THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 25 (ANGA ASIRI MUSIKANA)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 янв 2025

Комментарии • 1,3 тыс.

  • @LizzyMhandu
    @LizzyMhandu Год назад +92

    I've loved the calmness of the grandmother. She's so mature

  • @EdwickSakutukwa
    @EdwickSakutukwa Год назад +131

    Tete was disappointed vange vachitoda kuti mwana abude asiri wavo. Facial expressions tells it all vanoda rumamiso dhemeti yemunhu

  • @dman26334
    @dman26334 Год назад +218

    For this one let me just say anatete mabitterness elife dzenyu musapedzere kuvaroora,done thank you!

  • @sharonmakurumidze2578
    @sharonmakurumidze2578 Год назад +196

    Lesson to everyone if you are not sure and before proven otherwise, be ncy. Vakasiya mwana we vanhu kuchipatara vakati fonera hama dzako mwana haasi wedu and the result proves mwana ndewavo. Even if the result had come 0% hamusi ye munhu wamaendesa ku hospital, endai munomusiya kumba kwavo. Moudza vabereki vake nyaya yenyu zvakanaka.

    • @talentmapiki553
      @talentmapiki553 Год назад +2

      Taura hako

    • @wendychikukwa1654
      @wendychikukwa1654 Год назад +4

      True ,,family iyi haiite..kunosiya kuchipatara kuzviita magindagoria chaiyo ..mareturn ndoanowanzoita kahunhu ikaka

    • @itaijoro7580
      @itaijoro7580 Год назад +2

      Family iyi showed their true colors
      They're heartless people

    • @bettysamhutsa1662
      @bettysamhutsa1662 Год назад

      Yaaah ichokwadi

    • @tinotendakwendambairi7180
      @tinotendakwendambairi7180 Год назад +1

      ​@@itaijoro7580heartless family indeed,vanyarawo indeed

  • @TatendaChishakwe-e8e
    @TatendaChishakwe-e8e Год назад +91

    The girl is so confident,im proud of you ❤

  • @beaulachipoyera4368
    @beaulachipoyera4368 Год назад +37

    Thank you mhamha nekumira nemwana wenyu. Vana tete musaite semusiri vakadziwo.

  • @miriammativenga8674
    @miriammativenga8674 Год назад +38

    "Any final words"... kungoti " we want to apologise to mama and makoti as a family. Sorry for what we put you through"
    Its not that hard to say sorry... 🤷🏾‍♀️
    Flowers to mama for being so calm.

  • @starmusa
    @starmusa Год назад +145

    noone is talking about the calmness of this young boy guys aaah lets give him flowers🌹🌹🌹🌹he is going to be the great family man weldone young king

    • @aubreymandeya1406
      @aubreymandeya1406 Год назад +1

      Under age

    • @faithfullnyakudya3642
      @faithfullnyakudya3642 Год назад +4

      I think bad influence kumasisters uko otherwise he looks like a good guy

    • @starmusa
      @starmusa Год назад

      @@faithfullnyakudya3642 yes sis

    • @simbarashekarambwe3492
      @simbarashekarambwe3492 11 месяцев назад +1

      Exactly my sentiments about the guy....I liked his attitude ...thumbs up to him!

    • @faithka8644
      @faithka8644 Месяц назад

      Akasa vhiringwa na tete anoita baba kwavo

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Год назад +12

    Thank you mwanasikana nekutaura chokwadi, kuna tete siyanai nevaroora muchidaira zvamusingazive as if maivepo pavakarara vese, Itai tete vanovaka zvino mange monyara kutadza kukumbira ruregerero imi nehanzvadzi yenyu makapata chaiko, nxt time musapindire nyaya dzehanzvadzi muri mukadziwo imi mangwana ndewenyu mwana achanzarwo ,ndakunyarirai chaizvo maresults akurwadzai zvisingaite, chooochooo mwana ndewenyu saka muchaitasei

  • @miriamtachiwona4056
    @miriamtachiwona4056 Год назад +31

    Well done baby girl. You went through a lot but l'm happy for you nekuti chokwadi chabuda pachena

  • @oswaldmekimatiza7247
    @oswaldmekimatiza7247 Год назад +49

    What a straight young lady she deserves the best

  • @TindoBeanz
    @TindoBeanz Год назад +158

    The way the girl is leaning towards her mum says a lot. Tete = poison

    • @MrTsurog
      @MrTsurog Год назад +5

      its very unfortunate when elders acts as catalysts in pushing young couples apart.

