THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 7 EPISODE 7

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 ноя 2024

Комментарии • 2 тыс.

  • @blantymatiza8722
    @blantymatiza8722 2 года назад +138

    Ummm sahwira is the biological father … facial expressions 🙌🏽🙌🏽🙌🏽 . We can donate money for sahwira to get tested 🤞🏽

  • @norahchabaya5667
    @norahchabaya5667 2 года назад +41

    This makes me happy mame mame married men learn to dzikama,dai wakachengeteswa kusvika apedza varsity wozoziva pakuroorwa kuti haasi wako.

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 2 года назад +1

      Chirega kutidero Norah. Chete imi vakadzi munongotida muchinyepera kudzungaira muchiti you didn't know we were married. Like the alleged father, l have a big, visible gold ring on my finger, asi munhu anoti she didn't know that l am married. Kana kutondisejusa iye achiziva kuti ndine mukadzi. Handisiye Mai Takomborerwa for anyone. Ndongoitawo "piece job" pauri ndosiya and go back to Mai Kombo. Know that you women.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 года назад +1

      Unfortunately history proves we never learn kikkkkk dna ndiyo yakutonunurira mapenzi

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 года назад +1

      @@tungamirayi7656 kikkkkk my guy you fool yoself thinking women want you for keeps... Hakuzi kuzungayira chiripo newe unenge utori piece job futi.. Unouraya maiChimwana vako nezvirwere plus stress and live an unhappy marriage. Both mukadzi wako and gfriend hapana anenge achikuda waiziva.
      Ku gfriend you are just a number k
      munenge makawanda.
      💍 Yako kana kushaya 💍 vakadzi avo anenge atokuwona kuti uri kuda kumuyedza fuza kikkkkk
      Go play "Fadza mutengi" Allana and Poptain. Hauzozvitutumadza futi uchifunga kuti wakapenga ndiwe unenge uri zungayirwa max.

    • @tsungayifurayi1677
      @tsungayifurayi1677 2 года назад +1

      Norah varume ndavadzidze kugara nemunhu wavanenge vanaye mumba kwete kungoda pese pese dei vakatopfidza more kuchengeteswa kuti vanzwe kurwadza kwazvo

    • @charitytabethchasango607
      @charitytabethchasango607 2 года назад +1

      😂😂😂Maiguru's words

  • @annamoretafirei7412
    @annamoretafirei7412 2 года назад +28

    Ikodzero yemwana kuziva dzinza rake l love this song to the fullest

  • @fodreybunu6300
    @fodreybunu6300 2 года назад +17

    thumbs up to the wife Ari kumba amira Mira neimba yake. let's keep on fighting for our marriages Pasi nevarume vanohura pasi nesmall house .
    muchazvirega riini varume zvekucheater vakadzi venyu chionai manje rough yamave kuitwa

    • @tarisaimaunge482
      @tarisaimaunge482 2 года назад +1

      Hausati waona vakadzi varikuchengetesa vana na baba vasiri vavo here iwe, is this your fst tym to watch this shw????

    • @floramaya9871
      @floramaya9871 2 года назад

      Tsotsi ane tsotsi wakewoo, very good.

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 2 года назад +8

    Woow, very nice sight seeing.The bridge and rivers...beautiful..im here only for scenery and stories regarding places..😍😍

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 2 года назад +281

    Ummm my sisters and brothers……. Who else thinks sahwira needs to be tested? The way he reacted he was very invested emotionally in this. Hameno

    • @tovimbanashechindundu2136
      @tovimbanashechindundu2136 2 года назад +19

      Youre right
      And maj varikumba vanofanirwa kutestwer nemwana wavanaye iyeye
      Coz kupushira murume kudna kuziva kuti murume haazvari and ndanzwa kuti akadzinga mumwe mwana wemurume

    • @ropinadiza7858
      @ropinadiza7858 2 года назад +4

      Ipapo panoda ongororo .I also have the same opinion.

