CHII CHAKAITA KUTI MUIMBI KASAMBA AZVIURAYE

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 154

  • @lydiakhumbula7359
    @lydiakhumbula7359 2 года назад +5

    Thanks Drewmas tange tisingazivewo, Keep it up guys, Drewmas media taking us to another level 👏👏

  • @nolinendebvu5743
    @nolinendebvu5743 2 года назад +1

    thanks drewmas ndanga ndakatora ma fuse

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 2 года назад +3

    thank you Drewmas ndaitotraya kufunga nyaya iyoyi nezuro Kuti what really happened to this guy

  • @auditortandi6455
    @auditortandi6455 2 года назад +8

    Nzvimbo iyoyo yava nemweya wayo wehumhondi ,vanhu vakutyisa kudarika mhuka dzesango ,u are lucky drewmas mingadai makatemwa nema bhemba ,that place is full of evil people

  • @enesianyamutunbu7936
    @enesianyamutunbu7936 2 года назад +6

    Kkkkkk dai chihera angaripo 🤸🏋🏋

  • @eddiemudzingwa9532
    @eddiemudzingwa9532 2 года назад

    Basa sebasa Drewmas Media

  • @chikarashumba9647
    @chikarashumba9647 2 года назад +10

    Kkkkkk yoweee saka wamhanya here Andrew I can imagine wakutiza 😃

  • @tafadzwajeranyama9988
    @tafadzwajeranyama9988 2 года назад +1

    Eishhh chingito chanyanya mu Zim ummmm

  • @nokuthulamoyo3313
    @nokuthulamoyo3313 2 года назад

    Haaaaa ma version acho awandisa better hake azorore anga ainezvimoto chaiiii🙌🙌🙌🙌🙌🙌

  • @thadah9341
    @thadah9341 2 года назад +4

    Yoooh it makes sense nyaya dzehomosexuality idzi ka in our society the stigma is too much, it makes sense why he cldnt share with anyone close to him

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 2 года назад +9

    Endai kunatete vaye ndovanotaura chokwadi havawanze kkkkk

  • @rumbidzaimanenga243
    @rumbidzaimanenga243 2 года назад +2

    Hezvo peter anoimba hake

  • @eurotech9122
    @eurotech9122 2 года назад +1

    We are here

  • @chiheramaialexis2510
    @chiheramaialexis2510 2 года назад +3

    Hazvinei Tinashe mwanangu.Zorora murugare pamwe chete naAmai vako shamwari yangu Lilly

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 2 года назад +7

    Muende kuna tete ndiwo vane yese , vanotaura chokwadi , havana kuti afa anaka vanotaura chikwadi chose chakaitika

  • @collinschivizhe9363
    @collinschivizhe9363 2 года назад +10

    Sokostina looking more and more beautiful😄

  • @jabulanimgomesi5932
    @jabulanimgomesi5932 2 года назад +4

    Drewmas very professional and analytical!✔✔

    • @karotakarontinahgandu8837
      @karotakarontinahgandu8837 2 года назад

      Really Drewmas thought you are joking it's not a nice thing police are there to help people in trouble

  • @vamuvimwa
    @vamuvimwa 2 года назад +2

    saka kkkk mandisekesa soko

  • @sekaimashaira1655
    @sekaimashaira1655 2 года назад +4

    Drewmas chimuti chaenda neslymedia number dzen,anga topihwa mahara kuslymedia imi munotoda pondo shanu dzemadhora moti ivo vanofamba nemota dzinoiswa mvura hr imi moti heee fuel this fuel that

    • @tarirobhunu131
      @tarirobhunu131 2 года назад +3

      Chingonopuhwa ikoko and ziva kuti imba nemba ine mutemo yayooo

    • @morrissevera6427
      @morrissevera6427 2 года назад +2

      Enda ku Sly ikoko iwe, siyana ne Drewmas yedu

    • @chipogwatidzo5536
      @chipogwatidzo5536 2 года назад

      Check maSubscribers first before you Compare ndipo paunoona kuti Drewmas iripamberi.

