Vanhu vechikadzi munodazvinhu kazhinji that’s why muchizopihwa ma punishments akaomarara namwari vanhu vanokudai pachokwadi hamuvade… it’s very sad what’s happening to Mary mubaiwa nyangwe akatadza zvake we pray for her healing awsnirwe nyasha namwari it’s a painful experience will not wish this for anyone 😢
Hapana chinobuda pama touts apo vatori nema Simba kudarika police yacho. Maporisa acho they ignore vanhu vachi haraswa nema hwindi iwayo nekuda kuti vanenge vapiwa Mari. If you want to board bus to Mutare Tenda bus is the best .big up Tenda company.
Quick recovery Mary Mubaiwa rangarirwa na She
Hiii vannhuwee musadaro Mwari ndevemunhu wese pamwe murikutuka munhu akatoyanana na Mwari wake siya kutuka Mary zvirinani kunyarara panekutuka nhasi ndiMary mangwana ndiwe.
Musafarira kunyepa
Go straight to the point ...nyaya dzese dzawataur was not necessary .....
I pray for ur instant healing my sister, Mary Mubaiwa. God will fight for you
Amen 🙏 God is not blind and he is not deaf 🙏
very sad story , may she heal physically and mentally
Eish sorry hako Mary dai usina kusiya hako Shingi wako shuwa ona nhasi no leg no arm shuwa
Say that again. Not all that glitter is gold
Kuronga ndekwamwari pamwe mwari vakange vakamurongera izvozvo Kuda kwavo ngakuitwe
kana mwari vakuronga chipfambi Satan is good
Vanhu vechikadzi munodazvinhu kazhinji that’s why muchizopihwa ma punishments akaomarara namwari vanhu vanokudai pachokwadi hamuvade… it’s very sad what’s happening to Mary mubaiwa nyangwe akatadza zvake we pray for her healing awsnirwe nyasha namwari it’s a painful experience will not wish this for anyone 😢
Ukaita chakanaka wazviitira ukaita chakaipa wazviitira ukangoziva izvozvo 👍
Get well soon Mary ,Namata zvinesimba Mwari havatarisi past yako vanotarisa present ne future yako ,Tsvaga ukama naShe
Sory hako Mary ndoshuvira kuporeswa kwako na Johovha
May those who have power please feel sorry for Marry Mubaiwa.
Maiweeee sorry hako Madzibaba Zachearia. Yu were my best bemusic wenyu..so sorry henyu wishing yu a quick recovery as well.
Dont worry Mary, what comes around goes around. Today its but tomorrow its them
Mukadzi atambura uyu dai Mwari vakunzwira nyasha ,,,
Matauriro ako ndeemunhu akaneta.changamuka uiitewo semunhu arikuziva zvaarijuiita.
Totokotsiraka tichiteerera😂
😂😂😂😂😂😂 taurai zvenyu
Chokwadi pana fourth panorwadza ndakambovhiringidzwa ndichida kukwira bus re kwaMutare ngavasungwe zvavo
Very true zvikutaurwa na Olinda
Shaaa unobhowa..dnt talk too many stories..1 by one..
Ehe nhai, apa haagoni kuverenga neshona yese 😢
Dai muchingonanga straight to the point mozoita ngano kwave kumberi
We will end up not following you
Give it to God Mary Mubaiwa
Quick recovery Madzibaba 😊
Her children will be distraught to see her in this condition. Sad for kids
Quick recovery mai dee
Aaa vakadzi dzidzai .mazvokuda ayo nguva yavo vaisabatika
Sei ma artist ese emuzimbabwe achingopedzisira ava kupemh, asi vari kudyirwa Mari here?
