Moyo wangu warwadziwa kusununguka ega here weduwe 19 years aaaa God will Bless mwanangu. Ndichakupawo small something makorokoto Mwari ngawakuchengete ndiwe Joseph.
Hanzi ndakazvara,ndikacheka guvhu,ndikaputira Mwana ndobva ndarara zvangu!!!! Umm I now respect women, that's y vachinzi 'musikana' meaning ,the maker of children,'musika-making/cooking - vana.
The withdrawal method is one of the least effective ways of preventing pregnancy. Its never a guarantee if anything its a risk. Our generation needs proper schooling on sex before marriage, abstenance and contraception.
Kkkkk this withdrawal method ma1 boys ndoyandorova paden pangu but last year ndakarova sex ndakafizuka ndikatinonokei kudzura for sure kalast drop kakagadzira chimpfanha changu chekupedzisira apa ngachibude chakafanana namdara vangu zvekurevesa chaizvo chigoti kunetsa husiku haaa takapinda busy but izvezvi haaa taakutoita nyaya😅😅😅😅. We tried mapills nema implants but heey mkadzi aikuvara ne spotting plus kudzimwa mafeelings and we quickly realized kuti ndoozvirikuzotikokera chihure in our modern generations. Vanhu havaskudanana mudzimba umo hama mafeelings akasooopera kaaare
@@leonmanjeese3488 If you have nobody on your side except God no resources at your disposal and being in that state. I think you should re-define what you call stupid. Otherwise the Guy (father) could be the one to blame, and if still anything had happened to the woman. The father would have been answerable.
@@fadzaitaderera3929 saka maida kuti murume asiye basa amborinda mukadzi?kana pasina vanhu vakuru vanenge vaka initiater zvemasungiro and all that maida kuti murume adii.chakamutadzisa kufona kana kuisa callback hayo kana kusheedza ma neighbors chii? Nhumbu haingoerekana mwana atobuda hakuna zvakadaro
Congratulations my sister. 19years kuzviponesa. I salute you my sister. How you tied the amblical code to 'protect her from.harm' as what you said is out of this world. You deserve a token and a pat on the back. This is maturity habits best.
@@chiyenyumba7135 do u really know what she went through dont just point a person dangerous coz giving birth you will be in your own world you dont knw what will be going on
Uyu mukomana ane problem, at 23yrs ave kuramba mukadzi wechipiri, mmmm pane mabasa, achanetsa paachakura. He is a very stubborn man. As for the young lady, go back to school and make yourself a better person and look after your child. You can do better.
Super brave very wifey material. Do not lose this brave woman young man, rest assured she will protect your children against all odds yooo mahoko mudenga I salute
Holy moly…I feel so sorry for the poor young lassie …she managed to endure the severely excruciating labour pain giving birth for the first time without any medical help or complications must just be traumatic and experience to this hapless soul 😢!
Kana time yekuti mwana abude yakwana anotouya, whether you know what to fo or not, unototangira ipapo, unobva watodzidza kkkkkk its not easy though but pasina option wotoona yekutamba.
Ini ndine 1 but OP soo have no idea ndakazongonzwa kuchema kwakutotambidzwa atopukutwa zvese 😂😂. She's brave indeed cameraman did us uno reverse here was scared for here thought it will be 0%. She was so nervous before they announced 99%
Happy ending, asi mambozvionawo here kuti zera rakawandira pano especially vana mai are under 20. Haa vana vakudya bota vari vana vadiki chaivo manje riri kuzovazvimbira
Hauna kunyadzisa mwanaskana. Asi I think you are intelligent enough to go back to school even if you get married. I feel you are academically sharp from the way you speak. Family help her to do something for her family's future. She is still young to be a full time housewife. Make advantage of your age. Mkwasha please help and love your wife. You are both young you can make a very bright future together
Dai ndaiwe ndichiine hanzvadzi isati yaroora ndaiti aroore. I salute. Go back to school. Vrume wemuZim havakoshese madzimai 75% yawo. Ndonei vachitamburira upenyu. Shame on them
Courage and bravery of this beautiful young lady no doubt it's from the "Support Group" l love her and her cster and the guy...wish them the very best in lyf
the youngman was happy to get the results honestly. It's unfortunate that tese tinenge tisingazivi zvikuiitika and doubts are planted but am happy for both
Nyadzi dzinokunda rufu murume anyara angaasina kutarisira izvozvo. Iiiii 19 yrs go back to school, baba vari kubasa iwe ita ma lesson Sisi kana vari pedo vachisara nemwana. You are too Young kungogara wakamirira baba
Next on ...... who is that dhort hair beautiful lady coming on next. Cant wait. Zvivindi zvemwana uyu yooo kuita mwana uri1 haaa nyangwe ndikazvara vana 5 i wouldn't know what to do ndega.