    • @ROCK-xv8cn
      @ROCK-xv8cn Год назад +5

      Tete iroga chaiyo

    • @Marvellous-b4n
      @Marvellous-b4n Год назад +8

      Vana Tete i poison chaiyoyo ndivo vari kuputsa marriage yevana. Siyai vana vane zvemba yavo vega. Manyara ka Tete nemurume anyara vanga vakatarisira opposite. Mai vemusikana vane hunhu zvavo ari umwe dai apopota kana kurova.

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 Год назад +7

      Tete irovambira. Python.

    • @LovenessKamunhukamwe
      @LovenessKamunhukamwe Год назад

      ​@@ROCK-xv8cn😂😂😂

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 Год назад +53

    Tinashe tek tek na Tete 😂😂😂😂yeah wagona cz vaida kupindira nyaya dzisiri dzavo..

    • @JoiceCharivanda
      @JoiceCharivanda Год назад +3

      He almost forced an apology out of her.😅

    • @grampandiwa7970
      @grampandiwa7970 11 месяцев назад +2

      Such disheartening from the unties please vana tete tipei mkana tivake misha yedu.

    • @MariaKandini-b4f
      @MariaKandini-b4f 4 месяца назад

      Vanatso bvunzwa mukufara hr

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 Год назад +19

    Thank u gal wanga uchiziva zvawanga uchitaura kamutauriro kemkomana dai pasina DNA test mskana anga asingabudiriri

  • @SM_Family1
    @SM_Family1 Год назад +31

    Congratulations mwana ndewenyu baba natete wuluuuuuuluuuuu. Thank u amai nekuvasoft. Tete mune ira imi kkkkkkkk tose tiri vakadzi musazodaro. Dzave nyadzi tinashe dzatete vangadiiko nxaaaa. Tete next time don't take sides plz

    • @fungaitabeni2505
      @fungaitabeni2505 Год назад +1

      Mukoma haana option asi kutora mukadzi coz she is or was under age

    • @sandranetsaichiwenga8959
      @sandranetsaichiwenga8959 Год назад +2

      Tete tese tiri vanhu kadzi kana mune mwanasikana muchazvionawo, mune hutsinye hunosiririsa Mwari vakurangei neshamhu inorwadza

    • @SM_Family1
      @SM_Family1 Год назад

      @@sandranetsaichiwenga8959 taura hako shuwa nhai nhai

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 Год назад +30

    This the only result which has shocked me as much as I had doubted that girl's story

    • @AmayaRue2360
      @AmayaRue2360 Год назад +2

      She is underage. Kana munhu mukuru anogona kusaziva

    • @wendychikukwa1654
      @wendychikukwa1654 Год назад +2

      Ini paangoti Feb then March akaenda. April skipped ndabva ndaziva kt nhumbu ndeyake kkkkkkk.. Ndakazviita pa mwana wangu wechi 3,,,

    • @ROCK-xv8cn
      @ROCK-xv8cn Год назад

      Why were you shocked

    • @Mina-e6d
      @Mina-e6d Год назад

      When she said that she missed, then went for fewer days l started to believe the girl had miscalculated. When the guy failed to deny that they ate porridge in February, my belief was cemented.

    • @AmayaRue2360
      @AmayaRue2360 Год назад

      @elleng5645 this is why l blame vana tete sevanhu vakuru. Dai vakatora munhu ku hospital, then vomudzosera kumba kwavo formally nezvuchemo zvavo kuitira kuti ma DNA azobuda so, hazvizonyadzisi. Vakaratidza kudeerera Mai vemusikana who doesn't seem to have a strong back up system

  • @ian-pj2hy
    @ian-pj2hy Год назад +21

    Sando kuna mama mai vemukadzi❤❤

  • @truelychadoka2528
    @truelychadoka2528 Год назад +8

    Mmm Tete vatura befu inyadzika idzi. Lesson: musapindire nekutaura mashoko akawanda wanda pavanhu vanodanana.❤❤

  • @MaiMonty-t4n
    @MaiMonty-t4n Год назад +10

    Thank you DN crew ..vakadzokererana now vari kugara vese

    • @Mampo2430
      @Mampo2430 Год назад

      😂😂😂😂😂😂 asi ndimi tete

  • @judeabeta8566
    @judeabeta8566 Год назад +14

    they owe the girl's family an apology ,even if you are sure mwana haasi wako ,treat another human being zvakanaka

  • @caroline8216
    @caroline8216 Год назад +137

    Has it become so difficult to apologise. Chiiko? This breaks my heart, makoti is so young and needed support the inlaws literally dumped her

