SPIRITUAL HIGHWAY MADZIMAI TABETH

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024

Комментарии • 191

  • @membersd
    @membersd 4 года назад +3

    This is pure traditional chivanhu hidden behind the white cloth, the traditional utensils, makate, tsvimbo zvese ndezvemidzimu. Pure chivanhu

  • @patriciachinembiri6222
    @patriciachinembiri6222 4 года назад +1

    Thank you madzimai Tabeth dzikinurai nyika tatambura isu

  • @kudakwashedondo
    @kudakwashedondo 4 года назад +1

    Amai ava vari right.
    Havanzvengi senge zviri kuita vamwe vedu. Vazhinji vari kuhwanda nemasowe. Vachiita zvakashata. Maporofita mazhinji vakaromba asi havabude paçhena. Ava varikutaura chokwadi chezvavari. Mazuvano kumasowe ndokwazara urombwa. Dai Mwari vapindira .

  • @cliffkalubi1429
    @cliffkalubi1429 4 года назад +2

    munhu uyu haasi journalist uyu haagone kubvunza munhu anenge ndiye angaakutodzidzisa madzimai

  • @charitymagavu6152
    @charitymagavu6152 5 лет назад +10

    Imi hamusi madzimai uri sangoma chiremba wechivanhu chaiye

  • @ellenmachando1158
    @ellenmachando1158 4 года назад

    Gorden you are so good!! Thumbs up

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 5 лет назад +5

    Think of this: blacks had their way of worship, just like Christians, muslims, Roman's, Hindus m, Jews etc. Then came Christian colonialists and converted them to christianity. Had we been exposed to hindu most of us would have been Hindus, but that does not mean that Hindu is the correct religion for you, but a religion forced on you by your master.
    I love the fact that Madzimai acknowledges her identity as a Black person. The way we have been since creation, not since yesterday, 2000 years ago. Have you tried to figure out why Hesus is portrayed as White and blue eyed? If you are really brainwashed you would refused to think independently. I believe in uNkulunkulu/Mwari, and dont ask me about what I was taught by those who wanted me to hate who I am

    • @tawandatanga7401
      @tawandatanga7401 4 года назад

      read the bible , time is named after the death of Christ , who himself was the image of the Father and is the only person who raised from dead and people witnessed it , thus why we say today is 22 sept 2020

  • @getrudemasokwedza5179
    @getrudemasokwedza5179 5 лет назад +12

    But the truth Mai ava varikutaura chokwadi chavo coz mapositori akawanda anoita zvimajuzu nematare asikuti vakubudirii pachena hazvibude.

    • @kudakwashedondo
      @kudakwashedondo 4 года назад

      Mataura chokwadi tete. Mai ava varibhoe. Vose varikutaura chokwadi. Vanhu tanzwa nekuitiswa nemaporofita akaromba. Asi vasingabude pachena. Vanokuudza zvirikuitika asi sununguro hapana

  • @tofamathanda2869
    @tofamathanda2869 4 года назад +6

    😂😂😂😂😂😂, didn't want to laugh hanzi Queen Erizabeth 😂😂😂😂😂😂

  • @princessmamthe8404
    @princessmamthe8404 4 года назад +2

    Umama ukuhlakanipha. 😂😂😂🤣🤣queen Elizabeth ngamanga la manga🤦‍♀️🤦‍♀️Hayi bo, leyinyanga straight

  • @Ivom071
    @Ivom071 5 лет назад +4

    Momz isangoma iyi hapana muporofita apa....infact maporofita mazhinji masango or varoyi .

  • @tarirochawaipira4934
    @tarirochawaipira4934 5 лет назад

    kkkkkkkk hanzi varipano shumba vanodzova who noticed that the spirit was sometimes answering the questions bt wat l liked is that vatsanangura machira nezvese

  • @ashleychamboko2524
    @ashleychamboko2524 5 лет назад +1

    Gava rechikadzi iri, Mweya waMwari hazvidyidzane nemudzimu, Mweya waMwari hausi mudzimu Mweya waMwari hausiwemakwikwi. Vanakomana neVanasikana vaDhiyabhorosi ava.

  • @tafadzwadama3378
    @tafadzwadama3378 3 года назад

    Programme yenyu iri right chaizvo but dzidzai kunyarara kana munhu achi explainer zvamakaita pane ya Mr Nyaude. Ndatenda zvangu

  • @tanakamatiza6116
    @tanakamatiza6116 4 года назад +1

    Presenter munogona kubvunza shame, you deserve a round of applause

  • @annazim9086
    @annazim9086 5 лет назад +10

    Kkkkk amai ava vakanyanya kungwarisa ndosaka vachisanganidza

  • @rhodamahachi8571
    @rhodamahachi8571 5 лет назад +1

    Baba vakaganira ava ,ungati ndovakutorapa ...toziva zvipi🤗

  • @jacksonmuz437
    @jacksonmuz437 5 лет назад +4

    Kuporofita hakusi kungotaura nendimi ndimi dzinosimbisa iwe mutauri wadzo ,munhu anogona kutoporofita asina kana kutaura nendimi .

  • @tauraitatenda5599
    @tauraitatenda5599 4 года назад +3

    Ndiani afambirawo ma comments pano seni 😂😂😂

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 5 лет назад

    Madzimai ndiri kure.Hazvinetse nekuti takuzivai pihwai mundisunungure pamunoona tsamba iyoyi!Ndatenda!!!

