Iwewe uri husband material unorara nemusikana pa one week. Zvaunenge tuvakomana twedhiripi. Will comment again after the show when we have properly assessed and reevaluate.
Zvana izvi zvauya nani pano batai murove hakuna mukadzi nemurume va2002 zvotiza kutumwa kumba nevabereki 😂😂😂😂 wife material iye ndihusband material here ita mushe young man. Waiting for probability ndozotaura zvakawanda 😂😂😂
Vharai poto yebota vaskana mumbodzidze.Tumacouses twawanda chaizvo twemaoko. Chero washairwa mari ita maid uchienda kucollege maSaturdays. Vamwe varikubudirira mumabasa emaoko vachizvisha dira. Itaiwo ongororo muone nhamo ine varikumhanyira dzimba vari pwere.Zvinosiririsa izvi.Asi varume nyaraiwo. Morwadzisirei vana vana ava. What goes around comes around. It will catch up with you one way or another. Musadaro roora kana wamukanganisa pliz.
girl child must learn, nyangwe washairwa mari better kugara wakadaro nekuti kana munhu adya bota azvimbirwa okuudza kuti hauzi wife material chii ichocho? Self love, value self, do short courses, empower yourselves and life goes on. Madzvinyu aya honai zvaanokuitai
This boy I don't know what to call him. What's the difference from 2003 and 02. Does it matter if she is just a few months older than you or if she is 10 years older. Did you not fit in her
Ndizvozvo zvr kwese but the real problem is women are disadvantaged coz ndivo vanosara neburden yekuchengeta mwana mrume ototi next..... vanyanya vana vacho ava mazuvano
Hmmm haiwawo, that man is not husband material at all.!!! Kanosvikepi kachirara vans nevanhu nekubasa vana kuramba? Apa kakaginyabvura this lady and musikana uyu is in pain. Iwe blaz iwe, dzikama, maruva enyika haafi akapera, owe ndiwe inopera kuti tsvagai ukatosiya vanhu vachiuya sadza ufunge. KURA!!!
Iwewe uri husband material unorara nemusikana pa one week. Zvaunenge tuvakomana twedhiripi. Will comment again after the show when we have properly assessed and reevaluate.
😂😂😂😂ndaseka kunge ndine mumwe muroom mandinogara😂😂😂AAA bota unopepuka wadya kkkk nhaka tichanzvirira
Patiently waiting muchazvirega henyu zvemujolo ama 2k
Hezvooo iwe husband material hr, wakuda kungwara nhema after wamitisa
Amatusauzeni makanyanya 🙌 ,ko pakuzoti wife material
Veduwee ma2k hamusi makuzvinyanya here ma one week relationship nekutopakura poto yebota ummm atowana maepisodes rekunzi takadanana 1 week like seriously yoo zvinhu zvirikuchinja isu nguva yedu mwedzi waipera mukomana achiri kukupfimba usati wabvuma manje mazuvano same day zvese yoooo
Zvana izvi zvauya nani pano batai murove hakuna mukadzi nemurume va2002 zvotiza kutumwa kumba nevabereki 😂😂😂😂 wife material iye ndihusband material here ita mushe young man. Waiting for probability ndozotaura zvakawanda 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Akazopepuka zvaitika can't wait
Can't wait, hausi wife material pakaipa ama 2k vovharana
Vharai poto yebota vaskana mumbodzidze.Tumacouses twawanda chaizvo twemaoko. Chero washairwa mari ita maid uchienda kucollege maSaturdays. Vamwe varikubudirira mumabasa emaoko vachizvisha dira. Itaiwo ongororo muone nhamo ine varikumhanyira dzimba vari pwere.Zvinosiririsa izvi.Asi varume nyaraiwo. Morwadzisirei vana vana ava. What goes around comes around. It will catch up with you one way or another. Musadaro roora kana wamukanganisa pliz.
True mashoko anedzidziso mukati
Mashoko edzidziso aya ,vanasikana ngavaite mibato yemaoko vagone kuzvishandira vasati vaunza tuvanhu tudiki utwu panyika.
Ndimi mega❤❤❤❤😢😢😢🙏
Thanks nedzidziso mataura chokwadi
Mfana ndomuziva ndewepagweru uyo 😅😅😅😅😅
Kanoa Kurosawa kamukoma aka unonga uchirrirei n mwana wenhu usingamudii
Kkkkkk kuvhariwa njere here
one week chaiyo here mainini makutopa munhu bota mange matomuziva here axanaka ngatidzidzei kuvhara bhaibheri
Young Man vakarohwa nemakore plus experience 😂😂😂
Kkk ndozvoratidza kuti hausi wife material akadaro mukomana achifinyama hake Mwari muripiko zvakaoma vasikana zvibatei dzidzai kuvhara makumbo musangoyanura kwese kwese munoitwa rough wobva wasiwa wapihwa kamwana worse matters
Yoor ine moto iyi can't wait 😂
Blz musadaro imi zvichauyawo kwenyu 😢
😂😂😂😂😂😂😂 hausi wafe material 🤣🤣dhadha haridyiwi musoro hant ndiwe wakanyenga
girl child must learn, nyangwe washairwa mari better kugara wakadaro nekuti kana munhu adya bota azvimbirwa okuudza kuti hauzi wife material chii ichocho? Self love, value self, do short courses, empower yourselves and life goes on. Madzvinyu aya honai zvaanokuitai
pachaiwawo abatsira mainini kubata mwana here nhai @Tinashe Mugabe
Yeah huye nikisi zvimwe zvinhu varume zvamunotaura mapedza kukokota vana vevanhu sure mozviwana kupi asi.... 🤔 🤔
One week nemimba ah zvakaoma
Kkkkkk ungatadze kunyeberwa iwe uchizora face powder kunge mkadzi kkkk wamwe warume sooo
Kuvharwaa nerudoo
Can't wait
Makadini bota fmly
Mupfana uyo dai akazviitira mwana wangu ndainomama paruvanze kumba kwavo duzvi richipfungaira divi ndichivava hy kudii mwana wan woti haasi wife chii dako remunhu
Taurai henyu kunomubvisira hembe chaiko😂
Yowe ama2000 adzoka zvekare
😂😂😂😂😂😂😂hausi wife material hautauri chokwadi😅😅😅😅😅
Huye bodo 😂😂
Kkkkkkkkk ndakazopepuka zvaitika 😂
Cant wait
Can't wait 🎉
Pane ari kutengesao wife material here guys ndri kuda 5metres 😅
Yako wakaisepi, wakatoshandisa yose ikapera.
