Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Nhema dzega dzega
Mai vanonyepa ava,hakuna zvakadaro
Kunyepesa
Handei kumba tinobika...Vana va tete....Bamunini....28 years anganzi mwana mudikiAkandongorora muviri wangu wese...
50 shades of grey 😊
Nyaya iyi inemanyepo
Vafanha vanhasi vanowanza guka. Mitoriro . I believe you mother. Sorry henyu makasangana naSatan
She is lying through her teeth
Please people of God it's a true story 😃😃juss that she's not a good story teller
Amai muri munhu mukuru nyaya yenyu haisi kana ku maker sense, munozvitsanangura sei kuti mwana akakurovai ndare ka3 muchingomuka then okuudzai kuti handei tinoita bonde mofamba naye kubva mudzokotsa mmosvika munzira oti ngatirarei pano moramba moti kwete hande tinoitira mudzokotsa.
😂😂😂
❤ wataura
Zvakaoma
Nxaaa zivai zvekubvunza imi haiwawo. Age yemukomana
Mbuya munenge maitodawo bonde henyu
Saka arikuti akasungirwa kuda kurarwa naye here or akasungirwa kurohwa ndare or kurohwa neshamhu
Kusangana nevamwe vakomana mudondo wakuenda woti handei tobika aaaaaa zvakaoma
Zvakaoma kugarisana nehamarume dzemurume dzisingazive Mwari😢
Nhema
Uuuuum vanonyepa vaidii kuridza mhere mhosva vanayo amai ava
Haa kana maiva pabarika makarongerwa henyu ndoiziva nyaya yacho sorry henyu kana murikutaura chokwadi
Haa nyaya iyi is not making sense
Regai ndiite rewind to the beginning, something is not making sense here.
Its not make sure.. Todawo side revictim
😂😂😂😂😂Akuda kteererwa kunge ari innocent
Mai muri kunyepa imi
Nhemaaaaa idzo
Aaah iyi nyaya iyi its not make sure iyi aah aah mai iyi inonyepa iyi mai yakabata mwana chibharo iyi
The nyaya yenyu haisi clear
Mai Scorpion mundiregererewo ndatadza kunyatsotevera tsanangudzo yenyu. Interviewer maitawo semakasika kutanga nekuvhunza mhosva musati mazivana.😀
Handei kumba tinobika aaa finish.
😂😂😂😂Kubika bota Mai ava zvavo
Amai ava apa vavakuda kuedza kuchengetedza marriage.
Nyaya yake haina kujeka she did something
Nhema apa kungozhinya
nyaya iyi is not make sure
Mbuya habas kutsanangura zvisvinu ava
Varikutsanangura kunge pwere
Mai vanenhema ava ko pamakaona vanhu makadii kutideedza vanhu
Xaaaa mai ava havanyari kurondedzera nhema dzakadai kumeso kusina nyadzi hureeee
Vafana awa wakurowa zvinodhaka
Mbuya varikutoseka seka kutoita mafunnies panyaya yakadai umm there is more to the story
Mai scorpion inzenzenza iyi mxxxm
Mai muite mushe 😂
Mai iyi inonyepa mashoko enyadzi cht avari kutaura aya
Mai vanonyepa awa, nyaya vanayo, uuummm
Tuziso twamoms ma1😅😅😅
Makakwana hre amai imi
Bvumai mhosva tete. Ndovimba ndimi mayida.
Did she volunteer for the interview or vamanikidzwa 😢 hazvisi kuti gedye
Ummmm ini hapana chandanzwisisa ini nyaya ya Mai ava
Blue lie chaiyo 😂😂😂😂
😅😅😅😅😅😅
Iiiiiih hamutonyari nhema nhaimi mai imi ...haaaaa zvakaoma.Kupedzerwa nguva zvedu
Maivepo here
Mmmmmm mbuya ino nyepa iyi
Mai ava vakabuda last month ne amnesty
Hoo vakatobuda?
Idzo ndaare miriyoni kana mhere zvavo gogo ava vatori senior we Zemo
😅😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂 mai ava vaidawo
Nyaya haisi kumaker sense
Maida kuvata nemuzukuru imi maiita chiramu nemwana imi
Ummmm mai varikunyepa ava
Mai munenyaya saka murkutiyiimi monyepa moenda kujeri murimi maida kurepwa hakuna zvakadaro makaitana
Pazongonz barika apa ndabva ndaziva kt vakapura bba vaisapedza
judge hanz akat kudii????
Ummm pachikomba mkangotarisa musadaro amai taurai chokwadi
Ivhaivhesa nyaya iyi zvamurikutsanangura zvogona zvirizvo zvamakamuita
Iye mwana watete ndi bamunini ishona yekupi iyi. This gogo is not make sure upstairs
😂😂😂😂😂😂
Vatori venhau please itai mushe interview rudziii yakadai tangai manyatsodzidza mozoenda pamhepo chikumbirowo
Dzonyebawo idzi kukurirwa nemwana zvektadza kusheedzera here dzakadyiwa bota idzi
vakunyepa the story is not adding up
Haa idzi dzinonyepa idzi dzamboti vamwe vakomana apa dzakuti ndivanabamunini
Wapanzwawo handiti? Hanzi vamwe vakomana vandisingazive.
