Haaa you saved Tinashe Mugabe show because Zimbabwean culture states kuti gomba harina mwana but this show bought our attention to focus on the child more than ever. Love this song every child now deserves to know their biological father regardless of age
Emuran is business minded. Comes across disciplined 🙏👏
Magona VaChibanda ndaimutsvaga munhu akaimba song iyoyo
God bless your hustle mwanakomana... great massage pa music yako 😊
The message just hits different notes...I love especially the recent 1
Emuran i love your work it speaks to us .Your vocals just mindblowing
Yoweee inga ndi brother wangu homy wepa mtumba apo nhai weldone bro ❤
Tese homey, isu tiri under chief Madziva
Luv you my bro keep burning 😊😊
Mufana wangu pa Madziva apoo Gody I'm your big fan broo❤️
I think Tinashe should make this guy known. He needs to make him famous. At least put him on his adverts
True ngaamuitire ma DNA evabereki azivisise padzinde
@@omaromarlo8283 🤣🤣🤣
Nice one lm happy guys moziva l request to see that guy but but did not reply ❤
Haaa you saved Tinashe Mugabe show because Zimbabwean culture states kuti gomba harina mwana but this show bought our attention to focus on the child more than ever. Love this song every child now deserves to know their biological father regardless of age
My wifes best lyric Emuran how do you plan this melodious song?
You're the best Bra
Well done keep it up
Go go hadzvadzi
Munogona mukoma keep it up #bota family
Anogona Mukomana uyu, keep up the great work
Ano imba shuwa maita bsa nekumudisa pachena
Great mwanakomana. Wakaimba
Wakagona mwana wamai. Keep it up. Is that Mr Bita varikubudikira nepawindow apo😛
Ndaikutsvaga wangu
Wow great vocalist
Whaaal pamberi nekuramba muchimira nesu kubota misic 😂😂😂.thanx Manass nekutionesa mukoma wanotiimbira nziyo dzeClosure❤❤❤
My favorite song ummm
Great job mukoma
This guy his vry humble
True
Aaaa big homie wank Madziva ndokwangu
TRUE BOTA FAMILY😊
Thank you so much , i love you songs bro...
He is my former workmate some few years ago.Unogona Mupfana wangu ramba wakadaro
Wakagona hako ramba wakadzvanya🔥thanks Chibanda!
Wow makagona hanzvadzi
❤❤❤❤ brother
Haaaa unogona hako ❤️❤️❤️
Keep pushing zvinoita, ini ndoda kanonzi Usaende 🔥🔥
Bota unondigona mukomana mwana wangu atotanga kuimba ane 5yrs
Song wakagona❤
Haaa unoimba wangu
Unogona wanku ❤❤❤
Pasina masong aya hapana DNA ❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Anoimba mfesi uyu☝
chogona icho
He is very talented
Ndiye anobuda akabata kabag achigara soo pa advert iyoyi ye DNA
❤❤❤ Makarova baba
I like it. I was wondering who sung the song
You are the best ❤
great job young man
❤❤❤❤
Rega ndibvatomboendako kwavamugabe
Mr presenter be professional. Stop swinging on the chair, it’s so distracting.
❤
Zvinowanzoitwa with the 1 being interviewed
Anogona uyo❤
❤❤❤🔥🔥🔥👌💯💯💯🙏
Kanonzi usaende ma 1
He is so talented
Wonderful
Mr presenter muchangotenga swing chair kani
Very culm guys akawira futi mumaoko ari culm vamugabe
Well-done mukoma
Presenter, you need to stop rocking on the chair, yu'know
Unogonesaaa
Haa recent one is the best
Anoimba mukomana uyu
Munogona mukoma
My home boy
genius
he is good
Keep it up Young man
Chibaba icho
❤❤❤🎉🎉🎉
Bota family 😂😂❤❤❤
😂😂😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥
❤
Thats a boring song
He is very talented
Ndiye anobuda akabata kabag achigara soo pa advert iyoyi ye DNA
Chibaba icho