Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Dzingai ma Asher awo kumberi next time vanoita kuti zvishaye order yooh
God bless u baba❤kudada nevana vevasikana kune mamwe mafamily Vana sikana havaonekwi sechinhu,Rest in peace Ginimbi
The dad said alot without saying anything well done baba
ayiwaka ma Ushers murikunyanya confusion kumberi uko
This time you will not burry your children God is protecting
A great father vanonakidza and takes life as it is mukurwadziwa kwavo.Its not easy kufirwa nevana
Amen
Thanx zozo 4 stand with e family
Thank you wa bereki zvakanaka izviii 🙏
Hondo Yoruponisoo @work zvese zvnotofamba bhooo wth The Salvation Army❤❤❤
Continue to rest in peace Ginimbi and Julie
The kids look well kept thank you nelia
Sleep peacefully Juliet and Ginimbi
Nice.tendwa Zee.Varume vaifamba naye muma all white hapana kana1😢
waona vanaani vaivapo vasipo?
Ko vachipo
Salvation Army🔥♥️🙏
ZODWAAAAAAAAAA❤
Ginimbi was bho munhu
Tete Nelia thank you nekugona kuchengeta nherera
Zozo you are a blessing. ❤
My church the salvation army RIP Boss Gee
Ginimbi aiva nechipo ere kana chifo.Ndoona seaiva nezvose asi chifo chaiva chikuru,chifo chemari yakawandisa😂😂
Chifo chii
@@bosslimpopo8532 chido,chifo,chido🤣🤣🤣🤣
Ko ma usher zvaitaseiko
Ini ndodada nevana vevana sikana asi vane Dzinza ravo vanotora chandinenge ndavapa ndomene,kana kupfurikidza nanamai vavo ,kwete kupamba .Raramo yechivanhu haisi nyore sekupoda handisi kuti vagotakura jambwa rinenge rabuda nemakaro.
Zvakanaka kutaura chokwadi ndivo baba vaiziva vana vavo
Vaiziva kuti mwana wavo anga ari ma 1😂
Ginimbi anga akatodza Baba vacho kungwarisa baba vakangwara avo 😅😅😅😅
Hi guys .......pane anozivao hre magroups anotsvakwa vanhu vadingazikanwi kuti varipi ......im looking for my sister its 14 years now
How did you separate enda kwa Tete Tilder
Facebook wambo tryer here, even to go on radio am not sure which station but ther is a station which does that
Go to police
Thank you guys I will try 🙏🙏🙏🙏
Kune group riri paFB... Rinonzi.. Kutsvaga hama neshamwari, Ziva dzinza rake
Ko baba zvavanenge vasirikurwadziwa?
Kwana
❤❤❤❤❤ Ginimbi ❤❤❤
Ginimbi anga akafanana nababa vake nekureba
Thank you zodwa
Vana vrikupera fambai!
Pamhata pako
Ichokwadi, mhepo dziriko dzinoda lumiswa, iwe kana uri atheist mhenowo
Kana topupura titaure chokwadi
Zodwa❤❤❤❤❤❤
Malvin ndakuona
Masaravhishoni arikufambeiko
Ava vemvura vakutivharira
Ma1
Amana munomurovesa ginimbi namwari kudenga uko
😂😂😂,,😅😅😅 usadaro iwe
Ava vanhu varikungocharika charika nhai
Kufamba famba kukuita vanhu vrku salvation uko huna hunhu
True ndiko kusatorongeka
Ndazvionawo ummm varikurongera zvinhu zvavo pachaunga munhu wees anofanira kuva ready kunzwa shoko. Zvino kana mongopiringishana avanhu chava chii maUps and down akadaro chii nhai
Ko kuzo piringishana mvura Dai riri drink better
@@nancyngobeni6105😂😂😂😂
Is this nyaradzo or what
Inonzi tombstone unveiling
Unveiling of tombstone
Mudhara uyu asadaro
Vaitasei
Kkd
Dzingai ma Asher awo kumberi next time vanoita kuti zvishaye order yooh
God bless u baba❤kudada nevana vevasikana kune mamwe mafamily Vana sikana havaonekwi sechinhu,Rest in peace Ginimbi
The dad said alot without saying anything well done baba
ayiwaka ma Ushers murikunyanya confusion kumberi uko
This time you will not burry your children
God is protecting
A great father vanonakidza and takes life as it is mukurwadziwa kwavo.Its not easy kufirwa nevana
Amen
Thanx zozo 4 stand with e family
Thank you wa bereki zvakanaka izviii 🙏
Hondo Yoruponisoo @work zvese zvnotofamba bhooo wth The Salvation Army❤❤❤
Continue to rest in peace Ginimbi and Julie
The kids look well kept thank you nelia
Sleep peacefully Juliet and Ginimbi
Nice.tendwa Zee.Varume vaifamba naye muma all white hapana kana1😢
waona vanaani vaivapo vasipo?
Ko vachipo
Salvation Army🔥♥️🙏
ZODWAAAAAAAAAA❤
Ginimbi was bho munhu
Tete Nelia thank you nekugona kuchengeta nherera
Zozo you are a blessing. ❤
My church the salvation army RIP Boss Gee
Ginimbi aiva nechipo ere kana chifo.Ndoona seaiva nezvose asi chifo chaiva chikuru,chifo chemari yakawandisa😂😂
Chifo chii
@@bosslimpopo8532 chido,chifo,chido🤣🤣🤣🤣
Ko ma usher zvaitaseiko
Ini ndodada nevana vevana sikana asi vane Dzinza ravo vanotora chandinenge ndavapa ndomene,kana kupfurikidza nanamai vavo ,kwete kupamba .
Raramo yechivanhu haisi nyore sekupoda handisi kuti vagotakura jambwa rinenge rabuda nemakaro.