Mambo ava vanoti “Ndakubata ne Mhosva” 2 or 3 times asi voramba vachiitonga futi nyaya yacho😢😢pedzezvo woti “aah! Nyaya inoda kumbomisa iyi “. Kuita mahumbwe chaiwo. Inyaya iri pachena ingadai yapera kare iyi.
Weldone mambo Chireya for showing wisdom and professiinalism in dealing with traditional disputes. Haa mamwe mashura atiri kuona mune mamwe matare ari legèndary..
Bony ngaangouya! Kana Bony akasaidhira sekuru vake then ndiye anodanana nemukadzi hakezve kkkkk. But anyway; so far nyaya iri tricky zvayo becoz maMsgs ari kutaugwa (which is proper evidence, as they claim) haapo. Dhiri chairo riri pakunotsvaka history yemaLines ane nyaya acho from service providers
Zviri pachena murume anoziva nyaya asi vatongi Havasi Kuda havo kubuda pachena nenyaya taking too long kupa chargement .Line haraienda kuna mai. Murume ajaira matare
Mambo makadhakwa imu mukadzi mukuru wati bhakedhi nderake mudiki arikut nderqngu plus murume ati line range risina ku registered bt ririkubudisq zitq rake murikupatiswq imi panoda mambo mutasq apa nekut matadzq Kubatq murume akatora mukadzi wemunhu😢
Ndir kuona mari nebasa rakaitwa naMambo ava kugadzira imba yekuitira matare. Asi Mambo ava havana kuwana nguva yekuti ivo nemakurukota avo vadzidze matongerwo nenzira yekutsvaga umbowo. Sei vasingaende ku phone company vopihwa print out yema messages aanobva ku phone yemukadzi uyu nemurume arikupomerwa mhosva. Ma messages anogona akadzimwa muma phones but ma companies anoachengeta. Anobatwa nemhosva ndiye anoripa ma expenses ese!! Ruzivo urwu harude kuendrwa ku university!!
Chibanda nyaya iripachena iyi deno paakanzwa kunzi line raakatengera mzaya rave namai ava ko why asina kubvunza mzaya wake kut line randakakutengera riripi mambo ava vanopedza nguva nezvinhu zvenhando cyko
Gokwe yazviita zvakare... nemupurisa wedu wemagirazi for good measure
I believe mukadzi ari kuti akarohwa uyo, vamwe two avo vari kunyepa avo!
Gokwe yakarongeka veduwee , handisati ndamboona imba inotongera mambo yakanaka
Respect dare mupurisa wamambo gadzirisa kola ubvise tugirazi utwo.
That's a clear case mhani murivatongi vakaitasei kutenderedzwaso baba avo vakatogara pasi nemadzimai avo becz madzimai avo vakanga vatove nemhosva yekurova mukadzi uyo it's a clear case ainyengana nemukadzi wemunhu shapurai munhu
baba vebarika kuhura vakahura zvavo,nyaya yakuitika ndeyekuti murume akaudza vakadzi vake kt rambai kt makarova munhu nenyaya yechihure cz akutya kuripiswa kt akahura remukadzi wemunhu
Nyaya iripachena iyi akasvira mukadzi wemunhu uyo
Hakuna mukadzi akaroorwa anobvuma chihure ..vakahura mai ava chikomba choramba
Nyaya iripachena iyi makarara nemkadzi uyu baba imi
Tipei imwe yacho mkoma chibanda
Mambo ava vanoti “Ndakubata ne Mhosva” 2 or 3 times asi voramba vachiitonga futi nyaya yacho😢😢pedzezvo woti “aah! Nyaya inoda kumbomisa iyi “. Kuita mahumbwe chaiwo. Inyaya iri pachena ingadai yapera kare iyi.
Mambo nyaya iripachena iyi baba vakahura nemukdz uyo musatenderedzwe musoro line rakabva kumuzukuru sei
Chinoratidza kuti hamugone kutonga or motya ndechekuti dare rechivanhu moda kuriita rechirungu tongai vanhu vagere pasi xhai Gokwe yenyu iyi
I thought as much.
Imi vatongi munenge madofo futi nyaya iri pachena moti vanobvuma ere kuti vakamurova ,tongai vanhu nemhosva yavo or ipai chief Bushu vatonge
Inga Chief weku Gokwe awa wakarongeka wani, vanhu wanoshorerei Gokwe
Gokwe itori better place than dzimwe nzvimbo ndakambokugara ka ini ukaenda Karoi vanhu Vegokwe ndoo varikuita bussiness mukaroi ndoo vaimutsa Karoi iya
Haa baba vanoda kuramba nyaya yavanoziva avo vanganyeperwe kuti vanei vakarara naye mukadzi uyu
Weldone mambo Chireya for showing wisdom and professiinalism in dealing with traditional disputes.
Haa mamwe mashura atiri kuona mune mamwe matare ari legèndary..