Kkkkk this withdrawal method ma1 boys ndoyandorova paden pangu but last year ndakarova sex ndakafizuka ndikatinonokei kudzura for sure kalast drop kakagadzira chimpfanha changu chekupedzisira apa ngachibude chakafanana namdara vangu zvekurevesa chaizvo chigoti kunetsa husiku haaa takapinda busy but izvezvi haaa taakutoita nyaya😅😅😅😅. We tried mapills nema implants but heey mkadzi aikuvara ne spotting plus kudzimwa mafeelings and we quickly realized kuti ndoozvirikuzotikokera chihure in our modern generations. Vanhu havaskudanana mudzimba umo hama mafeelings akasooopera kaaare
Ndinavo Sisi vangu vanozvara vari Vega vanotodzinga vanhu pamba pamodzoka mowana vane mwana mozoenda Navo Ku hospital vatozvara she now has 7 kids vachizvizvarisa Vega ..
Baba at 23 vakadzi 2 movadii, you must be a man enough mosara ne1, you still have to enjoy your lives, kwete mastress andinoona achatanga pamberi apo, wakushungurudza amai vemwana wako
Moyo wangu warwadziwa kusununguka ega here weduwe 19 years aaaa God will Bless mwanangu. Ndichakupawo small something makorokoto Mwari ngawakuchengete ndiwe Joseph.
Y she never phoned anyone is shocking
@@chiyenyumba7135 maybe she didn't have a fn 🤷
At her age hushingi hwake ndahutya hwekucheka umblical cord,we thank God kuti iye nemwana are okay
Anogona aisatomboziva but nekungonzwa nyay you can do it
@@chiyenyumba7135 kana kudeederawo vamwe.hakungamboshaye munhu anenge ari padhuze raini rese
I dnt think she was upto good doing that alone.
MaNyathi you are brave and intelligent mainini. I love you. Bamnini mukushainira mkadzi ane brain muchamufunga
Brain dzeku zvara ega .
Anotove neumwe mukadzi akanaka kudarika iyeye
To us who read comments before the end of the episode 😂😢😢❤❤
😂😂takawanda kani
Cheers😂
Lol😂😂😂😂
Hanzi ndakazvara,ndikacheka guvhu,ndikaputira Mwana ndobva ndarara zvangu!!!! Umm I now respect women, that's y vachinzi 'musikana' meaning ,the maker of children,'musika-making/cooking - vana.
The withdrawal method is one of the least effective ways of preventing pregnancy. Its never a guarantee if anything its a risk. Our generation needs proper schooling on sex before marriage, abstenance and contraception.
its just like driving withdrawal haungati wawana driver's license woti ndakugona mota unofa pa road hahaha
Kkkkk this withdrawal method ma1 boys ndoyandorova paden pangu but last year ndakarova sex ndakafizuka ndikatinonokei kudzura for sure kalast drop kakagadzira chimpfanha changu chekupedzisira apa ngachibude chakafanana namdara vangu zvekurevesa chaizvo chigoti kunetsa husiku haaa takapinda busy but izvezvi haaa taakutoita nyaya😅😅😅😅. We tried mapills nema implants but heey mkadzi aikuvara ne spotting plus kudzimwa mafeelings and we quickly realized kuti ndoozvirikuzotikokera chihure in our modern generations. Vanhu havaskudanana mudzimba umo hama mafeelings akasooopera kaaare
@@mfarowashechaps2726 kkkkkk withdrawal method is a risk wangu.
