure...
Hanziko ne noise
Vese i underage vana
You need to master your vids
Noisr ye Mvura ???
Vakomana muri kuwanza mbanje toomuch motikanganisira vana vedu mhani amai siyai zvekuti kubhadharwa mhani imi munhu ngaende kujere uyo muchabhadharwa chiiko imi mwana akanganiswa kare
@@martinzvibodo5153 the boy is a juvenile. Haana Jeri raanopinda cz atori under age pachake
Apa panoshorwawo vabereki vemusikana, havana kuraira mwana wavo and handifungi kuti ange achiri mhandara
Nyaya hapana apa they are both under age. Machief aya they know nothing