    • @nothandomoyonothandomoyo9154
      @nothandomoyonothandomoyo9154 2 года назад +6

      Sahwira must be tested I agree with you

    • @margaretmagaa473
      @margaretmagaa473 2 года назад +3

      Saka panonzii amai vaitora maintain s yemwana usiri wabba avo. Sahwira ndivo muridzi wemwana

    • @lovenessjacob262
      @lovenessjacob262 2 года назад +1

      Exactly zvandikufungawo yaa pakaipa sahwi ane nyaya uyo

  • @herbertmhangami
    @herbertmhangami 2 года назад +114

    What a shocking result, the lady seemed to be very honest

  • @similarmasese8710
    @similarmasese8710 2 года назад +199

    The neck heartbeat speaks volumes. Camera man produced the results b4 tinashe.

    • @Lovemechipsy
      @Lovemechipsy 2 года назад

      It's true.

    • @evelynchihuri6480
      @evelynchihuri6480 2 года назад +2

      Kkkkk hana yabika manhanga

    • @clararity
      @clararity 2 года назад

      Kkkkkk!

    • @youtuberico4756
      @youtuberico4756 2 года назад +1

      🤣🤣🤣I WAS ABOUT TO SAY THE SAME LOL

    • @similarmasese8710
      @similarmasese8710 2 года назад +5

      @@youtuberico4756 🤣🤣🤣🤣my surprise the alleged mother was more confident. But wen comes to a camera on neck. Results announced

  • @eliasgapu23
    @eliasgapu23 2 года назад +154

    Cameraman understood the assignment...as if he knew the culprits. The way he zoomed sahwira, the way he zoomed the mother tells it all

  • @alettadhliwayo
    @alettadhliwayo Год назад +8

    Tinashe Mugabe please we need part 2 of this. Who is the really father?

  • @shingaimunashemarere4190
    @shingaimunashemarere4190 2 года назад +14

    My advice for this man ka test vamwe vana vese maybe mukadzi wako anoziya kuti ahuite mwana.

    • @ediemutombe1868
      @ediemutombe1868 2 года назад +4

      True dat...haazvare mufesi uyu...saka mukadz wake arikutoziva nyaya

    • @kimf2704
      @kimf2704 2 года назад

      Good idea

    • @msmandy3088
      @msmandy3088 2 года назад

      Yes

  • @johnsonmanguma
    @johnsonmanguma 2 года назад +49

    Thanks Tinashe for the historical background of the place names, its really educative

    • @mberikwazvomachisa2656
      @mberikwazvomachisa2656 2 года назад +1

      For Bindura the Old Name should be Golden Reef not Riff!🤔

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 года назад +1

      Taming an animal thou.... Kupingudza that's taming/training. Perhaps it's different dialects

    • @pesterrugoyi7857
      @pesterrugoyi7857 2 года назад

      Tinashe is a true tourism ambassador of Zimbabwe

    • @sharaitauya4247
      @sharaitauya4247 2 года назад

      Tinashe knows what he is doing its a wooow to the job

    • @mavisdzvanga4200
      @mavisdzvanga4200 2 года назад

      Kunyepa kwakangoshata zvako kunourayisa kunokuvadzisa especially exceptionally i feel sorry for this woman

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 2 года назад +64

    Cameramen this time you did the best, capturing the mother's neckheartbit 💯👍

  • @omahnyamhamba9152
    @omahnyamhamba9152 2 года назад +2

    Shocking and encouraging episode. Usatembe neface yemunhu and trust zvaanotaura. Its encouraging vakawanda kuti vatotestwawo

  • @comdaltrading2135
    @comdaltrading2135 2 года назад +79

    We need to advocate for mandatory dna testing before issuance of any birth certificate in Zimbabwe. The courts should consider the advance in immorality, corruption and wickedness in our society, hence the need for dna testing before issuance of birth certificates. Partenity must be confirmed by lab testing and not the testimony of one person alone as in our current situation.

    • @chenaichenai2743
      @chenaichenai2743 2 года назад +4

      My gender has shown you flames😁✌️

    • @jackienyamadzi2107
      @jackienyamadzi2107 2 года назад +1

      Kana ma Developed countries àchìźvitadza iwe watì yòu can order it iñ Zim?