Shame get well soon mary mwana wekumusha unoita bho.mwari vanewe
may the good Lord heal you mary very sorry
Mwar ndavakuitira nyasha sorry ndino rwadziwa very sad give everything to God ndivo chete vano kupinesa
Zvako zvakungoda Jeso zvako hama asi mwari havarambi akanyarara who are we to judge you speed recovery
Mary get better soon xxxx
Sorry mary
Quick recovery Marry
Hii veduwe mary srry hako. Shingi anombouya kuzokuona here. Ngaakuregerere zvawakamutadzira mwari vanobva vakuporesa
Sorry Mary Mwari ngavapindire
Sorry.mary
Why mixing stories😮
Huye zvinorwadza henyu
Dai wakaramba una shingi kawondera dai maoko ako unawo
Mwari aasi wemunhu umumwe
All is well Mary
Aah zvawatopedza kutaura usati wataura nyaya yako iripa headline pako😅
Vanodaidzira ngavasungwe
God heal Mary 😢❤
Zimbabwe republic of police kkkk Pane apanzwa here
Ndorwadziwa she was my neighbour growing up eish
Sure saka unotoziva background yake shame
MWARI ngatiwanire nyasha
Chirikadzi-Widow
Single mom-mvana learn or perish 😂
Zvinosiririsa zvacho zvamanyora paheadline ndezvipi ipapa pane masholo api acho ataurwa
Marry ishirikadzi hre 😊
Ummmm zvavachasara vasisina zvese Mai ava nhai imi. Zvinorwadza izvi.
Marwadzo
Very sad
Get well soon marry
Haaa ini ndakambo haraswa pana 4th paye mmm zvakaoma ndakakwira combie yandaisada
Mary sorry
Iwe Mary waida kuuraya chiwenga n ndiyan ayinge akutuma
Apo hurumende yagonesa ummm dai vabviswa vose vanodaidzira
Get well soon madzibaba
Shame Nkulunkulu ngenela
Musiiye system yekuisa headline dzenhema
Its Amputated Not Ambutated
I feel for your marry Dai mwari vakunzwira tsitsi
Yah kunzima bakithi
Kubuhlungu shem inkosi imbekile
So sad
Presenter haugoni
Mmmm mawanza nyaya dzisidzo apa
Sad
Eish very sad Mary
Aaah nyaya dzese idzo unosvota
Hapasi Pana fourth pega izvi zviri Harare yese tinoziva kwatinenge tichienda pasi nevano tauta
Don't waste our time about police and stuff go straight to the point
😢
Police yakanguri yaregerera maTouters ayo vanobira vanhu kuBulawayo.kuna Harare road...wozoti kuShow ground kuHarare haaa people vanomanimidzwa kupinda muzvimabus zvakafa zvisingafambi haaaa tibatsireiwo
Chokwadi pashowground pakaipa ndakasimudzirwa zidombo nerimwe zimbavha zirefu riripo apa ndaida kuenda kuHwange ndichida Extra City vanokuti buritsa foni ndakaramba ndikapinda muroad ndomakandiponesa Mapurisa ngaagare pane zvibhazi izvo kana kuvadzinga vanhu ivavo pashowground
Sorry zvako marry but pawambodya Mari yezvipatara ndozva takasanganawo nehama dzedu izvozvo vamwe vakatofa nehutsinye hwamaimboitawo muchiri mumahofisi emari ndinoti uchapora zvako nezita rezimbabwe
Iwe uri benzi unodzorodxa chinhu one
@@memorysaunyama906 Ehwo Memo
presentation yako inobhowa iwe aah
Mahwindi ngabviswe unokwira bus rausingade
Yaaa it's life zvirinane avo vane mari dzavo koo vasina kana pekutangira vanozoita seiko
Ndezvake uyo
Ngavatengese Fortuner varapwe
Haugone unonhongwa iwe
ini handina but mahwindi anoshunguruza mabereki
Hapana chinobuda pama touts apo vatori nema Simba kudarika police yacho. Maporisa acho they ignore vanhu vachi haraswa nema hwindi iwayo nekuda kuti vanenge vapiwa Mari. If you want to board bus to Mutare Tenda bus is the best .big up Tenda company.
Benzi iwe
Sorry hako dayi ndakazive ĥa
Mari one chitema😂😂
Veduwe zvino rwadza hazvo
Zvinorwadza zvichidzidzisa futi kuti anorwadzisa anorwadziswawo, akarwadzisa Shingi ane midzimu yakewo, kuda mari kusvika pakundonanzvw harahwa munzeve
Hauna nyaya
Ummm arwadziwa veduwe
Hezvoooooo
Haisi cancer here
Why ozvifumura now varambana nebenzi rake.non of our concern. What goes around comes around.
Aaaaaaa musoro wena bhoo here apo??
Inotambika makambodyawo mari yenyika
Mahwindi ngaasungwe ose chokwadi
Yaa hupenyu
Mary munhu akamuroya arikuita mari naye
Vakadzi vakudheereva varume Saka pamberi naGenerally ndokuComrade wacho
Iweka