    • @ttfam8742
      @ttfam8742 Год назад +13

      Zim men struggles to say sorry to their wives
      Maybe it is our upbringing, never seen our dads apologising

    • @caroline8216
      @caroline8216 Год назад +11

      @@ttfam8742 OK, ko tete, why not apologise on behalf of everyone

    • @talithadube6468
      @talithadube6468 Год назад +4

      Havaite vana Bhangu they have very proud mboko dzevanhu

    • @Personal_Favorite_ZW
      @Personal_Favorite_ZW Год назад +4

      This is a complicated case, couple is young and the wrong information was flying around which suggested the total opposite of the outcome, plus even the girl would say the baby isn't his so to be fair with a compassionate mind it's understandable why they did that

    • @TindoBeanz
      @TindoBeanz Год назад +9

      Zvinana tete zvacho ndeve trouble ,ndoo vakafurira jahmon.

  • @MunasheKapau
    @MunasheKapau Год назад +20

    This guy ne aka soft ke munhu akura brain 🧠 love you brother

  • @Maphosa718
    @Maphosa718 Год назад +13

    Thumbs up to makot she is so humble

  • @TXL263
    @TXL263 Год назад +20

    Tete vanoda shamhu havo kana tazogara hedu🙌🙌🙌 moyo wavo upfave.

  • @claytonkodzai164
    @claytonkodzai164 Год назад +81

    Aunty mashoko ekupedzisira vaifana ktaura zvekuti bleach gone wrong muhuro😂

  • @urayayi
    @urayayi Год назад +113

    Tete was not happy.
    Atotura mafemo nenyadzi because of how they treated the little girl.
    Disappointed the father didn’t look happy. He was convinced it would be 0%
    Happy for the little girl’s honesty.

    • @BesieShamhh
      @BesieShamhh Год назад +8

      Vangagofara sei,vaakufungaka kut havachadyi Mari yehanzvadzi yavo

    • @starmusa
      @starmusa Год назад

      vakufara kushta uko hahaha
      @@BesieShamhh

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 Год назад +6

      Tete ava kusiya mwana mudiki uyu ku hospital ne zvinhu zvisina basa. Taurai mega kuti manyara and apologise. How can someone treat a girl child zvakadaro. Ma dates anokanganisika wani especially for mwana mudiki akadai.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      @@monicaasefa3810 women are worst for treating other women evil

    • @NyashaSitole
      @NyashaSitole Год назад +4

      Enhai vane hutsinye tete ava kana kufara Havana

  • @christieultd
    @christieultd Год назад +9

    Mwana mudiki uyu haana kuziva. And zvinoitika kuteera iyo mimba yavapo. This happened to me and was told navakuru kuti kuganhura. Hanzi anenge ari matwins and one aborts. I dont know how far true it is

  • @pamelamabuya2241
    @pamelamabuya2241 Год назад +12

    Awesome, l could tell the girl was saying the truth

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Год назад +17

    My genuine Q is: In Zimbabwe kana waenda kunonyoresa the very first day do they not examine and determine the weeks of the pregnancy? Cos some of these cases it seems the potential mothers are relying on their own calculations yet clinics should tell these pregnant women the due date of the baby.

    • @miauna8521
      @miauna8521 Год назад +2

      but isn't this calculated based on last period and they get that info from the mom, I don't think they scan kumaclinic unless you do it privately.

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 Год назад +1

      ⁠Yes women can do their estimation, but healthcare centres will be precise with it cos people don’t necessarily know how to start counting from sometimes if not most of times. They even tell you when the baby is due. In some countries you can go for a random pregnancy test and if positive, they’ll tell you how far you’ve gone. So maybe not in Zimbabwe.

    • @mandymakoni
      @mandymakoni Год назад +2

      Haa Zim yakadhakwa isu yakaenda tatadza zvedu kuverenga coz pakabata nhumbu taingoenda kuperiod .takazotangira kuverenga pandakapedzersera kuenda kuperiod .kuenda kuclinic doctor achitaura zvakasiyana nezvedu imi we first time Preg haisi nyore.kuenda kuscan zvaienderana nezvanga zvataurwa nadoctor...otherwise dai baba vemwana wavo vakatiza nhumbu kare .mwana akabva abuda zvake ari photocopy yababa vake

    • @sharonnzaraimhandu
      @sharonnzaraimhandu Год назад +1

      Hakuna ma scan so they estimate according to your last period kana wada zve scan unotobuda Mari 😢

