Complicated issues-Musikana bonde nababa WITHDRAWAL METHOD, nyora kumagaro,Mubobobo, kunyengerana
HTML-код
- Опубликовано: 29 сен 2024
- Complicated issues-Musikana kuita bonde nababa wachishandisa WITHDRAWAL METHOD,Kuvatema nyora kumagaro,Mubobobo, kunyengera vakadzi,Haichamira
Thanks for watching-Remember to contacts us @ +263 718 992 800 / +263 771 257 515
Nyaya kupolice pliz
Please batsirawo the girl child. We dont want such fathers inthe society. I dont know how easy it is to make it a criminal case. Zvoda Jeri izvi
Chief ngavatevere nyaya iyi murume uyu akaromba izvezvi vamwe Vana vanogara navo arikuvabhinya ,Vana Ava vanoda kutorwa vobvunzwa ,madzibaba ishumaeri part 2
@manasschibanda please nyaya iyi ngaiende kumapurisa
People should know that kana vanhu vakaziva kuti mwana ava sexually active others would want to try especially ava vatori step father worse. Poor girl, she is a victim of abuse
I am glad he was found guilty nganga yekunyepera iyi
Kurara nemwana, chokwadi zvobhadhagwa nemombe, ko vadii kuita police case....aaaaah nooooo
Mwana uyu is a victim. Ngavasungwe step father
Masingle mazvinzwira kuroorwa une mwanasikana kwakanaka chokwadi ndichafira pahusingle
Ahoyi mjolo kunyangwe nemadzitateguru edu😂😂😂😂😂
Panenyaya,mwana akango abuswa hazvipere mweya iwoyo unoramba uri paari chero kwaaenda
Haaa complicated for sure
Security manje magirazi yoweeeee 🤣🤣🤣🤣
Ko mupurisa ane magirazi?
Kkkkkkk ndapera strong
Security Magirazi Mu CIO kkk
@@ClemenceChadzinya Ko collar iyo
Officer of the law
Mai ibenzi ava kuda varume here mwana achibhinywa kudero nxii
Bhadharisai namai vacho kuda mrume kupinda mwana very stupid yamai mrume imhombwe iyo mnhu kujeri
Mambo Bushu MUTASA they don't toralate this cases so lightly manje aifanira kuyendeswa kuJeri vese naMai vacho avo
Zvinenge zvitori normal, muzimbabwe girl child not safe… by now murume uyu dai vatomusunga. Mai Ava vakazungaira kusiya murume achirara mwana.. murume uyu atozvijairira and vanasikana in that area are not safe.. he took advantage of this girl.
Tirikuno ku America Madeline Soto akaurawa nastep father vairara naye.This man is evil.ngaasungwe
😂😂😂😂😂mdara wazvioarira nekuenda kwamambo kwawaita kkkkkk . Zvimwe tangai mafunga musati maita think b4 you act . Wazviisa danda muhuro wega
Mambo uzoitai hasa mune mapurisa arikuseka murume uyu ane black jacket arikuseka Aida kubva arohwa ipapa inhubu iyi
Vakadzi let's protect the girl child. Nyaya iyi yandibata
Iyi imba iyi yatofa Mai ava handioni murume uyu achizogarisana nemkadxi wake . Zvakare Mai ava nemwana hukama hwavo watoipa . Uyuwo musikana kumba kwake hameno murume wake kana achagara nemunhu waaonoziva kut tezvara vakarara naye . Apa paipa
Baba ava kana vakanzwa nyaya dzemwana dzakwababa vake vakazvipa mukana nemwana nemwana uyu
Amai imi murimbwa mai benzi chairo mungade murume muchisiya mwana wenyu chete kwanai mhani akashungurudzwa muchiziva maakuda baba ava nekty in'anga here hamuna pfungwa
Nyaya iri complicated iyi
Mai ava vasati vabvunzwa zvakawanda vaakutoroverera mwana ah shame
Ngwenya inyasire
Ko baba ava havagone kudzikma here zvavari kuita kunge vari kunyararidza mwana kkk
Nhai nhai ndiwo mubobobo
Mubobobo
Mwana uyu anonyepa amboti katatu izvozvi akuti kakawanda uuuuuuu something is wrong
Taura hako cuxen
Mambo makadhakwa imi useless Chief kungogadza madzimambo vasina sodzo you need to visit mamwe madzimambo muwane huchenjeri mukutonga
Kkkkk taura hako hapana chinozikanwa kutipedzera data mahara
KO Baba avo vaNgwenya varikutsonyera ani ziso😂very stubborn sterek😂😂😂 imboko hanti.very stupid mother indeed
"mwanasikana akasshungurudzwa Tete Tilda tokumbira mubatsire mwanasikana uyu ndimi munoziva nzira dze counseling
Apa mwana wavanoti anogona chikoro Mai vacho voti pfungwa dzake hadzisi mushe iduzvi raMai iro
Ngwenya ngavaende kujeri
Chero aitambura achiitwa zvakaipa otora advantage yedambudziko rake onyenga mwana inhubu baba namai ava vakaromba chete
The whistle manje ndopanoti “GOKWE”
kkk panoti Gokwe pahombe
Ngainde kunamambo nyamaropa kana mutasa nyaya iyi mambo hamugoni kutonga
Child abuse child abuse child abuse eishh .... girl child is not safe
Mambo chireya wandinyadzisa. Tarisai zvinoita mamwe madzimambo. Munhu uyu ngaende kujere not kuswera muchiita zvamurikuita
Both step dad and mom, should be put behind bars. This man is a pervert.
