Zigo thank you so much for this one...i cried..i was in FOREIGN jail for 5 years 7 months 2 weeks and 2 days....haaa baba in foreign land chawagona hapana..unenge uchingoda Jesu chete... I'll keep in touch as soon as i reach Zimbabwe so that you have a full documentary on the story... people should learn not to violate law...vaita zvavo baba Mnangagwa sure...
Government needs to create employment get businesses and top businesses to start employing people cause people need jobs look after your citizens businessman please
Zimbabwe haina chikoro nhema dziye dzatainyeperwa tichikura kuti chikoro chiri muZim ...In Law there is something called '"credit for time served'" it should have applied in this case ....but nooo havaite izvozvo maPP ekuZim netubhutsu twakapera side
I think Zigo you should go into prisons and identify pple who desperately need help of some sort then we partner with you. Vamwe vanongodawo sipo Zigo hatingaishaye- we do the little we can together with the people's journalist. Look you can do more than just reporting and criticizing kkk. Nyika inofamba nekutora action. Apo president vaita pavo tikafara
Hurumende yedu dai yaramba ichifamba neprogram yekutrainer youth various skills pro bono. It helps them stay out of jail. its a good proactive program than zvamugabe zvekuzotrainer vanhu vave mumajails. Hanzi ne 4 brothers kana ndiri muvengi wako pandagona bvumawo. Aiwa apa hutungamiri huri kugona tabvuma.
Thank you Mr President Mnangagwa we appreciate you and all you do for our Zimbabwe under the very stifling circumstances May you be blessed beyond recognition for rehabilitation and early release of these young women. Hopefully they have learned that crime doesn’t pay. ❤
Holy moly; Simbarashe Chimonyo was serving 1yr 6 months for such petty theft (of a mobile phone)…isn’t that too draconian & such a travesty of the law😮!??
@@tanakacharakupa1970 it’s just theft of a mobile phone which should be classified as petty theft. This means that if the value of the property stolen is less than $1000, the crime is considered petty theft. In legal terms this sort of crime shouldn’t attract custodial sentence & perhaps just getting away with a fine lest she’s a repeated offender! Perhaps, that explains why Zim prisons are overcrowded by hordes of prisoners who ideally shouldn’t be in custody 😦🥲!
@@bosslimpopo8532 Maybe the Zim 🇿🇼 legislature should make it an offence to reprogramme a mobile phone's unique identity number, a procedure that makes it impossible for the handset to be traced by the manufacturer, however not just the simple theft of a device!
The first lady seems like she is still drunk😂😂😂
True 😂😂😂😂😂😂😂
Problem she could have had access to drugs kujeri ikoko
It’s probably in your brain
Zigo thank you so much for this one...i cried..i was in FOREIGN jail for 5 years 7 months 2 weeks and 2 days....haaa baba in foreign land chawagona hapana..unenge uchingoda Jesu chete... I'll keep in touch as soon as i reach Zimbabwe so that you have a full documentary on the story... people should learn not to violate law...vaita zvavo baba Mnangagwa sure...
Congrats ladies, u have opened a new page...we pray the society accept u back & all the best gals...welcum to zig
I wish the third lady can meet with Toto Maphosa they can make a strong team in fighting drug and substance abuse. the transformation is real
Saka apa murikudzokera ikoko munonzwanana here
: haa tonoona tasvika sorry haiuraye 😂😂😂😂
Thanks you President ED for the release of these prisoners it's so sad to see a woman locked up
Government needs to create employment get businesses and top businesses to start employing people cause people need jobs look after your citizens businessman please
zviri ryt but ndokugona kutungamira nyika kwacho hre
Totenda.Mwari dai kwaita mabasa vana vashanda hapana anowanikwa nemhosva vapei mabasa
Ooh lord
Aaaa shame vasara vacho havana godo varikutofarirawo kubuda kwevamwe vavo
Haa sister Blessing vakatobatwa zvavo mmmm
Breed reku girlfriend yaHwinza ma1....vana vakanaka ivavo ndati
😂😂😂😂😂😂😂
Asi hutsotsi WaHwinza anoita shoplifting kana ari kuCapetwn.
Chikurubi ine mababie zvayo 😂 two vekutanga avo
What glitters is gold my brother.
So emotional!!
Sorry henyu vasina kubuda but just have faith God will take you through kusvika mabudawo
Why vane ka that vakadzi vacho.Sei musina tuma slay queen.
The languagre indicates rehab didnt work vakudzoka futi kupaper 2
I am surprised that a girl served more than 2 months in remand then sentenced to 2 months but still she serve the 2 months why?