Kunyanya kudare ratsotsi Chigodora.
Mambo avo vachakasara pakutonga nyaya iripachena kwakutorerwa nguwa hombeso haaa xhai huyai kwedu tikuratidzei kuti nyaya inozvitonga ichangopinda mdare
Mambo murikutambisirwa nguva murume uyo itsotsi chikomba icho nyaya iripachena
Mambo gonaona kutanga imi murume inhudu uyo ane mhosva
Chief akarongeka
Bony ngaangouya! Kana Bony akasaidhira sekuru vake then ndiye anodanana nemukadzi hakezve kkkkk. But anyway; so far nyaya iri tricky zvayo becoz maMsgs ari kutaugwa (which is proper evidence, as they claim) haapo. Dhiri chairo riri pakunotsvaka history yemaLines ane nyaya acho from service providers
Zviri pachena murume anoziva nyaya asi vatongi Havasi Kuda havo kubuda pachena nenyaya taking too long kupa chargement .Line haraienda kuna mai. Murume ajaira matare
Mabhotoro ekumeso ayo 😅😅😅😅
Vashangwe mandinyadzsa kutenderedzwa msoro nenyaya iri pachena iyi, haa ndimi moshoresa nzvimbo imi
Chogodora naMutasa vanotongera musango. Vamwe vanotongera muma classroom .
Mambo vanopa vanhu chance but ava vanhu hava deserve zviri pachena hazvokungoti baba varikutya kuripa
Vakadya bota baba musanyepa kungwara nevakadzi venyu kutya kuripa ungafunga kuti mai ava vangashinga kuti ndakararwa nemi kuti ibofu hre amai vaya
Baba imi hamunyari here 😅😅😅😅kutorera mwana mukadzi wake murikurambei ipapa
Muporisa wamambo ndiye aneyese
😂😂😂😂
Usingati sevanhu kadzi iti sewe sedungamunhu
Mambo chireya pfee uyo murume itsotsi
Mwana ashaya angamutore here mudare
Gokwe chitekete , chief chair yenyu kuseri , iyi icourt room number one ., ko Munyaradzi makazomuviga hre
Gokwe yakapenga zvakarongeka kkk
Mupurisa wa Mambo ndewe Homicide ........lol
Vanhu ava havagone kutonga nyaya mukadzi uyu ari kutaura ivo havagone kubvunza nxaa
Waifana kungonobloker line iri kudhara dai pasina nyaya dzese idzi paline ndoo pega pasara humbowo
Wakudzifambira dzekuma shangwe kaa❤❤❤❤
vatongi makadhakwa mhani putsekiii nxaaa
The kid knows with police which is a big evidence 😊
Haaaaa Jah man avo varikutitambisira dare nxaaaaa makavata namai avo imi
Wakanyenga mkdzi wemunhu iwe
Vakadzi vaviri havasi kukugutsa ongofamba uchiseva Seva mahure
Iweee usanyepe kut sepfungwa dzevanhukadzi kuzviitisa hako ukoo wakadii kuramba uchiramba chete aah
Haisi iyo nyaya irimudare nyaya ndeyako iwe mhobwe
Cheif akadakwa uyu zinoda nyamaŕopa nachigodora
Hayas barika kah zvakaoma ndovakadzi vacho ava kkkk
Ini handirevereri murume pachihure chake vakadzi ava michadziiswa Moto wembavha murume wamuda chaizvo hakuna mkadzi anofumuka achinyepera munhu
Dare rina mambo musvinu soo nemachinda kutenderedzwa netsotsi iri unoshamiseiko pavarume vese kupomerwa mhosva wega wega
Mambo makadhakwa imu mukadzi mukuru wati bhakedhi nderake mudiki arikut nderqngu plus murume ati line range risina ku registered bt ririkubudisq zitq rake murikupatiswq imi panoda mambo mutasq apa nekut matadzq
Kubatq murume akatora mukadzi wemunhu😢
haa nyaya iyi yarebesa zvisina basa, nyaya iyi yaida chief mutasa kana nyamaropa ,haa chief musapote muchitenderedzwa nezvisina basa
Kana senior hure Chief Seke.
@@babava2263 😀
Ndir kuona mari nebasa rakaitwa naMambo ava kugadzira imba yekuitira matare. Asi Mambo ava havana kuwana nguva yekuti ivo nemakurukota avo vadzidze matongerwo nenzira yekutsvaga umbowo. Sei vasingaende ku phone company vopihwa print out yema messages aanobva ku phone yemukadzi uyu nemurume arikupomerwa mhosva. Ma messages anogona akadzimwa muma phones but ma companies anoachengeta. Anobatwa nemhosva ndiye anoripa ma expenses ese!! Ruzivo urwu harude kuendrwa ku university!!
Apa pakutoita kunge pari kutongwa nyaya ye line ipo pakasvirwa mukadzi wemunhu shuwa
Muzukuru akazosvitsa line sei kuna mai ava
Vanotove nemwana kumusha.Tinashe huya pano.