The girl needs counselling. She is a victim.
Gokwe cmb, masakadza, galver, madzivazvido chireya ❤❤❤❤❤❤
Wasirira Mutimutema
@@faraiwayaapo pamutimutema ndakapashanda cargill icha pisa Pa gokwe. Wandifungisa makare kare
Pa CMB apo pana runzirwai, mukonowatsauka mupatsi ndakakugara ku CMB
Mambo musapedza nguva nezvisina basa so murume uyu nyoora hurombwa urwo it's clear airara mwana uyo plus Mai vake imhata chaiyo nxaaa ndozvavakarambirwa duzvi raMai
Chikwadi ngwenya anehurombwa muroi wemunhu pamwe namai vemusikana muninyadzisa manje chimba chacho chaparara ngwenya kujeri nonsense
Baba vanoita zvekurapa nyaya dzavo ndedze mishonga bvunzai vanasikana vose vepamusha vakararwa.
Munhu mukati for rape.
Ngwenya is an abuser a paedophile he must be jailed. The mum also is an accomplice she must be punished why would she keep quiet about such a thing.
Chibanda media haaaaa ko unodii kuburitsa zvese especially panoitika maactions nekamudhara ako haa unombobhowa iwee
Police police police Chief Chireya deedzai police pamatare ese saChief Mutasa
MaShona nyaya dzese ndedzekuhura chete. Ko nguva yokurima munoishaya sei yokuhura munayo? MaChief dai mabhadharisa varume vanohura minimum yemombe 5. Nokuti chihure chawandisa..
Bb avaa ngavasaseka kaniii zvikurwadzwa kani
But why mambo vapedza nyaya ye rape.... is it a traditional right kutonga rape
Explanation yamai it's not adding up inema loopholes &varikuprotecter murume than mwana she's very stupid hatidi kupedzerwa nguva nenyaya yakadai dai matovaisa chain muchimirira police vavharirwe vese nemukadzi wavo.
Mupurisa mupurisa ndati magirazi 😂bho here CID
Nyaya yakuda police case iyi eish this is too much amai ava ibenzi kukoshesa murume than mwana wako idhemeti yemunhu ndonyaya dzinoda Bushu idzi naMutasa naNyamaropa they don't tolerate nonsense mudunhu mavo ndopaunonzwa Nyamaropa avakuti fuck off, shut up ,mira zvakanaka, gara pasi ,simuka ,muiseyi cheni, gara wakatarisa uko😅😅😅
Chero varume varimujeri nenyaya dzekurara nemwana uyu vakawande seyi baba munekodzero dzekutevera kujeri any time
Tube haiina basa inombobviswa uchiita bonde kana blockage ikatanga tube unoidzosera weti yobuda asanyepe mudhara uyu
i have never seen such a useless mother. Kuda marriage kwacho so at the expense of protecting girl child. Look at the fear yamai avai kusada kufumura murume. Apa wakatomboudzwa kuti murume wenyu ari kurara neni. This is supposed to be a criminal case and the man to rot in Jail. Nonsense mhani!
Nyaya iyi inoda Nyamaropa
I hope we are safe na security vane ma glass avo😂
😂😂😂😂😂
Kkkkkk baba avo ma1
Ndi Pp
Baba vane black suit kabenzi chaiko mukadzi wake arikutya kudzingwa kumba nemhombwe iyo
Mbuya ne mudhara vanonyeba and mudhara uyu angaseka mudare sepwere nhau inotsamwisa kudaro havakuri
Mupurisa wamambo anondipedza hangu.