    • @Karsha35
      @Karsha35 2 года назад

      Tangai magadzirisa the health sector first….

    • @wendyngorima7728
      @wendyngorima7728 2 года назад

      Chokwadi coz kune vanhu varikuitiswa

    • @madscientist9288
      @madscientist9288 2 года назад

      Who will pay for the test?

  • @Charlegreem
    @Charlegreem 2 года назад +52

    Camera man deserves bonus.

  • @nondo2.045
    @nondo2.045 2 года назад +18

    Men will never learn! Your side piece will almost always have someone else on the side, unofunga kuti her priority will be being faithful to you while you go to your wife?! Being with you knowing you're married is a measure of character, mese munenge masanga mah*re!!

  • @yvoneziko1014
    @yvoneziko1014 2 года назад +186

    Cameraman deserves salary increase 😂😂😂

  • @WildBird2004
    @WildBird2004 2 года назад +83

    Sahwira mukuru is more worried than the alleged father😂😂😂😂😂

  • @wendymtandagai5240
    @wendymtandagai5240 2 года назад +10

    Pheew the way I was vibing for the results to be positive, chair my gender I surrender🙌🙌🙌. Sahwira if the alleged father, all those 4 days at the shebeen queen's House. Tinashe test sahwira as well, kaguilty nekakunyaririra is written all over his face.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 года назад

      No a home wrecker usually has many men dipping her honey pot

  • @tinashemasaka8235
    @tinashemasaka8235 2 года назад +25

    We can honestly say, this program was a solution to a 21st century problem. KEEP GOING MR MUGABE.

    • @clarencemunjera8023
      @clarencemunjera8023 Год назад

      In this case may we have another DNA test somewhere else or a re-run and have a comparison, something just makes me to trust that lady , her steadiness and humbleness as well .

  • @cc35506
    @cc35506 2 года назад +20

    Ah nhasi ndaiti ichaita 101%. Nyaya yanga isina kana confusion on both sides. The way I jumped out of my my bed with shock. DNA will kill us this year.

  • @malvernkayinga697
    @malvernkayinga697 2 года назад +29

    The way Sahwira is shocked....🤣🤣🤣... sahwi vaienda kuBeer ne kumbotsotsonya bota kabisira chete.......🤣🤣🤣

    • @gregtorto6119
      @gregtorto6119 2 года назад +2

      ehe sahwira itsotsi.hanzi ndafambira doro chete

    • @loreenmpofu4722
      @loreenmpofu4722 2 года назад +2

      Sahwira vakadya bota chete 🤣🤣🤣🤣

  • @gregtorto6119
    @gregtorto6119 2 года назад +11

    we need part 2.this time sahwira will be the alleged father.
    Tinoda kugadzirisa nyika

  • @emildamunditi3307
    @emildamunditi3307 2 года назад +30

    The camera man understood the task 🤣🤣🤣, direct in sahwira's eyes. The friend is the father

  • @edithmugabe9449
    @edithmugabe9449 2 года назад +23

    the way sahwira looked @ the results🤔🤔🤔😂😂

  • @finnletjasi3529
    @finnletjasi3529 2 года назад +24

    My gender sometimes munonyadzisawo, ne age yaSkru avo vanzwa zvavo nekugera ndebvu wozoonekwa uchiti ndaigaya havana mukadzi🤣🤣🤣🤣🤣,kumwe kwacho kupusa uchishandiswa futi😂😂😂

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 года назад +6

      Variko varume vezera iri vasina vakadzi vanhu vanorambana kana kufirwa wani. Vakashandisana now 5 years paying maintenance kikkkkk otsvagira gfriend lawyer to fight back his, wife plus advise her to go for maintenance kikkkkk 🤣. Akanga ashinga pabarika uyo

    • @tendayikwaramba2432
      @tendayikwaramba2432 2 года назад

      i statement iro ..munhu anenge achda lulalula

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 года назад

      Hakusi kupysa...junyara plus kusada kusingiswa...