    • @duduzileawali2408
      @duduzileawali2408 Год назад +2

      Hakuna mascan uku

  • @AmayaRue2360
    @AmayaRue2360 Год назад +20

    Even if the boy had said vamusiye ku hospital, toti hake mudiki asi ana tete know better. They should have said hazvinzwaro tinotora mwana wevaridz tomudzosera kumba kwavo zvakanaka sezvo anga ari kumba kwedu. Kuzosiya munhu muchipatara uchituma muroora kuti fonera mai vako vazokutora kudheerera ambuya ava. Vakatsvinya zvikuru. Well done VaMugabe for kufumura tete avo ndi Kazeni chaivo

    • @tinashechigu9839
      @tinashechigu9839 Год назад +1

      True that imharadze dzevanhu koksna dai akazviuraya vaizofara here

  • @claytonkodzai164
    @claytonkodzai164 Год назад +163

    The level of underage marriages is very alarming, this is not it

    • @chenaichenai2743
      @chenaichenai2743 Год назад +5

      Majority d'ont even marry, they just get babies. Sad sad times

    • @AmayaRue2360
      @AmayaRue2360 Год назад

      Hana yangu inorova shuwa

    • @Personal_Favorite_ZW
      @Personal_Favorite_ZW Год назад +5

      But to be fair they were both teenagers even tho girl is younger

    • @consymuri479
      @consymuri479 Год назад +4

      At least it has come to an end with the new law. Jeri for 10yrs ichatyisa vakawanda. I hope families will not hide such cases.

    • @mphocatherine8422
      @mphocatherine8422 Год назад

      Uhmmm pane nyaya ipapo,zvinototyisa

  • @ruregereromuzondo
    @ruregereromuzondo Год назад +2

    thank you so very much mr dna nekuti dai kuri kwachief nematauriro emkomana uyu muskana ainosara nenyaya

  • @starmusa
    @starmusa Год назад +37

    HAHAHA weldone to the boy for agreeing to go kuma dna and taking back his family after ... for a ghetto boy i think he is calm enough ..god bless their marriage

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      How condescending "for a ghetto boy"???? What do you mean

    • @starmusa
      @starmusa Год назад

      ndewe kumbare🤣🤣@@chiyenyumba7135

  • @chinamoprosper1328
    @chinamoprosper1328 Год назад +3

    Thank you all for good understanding after the results, it is good. We thank you and your Organization DNA man Mr T. Mugabe, you have truly become a completely necessary National rescuer of a high potential cause of would be broken marriages and suffering of innocent Souls of infants. Thank you very much.

  • @melmuzawazi9522
    @melmuzawazi9522 Год назад +17

    Saka technically she was forced to have sex while being underage and got dumped after💔bless her heart because if it were me that guy would have been rotting in jail.

  • @anywayshonha5733
    @anywayshonha5733 Год назад +1

    Mr Mugabe ndiro basa rekuconsellor vafana avo vanogarisana bhoo
    Thank the Bota family ❤

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 Год назад +34

    Ona mwana ane mwana wake ... Ona vana vane mwana wavo... Ona Baba naAmai 😂😂😂

  • @JulietHamadziripi-nc1ho
    @JulietHamadziripi-nc1ho Год назад +50

    Guys let's like the video 3k watching but less than 500 likes nooo maaaan

    • @theclosurednashow
      @theclosurednashow  Год назад +11

      Thank you 🤞🧬

    • @MariaForbesGolden-j8l
      @MariaForbesGolden-j8l Год назад

      Vamwe vanogona kudzokorodza kuita watching ma views achitowedzera ini ndatoona kechi 2 now kawe kechitatu

  • @patiencechakupa
    @patiencechakupa Год назад +6

    Well done girl I was on your side

  • @Memsynene01
    @Memsynene01 Год назад +1

    Thank you Tinashe foundation for your love. May the lord increase your territory. It takes a community to care for a child.❤❤

  • @printmarkgraphics1512
    @printmarkgraphics1512 Год назад +29

    This young is more mature at his age, than most of the guys who appears on this show, Im happy the child is his, best of wishes with your new family

    • @AbyCarl-my8gq
      @AbyCarl-my8gq Год назад +3

      True. hes very mature for his age.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +4

      Maturity papi munhu asingazive paakadya bota, munhu anonyepa kuziva virginity asina clue, pamusoro pazvo anodanana nema Under-age.... To top it up osiya muzvere ari stranded in hospital with a little baby heartless immature person.