Withdrawal yakadhakwa it's not reliable at all
Very brave & strong kuita mwana ega💪. Giving birth is no small process 🙆♂️
God's nature took its place
Scary
That was a stupid decision that one
@@leonmanjeese3488 Very stupid taura hako.iyo nhumbu ingangorwadza ipapo ipapo 10 minutes mwana otobuda kwakutorara zvake kana kufonera murume kana kudaidzawo ma next door.pane zvakaiviga kamwana aka
@@leonmanjeese3488 If you have nobody on your side except God no resources at your disposal and being in that state. I think you should re-define what you call stupid. Otherwise the Guy (father) could be the one to blame, and if still anything had happened to the woman. The father would have been answerable.
Zvivindi zvekuzvizvarisa ega chete ndozvandipedza mafuta 🙌 next time usazvidzokorodze unofa iiiii
? ????.,.....Ngaa chidobi,first time kuzvara eeeh kakazvifundepi ko kusatya Kunze kwaipa uku
hazvisi zvivindi.why was she even alone anenhumbu yekutanga yavakuda kuzvarwa
@@fadzaitaderera3929 saka maida kuti murume asiye basa amborinda mukadzi?kana pasina vanhu vakuru vanenge vaka initiater zvemasungiro and all that maida kuti murume adii.chakamutadzisa kufona kana kuisa callback hayo kana kusheedza ma neighbors chii? Nhumbu haingoerekana mwana atobuda hakuna zvakadaro
Don't say that sometimes we are easy to judge not knowing the situation she was in akatogona daii akarega pamwe azofirwa nemwana or kutofa vese
@@fadzaitaderera392910:47 10:47
Congratulations my sister. 19years kuzviponesa. I salute you my sister. How you tied the amblical code to 'protect her from.harm' as what you said is out of this world. You deserve a token and a pat on the back. This is maturity habits best.
She should have phoned someone dangerous person.
@@chiyenyumba7135 hausati wambozvara! Ndokusaka madzimai achizonzi "Makorokoto", anenge aenda thru a lot yekutosvika papoint dzekurasa njere. Zvimwe zvese become elementary
@@chiyenyumba7135are you a woman if so have you ever had kids
@@chiyenyumba7135 do u really know what she went through dont just point a person dangerous coz giving birth you will be in your own world you dont knw what will be going on
Yoo she is brave
Mai vemwana uyo torai mwana . Kamurume ako ka player😂😂😂
Mkomana afara uyu, couldnt hide the smile. ❤😊
Zvekut arikusekerera wena
Uyu mukomana ane problem, at 23yrs ave kuramba mukadzi wechipiri, mmmm pane mabasa, achanetsa paachakura. He is a very stubborn man.
As for the young lady, go back to school and make yourself a better person and look after your child.
You can do better.
The woman was composed , the guy appreciated. Thanks Tinashe Mugabe you cleared this issue
She's a beauty. I'm proud of this one. Brave and well composed
Super brave very wifey material. Do not lose this brave woman young man, rest assured she will protect your children against all odds yooo mahoko mudenga I salute
What a beautiful outcome Baba na mai❤ I love this girl she’s very brave giving birth on her own💕
Pane dzimwe nhumbu dzisingarwadze zvekudaro
Vanenge vakura vachiona zvichiitwa nehama
Wow what a mother ini handisat ndazvara but ndrikutotya imagine aa young woman ozvizvarisa you're a brave mum darling
akashinga mwana uyu
Thank you so much Mr Mugabe you gave this 2piece of mind ...vanoratidxza kuwirirana havo dai pakasaita anovaparadzanisa
Kuna Maiguru 😅😅😅😅
She is q brave mother kuzvizvarisa wawooo . Congratulations amai nababa
But she should have phoned someone she is dangerous kushinga nhema
@@chiyenyumba7135 very true
Holy moly…I feel so sorry for the poor young lassie …she managed to endure the severely excruciating labour pain giving birth for the first time without any medical help or complications must just be traumatic and experience to this hapless soul 😢!