  • @thadah9341
    @thadah9341 2 года назад +1

    Kekekekekeee zimai iro harinyari nhaimi kuhanziiko nhaimi kungotanga kujamuka kudero

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 2 года назад +1

    Hareruya Hama Dzinodiwa

  • @waltermutsawo7430
    @waltermutsawo7430 2 года назад

    Aiimbei munhu Uyu

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 2 года назад +1

    Makadii padrewmas

  • @tsungaidhliwayo968
    @tsungaidhliwayo968 2 года назад +1

    Mamonya kadzi akagadzira size😁

  • @shylinekanosawa
    @shylinekanosawa 2 года назад

    Drewmas media makadii ndokubatai cy ndikuda kutaura nemi 😀😀 Thando mrcy

    • @NhereraYenyika
      @NhereraYenyika 2 года назад +1

      Namba dzavo dziripo pa screen wani

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 2 года назад +2

    Vano dyaira vanhu ndisheedzei kana mave kuenda kune vanhu vakadaro ndozvandino farira izvozvo zvemusindo

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 2 года назад +1

    Inga zvakaoma. Apa mukuzama kudzifambira kubisa bad news dzirikunze. Zvakaoma.

  • @villagetv1010
    @villagetv1010 2 года назад +5

    Ndonakirwa nemaziso amoko iri yooh anotsinzinira Yooh☺☺☺

    • @tcha6010
      @tcha6010 2 года назад

      Mmmm maenda imi kkkk

  • @overtonchikwakwa6288
    @overtonchikwakwa6288 2 года назад +4

    Tete waye ndowanotaura chokwadi kwete awa

  • @Unruly_Dwayne
    @Unruly_Dwayne 2 года назад +4

    loool dead 😅 hanzi mamonyakadzi 😅😅

  • @brendarmuchemwa9820
    @brendarmuchemwa9820 2 года назад +6

    Ndatanga wo nhasi, Dremas makadii

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 года назад +2

    Haaaaaaa inga manga mapinda busy aita zvakaipa shamwari yacho

  • @beautymukonowriwi-chase2644
    @beautymukonowriwi-chase2644 2 года назад

    Yoooo inga zvakaoma hazvoo shemu panofa munhu panotaurwa zvakawanda vendu

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 2 года назад +2

    Ever since

  • @collinschivizhe9363
    @collinschivizhe9363 2 года назад +1

    Kana muchida bodyguard ndiripo ini Chamangwiza.

  • @zeinakilango8926
    @zeinakilango8926 2 года назад +1

    Yaaa mwari odzoka chokwadi

  • @talentmandaza2222
    @talentmandaza2222 2 года назад

    Ndanonoka momz avo havana respect nxaa

  • @beautychaka286
    @beautychaka286 2 года назад

    Dreamas makadii,ko Marion ari sey

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 2 года назад

    Ini ndinoda kuchata newe,kkkkkk

  • @iceechips6468
    @iceechips6468 2 года назад +1

    Indhodha ingito….

  • @perseverancemarangwanda3989
    @perseverancemarangwanda3989 2 года назад +3

    Kkkkk vakadzi avo so ka vano penga kuda kurova Shumba wedu

  • @preciousmakwiranzou7499
    @preciousmakwiranzou7499 2 года назад +4

    Taurayi henyu neshona sis

  • @lookout1234
    @lookout1234 2 года назад +10

    Mapurisa ezim akatopfekwa nechi ED mkat imhondi

  • @numbernon6779
    @numbernon6779 2 года назад +1

    It could be true

  • @rejoicetakaidza9794
    @rejoicetakaidza9794 2 года назад

    But zvirikumaker sense haZVO BUT KANA CHIRI CHOKWADI MUBAIRO WECHIVI RUFU .

  • @yunglennoxjawure4103
    @yunglennoxjawure4103 2 года назад

    ndebele yaramb cc its better urege

  • @ngonichimumba6048
    @ngonichimumba6048 2 года назад

    Chihelele varipi Sekuru

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 2 года назад

    Zvakaoma hazvo zvehupenyu veduwe

  • @nozweloncube8788
    @nozweloncube8788 2 года назад

    Muma videos enyu yitai gaga ga

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 2 года назад

    Saka chingochani ndiyo nyaya iripo

  • @proematekwe9334
    @proematekwe9334 2 года назад +2

    ts the song yeDremas for me

  • @xnxo7237
    @xnxo7237 2 года назад

    Tinashe aidhandha vamwe varume.Nyaya yekufarira mari unoita yese yese.