    • @DC-jj7rr
      @DC-jj7rr Год назад

      ​@@chiyenyumba7135maresults abuda apa ndeepaternity yemwana, not virginity yamai. His word against hers. Vanozivana vari 2.

  • @abigailmudehwe2918
    @abigailmudehwe2918 2 месяца назад

    Maternal grandma shows maturity...may these experiences serve as lessons to our girl child, the abuse and pains they go through is just too much.

  • @thevoice_oftheghetto4245
    @thevoice_oftheghetto4245 Год назад +225

    The husband’s family owes this girl and her family an apology

    • @starmusa
      @starmusa Год назад +17

      no sha i think it happens remember he is young and he was not sure about the months which is fair ...by agreeing to take back the family and even willing to go tothe dna shows he is as good guy even his calmness

    • @ArnoDigoxin
      @ArnoDigoxin Год назад

      , 😂😂

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +21

      ​@@starmusathey are evil to dump her in hospital

    • @lazarusmatanga4758
      @lazarusmatanga4758 Год назад +2

      Ma advertising munoawanza

    • @thevoice_oftheghetto4245
      @thevoice_oftheghetto4245 Год назад +20

      @@starmusa the guy is young but his family is not.. they should have thought sevanhu vakuru .. it means they never accepted her as their daughter

  • @Personal_Favorite_ZW
    @Personal_Favorite_ZW Год назад +52

    After that mutare episode haaaa this one was too calm 😂😂😂😂

  • @duduzileawali2408
    @duduzileawali2408 Год назад +3

    Haa Tetez vasvotekana shem 😂, there was no reason to dump the poor girl at the hospital.. dai makanomusiya hake kumba kwavo, hamuna hwunu mufunge!

  • @arnoldgonga4683
    @arnoldgonga4683 11 месяцев назад +1

    I like that father of the child. There are few people with that calmness and heart

    • @pm392
      @pm392 11 месяцев назад

      with the right kind of support, he can be an excellent father and husband.

  • @ChichieMushinyi
    @ChichieMushinyi Год назад +13

    Woooooow am happy for u girl ❤

  • @zenchen5792
    @zenchen5792 Год назад +1

    The guy is so humble aisatonzwisisawo zvemwedzi esp amboinda kumaperiods pakati. But tete looks rough uye muroora ngaadzidziswe zvinotaurwa nezvisingataurwe kuti imba imire. Ambhuya boo.

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Год назад +50

    What’s always frustrating for me is when family members of the man’s side say for example “we” want to know if the baby belongs to us…. “We” will take care of the baby….etc. Why all of a sudden you’re part of 2 people who did their deed and are now pregnant? Family members should be there to listen and give proper advice without taking over the situation like that. Hanzi tinoda kuziva kuti ndewedu here mwana…. Kana ari wedu totangira ipapo… Such family members literally take over and the situation becomes their!😳. Ndivo vanotonyanya kushungurudza musikana wehama yavo kutopfuura iye mbune.😅

    • @sandraviriri8856
      @sandraviriri8856 Год назад +5

      They always support their clown and are loyal to whatever he says despite the circumstances

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 Год назад +1

      Someone’s gotta say for what it is O Lord - clown 😂😂😂

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Pakayipa inga mukomana azowumburudzwa munhope kikkkk "clown".... Pakayipa apo.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +2

      Surprisingly when fathers die soo called mhuri yaBaba are soo quick to abandon vana ve hama dzavo

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata Год назад +1

      Vanenge varimahure vana Tete mahure haafarire kut mumwe adiwa hke awake musha mbwende dze vanhu nevenyuwo vanasikana vachazvionawo

  • @bwoyteezy
    @bwoyteezy Год назад

    The Guy's Calmness .😊

  • @mandismakoni7672
    @mandismakoni7672 Год назад +7

    Iniwo ndadzidza kuti sorry is a very difficult word to come out of one's mouth. Varemerwa, chero fake apology vatadza 😢

  • @Echoboy123
    @Echoboy123 7 месяцев назад

    The guys is so calm.... and the girl ane confidents 👌

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад +6

    Ndafara kt ahwina mwanasikana uyu coz tanga tichtomutora sebenzi or kahure well done babie girl

  • @birrialmusekwa7069
    @birrialmusekwa7069 Год назад

    i like this young man .... his calmness ooh may God bless him and his faithful wife and their baby

  • @judithngureta3941
    @judithngureta3941 Год назад +14

    Tete was not happy at all , such a shame.Even a married woman can miscalculate mwedzi yemimba iyi what of this very young girl ?Vanhu chiiko asi?Tete should have apologised to the young girl's mother for dumping her kuhospital and all the insults