Mweya yetsvina...coz I mean it doesn't make sense at all really
Zimbabwe haina chikoro nhema dziye dzatainyeperwa tichikura kuti chikoro chiri muZim ...In Law there is something called '"credit for time served'" it should have applied in this case ....but nooo havaite izvozvo maPP ekuZim netubhutsu twakapera side
I think Zigo you should go into prisons and identify pple who desperately need help of some sort then we partner with you. Vamwe vanongodawo sipo Zigo hatingaishaye- we do the little we can together with the people's journalist. Look you can do more than just reporting and criticizing kkk. Nyika inofamba nekutora action. Apo president vaita pavo tikafara
True
Sa Tilda she goe an extra mile to help
Hurumende yedu dai yaramba ichifamba neprogram yekutrainer youth various skills pro bono. It helps them stay out of jail. its a good proactive program than zvamugabe zvekuzotrainer vanhu vave mumajails. Hanzi ne 4 brothers kana ndiri muvengi wako pandagona bvumawo. Aiwa apa hutungamiri huri kugona tabvuma.
I feel pain for those vasara moyo unorwadza
Ma1 zvinonzwisa tsitsi
Emotional moments
Simbi iripa 2:28 pane aiwonawo here 😅
Wakanaka mamavako heyiii buleti zvawo
Taura hako you wouldn't think ndimomz vevanhu vakuru kudai
Kkkkkk mufaro wega
Thank you Mr President Mnangagwa we appreciate you and all you do for our Zimbabwe under the very stifling circumstances May you be blessed beyond recognition for rehabilitation and early release of these young women. Hopefully they have learned that crime doesn’t pay. ❤
😢😢😢😢😢
Mmmmm
Aaah ndimhoresereiwo maloty uyo
Team Maloti❤❤
Inonyanya mbanje team yakabva nepa cappa
Munhu arikubvunza mukadzi weCocaine....arikuita kunge Amai Reason #team paghetto ann
😂😂more of these videos Zigo
Vekutema munhu nedombo avo ungati vanotsomwa😢
Vanenge vakatorohwa nezvinhu😂😂😂
Varikutoita kunge vakabatwa nemutoriro ipapa
Haaaa ma 1
Kkkkkk haaa shuwa ava vakaita zvekutamba vanomudzokera😅
Zigo kambavha kema fon unenge wakada iwe
Bt vakadzi varinane zvavo kubudisa pane varume apo tabatikana
I wish my brother see this because he is drug addicted,we tried everything according to our strength.
Just send him ku jeri anoita bhoo
Forgiveness is key to living free so do good and live right by law ladies avoid returning to a life of enslavement.
Tumelo Nare😮
Kuba mafoni😂
Ko vakasara ndivo vakaita sei
The problem is they're now free to come and disturb our peace in south Africa.
Holy moly; Simbarashe Chimonyo was serving 1yr 6 months for such petty theft (of a mobile phone)…isn’t that too draconian & such a travesty of the law😮!??
Inofanirwa kuita 4 yrs phn yacho ndendakainonga here nhaiwe
@@tanakacharakupa1970 it’s just theft of a mobile phone which should be classified as petty theft. This means that if the value of the property stolen is less than $1000, the crime is considered petty theft. In legal terms this sort of crime shouldn’t attract custodial sentence & perhaps just getting away with a fine lest she’s a repeated offender! Perhaps, that explains why Zim prisons are overcrowded by hordes of prisoners who ideally shouldn’t be in custody 😦🥲!
@@zakaroyalty62foni inogona iri kambudzi but yakakosha inokwanisa kukanganisa hupenyu hwe munhu iyo phone
@@bosslimpopo8532
Maybe the Zim 🇿🇼 legislature should make it an offence to reprogramme a mobile phone's unique identity number, a procedure that makes it impossible for the handset to be traced by the manufacturer, however not just the simple theft of a device!
Sei vanhu vasingatyi zvema drugs 😢ndovakatowanda zvakaoma havo kuvanhukadzi uum 😊
HNdakatawura kuti Maloti waHwinza anoita shoplifting kuCapetwn vamwe vakati ndonyepa,mabhanditi ayo taive navo kuCapper
Atlist tavakukwana mababie abuda tange tanzwa nekuchinjana vasikana kunze uku MA Virginiaaaaaaaahhhh edu aya
Hiiiii my sister ko Odrey anga akasimgwa nhai mwari 😢
Nyika inoputswa nevene vayo idi...pekupedzisira ndinotenda Mwari nekubata kwavo munyika nevanhu vayo
Vapei basa vana ava mukavabudisa musinga va empowe hazvishande
Aaa tsitsi thats why ndanga ndisisawone Rose ccta yako yanga iri mukati
Idzo dze 4 mnts dzodzokera mukati manje manje
Shame vasikana vacho kunaka 😢
If u hear their stories..
four months later she is still drunk.