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 года назад

      @@maiyeukai9346 anosungiswa apo ndiani huye achisungisirwei kana wakazvitarisa

  • @bevrosemtovo
    @bevrosemtovo 2 года назад +28

    I’m not a prophetess hangu but sahwira knows something panyaya iyi🤷🏼‍♀️

  • @tobiasmangoma9566
    @tobiasmangoma9566 2 года назад +1

    Nyaya yemitupo iyi Ndeye nhema chete. Vana vakachengeteswa vanhu vakawandisa. Chinenge chichingonzi murambwi icho chiri chauke, chauke wacho ari sithole, sithole wacho akanga asiri sithole aitova Phiri, Phiri wacho aingonziwo Phiri asi akanga ari mwana wekwa Ndlovu!!! Confusiion yoga yoga. Varumwe kana gwana gwusina kufanana newe tengesa chro mbwa tiinde kwaVaMugabe😀😀😀

  • @christieultd
    @christieultd 2 года назад

    This one finished olo mai strong. Haaaa. Zvavo mai vekumba vakanyeverwa uye murume kubvuma DNA. Vazhinji anotoramba vake vemumba and defend vekunze. Shem stereki mainini kunyangira yaona.
    Musaende kure vaMugabe tangai nasahwira. Pqwaaaa. Am still in shock as. Iri miromo chete l would have given mwi ava benefit of the doubt.
    Haa pamberi enclosure DNA Show. Pamberi mberi naTinashe Mugabe

  • @Lauren-xs7qo
    @Lauren-xs7qo 2 года назад +43

    You must do the DNA Test aSahwira nokuti katarisiro kavo pasi ka umm kane mubvunzo.Women please have a book where you write names,surnames,dates,places kwamunenge madyira mabota so that it will be easier and faster to do the DNA Test

    • @patriciachakawatah2787
      @patriciachakawatah2787 2 года назад +2

      Hahaha you read my thoughts 😜

    • @Lauren-xs7qo
      @Lauren-xs7qo 2 года назад

      @@patriciachakawatah2787 😄😀😂😂 kutova ne counter book remazita ekudya bota

    • @thomasmundowa5319
      @thomasmundowa5319 2 года назад

      Taura hako shaa

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 2 года назад +1

      My thoughts as well. Sahwira said aitombonorarakowo neshamwari yake.

    • @lindamhaka6318
      @lindamhaka6318 2 года назад +2

      Sahwira chief suspect, kakushamisika kavaita nemaResults vanga vachinamatira miracle chete 🤣🤣🤣🤣

  • @rejoicemushete8535
    @rejoicemushete8535 2 года назад +53

    Amai ava her voice said it all from the beginning . Sahwiras reaction says a lot . Vaiseva pamwe chete . Sahwira is the father

  • @crydonchivizhe791
    @crydonchivizhe791 2 года назад +15

    I DONT TRUST THAT MAN'S FRIEND. I HAVE A LOT OF QUESTIONS CONCERNING HIS PRESENCE. Get the friend tested as well 😂😂😂😂

    • @noelhlomula459
      @noelhlomula459 2 года назад +1

      True, check from 24:10 they used to go to the shabeen where the lady was....drink beer with friend, stay there 4 days!!!!! I bet he too had his hand in the cooky jar. harshtaggetfriendtestedaswell🤣🤣🤣

    • @crydonchivizhe791
      @crydonchivizhe791 2 года назад +1

      @@noelhlomula459 😂😂😂 you can repeatedly say that a thousand times

  • @1011voodoo
    @1011voodoo Год назад +1

    Honestly DNA must be taken seriously, its an opener. Thank you very much Tinashe Mugabe for your wonderful work.

  • @evelynkudzaimuchekwana5277
    @evelynkudzaimuchekwana5277 2 года назад +30

    This man's spoken english is so very onpoint👌👌👌👏👏👏

    • @ruvimbomawire2196
      @ruvimbomawire2196 2 года назад +1

      he is very educated that one,ndomashefu epaBindura Prison

    • @susanmambi5065
      @susanmambi5065 Год назад +1

      Hakuna Guard Jeri vakadai. His vocabulary. Ndamusurrender

  • @LoveOfSouthernAfrica
    @LoveOfSouthernAfrica 2 года назад +13

    Jerry wacho soo ka his face said it all

  • @ruelillian8967
    @ruelillian8967 2 года назад +31

    okay but can we talk about how mature the alleged father presents himself, his choice of words and all

  • @veekm2017
    @veekm2017 2 года назад +23

    This season 7 is on fire yooo ,a variety of unique situations,with interesting outcomes & characters .A different vibe altogether.