  • @shingairaikatete5201
    @shingairaikatete5201 Год назад

    Tete kana mamusipo pazvakaitika musaita witness chikumbiro. Zvekare mukagara kumba kwenyu hamuzonyari zvirinani kuti handizive pakutora ma sides. Makura asi pfungwa dzenyu idoko. Well done girl 🎉

  • @rutendochidakwa7033
    @rutendochidakwa7033 Год назад +11

    Noone is talking about how the guy lied about musi wakadyiwa bota😅...haaaa vanonyepa Rasta ava. He is seriously trying by all means to dogde the bullet 😅

  • @abigailmudehwe2918
    @abigailmudehwe2918 2 месяца назад

    The guy shows some level of maturity, cheers to him being a good husband and dad. Atichengeterewo mu under age wake uyo zvakanaka.

  • @oswaldmekimatiza7247
    @oswaldmekimatiza7247 Год назад +3

    Mai vaMhamha so mature. Nough respect Mom

  • @NomatterKabadza
    @NomatterKabadza Год назад

    ❤❤🎉 kune musikana haana kuzhangazhira sezvinoita vamwe ane kamwe kakudzikama nechokwadi maari,,, kozoti tete havana kutofarira kudzokerana kwevana

  • @armiedz2375
    @armiedz2375 Год назад +4

    Education on how to calculate 9 months is required...

    • @TariePhiri
      @TariePhiri Год назад

      Dedzeresa kazzi vanhu tidzidziswe ipapo

  • @esthermbenjemadyedzo6276
    @esthermbenjemadyedzo6276 Год назад +37

    The way tete reacted after the result
    😅😅

  • @dorcasrombedza9221
    @dorcasrombedza9221 Год назад +1

    I'm happy for the girl.......tete's comment 😂😂😂😂😂hanzi munozonyara mangwana ivovatonyara kare😂😂😂😂

  • @clarischivandire7597
    @clarischivandire7597 Год назад +19

    If they're getting back to building a marriage this young couple must move far from this Tete. She is not happy at all

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata Год назад

      Idi vanoisira muzukuru poison awo nenyadzi haaa and hakanyari zviromo 😅😅😅

    • @fredahama3957
      @fredahama3957 Год назад

      She’s very toxic

  • @MisheckChoreka
    @MisheckChoreka 11 месяцев назад

    Thumps up Mr Mugabe,you have nailed it

  • @SRJ419
    @SRJ419 Год назад +5

    Pride yazara pasi rino.They can't even apologise

  • @Jcduojbvn
    @Jcduojbvn Год назад

    Best of ama 2k confidentially cheers

  • @taekook188
    @taekook188 Год назад +38

    Uyu mwana dai atoita zvake zvechikoro cause type dzana tete vano bleacher ava ndovanenge vakarambiwa nevarume vanokuonesa moto... The boy shows to be easily influenced nefamily kanonopera kamwana aka kusara musoro. Mai vacho dai vamuudza mwana uyu agare kumba, she has a good life ahead of her and age is still on her side. This should be a lesson to be a big and better. This mistake should not lead her to more mistakes please ndapita hangu. The way family yemkomana treated her when she was vulnerable shouldn't be forgiven sherm

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      Type iyo inenge iri pamurume very arrogant and judgemental. Vasina varume anotonzwisisa

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +4

      Kanotiza ako plus mazuvano mastepfathers zvawoma siya vagarisane.... Zvakutoda mkwasha ayende kwaAmbuya vambonorerwa ikoko kikkk

    • @taekook188
      @taekook188 Год назад

      @@chiyenyumba7135 🤣🤣🤣🤣

    • @BeautyMubango
      @BeautyMubango 8 месяцев назад

      Haiite mazitete akadai kana munhu anouraya

  • @jephinosmakasi4043
    @jephinosmakasi4043 10 месяцев назад +1

    thumbs up for you my guy.
    i like your coolness

  • @Gogoaggie2018
    @Gogoaggie2018 Год назад +7

    The girl is super young. Tete kwanai 😮. Bleaching ndoiri kukunetsai. Vakai imba yevana.

  • @GeraldTEKERE
    @GeraldTEKERE Год назад

    What a gd question .Hanzi mafarira here maresults aunt....