Kumupa masimba ekutonga ekutonga musha mwanasikana asitori wako umboo ukuru hwekuti mai rara nemwanasikana uyu
😂😂😂dzine maglass idzo dzinenge mu CID chaiye
Police straight away
Police ngasunge Mai Ngwenya nemurume wavo
Is this girl telling the truth? Mmm akadii kutaura ku chikoro? Mmm
Mambo matadza kutonga nyaya apa zvachose murume uyu maifanira kumuisa kumapurisa avharirwe . Kana uri muripo wamaisa mudiki chaiwo apana zvamaita apa . Dunhu iri mambo tsvagai zivo rekutonga zvakare tarirai matongero emamwe madzimambo
Mambo havana jurisdiction yechibharo
"Wakati hauchada musha, ukati vana vangu ndoenda navo" ruclips.net/video/44POS_IZDug/видео.html
Security manyama
Zvakaoma hazvo 🙌 ndashaya mashoko mwana kuzonyatsotsanangura hake zvakatsetseka
Mwana wacho ratove banditi zvaanotaura ndezvemunhu ane nyaya dzakawanda.
Sawirangwanda ku bus stop kwangu ndichienda kwa Mutengu
Madhara ngaakure aya sei vachida kutemesa vanhu musoro
Failed justice system in every corner of Zimbabwe that's why zvichinzi fish inowora kubva kumusoro. I like Chief Mutasa. Hatonge criminal cases he directly hand over to the police not these greedy Chiefs vanongoda kudya at the expense of villagers. Nxaaa. This is automatically for police.
This is a rape/abuse case and should have been reported to the police. Chief has no jurisdiction over criminal cases he was therfore supposed to have handed the accused to criminal court henceforth.
Ngwenya nemkadzibwake matsotsi naidzowo chembere idzi hadzinyari here kupinda mudare nenyaya dzakadai nezera ravo vese zvavo
Police case iyo
Saka anebhachi nhema arikusekei ipapa,nxaa,nhubu zvese nemukadzi kufurirana zvekunotaura mu court,shiiiit!!!!
There must be an investigation into the other cases of child sexual abuse by this man,there is a lot behind the scenes i suspect
Mwana akatobviswa humhandara ne saskum
Black suit unobowa dzikama be steady unobhowa chihure haunyare dzikama
Ngwenya uyo indurunani ane mubobobo uye mukadzi waNgwenya arikutya murume asi anoziva kuti murume wake imbwa
Saka kureva kut arikuto batikana nekunyengwa kwaitwa mwanasikana wairara naye
Tinomboti mambo mutasa vanotonga uyu mambo akanyanya hake mhosva imwechete yafukunyura mazana emhosva. Vanamai musati kana manakirwa nemurume morasa mwanasikana, miririrai vana kunyanya mwanasikana aitewo hupenyu hwavo uye vaveneramangwana uye dzidzai kuti kana marambwa musainda nevanasikana kwamunondorroorwa nastep father mazhinji varikuabuser vana zvakanyanya
Step father vakaromba chete ava ,ana tsikamutanda vefake
Faka ijele
😂😂😂😂 machende angu arikurwadza mambo
Step father took advantage of past background.
Child abuse.... mai na baba ngavasungwe
Ko Mambo havana kutaura yemubobobo kuna Mbuya vaya sei. Stepfather anotofanira kuripira Sekuru pakurara nemukadzi wawo nemushonga.
Police get busy please
Hunter became the hunted
He brought a pocket knife to a gunfight ikamupandukira nyaya yacho
Plain rape case ,chief this is criminal case let the police deal with this
mambo you wasting time police case iyi haisi yenyu
Ngwenya muri nhubu imi manga muchida Jeri makatora advantage yezvamaiudzwa na mai vemwana uyu pluz Mai avo itsotsi futi va kutya jeri
Mambo mwana sikana uyo inhubu uuuum musaisa nyaya yake mudariro kambwa kemwana ako
Poor broadcasting by the camera man!
Dare reGokwe nderechihure chete here nouroi
Pane mishonga inoitwa namai nababa vemwana uyo
Ha this man is evil. Without taking anything away from the chief matongero acho leaves a lot to be desired. Apa ndopanoda the wise chief, chief Mutasa. Being a layman I feel the judgement of 266 to pay nhubu iyi is not fair. Apa nhubu yababa inotoramba kudzika kuda kuomesera mumwe. Mai vacho kusupporter nhubu yemurume. Such people support the abuse of the girl child. I am not happy hangu with the way the issue was handled😮
Uyo wepito ngaite hunhu nepito yake
Baba ava ngavavharirwe mujeri please, apa varikungo zhinya zhinya it's very disturbing
Baba ava vakatora advantage yekuti mwana ainzi akarara na baba vake
Mambo chief baba namai ava vanoda shamhu uye vanoda kuenda kuseri kwechuru cz vairotwa nagogo vachiita mubobobo vane mushonga chaiwo ende inhubu
Murume uyu imbwa zitsotsi
Murume uyu ane kasuit ke black akusekei nxaaaaa