The guy seems to love the other woman more. Uyu arambirei kumutsvodawo. Has uyu achenjere kuitiswa.
Zvivindi zvekuzvarwa wega ndatya mainn
It's the cutting ✂️ of the umbilical cord for me 🙆. Zivindi chairo iroro. Ndiri kunzwa kupera simba ini
Haaa pakaoma apa hapana love
Anoda mukadzi akarambwa nevabereki uya
😂😂😂😂😂😂😂😂
I saw this boy Paneimwe DNA show nemumwe futi musikana akabuda futi achinzi mwana ndewake yooooo vachapera vasikana
This lady is strong uuum kuzvizvarisa its not easy well done nyamukuta
Ndozvirikuuraya vasikana vakawanda future yavo izvozvi zvekumitiswa wototi ndakuroorwa .
Well done manyathi thanks for leading by a very good example ❤
Cameraman 😂😂😂we love you wooo kuzoomer huro yemunhu kudaro
Anenge achida kuona kt hana ikurova say asikaa😁😁😁😁
I Wish All Ladies Young And Old To Learn From This.
It's Good To Do All The Protocols 1st, Introductions, Tsvakirai Kuno Etc
What a brave women ini handitomboziwe kuti zvinofambiswa sei ndakabara 3 times
She's brave indeed, same here I'm 45 but handitozive process yacho
Kana time yekuti mwana abude yakwana anotouya, whether you know what to fo or not, unototangira ipapo, unobva watodzidza kkkkkk its not easy though but pasina option wotoona yekutamba.
Ini ndine 1 but OP soo have no idea ndakazongonzwa kuchema kwakutotambidzwa atopukutwa zvese 😂😂. She's brave indeed cameraman did us uno reverse here was scared for here thought it will be 0%. She was so nervous before they announced 99%
Happy ending, asi mambozvionawo here kuti zera rakawandira pano especially vana mai are under 20. Haa vana vakudya bota vari vana vadiki chaivo manje riri kuzovazvimbira
ndafarira cameraman plus tie ya Tinashe. well done mwanasikana hauna kunyadzisa. noble idea to take the lady and the baby
Weldone amai murimukadzi chaiye akakurambai huya zvenyu kwandiri
kkkkkk
What a rocky start to marriage....pray for the better days as they grow up. Both they look good for each other....
Pane marriage here apa when he already has a wife???
@@SoulDeepZim barika rinoita
Looks like he could be a hit and run hake.
Wow good father ❤ well Done ndokuti murume chatyiko
After watching the second episode this guy haskunatsoziva zbaarikuita
Me just petiently waiting for the last part yekuona kt vanhu vafara hr😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
All is well that ends well. The Bota family wishes them well. Onwards and upwards.
Hauna kunyadzisa mwanaskana. Asi I think you are intelligent enough to go back to school even if you get married. I feel you are academically sharp from the way you speak. Family help her to do something for her family's future. She is still young to be a full time housewife. Make advantage of your age. Mkwasha please help and love your wife. You are both young you can make a very bright future together
Intelligent papi kutadza kuphonera anyone for help azvara
Kkk hanzi imindimimkatozia kuti pamuviri ndepariini ama2kk vanonakidza nema born free pakaipa havazvitsvage🤣🤣🤣🤣
@@chiyenyumba7135asi ndimi big house kuterera kwauri every comment iri kupraiser mukadzi uyu 😮
Yah ane ka chirungu kakarongeka kaangaachibuditsa.
Dai ndaiwe ndichiine hanzvadzi isati yaroora ndaiti aroore. I salute. Go back to school. Vrume wemuZim havakoshese madzimai 75% yawo. Ndonei vachitamburira upenyu. Shame on them
Camera man never disappoint kubva aburitsa nehana ichirova 😅😅😅
Ichirovera pahurokuro😂😂😂
Thank you lord baba Manga mava kurasa ropa renyu
Pane apanzwawo here 'Hanzi makaitiramo kah😂'
Happy to see them restored again
Tinokutendai Mr Tinashe Mugabe nebasa rakanaka kudai makatotumwa rambai makamira semisambangwena. Mwari wakuchengetei nemhuri yenyu
Thats true mwana kana ari ku nursery anongoonekwa namai vake chte vachinoyamwisa
Mari ye musoja inochengeta vakadzi 2 here 😂😂
Courage and bravery of this beautiful young lady no doubt it's from the "Support Group" l love her and her cster and the guy...wish them the very best in lyf
Mmm pa beautiful apo vanhu munodirei kunyeoa imim kaa? Aah
@@maiyeukai9346define beautiful
Thank you DNA man for job well done as ever. God bless you.