  • @shingaijinguri9308
    @shingaijinguri9308 2 года назад +16

    Hanzi "Baba vacho ndivava" Vapi pane varume vaviri zve apa 😂😂😂😂😂😂😂

  • @stembilemanyange4763
    @stembilemanyange4763 2 года назад +2

    Ndafarira maresults 😊😊😊. Hanzi tairara tese ikoko hehehe sahwira is the father. Vaidya musame plate 🙌🏽🙌🏽😅😅😅

  • @tigermaps9909
    @tigermaps9909 2 года назад +11

    Your questioning is out of this world Mr Mugabe🔥👌

    • @mrpk7253
      @mrpk7253 2 года назад +1

      Kkk muchinda anobvunza uyu

  • @Olcool
    @Olcool 2 года назад +8

    Big up cameraman. They now know what to give us. Heart beat ya mhamha yapedza ma sports.

    • @ChivarieNyamhandu
      @ChivarieNyamhandu 11 месяцев назад

      Ndati vachaita heart attack chaiyo rovero yanga ichiita tsinga iyo😂😂😂😂

  • @washingtonm654
    @washingtonm654 2 года назад +55

    So Sahwira wants us to believe that he would accompany his friend and spend 4 days drinking?

  • @tinnymhlanga8162
    @tinnymhlanga8162 2 года назад +3

    I think sahwira has a case to answer .Tsitsi dzeyi kubvisa mwana wemvana madzihwa.ndivo baba vemwana.Thumbs up to the big wife she looked out for interests

  • @sindisomoyo6026
    @sindisomoyo6026 2 года назад +7

    Cameraman though...zoomin on her throat for heartbeat just before results were read... ndapererwa😂😂😂

  • @artwellmtombeni1916
    @artwellmtombeni1916 2 года назад +4

    Eysh from enjoying the closure, the result can just come lyk booom

  • @rom5897
    @rom5897 2 года назад +19

    Manyariro arikuita sahwira avo arikuratidza kt vakadyabota chte😂😂😂

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 2 года назад +6

    This lady was much aware of the results because kudekaira kwaita pahuro pake zvichikonzerwa nekurova kwehana was too much

  • @miriamcheza1988
    @miriamcheza1988 2 года назад

    Peaceful Season thank you Mr Mugabe.bt varume ngatidzidzei kutaura chokwadi nekuti vakdzi vanenge varipa srs

  • @chidomadziko
    @chidomadziko 2 года назад +12

    Sahwira was too invested in the results when he was reading them 😅😅😅. It’s like he is saying, “does that mean the child is mine?” 🤔

  • @rachelmasunda3478
    @rachelmasunda3478 2 года назад +66

    The way the friend was defeated after seeing the results 😅🙌🏽 i was really looking forward to “the probability of paternity is 99.9%”🤦🏽🙌🏽 wooow🙌🏽

    • @lindamhaka6318
      @lindamhaka6318 2 года назад

      I noticed that too haa ndaseka 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 sahwira apererwa shem

    • @Frank_Bros
      @Frank_Bros 2 года назад

      Ko sei uchidaro😆

    • @maxwellguvava1709
      @maxwellguvava1709 2 года назад +3

      Pamwe mwana wasahwira

    • @valentamushonga6501
      @valentamushonga6501 2 года назад +7

      Sahwira uyu akarohwa anotaura chokwadi kkkkk

    • @dennischiwuta6039
      @dennischiwuta6039 2 года назад +3

      @@valentamushonga6501 means ndewa sahwira. Body language said it all.