  • @magumbochitovaresskitchen8348
    @magumbochitovaresskitchen8348 Год назад +13

    Bless this young lady so mature ❤❤

    • @Personal_Favorite_ZW
      @Personal_Favorite_ZW Год назад +1

      Imi there's no maturity yet apa😂😂she needs a lot of guidance needed, don't play around with certain words especially about a child's partenity

    • @sarabiwamufasa5490
      @sarabiwamufasa5490 Год назад +1

      mmm word rekut mature moziva zvarinoreva here?Akapaparika mwana uyu anoto vakuru vanofamba naJesu

    • @DC-jj7rr
      @DC-jj7rr Год назад

      She is looks like a good girl, but maturity kwete😂. she's still growing. There is no mature woman who makes jokes about her child's paternity.

  • @YonellaMcinjana
    @YonellaMcinjana Год назад +1

    All thanks to the mother of the girl vakabva kuvanhu chero matauriro awo anehunhu dai vari vamwe vanodai vangavachitukirira

  • @similarmasese8710
    @similarmasese8710 Год назад +3

    Its tete's face after the results
    Anyway no comment but timbokudzoserai kumashure mbichana
    Robby once said Guvhu iri pasina guvhu haudzoke kumba kwedu kkkkkkkk

  • @Chiedza-c5j
    @Chiedza-c5j Год назад

    Tete vakaoma ava kana kumbokumbira ruregerero zvavo. She's a nice girl but family yaari kuenda yacho 🙌
    Young and humble

  • @politenkomo6626
    @politenkomo6626 Год назад +10

    Ummm vana Tete or hama please zvekuda kupinda pinda pakati pevanhu 2 vakaita zvavakaita musipo mozoda kuita kunge maivepo muchinyora ma minutes nemadays kuti zvaitwa kangani veduwe kaa. Siyai vakadanana vapedzerane. Vega. Nekut 1 munhu anosafa apa mkomana muchimureverera kut mwedzi yasiyana. Mozonyara fut. Mangwana. Well done baby girl. Mashoko ako ese waitaura zvako chokwadi. Nagogo. Makadzikama zvenyu. Mwari akuitirei zvakanaka. Mkomana bhoo munhu but usafurirwa nehama. Wobva washungurudza umwe wako. Ummm ndabatikana. Kusiiwa kuchipatara it's not easy apa vachikusiya fut nemwana wavo. Varegerere hako. It's part of life

    • @soko4329
      @soko4329 4 месяца назад

      Haneni kuti mwana anonzani asi I suggest amai kana ambuya vake vamupe zita rekuti Siyai. Rinozoreva zvakadzama muhipenyu wemwana iyeye. Kuti hama dzake dzakamuramba arirusvava asina chaanoziva

  • @zvikomboreromonicamukarond4919
    @zvikomboreromonicamukarond4919 Год назад +1

    Kkkkkk ndofunga vekumurume vakambodhonza drama and muroora tete havaskumbomuda zvavo😜🤪 but havachina option coz murume ari kumira nemhuri yake , but ngaadzidzewo kukumbira rurwgerero mhan, chiiko nevanhurume nhai😢
    Mhamha bigup🎉

  • @georginagarai3900
    @georginagarai3900 Год назад +7

    Tete vacheneruka sema scones vanzwa ma results 😢

    • @alfordkoza14
      @alfordkoza14 11 месяцев назад

      Chero ndaiveni ndaizocheneruka kutopfuura scones racho

  • @YonkiMhlanga-rt3vq
    @YonkiMhlanga-rt3vq Год назад

    Good question to Tete Mr DNA ,Tete vanyara sekutaura kwavo

  • @BesieShamhh
    @BesieShamhh Год назад +6

    Thank God uyu haasi kandege kkkkk🤣🤣🤣

  • @chelseagumede3196
    @chelseagumede3196 Год назад

    Thank you mwanasikana hauna kunyadzisa mai vako regerera Ana tete life goes on

  • @peterknights7046
    @peterknights7046 Год назад +8

    amai vemsikana uyo vanondipa kuti ndifunge amai vangu kuti dai varipo vabatawo mwana wangu wekutanga🥺🥺😓😓

  • @esterfaniaperez2261
    @esterfaniaperez2261 Год назад

    Saka imi tete manyara here aaaa you owe this child a lot 😢😢😢

  • @innocentkunyangura1487
    @innocentkunyangura1487 Год назад +4

    Ehe DNA yeava ingaitwa zvayo, but iwe mukomana uneka OLIVER MUTUKUDZI kari pauri

  • @rue5548
    @rue5548 Год назад

    Ndiri mukadzi hangu asi chinhu chinozviti tete chinokonzeresa kana chikafunga chine authority vachizvitora pasiripo. Uye vakapihwa simba nemurume. Mukadzi imhandu yemukadzi shuwa. The lady seems to have so much wisdom kupfuura murume uyu usabvume kutsimbirirwa nechimurume icho chiri under pitcot (sp) government

  • @nomsasitsha7779
    @nomsasitsha7779 Год назад +12

    In some cases Tinashe usually advocates for the damaged victim...imagine being dumped at the hospital? What if she had no family living nearby...anatete here need to apologize and change their treatment towards muroora..she deserved a sincere apology from the husband as well...as for amai vemukadzi I see a reserved woman in her

    • @tatendaSantana
      @tatendaSantana Год назад +2

      I don't think ana Tete avo have husbands. And that guy is a lier...