Asi vabudiswa vese
Kujail kune Simbi dzemvuto varume mazviona here
Kkk pane imwe simbi yandaona imukati 2:30
Saka ishuwa yainzi Maloti imbavha yemafn ? Now it makes sense
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Take NOTE:
Therz no shortcut in life!
Hanzi sorry haiuraye
Chiitai kuti chigudo gudo chibude😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Iiiih akarepa kauyu
Haa uyo wekutema munhu nedombo vakasika kumubudisa 😂😂😂😂😂
Kkkk sure anonopamha
Yooooo umama wokukhombisela ubamncane inkazana loyo shame shuwa.
Jeri rinongobatsira munhu anenjere asina anodzokera zvekare
O:46 zimai zigiant riri kutospakwaa
Hakusi kuspakwa dear these people are very traumatized
Ko ungaite stress kusvika riini nhy
Zig zigo pachimoko chekuba cellular bho here😜
Hwinza vakadzi vako vanoba
Tumelo Nare ndiye sister ya Pokello kauyo
Vafara sure
Ndikakurova ukandisungisa pandobuda ndogara chikuhwandira nerekeni every day kusvika ndafa
Aaa kusvika wafa rava dzimu haro risina Basa nohupenyu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Avo vekutema munhu nedombo haaa vane 1 ikuregerera dzimwe
Kkkk tonoona tasvika sry haiurayi
Kkkk tonoona tasvika sry haiurayi
Plus vanenge vasitorina mari ye transport shame😢
Kkkkk
Uyo akatema munhu nedombo muchimuona munofunga kuti kadombo kadiki,here anenge akatobata dombo racho nemaoko two 😂😂😂 ranga ririzidombo
Vakomana vakushaya ma soul mates apo mu jeri makazara beautiful girls akadai kkkk😅
Haaa vekutema munhu nedombo ndobhanditi racho manje
Avo vokutema munhu nedombo vakadodzima havo. Igweja chairo
The interviewers doing a very poor job
Wedimbo akatodhakwa chokwadi
hapana vamwe here munongoteerera vanhu vamwe chete asi mava necrush naye because zvimwe zvimivhunzo zvacho
Zvaari masimbi masvinu nhai imi 😂
Imi kunze uku vakadzi vari kuba kudai yooooo pick pocketing Vicfalls Canirval kuva rungu.😂
Avo vasara nanenge vachirikupengaa avoo
Mai ve babe ra Hwinza avo vane black vakaenda ko reporter ku police vanogona kusarako havagone kutaura
Saka ku jail kune simbi
Imagine Baba apa no make-up
Zigo uri kuda chibhebhi chekuba maphone icho 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Avo vakatema munhu ingadai vambosara havo kujeri 🫣
Kkkkk murikuvatyira ere
@@ThandoNcube-xy2fo
Handisikuvapihwa 😂😂
Kkkkk vachiri vakatodhakwa zvavo
@@ShadreckNyamusunda
😂😂😂
Ha ha mavavengera kusarukwa here kkkk😅😅😅mati ezvi vanonovhura huru here??
The camera is not good at all
Iribhoo wani maybe I phone yenyu
@@bosslimpopo8532 okay thank u coz iri kuita ma showers
Hembe idzo colour yakasiya vamwe yellow vamwe red sei
Thank you President for the amnesty- as a nation we are learning to forgive and move on with those who wronged us.
Vamwe varikutofara vasara vamwe vakabatikana.varikutooneka shem
Vekutema munhu ne dombo vakati gumbuka vachano tema futi 😢
😂😂😂😂taurahako coz ndoozvaanogona
tonoona taako sorry ahiuraye😂😂😂 pane ikuregerera dzimwe chete
Anosiiwa sei madrugs ivo vachingobuda nyore
Pana musikana wepick pocket ndazoona problem haisiyake . Problem iboyfriend akutadza kuchengeta babie
Matsotsi vese neuya Maloti waHwinza mashoplifters kuCapetwn canonwa brongo too bad
Like vema drugs avo vashandisei kuita ma aunt drug campaigns
Mai dhafu iyo ma1😂😂😂
I wonder kuti vakaparei
@@monangilazi8925 nhai zvako
Ko Bishu ari nhaimi
Pick pocket sure munhu akatsvinda tsvinda kudai
Chimbonobviswai ngura mange magarisa nezemo
Panze pedu pachiripo here?🤣🤣🤣🤣
Avo vekutema munhu nedombo pane bsa
Bonde redu rauya
😂😂😂😂😂
cocan girl i want to merry you
Apo nganake
Kkkk babe ratove bhoo roora hazvanzi
Apa aive model
Tetichiti mababie manyama how far izvo vazere kuchikurubi😂😂😂
😂@@munyaradzigabriel2179
BIshu ARipi
Vane vacheche muchando matirikuenda nhaimi
Ko ndiri bhishu asi haana kubudawo
Akabuda kudhara uyo last year pama elections