Eish blaz ava ka. Maiguru zvavangori bhoo wani. Haa ma1.
Cant wait for maiguru episode
Saka mbeu yakarasirwa panze haina kudyiwa nemakunguvo here 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 Yakakwira paruware ikadyiwa nemagwereweshe
The kuNhingirikina for me as if Tinashe is not aware of what he wants to say 😂😂😂😂😂
the youngman was happy to get the results honestly. It's unfortunate that tese tinenge tisingazivi zvikuiitika and doubts are planted but am happy for both
Hana yakoti yanga irikurova. Camera man never dissapoint😂
What a brave sister we have here❤❤ Z. Me dispite the fact that ndanine about 4 medical staff to assist me ndaingotya zvakadarooo 😊…..
Ths guy was afraid of taking responsibility but atleast now azofunga kwazvo. Thank u Tinashe and team.
My favourate show always❤..my worry is ma 2k being housewives its so sad..the future is not looking bright at all.
Love how you're speaking as if it didn't happen with any other generation.
@@tinashevengesai3011 ..it's my opinion stick to yoz
I agree these kids are rushing into it it's mooooo gud when mature enough to enjoy it.
Bamunini makaitira nkati ,uye zvinonyorwa nema Nurse hamugone kuzviverenga zvemibvunzo nekutaurisa i drama iro
Mmmm such a very brave mumy and pakatoita mwana uyu she was 18 we thank God veduwe not easy...uriwega
You are strong Shonga❤, but gunners speed yakati wandise
Chikara icho: pakuzvara ega osiya mwana achi_bleeder.... Ndatya 🙌.
Ignorance/ young age
Aaa buty atryer kuexplainer inga wani
@@patiencetofa7273 ku explainer chii? Tinashe ayedza kuvhunza hapana chaataura chinobatika. Why did she not phone anyone at all???
@@maison711 she could have phoned someone.
Maybe she passed out soon after
Murume uyu anofa nemjolo very soon.Uyu bate,ini site.Dzikama mfana,nekuti zingizi gonyera Pamela!
Saka atove nevakadzi 2 here uuum zvakaoma veduwee
Nyadzi dzinokunda rufu murume anyara angaasina kutarisira izvozvo. Iiiii 19 yrs go back to school, baba vari kubasa iwe ita ma lesson Sisi kana vari pedo vachisara nemwana. You are too Young kungogara wakamirira baba
Next on ...... who is that dhort hair beautiful lady coming on next. Cant wait.
Zvivindi zvemwana uyu yooo kuita mwana uri1 haaa nyangwe ndikazvara vana 5 i wouldn't know what to do ndega.
Big up to the woman,eeish she went through a lot and the man is never responsible.