  • @patriciachakawatah2787
    @patriciachakawatah2787 2 года назад +8

    Aaaah
    I was so positive kuti mwana ndewa Baba avo ... Yaaaa

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 2 года назад +24

    Kamera man wakapenha can't stop laughing 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @loreenchikumbindi6106
    @loreenchikumbindi6106 2 года назад +3

    Varume vazhinji havazivi makore evakadzi wavo, vakadzi tri kuwana ma birthday presents here mumujolo umu kkkk

  • @buhlegumbo408
    @buhlegumbo408 2 года назад +1

    Imi varume imi stop sleeping nevakadzi veku shabeen without protection, muchafa ngeEdzi

  • @shariffandala8422
    @shariffandala8422 2 года назад +133

    🤣🤣🤣🤣🤣 I'm laughing at how the camera person zoomed into the neck area to show nervousness

  • @sithulisilemoyo9131
    @sithulisilemoyo9131 2 года назад +7

    Sahwira aita stress..Mugabe plz do a DNA test nasahwira..we as the viewers will pay for it😀😀😀panenyaya apo

  • @simbisochitambira7049
    @simbisochitambira7049 2 года назад +7

    The neck heartbeat stopped when the sahwira took the result paper and the sahwira was very very quick to grab it.Jerry wakaoma🎤

  • @mainanatanaandtino1856
    @mainanatanaandtino1856 2 года назад

    Ukangoona pa testwa baba mai nemwana zvadhakwa. September Maigurus vaenda nechimuti : Big Houses 2 : Small Houses 0.

  • @charmainefaith
    @charmainefaith 2 года назад +15

    one thing I really love .....the song 😭😭🔥🔥🔥I love it

    • @cedy14savage
      @cedy14savage 2 года назад +1

      Yeah ,i agree, it's awesome

  • @nontandochibi6909
    @nontandochibi6909 2 года назад +34

    The show never seizes to amaze!

    • @nigelsas347
      @nigelsas347 2 года назад +1

      Taura hako Sha, ma surprises acho I can not keep up. This is awakening

  • @christinenyabvure4089
    @christinenyabvure4089 2 года назад +3

    Yaaah this episode takes the cup 🤣🤣🤣🤣🤣Cameraman anoziva assignment. Kkkkkk the moment I saw the ZOOMING of the neck beat I knew kuti zvatodakwa.
    Sahwira sahwira ngaabate haana yake kaTatu" ndini baba waEmpress x 3"

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 2 года назад +46

    The heartbeat went all the way up to the throat , Shebeen Queen not to be trust.

    • @priscamazoe694
      @priscamazoe694 2 года назад

      Kkkkkkk yandityisavoo

    • @luckymazhambe8211
      @luckymazhambe8211 2 года назад +6

      Hauna kunzwa paati ndakarwadziwa nekuendeswa Kuma DNA usina chakaipa unorwadziwa nei hahaha shabeen queen 👑

    • @tinancube2253
      @tinancube2253 2 года назад

      🤣🤣

    • @mirriamdube5162
      @mirriamdube5162 2 года назад

      Kkkkkkkkk exactly

  • @maivevana4955
    @maivevana4955 2 года назад +3

    Sahwira is wiping sweat off his face,I swear he is the one who took that deep sigh i heard nekuno🤣🤣.Please test sahwira I beg

    • @emutyambizi20
      @emutyambizi20 2 года назад +1

      Kkkkkk sahwira vapinda busy😁

  • @munyaradzibiri7690
    @munyaradzibiri7690 Год назад +2

    Mudhara uyu haazvare ndomaonero angu,even with his wife akaita maDNA tests he will be shocked.