@@MmunkuGroup kkkk eeh
😂😂
Inini ndinodawo 5 litres 😂😂😂😂😂😂😂 wandisetsa mwana wamai
@@isaacchimbazaza5696 🤣🤣🤣
UNkazana wayebone amangerwane wacabanga ukuthi ujaha ngudokotela
Ma shades manyama😅
We still waiting
Ama 2k ale drama shame ayiii😂😂😂😂
Haa pakaipa
Mahusband material manji lol
Hausi wife material hautaure chokwadi.
Ama2000 matii riiite sei nemi asi 🤣🤣🤣🤣
Karume kakanyorwa patereti, aida munhu pekurutsira
He never loved that girl
Aisada munhu
Ayo maniggas haroore ayo kungoda kutambisa zvake vana vevanhu achisiya
Ma2k kkk waiting for 3ks
Kana neniwo ndakapepuka zvatoitika
😂😂😂😂 volume boe here
Ama2k to the world 🌎😂😂😂
This boy I don't know what to call him. What's the difference from 2003 and 02. Does it matter if she is just a few months older than you or if she is 10 years older. Did you not fit in her
Wife material wapedza kurara neni quite interesting
Mmmm pane nyaya
😂😂hauc mawife material manyama
Ama 2000
😂😂😂😂😂 can't wait to see this episode please 😂😂😂 hausi wife material
Ama 2K never cease to amuse😂😂😂
Wife material kudii newe hausi husband material sharapu....
Kkkkk taura hako
Sharapu kkk
Age haina bsa hayo chodiwa rudo wanangu
Ko magirazi baba kkkkkk
😂😂😂aaa tuvapfana utwu ka
Welele ama2k😂😂😂
Hausi wife material, kana wada munhu inombovjaroka
Age is just a number. Lo magirazi hanziiko🤣🤣🤣
😂
Matavire pfacha
Vana sikana vachinyanyawo kungovhura makumbo
Ama2k
Hoyoooo
Ama 2sousand😂
😂😂😂😂😂😂small body muchatishupa
Vana kumhanyira zvinhu zvavasina zera nazvo..hezvoka waakunzi hausi wife material.
Nxaa zibinya vanhu vano rara nevana ava they should be locked up up mhani
Ama 2k😂😂😂
Muchavachengeta henyu vana mega till you know how to close dem legs 🤞
Munhu wese ngaangodzidze kuvhara zip or dress bz it's vamwe wari kuchengeteswa vasiri vawo nekuda kufamba muchingo kurura vanhu mapanty
Ndizvozvo zvr kwese but the real problem is women are disadvantaged coz ndivo vanosara neburden yekuchengeta mwana mrume ototi next..... vanyanya vana vacho ava mazuvano
Ngaiuye timboona zvima girazi izvo zvakavhara meso emu2000
Yoweeee wife material manje
Tiripo😊
Yoweee
Akuna husband or wife material ya2003
2003 +2002 😅
Wife material ndoipi zviya😂😂😂ndarasika
Ummmmmm ikaita 99.99 %, ndopaunoona kut Jesu idombo 😢😢😢😢😢😢
This guy akaona as if he's was too clever 1 wk Gaba rebota ratovhurwa . Now bota ravazvimbira akutaura zvisina Basa just wish result ive 99.99% .
Kkkkkkk wife material
Are you husband material??? Mahumbwe maglass ayo ane nyaya
Magirazi manyama
Iri izero chte iri
Obvious 😂😂
Ma 2k tiripo ma wife material 😂😂😂
pachokwadi mufesi ne bhebhi havaenderane, guys musangoita sex nevanhu kuti mufadze nyama, use protection kana usingade munhu
Hahahaha ama2k
Ama 2000 😂😂😂
Uuu hanzvadzo mustsvage twunyaya twusina bsa dai akabuda ari mwana wenyu bvisai twumagirzi utwu muite kwzvo
0% apa
Wife material kudiko iwe mbwende unongoti mahobi Ari muma glass
Ama 2k surrender one week makutovata mese like seriously 😳😳 were are you rushing to take your time normalize to use condoms kana makurirwa 😢😅😅
😂😂😂😂 hause wife material
Hahahahapakaipa
Hmmm haiwawo, that man is not husband material at all.!!! Kanosvikepi kachirara vans nevanhu nekubasa vana kuramba? Apa kakaginyabvura this lady and musikana uyu is in pain. Iwe blaz iwe, dzikama, maruva enyika haafi akapera, owe ndiwe inopera kuti tsvagai ukatosiya vanhu vachiuya sadza ufunge. KURA!!!
IMasvingo siphendukile njalo Zulu kaNdaba!
Vanomhanyira zvinhu vari vanana shame iye akati vana vadye bota revakuru akatiparira
Kkkkkkk huye bodo hanzi ndandavharwa
Can't wait shame
😂😂😂
😂😂😂chinotoda mapopcorn ichi wonyatsopauper chisati chatanga
Can't wait
Ama 2000
Hoyooo