Mukadzi anezvivindi uyo
Baba avo vakarara nemukadzi uyo and hameno dare rikutadza nei kuona baba avo nyakuhura avo havana mapoints havo kungoti dare rikuda kutambisa nguva
Kudhakwa ndakadhakwa zvangu asi bota makaja mabiyangu 😂😂
Mashame wakakwira mkadzi wemunhu full stop
Ishe ibharanzi line rambodzi haris registered pakapa mzay now rkuratidza zita sei
Kamukadzi ako kabhishu unobvumirei murume asiri wako iwe unemurume wako
Teke teke Chomushangwe dzokera Gokwe kwako
Mambo musaita se mapiwa chovoko muhomwe nyaya iri pachena yekuti kna tikapa grade 2 anoitonga chakanyenga mkadzi wemunhu icho dhemeti mhani
Our Chief
Dare iri zvazvinhu pa rongesheni
Mupurisa uyo aimboita basa reku hanger vanhu kuChikurubhi. Ndiye akandi hanger muchinda uyu.
😂😂 wanza bepa Nikorasi.
Mupurisa ndi drama king chaivo..I blame vanhu vanovaudza kuti akavafita
Kkkkkk magirazi
Gokwe baba
Gokwe zvaine vanhu vakachangamuka wani? Unike team rekunana headman Chigodora and chief Mutasa.
gokwe veduwe gokwe iyi ka kkkk😂😂😂
Matongero edare iri ma1 chaiwo
Chiiko nhaimi nhaimi
Jinda ramambo kkk
Mupurisa wamambo ano shandira FBI chete.😂😂😂😂
😂😂😂😂
Vanhu veGokwe vanotonga nyaya vachitya kuroiwa,nyaya iri clear why wasting court's time nhy
Good question sisi. vatongi matopindwa namai ava
Mudare umu zvamutene order kupfuura parliament ye imwe nyika.
Kkkkkk vatovhura matare kumusha.
Iro ndohure rechirume rwkangwarisa chete apa rine mheche mbiri kumba Haaa noo harikugutsikani kuti arikutopisa bedzi
Monetsekeiko nhai mambo endai ku Econet mhani mowana zvese zvakaitika pavanhu vaviri ava
Murume iyo ihure vakadzi vaviri havasi kumugutsa kana line riri ramuzaya wake adii kuuya naye kudare
Mambo ava havagoni kutonga
Nyaya dzemahure ekuruzevha dzinonetsa
Hakuna murume wemunhu anoti UYU kumukadzi wemunhu heinz yakadyiwa apo😅daidzai Nyamaropa cz kanyaya kemjolo aka mungaite nako 1hr dai ari Nyamaropa patopinda nyaya 5.
Ko imi vedare matadza neiko kungoenda kueconet nhai than kupedza nguva.
Chibanda nyaya iripachena iyi deno paakanzwa kunzi line raakatengera mzaya rave namai ava ko why asina kubvunza mzaya wake kut line randakakutengera riripi mambo ava vanopedza nguva nezvinhu zvenhando cyko
Bvunzai size yenhengo
Iri barika nderevakadzi vakapata. 😂😂 Kurangana nyaya ye bucket. Zvakadhakwa
Kupusa kwachoo
Manass wozoudzawo dare kuti vasatonga mai vakabereka mwana due to humanity
Gokwe irikuuya nazvo
Yhaa madzimambo anebasa
Endai ku econet neline rakare mamsg anobuda ese
Kubva mashame kufambira mukadzi wemunhu
Kuita kunge achasangana nenzou munaGunguhwe😂😂😂
Wakapusa shamwari ungaita chihure neline rawakaregister iwewe dai wainge wakangwara nyaya iyi yava nenguva waingoriblokesa
Ava vanhu vanopenga chete
Timamisei Baba vaakuramba avo
Nyaya iripachena iyo ,kumhata kwenyu mese
😂😂😂😂 majamuk
Gokwe zvekare
Dare rakarongeka but munotenderedzwa nemahure cey gudo harisiiwe nekuti rabata kumeso
Umboo hupi ipapa hwamuri kuda
Security kuvhundutsa vanhu, vanhu vanovhunduka ka 😎 mabhimbo ayo.
Ari mkadzi wangu kungonzwa achiti ndakarara nemunhu ini hangu ndinoruma munhu. Kana mudare umo munganditadza ndatobata munhu huro
Kkkkk kuita kutsenga tsenga kkkkkkk😂
Upenga mugodoyi iwe murume hure unofunga kutamba nemadzishe bvunza isu mahure makuru haushandisi line rako uchihura nemukadzi wemunhu usadekutipusisa isu urihure mudhara
Kkkkkk
Endai kuEconet mupedze nyaya
Nhym zvese zvakadeletwa zvodzoka
Mainini na maiguru vano fanirwa kusungwa neku viga chokwadi.