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 2 года назад +5

    voice of the mother kunge Nyasha Usai anoita ma skits nana Nijel Comic Pastor

  • @sipiwedzingwe282
    @sipiwedzingwe282 2 года назад +35

    Camera man is on point always gives us result before the actual result, Haa unogonesa wena😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @mmc307
      @mmc307 2 года назад

      Yaa ndakazvionavo kuruma chigunwe

    • @tana1842
      @tana1842 2 года назад

      Hana yanga ichirova

    • @norahmadzivire9295
      @norahmadzivire9295 2 года назад

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kuita kuridza ngoma

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 2 года назад +5

    Suspect yangu ndi sahwi vaifarira Doro voita 4 days kusina zvimwe bata ipapo

  • @loreenmpofu4722
    @loreenmpofu4722 2 года назад +2

    Vamugabe pleased the next alleged father is close by. Sahwira mukuru vanenge vatorawo chipunu chimwe. Pane kakubatikana kavaita sooo. Kana cameramen anobvumirana neni😁😁😁😁. I love this show

  • @vimbaikhumalo7337
    @vimbaikhumalo7337 2 года назад +2

    The first wife encouraged the husband to do DNA -1 because small houses can not be trusted alongside shebeen or 2- she is aware the husband is fertile 3- she suspects sahwira and the side chick.

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 года назад +9

    Havazive makore emunhu vavairara naye? Ndovana chero yapinda

  • @suebushu2066
    @suebushu2066 2 года назад +7

    The way cameraman is zooming the best friend kaaa ungati arikuziva kuti sahwi akambochachurirawo bhururu wake

  • @getrudenjokwe8984
    @getrudenjokwe8984 2 года назад +3

    aaaah ladies endai kwaTinashe makapfeka polo neck because heartbeat yaakutooneka nepahuro kuti mwana is excluded before tanzwa maresults. 😂😂😂😂

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 года назад +1

    Mukadzi wekumba anoziwa kuti baba hawana moto saka how come vanonzi muridzi wemwana so she persuaded murume kuenda kuDNA.
    Test as well vana vari kumba.

  • @elizabethleboho9752
    @elizabethleboho9752 2 года назад +8

    Pa Shabeen it could be anyone not excluding Sahwi 🤣🤣🤣

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 2 года назад +5

    Ndapera strong yese nemaresults

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 2 года назад +5

    Payivapo dzepfunde... Ndopakaperera husahwira 🤣🤣🤣🤣😂

  • @julesngoni6788
    @julesngoni6788 2 года назад +9

    Haaaaaa you get to wonder how many children are out there in families they do not belong to
    The guy was convinced the child is his from the word go his body language is showing he is shocked by the out come of the tests

  • @ElvisMawele
    @ElvisMawele 7 месяцев назад

    Mr Mugabe pliz test sahwira Uyo he's the father.Dzokorodzai kutarisa this video you'll understand my point exactly

  • @medelinedeshe35
    @medelinedeshe35 2 года назад

    Imi sahwira hamuna kumunzwa achiti l was shocked kut vanhu vakuenda kumaDNA akatoona kut zvafa apa

  • @dianamoyo2472
    @dianamoyo2472 2 года назад +8

    makaura baba nekusagutsikana nemukadzi wenyu kkkkkkk. maintanance. mainini musaivharise vapfidze kuhura kkkkkkkk

    • @isaacmhuriyengwe5756
      @isaacmhuriyengwe5756 2 года назад

      zvinhu zvagara zviripo munhu rume hati mire kunyenga

    • @dianamoyo2472
      @dianamoyo2472 2 года назад

      @@isaacmhuriyengwe5756 manje muchapfidza zvenyu coz shiri yakabvuta rekeni kkkkk

    • @isaacmhuriyengwe5756
      @isaacmhuriyengwe5756 2 года назад +1

      @@dianamoyo2472 taka kaurakare now kwana mugabe kungoti musi unozvarwa mwana ndototi my love handekwamugabe torambanirana ikoko

    • @dianamoyo2472
      @dianamoyo2472 2 года назад

      @@isaacmhuriyengwe5756 yah but Taurai bro ava vazoenda asi bag rakarohwa big time vachinzi mwana ndewavo izvo haasi kkkkkk

  • @tendaievelyn
    @tendaievelyn Год назад +5

    The more i watch this show the more i want to be a participant 😅😅😅😅

  • @CleverManatsa
    @CleverManatsa 2 года назад +11

    Heartbeat tells it all. Kudos to the Camera Man.