This guy is a happy butterfly, its the third time now kumuona achiita ma DNA
😂😂😂
Kkkkk this withdrawal method ma1 boys ndoyandorova paden pangu but last year ndakarova sex ndakafizuka ndikatinonokei kudzura for sure kalast drop kakagadzira chimpfanha changu chekupedzisira apa ngachibude chakafanana namdara vangu zvekurevesa chaizvo chigoti kunetsa husiku haaa takapinda busy but izvezvi haaa taakutoita nyaya😅😅😅😅. We tried mapills nema implants but heey mkadzi aikuvara ne spotting plus kudzimwa mafeelings and we quickly realized kuti ndoozvirikuzotikokera chihure in our modern generations. Vanhu havaskudanana mudzimba umo hama mafeelings akasooopera kaaare
😂😂😂😂
Encourage your wife to put castor oil on her pantie liners you'll thank me later
Congratulations mwana ndewababa aiwa zvinofadza
Well done Mr DNA 👏 👏mabatanidza young couple ❤❤
Vakafitana. I’m realizing one thing. Zimbabwe we are beautiful. Just nhamo chete inoti sakadza
Kana neniwo ndine mwana wakaitwa nenzira iyoyo, hazviko zvekuti unoitira panze
DNA man help this girl. She is a sharp young lady, we need women like her in society. She is intelligent
Take her to Ministry of Healthy she is a nurse by Talent
Ndakataura ndikati withdrawal haishandi kana mazogara
Top many adverts kunge ZBC
Baba siyanai nekutambisa cana vevanhu maiguru varo kumba kwavo kupi futi moti muri mese
Wandirwadzisa uuuu at 23 2 kids 2 wives young girls hope ýou will treat them the same
Little sis is really brave veduwe, kuzvara kunorwadza. I can't imagine doing it alone without medical intervention.
Munhu akadaro anotyisauyo chivindi chakadaro hachidiwe.ayisvika pekuzvara kudaro oputira mwana orara kokudaidzawo varipedyo
@@IrvineDangako kudambura guvhu. Haa chivindi ichi yah ndachitya.
Ndinavo Sisi vangu vanozvara vari Vega vanotodzinga vanhu pamba pamodzoka mowana vane mwana mozoenda Navo Ku hospital vatozvara she now has 7 kids vachizvizvarisa Vega ..
@@agnesjokonya1405 eish ende vakashinga. Ko hindava vachidaro?
@@IrvineDangai agree with you zvivindi zvake zvimotyisa mwana mudiki diki ummmm
❤wishing u good luck 🍀 “Marriage is a journey of Faith “, God was with u during the delivery of the baby 🙏it’s not easy but u are a super young mom .
Pane aona Mr DNA pavatendeka pakunzi baba varikuti Havana kurasira mukati mbewu
Hi everyone 🙋
Baba itsotsisikana akapfavisa hake
Hoyo
😅
Pain yekuzvara munhunapa uri one apa urimudiki
Mainini makashinga sando dzenyu❤❤❤
Camera man kubva vaita kunangisa parikurova hana kkkkkkkk, awu the smile on the guy's face is priceless 😍
Saka makaitiramo kaa imi in Tinashe's voice😂
Kkkkkkk
Apa gunners ndisekuru vangu iyazveeee
Sad she gave birth on her own she has gone thru a lot during pregnancy
The Spirit of God 💪🙏👏 to strengthen this couple in Jesus Christ name.
Wish u the best young couple cant wait to watch again
strong love that was waiting for clarity only vamwe vakadzi atove matombo nema tanda
Chengetanai good mukadzi uyu
well done muzvare madadisa
Baba at 23 vakadzi 2 movadii, you must be a man enough mosara ne1, you still have to enjoy your lives, kwete mastress andinoona achatanga pamberi apo, wakushungurudza amai vemwana wako
Thank you my sister you are a true Shonga. Very brave indeed my sister.
Vakadzi vake vese vari two they are very sharp minded 👌.
Ndatouya 😂😂😂...🎉❤❤ very brave respect mukadzi uyu mmmm giving birth to a child alone
Giving birth on her own wow cutting the cord and all amazing
My guy wanted them to kiss each other but they were both shy 😂😂😂
This girl went through the most, l would suggest counselling for her. Mr Mugabe, please assist her to go for counselling.
Thank u Global DNA muripakubatanidza dzimba
Bundu ratamba pahuro ishungu idzo hakusi kurova kwehana. Kwanai mese mese mati mwana arohwa nehana nxaa!
Mupfana uyu arikungofamba achimitisa vana vevanhu itsotsi chairo kkkkkk
Well done Shonga hamuna kutishoresa isu Nyati
Yesaya ana Shonga hava cheate vaudzei😂😂
The guy is a player!
Congratulations manyathi you made us proud ,you're such a brave young lady
Manyathi never disappoints❤❤
Varume ngatsiyanei nekunzvenga responsibility zvakashata funga dai ari mwana wamai wako