Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Regai ndinamate ndega andiite zvana papa ini 😂😂😂😂
Taura hako! Zvaana papa izvi! Mmmmm. Pakaipa😮
Ihmmmm murisei pedare ....shuwa zvema pastor enhema aya ...vachapinda nevachinji kugehena ...special those who doesnt have spiriual eyes 😢
Haa ma pastor mazhinjisa vakaromba chaiko
Happy new year tete and family of dark secret confession 🎉Mwari vatibatsire gore rino titize zvakaipa
Iiiiiiiiiii yah zvakaoma I'm happy munyori akagona kubuda mazviri
Ma pastors ese ndakutomatya 😢Dai Mwari vatiitira Nyasha
Taura zvako
Ini mweya iwoyo ndagara ndinawo ndait idemon but haaa handivachenesi vanhu ivava
Saka ndisingade kwana papa ini yoo
😢😢😢😢😢 yuwiiiiii
Ndosaka tichifanira kuverenga shoko raMwari tinzwe zvavanotaura Mwari, rinotaura nezvezvipo zvaMweya Mutsvene ...kune mweya wokunzvera...hatingazogari murima nekuti shoko rinoisa zvose pachena
Iiih tete mapastor ayaa. Regai ndiite hangu zvemudzimu wangu zvisina kana mhiko
Im learning evrday tete and ma trust issues akuwandisa
Mwari pindirai
Zvakaoma, maswera sei vatete negirls dzedu❤
@@Varaidzo83 Taswera Muri sei Weduwe
Greetings tete❤
Hie Mamoyo❤
@@lourenmpofu6772 MaNgwenya
Hi tete ❤❤
Zvakangooma hazvo mwari tirwirei
Morning tete
Morning how are u 🙏
Zvinorwadza zvirikuitika pasi pezuva
Tete❤
Maswera sei wedare
zvakaoma kani
Mapastor ese handiite hangu
Hi Auntie
Muri sei Weduwe
Maswera sei tete
Hie tete
@@CaroDlamini sent you a Watsap msge looks like u changed yo number
Good morning how are u today ❤
Maswera sei
@DarksecretsConfessions ndiri ryt zvangu tete,,nyaya yenyu yandibata bata ndiri umwe wevakasanganawo nesituation iyoyo
Regai ndinamate ndega andiite zvana papa ini 😂😂😂😂
Taura hako! Zvaana papa izvi! Mmmmm. Pakaipa😮
Ihmmmm murisei pedare ....shuwa zvema pastor enhema aya ...vachapinda nevachinji kugehena ...special those who doesnt have spiriual eyes 😢
Haa ma pastor mazhinjisa vakaromba chaiko
Happy new year tete and family of dark secret confession 🎉
Mwari vatibatsire gore rino titize zvakaipa