  • @thabanimoyo3185
    @thabanimoyo3185 2 года назад +3

    When i heard sahwira talking about shabeen, i knew it that it was game over

  • @mariakodo9664
    @mariakodo9664 2 года назад

    Yaaa DNA murikugadzira nyika sekutamba sekuseka hey my gender surrender munobva maita sekuty DNA ndeyekunyepa iyi imi muchiziva henyu chokwadi

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa 2 года назад +47

    "She is my bhebhe"😂😂😂😂

  • @jessicabradley6657
    @jessicabradley6657 2 года назад +15

    The way they grab the results from Tinashe when results have been negative , shocking 😳 as if it's Tinashe' s fault.

  • @karenchingono810
    @karenchingono810 2 года назад +61

    Sahwira reading that paper as if to look for his own name 😂

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 2 года назад

    Akomana I never thought a negative results...ko hw many fathers are looking after vana vasi vavo...akomana..vakadzi mahur....ye

  • @gombaclif
    @gombaclif 2 года назад +3

    Sahwira, I think, had an agreement with the lady that they will have a child and pin on the husband. The mention of shabeen ... I knew there is more to this story.

  • @lalavetro89
    @lalavetro89 2 года назад +13

    Hana kuchinja position kutotanga kurovera muhuro kunge vachairutsa🤣🤣

    • @theresa9073
      @theresa9073 2 года назад

      wandiuraya nekuseka bhururu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @sanelefukutwayo1243
      @sanelefukutwayo1243 2 года назад

      Kkkķk first time kuona hana ichirovera pahuro. Cameraman I salute.

    • @lalavetro89
      @lalavetro89 2 года назад

      @@theresa9073 ahh zvandishamisa kani🤣

    • @lalavetro89
      @lalavetro89 2 года назад

      @@sanelefukutwayo1243 me too😂. Chero iko kuva anxious kwacho🤣👐🏽

  • @elizabethbongers1124
    @elizabethbongers1124 2 года назад +6

    Yowe! Inga mashura chaiwo. Murume uyu anga achitemba mukadzi uyu zvisingaiti! I also had confidence in her.Ah, mainini matinyadzisa chokwadi.

  • @tatendatatenda9994
    @tatendatatenda9994 2 года назад +17

    tinashe now called 'makuruwani' from last episode kkkkkk🤣

    • @PrincessC22
      @PrincessC22 2 года назад

      Makuruwani the psychologist🤣🤣

  • @Selmar701
    @Selmar701 2 года назад +1

    Sahwira vaimborarako avoo ndivo baba vemwana zvisina kupokana

  • @unnienana5926
    @unnienana5926 2 года назад +6

    Vamugabe you're heaven sent 👍keep up the good work

  • @tsitsikufa7083
    @tsitsikufa7083 2 года назад +3

    Camera man u deserve an award kuburitsa huro ichirova kwete hana kkkkkk bt sahwira suspect mai ava ndandichitovatemba iya zvakaoma

  • @Yungcapzofficial
    @Yungcapzofficial 2 года назад +26

    The friend needs to be tested too lol I m suspecting him 😂😂

  • @zvirikupisamumamana
    @zvirikupisamumamana 2 года назад +51

    This cameraman of nowadays is understanding the assignment...sahwira's unsettlement is everything

    • @melisachizirika1359
      @melisachizirika1359 2 года назад +5

      Sahwira might be the father to the child in question

    • @wolfy359
      @wolfy359 2 года назад

      Kkkkkk

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 2 года назад +3

      Sahwira ndiye chaiye.mai achataura hake kuna Mr Tinashe wasara vega. kkk

    • @clarahera9937
      @clarahera9937 2 года назад

      Mwana ndevasahwira

    • @heatherhunda8424
      @heatherhunda8424 2 года назад

      Sahwira ahwa kutsva and becomes unsettled all of a sudden

  • @Mitchtosolutions
    @Mitchtosolutions 2 года назад +2

    Hana ikurova iyo 😂😂😂😂😂😂 @Tinashe Mugabe yako Hana hairovewo here 😂😂❤❤❤❤❤❤

  • @sandramponda9573
    @sandramponda9573 2 года назад

    Akaimba song iyoo kaaaa Dakumutsvaga akagonaaa 💃💃💃