  • @munyaradzimasunga2209
    @munyaradzimasunga2209 2 года назад +1

    Hie ndoinoita sei kana ndine nyaya yangu kuapp kwenyu amurply

    • @enlighten729
      @enlighten729 2 года назад +3

      Send a message pa number dziripa screen

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 2 года назад

    Drewmas you OK without Monyash free world

  • @constancemarifiye7331
    @constancemarifiye7331 2 года назад

    Hallooo guys

  • @mammag4868
    @mammag4868 2 года назад

    U chihera ukhupi Andrew

  • @madalenmpofu8002
    @madalenmpofu8002 2 года назад

    Maybe iyeye waaidanana Naye "friend " ndiye akamuisira poison

  • @pardonchi7871
    @pardonchi7871 2 года назад

    Scary

  • @freedomjunior5291
    @freedomjunior5291 2 года назад +1

    Ngito zhinji masatanists

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 2 года назад

    Imbudzi dzevanhu mapurisa aya vazhinji pfungwa dzinenge shoma. Thats why they are always sent to obstruct peaceful protesters asi iwo varikupiwawo 2cents as well

  • @moyosekai9544
    @moyosekai9544 2 года назад

    Sorry Shumba zvinowanikwa pamabasa

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 2 года назад

    Kwekwe yemoyo

  • @mrgreenafricavivo9224
    @mrgreenafricavivo9224 2 года назад

    Shame sorry Dreamas netsaona iyi musadzokere kumashure ne basa

  • @ndumisotwala5197
    @ndumisotwala5197 2 года назад

    Awu ndodokazi kuhle uyakhula emsebenzini wakho ,qondisa kulokhu
    Into oyizwayo ongela siqiniseko layo
    Yinzwabethi
    Ngoba phela yinto yokuzwa ngabanye
    Yinzwabethi noma amahemuhemu
    Ngikuzwile usithi saka
    Akuqondanga lakho lokho
    Ngesindebele uthi manje hayi saka
    Ok Thando otherwise okunye kuqondile
    Kanti ma ulesikhathi ngithinte kufcb page lami ngikuqhwashise kabanzana ndodskazi

  • @cdeChirasa
    @cdeChirasa 2 года назад +1

    Kumusha kwangu uku

  • @avechite514
    @avechite514 2 года назад +4

    Fambirai nyaya vakakurovai dama munovapa rimwe kkkk

    • @priscillamoyo3747
      @priscillamoyo3747 2 года назад

      Point of correction...
      Vakarohwa dama vanodzosera nechibhakera kkk

  • @vusimusimubika
    @vusimusimubika 2 года назад

    Kkkkkkkkk 👌

  • @emelymandaza7313
    @emelymandaza7313 2 года назад +2

    Sungisai mapurisa efack ayo

  • @everestsimau4950
    @everestsimau4950 2 года назад +1

    Register to vote,no security

  • @thomasnzou8647
    @thomasnzou8647 2 года назад

    Ko Kasamba ndo yaive Surname here yemushakabvu Tinashe? Andrew haana kupabuditsa zvakanaka.

  • @oscarmarlon8778
    @oscarmarlon8778 2 года назад

    Kanti alinaye yini umuntu okwazi kahle isindebe kazwakali kahle losisi

  • @nicodimaszororo1130
    @nicodimaszororo1130 2 года назад

    Dambudziko rengochani vazhinji vanoita zvema drugs kubvisa stress saka hazvishamise azviuraya

  • @thegeneral3215
    @thegeneral3215 2 года назад +3

    Tete Nestai ndivo vanechokwadi chese,bvunzai Nestai

  • @gangstaras2935
    @gangstaras2935 2 года назад

    Ma views adonha adhakwa hmmmm

  • @melodyzvimba7050
    @melodyzvimba7050 2 года назад

    Sorry nekumhanyiswa asi tete vake vanoziva chokwadi vatsvagei...Yehungochani ndiyo inenge yechokwadi

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 2 года назад +1

    Ko tete vaiti akanga ari mbavha wani aivhara vanhu full time saka chokwadi ndechipi

    • @NhereraYenyika
      @NhereraYenyika 2 года назад

      Chokwadi ndechekuti nyaya dzake dzakawandisa kkkkkk

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 2 года назад

      @@NhereraYenyika kkkkkkk saka yaive mbavha

  • @alig693
    @alig693 2 года назад

    hazorori uyo achirikungorwadziwa nekuti akazviuraya

    • @queen7008
      @queen7008 2 года назад

      😭😭😭😭😭😭

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 2 года назад +4

    Kufa kwengochani hakuna zvako basa. Mwari anenge ari kuchenesa nyika. Simple!!