    • @nokthulagift618
      @nokthulagift618 Год назад

      Vana vadiki ava vakangomhanyira zvinonaka chete

    • @incognito7406
      @incognito7406 Год назад

      tanga wagona spelling of terms and words before coming here to judge character yemunhu manga matoona kuti murevi wenhema@@tatendaSantana

  • @demetriamunikwa6064
    @demetriamunikwa6064 Год назад +1

    Im happy for this young girl❤

  • @shantelnelda4929
    @shantelnelda4929 Год назад +10

    Tinashe anobhowekana kana pakasabuda drama tumibvunzo twacho 😂😂😂

  • @RuvimboParirenyatwa
    @RuvimboParirenyatwa 11 месяцев назад +1

    😊dai muskana uyo ari mwana wangu hakun kwaaidzokera,aitoenda straight kuxul osiya nemadzitete edzinza aya

  • @dysonnhongo4621
    @dysonnhongo4621 Год назад +4

    Mwana ndewenyu mukoma. Ndazviona pamweya 😂

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад

    Mkomana matauriro aaita kuita kunge chokwadi, we thank God akaita kuve neDNA muscana aitozorambirwa chokwadi

  • @thevoice_oftheghetto4245
    @thevoice_oftheghetto4245 Год назад +4

    Hanzi ndikubva kunoona baba vemwana, vanga vachida kumboona mwana wavo 😂😂😂😂 amana kaaaaa 🙌

    • @BesieShamhh
      @BesieShamhh Год назад +5

      Kana murume achinetsa ,zviri normal kutaura izvi
      Unenge uchida kungomufinhura chete

    • @josychinyowa1818
      @josychinyowa1818 Год назад +2

      Anonyeba mkomana uyu

    • @josychinyowa1818
      @josychinyowa1818 Год назад +1

      Anonyeba mkomana uyu

    • @josychinyowa1818
      @josychinyowa1818 Год назад +1

      Anonyeba mkomana uyu

    • @emmaculatemujaka7156
      @emmaculatemujaka7156 Год назад +2

      @@josychinyowa1818 anonyepa zvisingaite, hanzi horait tomboti takarara tese muna February, zvinorevei izvozvo

  • @marydeze
    @marydeze 4 месяца назад

    Tete vanoda kutonga murelationship yemwana, thanks the young boy showed kuti anoda mukadzi wake

  • @sarahsarah7685
    @sarahsarah7685 Год назад +7

    Muface ayida kuona uvirgib cy guys kana yaiva way yokuda bota 😂😂😂😂

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +1

      And then treats the girl in sucjya dispicable manner what a disgrace....

    • @Wardydenhere
      @Wardydenhere Год назад +1

      Nhai hako😂😂😂😂

  • @mrachimtinashechikwinho7159
    @mrachimtinashechikwinho7159 6 месяцев назад

    I was not thinking kuti this guy arikunyepa😂😂 wotiza mukadzi muHospital apa mwana ndewako. I think its wise kubata munhu bhooo even une ma doubts for the sake of tomorrow. Now Vonyara tete.

  • @SimbarasheKagweda
    @SimbarasheKagweda Год назад +3

    Ndarwdziwa kamwana ako ndakakura nako tiri same church ummm gyz😢😢😢

  • @KeresenziaTukazi
    @KeresenziaTukazi 3 месяца назад

    Granny is so calm,so demure so cute❤

  • @hopkinsmariti2555
    @hopkinsmariti2555 Год назад

    The mother's love is golden. priceless , then we realize kuti dzevaviri hadzipindirwi, munosara mopusa yaita 99%

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 Год назад +27

    Even vana avo vachidanana mharadzi dzakavawunganira T.O.X.I.C. family yemukomana uyo. Horrible people kubva masiya mwana wevanhu muchipatara kushaya akadzora mumwe....😢

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 Год назад +1

    I am happy for the young lady