@@clearerams825 ndakazobuda kuGhetto … I was in Highfield and zvema drugs ndizvo zviri muFashion saka Heish .. it was a hard grip … now living a clean life happy life
Ndarwadziwa ne this girl,these drugs are destroying our children slowly ...apa madrugs achoo ari kuratidza kuti achakatomubata...Parents let's unite and pray for this deadly disease (substance abuse)
How do you ask whether the program has changed or helped her when she's still in prison where there are no drugs or substance to prove it.... seriously interviewer???
We can’t really judge her because we don’t know her childhood story.
Akatorohwa nedombo uyu
19 years wakutopinda mubhawa, Mwari rangarirawo nyika yeZimbabwe
Kune nyika dzine ma15 aakutopinda mukutengesa bonde vachiiti sex work.
Aaaaaah or help us Lord.....nyika yasunama.19yrs akutengesa bota kokuchikoro😢😢
Chikoro kana pasina mari better kuita madhumbe .Munhukadzi koshesa muviri wako
Love this lady honestly. The guy should have paid his dues instead of taking advantage of an already vulnerable young girl.
Crystal meth boys is terrible. Akomana I hope she gets the help she needs
Mwari haaite kuti urare netype yemahure akadai patina chawakamutadxira.varume ityai imi
😂😂😂😂😂
Dombo racho richitorimo mumusoro
Uri mwana mudiki siya izvo tsvaga mwari
She is very beautiful thoo😊😊, kungoseka seka hako asi dombo rakakurowa futi here
haaaa maDrugs ma1 ... akamboti paradzawo .. but thank God
Wakazomasiya sei Hama? Or are you still using?
@@clearerams825 ndakazobuda kuGhetto … I was in Highfield and zvema drugs ndizvo zviri muFashion saka Heish .. it was a hard grip … now living a clean life happy life
@@DJTINDDOL3D Tenda mwari you're lucky kuti wanga usati wave addicted.
Ummmm uyu anoda kubatsirwa chaiko
Achitori akabatwa nemadrugs
Uyu akatodhakwa kudhara
Zvakaoma
Musikana uyu ndomuziva Anogara Hobhouse 2
FREE SPIRIT
Kkk😂😂 😂😂 but zvimwe varume zvimwe tingashora but reality of the matter is that humble beginnings are the most cause of misfortunes in our lives
Interviewers please plan ahead moitawo research mbichana. There’s no quality in your program
haa zvakaoma 19 years akuto service mumabhawa anenge akatanga ane makore mangani uye anoita kunge akatodhakwa zvake nema drugs
Haa ma drugs aparadza vana🤷
Haaaaa 19 years, apa dombo racho richitorimo mumusoro ummmm. Mwari tibatsireyi pavana ava shuwa. tega hativagoni.
Akatodhakwa kare uyu
Mwari pindirai vana vedu vaparara
Uyu wakatonaka kudhara
Aaaaa musikana iyeyu, 19 years old or 50???? Nyara ukwane iwe, kana murume wacho haana kukwana
Uyu akatodhakwa zvake
No life age of 19 hauna kuroora watove mubhawa
Uyu achitori high
Uyu akurwara uyu
Brain dzakatofa nedombo, sad
Maninja
Mwari batsirai vana 19yrs mubhawaaa
😂😂😂😂😂Anenge akato rohwa zvake nedombo
Uyu anotoda rehab coz drug chairo richimo mu system
yes she is still high on drugs
Voice rakatotsva nemadrugs.
Kupedza kuita madhiri 19yrskupinda mubhawa uuuuu
Chimoko chi tsaona
😂😂😂 hanzi 2 days
Akatorowa zvake nemutoriro uyo
Ndarwadziwa ne this girl,these drugs are destroying our children slowly ...apa madrugs achoo ari kuratidza kuti achakatomubata...Parents let's unite and pray for this deadly disease (substance abuse)
2 days 😂😂😂 uchaita rite hako
How do you ask whether the program has changed or helped her when she's still in prison where there are no drugs or substance to prove it.... seriously interviewer???
Good qsn
Mutoriro ma1
Madrug apariravana shuva
Haa this interview is boring dai warega hako
Who forced you to watch??😮
interwiew iri bho iyi indava muchingoda kushora so