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 года назад +3

      Hiii zvakakuwanawo mumba mako ndopaunozoona kurwadza kwazvo hama yangu. Hatidaro kana vamwe vafirwa. Hazvina hunhu izvi

    • @queen7008
      @queen7008 2 года назад

      😭😭😭😭😭😭

  • @simbarashejarosi1569
    @simbarashejarosi1569 2 года назад

    endai kuna tete vaye

  • @tinashejohn2610
    @tinashejohn2610 2 года назад +1

    Soko sisi wangu murisei ropa rangu

  • @tatendachibira9372
    @tatendachibira9372 2 года назад +1

    Eishy shame nyadzi dzinokunda kufa

  • @donaldchikweva1839
    @donaldchikweva1839 2 года назад +1

    Zvakaoma

  • @rumbidzaimanenga243
    @rumbidzaimanenga243 2 года назад

    Kwekwe side ripi nhaimi

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 2 года назад

    Mungatsvagane nenyaya dzakawanda sei asi tt wl not bring back Tinashe let him rest

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 2 года назад +2

    Vari kunyeba pane akamuisira poison.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 2 года назад

      Ndiani akamuisira? Poison rudzii? And why?

    • @tauraimushango6144
      @tauraimushango6144 2 года назад

      SHINGIRAI TREVOR MBOTO @ ndiwe wakamuisira

    • @tauraimushango6144
      @tauraimushango6144 2 года назад

      SHINGIRAI TREVOR MBOTO uri kundi bvunza because uno ziva zvawakaita uye uno ziva ne poison yacho uye nekuti wakamuisirai.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 2 года назад

      @@tauraimushango6144 ndichidei zvangu kurombe rinoitwa mukadzi nevamwe varume?

    • @tauraimushango6144
      @tauraimushango6144 2 года назад

      SHINGIRAI TREVOR MBOTO Hameno nekuti ini ndango taurai zvandiri kufungawo kuti sezvo pasina ari kutaura kuti chii chakaita kuti apfe, iwe wave kutanga kundibvunza mebvunzo, zvisinei mwari ndivo vano ziva chokwadi pamwe chetewo naye Tinashe, and may soo Tinashe rest in Peace.

  • @faithmoyo7924
    @faithmoyo7924 2 года назад +1

    Mkoma Andrew munotaurisa. Mukuwanza munamato sadza richipora, your intro and narration is too long.

  • @sithabilebaloye
    @sithabilebaloye Год назад

    Sorry family members

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 2 года назад +3

    pafeya Kasamba aive MurumeKadzi

  • @itayichitauro9426
    @itayichitauro9426 2 года назад +1

    Haaaaaa no no no ......pamanyowa apo "haibo" !!!! Chingochani bodo !

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 2 года назад +1

    Unonyepa Andrew takakuti hatisi kuda macamera

    • @neverchikata6381
      @neverchikata6381 2 года назад +2

      Andrew akashaya Camera then Nyaya yacho haichina value.
      Ko paint ye PINK paRestaurant yevanhu rume hanziii?
      Ityai Mwari veduwe.
      Watamba nebanga anofa nebanga.
      SIMPLE!!!!

    • @tatendachibira9372
      @tatendachibira9372 2 года назад

      Why no cameras

    • @tarirobhunu131
      @tarirobhunu131 2 года назад

      Imii tokuzivai mi imi musashandisa kufuta kwenyu kuda ku abuser vanhu ,, zvechinzenza hazvishamisire fut ndosaka muchitamba ne ngochani makuuya pano kuzot Andrew akunyepa asi ndimi maiva number one kushaudha kut hamusi kuda interview

    • @chailinimussaco9528
      @chailinimussaco9528 2 года назад

      @@tarirobhunu131 Taurai hako dear nzenza idzi dzinofunga kuti dzirikutoshamisira shame on you

    • @michaelpanashetete3574
      @michaelpanashetete3574 2 года назад

      Basa mberi murikutigonera

  • @magdaline6383
    @magdaline6383 2 года назад

    Ko chipare chinobvumidzwa wani. Aingoroora vese.

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 2 года назад +3

    Kuurawa nani takangokudzinga zvakanaka parestaurant