Zvekurwa pabonde😂
Haaa kkk kunonzi kunyepa ikoko
Ummmm imi taurai nyaya yenyu
Ko zita nhaimi kungotangira padumbu penyaya mur right right here?
Dzakasvirwa😂
Nhema dzoga
Saka mukakumbirwawo bonde munopaherr nhai amai uuuuu imi mune murume
Ndkufila nhema
Ndambomira kusvika nyaya ipere ndichifunga kuti uchavhunza Makore emukomana wacho
Chnotanga kubvunza munhu zita rake nekwaanogara... Chero nemakore.. Kwete kngotanga nekubvunza mhosva
Zvapaive nevana padhuze vaitema huni makadii kuridza mhere ,saka maitodawo imi
Vaitamba chiramu vanhu ava
Kambuya kane nhema aka. Hazviko izvi
Blue lie makapara amai
Munhu anorapwa anoti ndokotoma here imi motochinja nzvimbo moenda kuseri kwegwenzi taurai nyaya yenyu mbuya
Nhema dzega dzega hazvisi kumaker sence
Nhema dziripachena idzo makadii kudanidzira hanty kwaive nevanhu vaitema huni ini ndatoona kare kuti ndimi maka raper chana icho kubva pamatanga kutaura mukunyaririra
Mutori wenhau hauna kuvhunza zita ravo cy
Monyepa imi
mmmmh dzinonyepa idzi😮
😂😂😂😂😂😂 saka ukuti vakadya bota remwana hre
@@talenttsuruseni862 😂dzakadya idzi
Nhema dzenyu dzakwanda chaizvo hanzi bonde unogona here saka maidei manje ipapa sure kumirira munhu achiita bonde pagoba mobva maona kuti anogona anogona sure
😂😂😂😂😂 nhai shuwa
Ko kuzhinya 😂😂
Mukomana wacho aive nemakore mangani
Mai Scorpion is a criminal ava.
Saka chinhu ichi chinoto kumbiramwa semaputi wotopa ma1 then
😂😂😂😂
Mwana watete haasi mwana wako pachishona chedu? Mayb im wrong.
isu vekuMasvingo tinoti mwana
Depends nekuti tete vacho nditete sister yababa vako here or sister ya hubby wako kana arimwana watete sister yababa kwauri mwana asi kana ari mwana watete sister yahubby muzukuru
Amai ava vanemosva
Mhosva vakaiita vari kunyanya kutsenga tsenga
Mai varikunyepa ava ma statements avo ndeechibhanditi🚮🚮
Kana mabuda mundifonere
Vakabuda April
Amai munonyepa imi makakwirisa kamwana kadiki hamuna kurohwa why didn’t you scream it was broad daylight
Kunyepa uko kkkkkkk
Ndaona kunge varikutaura chokwadi
Aaaah
Blue lies
Fake story iyi 😂😂😂
Her account is not adding up..... Liar, liar, liar
Tangai mavhunza zita remunhu kwaanobva uye kuti ane makore mangani ndokutapa nhau chaiko
Taura hako idofo chairo
Ehhh introduction
@@EdwardMapoponhai zvako ..wane nguva yakadii wakatongerwa mangani ....after wochitanga kutsanangura manje
imi ndimi musina hunhu ..mai sikopiyoni ndatokuonai zvangu
Poor journalism. And fake stort
Nhema dzega dzega
Mai vanonyepa ava,hakuna zvakadaro
Kunyepesa
Handei kumba tinobika...
Vana va tete....
Bamunini....
28 years anganzi mwana mudiki
Akandongorora muviri wangu wese...
50 shades of grey 😊
Nyaya iyi inemanyepo
Vafanha vanhasi vanowanza guka. Mitoriro . I believe you mother. Sorry henyu makasangana naSatan
She is lying through her teeth
Please people of God it's a true story 😃😃juss that she's not a good story teller
Amai muri munhu mukuru nyaya yenyu haisi kana ku maker sense, munozvitsanangura sei kuti mwana akakurovai ndare ka3 muchingomuka then okuudzai kuti handei tinoita bonde mofamba naye kubva mudzokotsa mmosvika munzira oti ngatirarei pano moramba moti kwete hande tinoitira mudzokotsa.
😂😂😂
❤ wataura
Zvakaoma
Nxaaa zivai zvekubvunza imi haiwawo. Age yemukomana
Mbuya munenge maitodawo bonde henyu
Saka arikuti akasungirwa kuda kurarwa naye here or akasungirwa kurohwa ndare or kurohwa neshamhu
Kusangana nevamwe vakomana mudondo wakuenda woti handei tobika aaaaaa zvakaoma
Zvakaoma kugarisana nehamarume dzemurume dzisingazive Mwari😢
Nhema
Uuuuum vanonyepa vaidii kuridza mhere mhosva vanayo amai ava
Haa kana maiva pabarika makarongerwa henyu ndoiziva nyaya yacho sorry henyu kana murikutaura chokwadi
Haa nyaya iyi is not making sense
Regai ndiite rewind to the beginning, something is not making sense here.
Its not make sure..
Todawo side revictim