Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Karma for the first wife, wakamama. Plus urikunyepa, kutsenga tsenga mukanwa kudaro.
Auchazvipamhi futi kana wabuda imomo gutsikana nemukadzi wako wakamama
Ma judge ngaite mushe munhu hanankana mhosva kana wakapikira mahara
Baba ava vakapfsva shame. Anoziva chokwadi oakati penyaya iyi ndivo baba ava na Mwari saka Mwari ngavaite kuda kwavo
It appears jail has not been kind to you my friend 😢
Maybe he was already looking like this before he was incarcerated, stress of having to deal with a contentious wife and demanding girlfriend 😅😅😅😅😂😂😂. Hope he learnt his lesson!
Ngabude mdara uyu 2 years dzasara dzakanyanya hapana nyaya apa kudanan nemunhubanemidzimai haisi mhosva msikananwacho akatoroorwa kare atori memhuri kufira mahara 12 uears veduwe for no reason
There is talent there, help me to be in contact
Madzimai 2 unomadii nezimhino rakakura kudaro ...ukuda vana vangani vaneface seyako iyoyo nxaaa
😂😂😂😂😂 don't make me laugh
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk ita mushe
😂😂😂 Barbra wandinakidza aah
😂😂😂😂violence
Saka imi vanhu verape mese mongopomedzerwa here hapana anoita sana mbavha vanoti ini ndakaba herewo zvipere
vakadzi vaviri muchivadiiiiiii kuda zvinhu garaiko
Garai ikoko
😂😂😂😂😂 ngaaoreremo muchitokisi
Mwari rangarirai vari mumajere mhosva dzekupomerwaNaiwaya ndoti Areruya
Amen
This guy can turn his life around if he wants to.
Iwe mhino ndiyo yadiii, murume chaiye uyo
Chihure chinoparira shame kuzoda henyu kuzvitaura kunge zvisvinu saka mukadzi wenyu wekutanga maida kumurwadzisa shame varume musazodaro
Jere rochembedza veduwee uuumm kuita sekuti uri Kuma 50s ,
Ndanzwa tsitsi Kuuraya vanhu nekuda kwenzwara neropa
Vakadzi 2 vekudii nhaiwe
So the accused tells the court that she wasn’t raped but they still convict him? wtf????
Kunyepa uko the girl was obviously underage
Saka mhosva yako chaiyo ndeyekunyebera vabereki vemwana😢
ndeyekuti akanzi siya mwana wedu iye akaita nharo ndokuramba achingomanikidzira
Chokwadi Mwari rangarirai vanhu wenyu
Vanhu vemarape vanonetsera kuramba nyaya dzavo dai vachiita sana tsotsi vanongoti gaaa takaenda
face yenhamo iyo vakadzi vaviri unovadiinhema dzako muskana aive under age
Kkkkkkkk
Hanzi ndaida kutora kuti ndiite madzimai maviri zvinhu zvacho.
Jizasi kiraitsi😂😂 hanz zimhino rakakura kudaro guys tisadaroi
Akadhakwa mudhara uyu
Comrade vaida 3-some, thats all
Unobuda mwana wabba pavapedyo zvapo asi kunamata usazoregedza
Munhu asina Mari kuda vakadzi 2 unovapei kunze kwe blambi 😂😂😂😂
Kkkkkkkk usadaro
Madzimai aite maviri😂
Makamama garai ikoko
Gara imomo unopenga fokufu
Toughlucky inotambika
Anoda kumwiswa Tanganda yakawanda chaizvo ,mabhodho matatu
😂
Hehede
Karma for the first wife, wakamama. Plus urikunyepa, kutsenga tsenga mukanwa kudaro.
Auchazvipamhi futi kana wabuda imomo gutsikana nemukadzi wako wakamama
Ma judge ngaite mushe munhu hanankana mhosva kana wakapikira mahara
Baba ava vakapfsva shame. Anoziva chokwadi oakati penyaya iyi ndivo baba ava na Mwari saka Mwari ngavaite kuda kwavo
It appears jail has not been kind to you my friend 😢
Maybe he was already looking like this before he was incarcerated, stress of having to deal with a contentious wife and demanding girlfriend 😅😅😅😅😂😂😂. Hope he learnt his lesson!
Ngabude mdara uyu 2 years dzasara dzakanyanya hapana nyaya apa kudanan nemunhubanemidzimai haisi mhosva msikananwacho akatoroorwa kare atori memhuri kufira mahara 12 uears veduwe for no reason
There is talent there, help me to be in contact
Madzimai 2 unomadii nezimhino rakakura kudaro ...ukuda vana vangani vaneface seyako iyoyo nxaaa
😂😂😂😂😂 don't make me laugh
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk ita mushe
😂😂😂 Barbra wandinakidza aah
😂😂😂😂violence
Saka imi vanhu verape mese mongopomedzerwa here hapana anoita sana mbavha vanoti ini ndakaba herewo zvipere
vakadzi vaviri muchivadiiiiiii kuda zvinhu garaiko
Garai ikoko
😂😂😂😂😂 ngaaoreremo muchitokisi
Mwari rangarirai vari mumajere mhosva dzekupomerwa
Naiwaya ndoti Areruya
Amen
This guy can turn his life around if he wants to.
Iwe mhino ndiyo yadiii, murume chaiye uyo
Chihure chinoparira shame kuzoda henyu kuzvitaura kunge zvisvinu saka mukadzi wenyu wekutanga maida kumurwadzisa shame varume musazodaro
Jere rochembedza veduwee uuumm kuita sekuti uri Kuma 50s ,
Ndanzwa tsitsi
Kuuraya vanhu nekuda kwenzwara neropa
Vakadzi 2 vekudii nhaiwe
So the accused tells the court that she wasn’t raped but they still convict him? wtf????
Kunyepa uko the girl was obviously underage
Saka mhosva yako chaiyo ndeyekunyebera vabereki vemwana😢
ndeyekuti akanzi siya mwana wedu iye akaita nharo ndokuramba achingomanikidzira
Chokwadi Mwari rangarirai vanhu wenyu
Vanhu vemarape vanonetsera kuramba nyaya dzavo dai vachiita sana tsotsi vanongoti gaaa takaenda
face yenhamo iyo vakadzi vaviri unovadii
nhema dzako muskana aive under age