  • @PaloSant
    @PaloSant 5 лет назад

    Thank you for the upload mukoma

  • @khulekaninhari2487
    @khulekaninhari2487 4 года назад +3

    OAU..ma summit aaah S''kha so

  • @TheOne-ur3vi
    @TheOne-ur3vi 3 года назад

    Amai imbavha ava musanyeperwe mmmh inzwai ini

    • @Creative64
      @Creative64  3 года назад

      What happened

    • @TheOne-ur3vi
      @TheOne-ur3vi 3 года назад

      @@Creative64 kuba mari yangu,,,vanonyepa kuti ndirikukubatsira,,and vanokumbira mari every day hapana chinozikanwa papaye ndakati hapana change kutondipindura rough hanzi inotambika,,mwari ngavatonge mai ava

  • @chntymnemo3964
    @chntymnemo3964 5 лет назад +13

    Chinzwa unzwe Murumee🤣🤣🤣🤣

  • @ngoniegotore1492
    @ngoniegotore1492 Год назад

    😂😂😂 11:40 kkkkk nhai Queen Elizabeth vakazofa here vanzwa this video kuti vanonzi Injuzu (mermaid) 😂😂😂😂😂 hanzi *iri panapa inonzi Queen Elizabeth* hona face nevoice manje

  • @Myindiandays
    @Myindiandays 2 года назад

    Mwari chiitai Jesus Christ adzoke

  • @JemsManjera-f9e
    @JemsManjera-f9e 26 дней назад

    Munonamatepi imi

  • @miedllisasithole526
    @miedllisasithole526 5 лет назад +5

    Baba avo vanonyangadza

  • @nataliemusonza5421
    @nataliemusonza5421 5 лет назад +3

    Number plz

  • @gracedondo5112
    @gracedondo5112 4 года назад +1

    Rega ndikutsanangurire murume iwe
    😀

  • @freegracesibanda690
    @freegracesibanda690 4 года назад

    Sake vanhu varukuporifita nenjuzi ne vadzimu namwari futi????

  • @daphnekwedza6312
    @daphnekwedza6312 5 лет назад +3

    I dieded. Queen Erizabet🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @melusimathuthu4449
    @melusimathuthu4449 4 года назад

    Baba awa na madzin'anga awa best couple

    • @gracejaravaza8609
      @gracejaravaza8609 4 года назад

      Ipapo mai vanonyepa ava Queen Elizabeth anopunda papi apa Kunyepa Iwe uri munhu mutema zvinopinda papi

  • @fungaimabuda3377
    @fungaimabuda3377 4 года назад +1

    Give me three speeder..... Kekeke ko taurwa ne chi rasta kumwe Ku masowe hanzi jah chii chii kkkk

  • @rojamillerover
    @rojamillerover 4 года назад +2

    Umm team iyi vari 2 pakangwarirwa umm

  • @moyogwafa3019
    @moyogwafa3019 5 лет назад

    Vanonyepa mai ava

  • @estherymunangwa4592
    @estherymunangwa4592 4 года назад

    Madzimai ndipeiwo # murikuzim hre

  • @stormfighter7756
    @stormfighter7756 5 лет назад +3

    Sangoma Iyo juzu

  • @misstinafz
    @misstinafz 4 года назад

    Ko iye mwari anozokuratidza munhu ano kubetsera sei iye ari iye mwari anotonga zvese🤔

  • @edwinmaitera83
    @edwinmaitera83 4 года назад

    Maporofita ese anoshandisa simba renjuzu bt sei vachisvora chivanhu

  • @ralphchakadonha
    @ralphchakadonha 5 лет назад +2

    mrume uri kumhanyira madzimai awo siya iwo wataure bvunza chte kwete kupindura iwewe

  • @loratomatsheng5059
    @loratomatsheng5059 5 лет назад +3

    Mudhara uyu anobhowa anotaurisa

  • @neliamutamera2094
    @neliamutamera2094 4 года назад

    Saka hapana zvamwari nyaya iripo ndeyekuti njuzu ndoinorapa vana Queen Elizabeth

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 4 года назад

    Zvasangana murume iwe,Queen Elizabeth

  • @jerithamwendokaziri904
    @jerithamwendokaziri904 5 лет назад +2

    Jehovha vanhu vaya vatanga zvinhu zvavo

  • @m.zinhumwe3000
    @m.zinhumwe3000 3 года назад

    The presenter akanyanya

  • @KashayaTsarukani
    @KashayaTsarukani 6 месяцев назад

    Magiya kudii kwacho

  • @johannemoyo3669
    @johannemoyo3669 3 года назад

    Number pliz

  • @christophelgapara2641
    @christophelgapara2641 5 лет назад +6

    Kkkkk rega ndikubatsire murume kkkk

  • @edwinmaitera83
    @edwinmaitera83 4 года назад +1

    Uri n'anga mukadzi iwe

  • @jerithamwendokaziri904
    @jerithamwendokaziri904 5 лет назад +2

    Mai ava vanosanganisa chokwadi havasi madzimai ava

  • @ablebvunzawabaya1539
    @ablebvunzawabaya1539 4 года назад

    Amai ava vanonyepesa avo vari kutsvaga macustomer avo

  • @nyashakariza4486
    @nyashakariza4486 5 лет назад

    Deep down ne tsananguro 🙏🙏

  • @jac-kie49yrs
    @jac-kie49yrs 5 лет назад +2

    Chiporofita n'anga chiriko! Dambudziko havafumurane kuti ndeupi wamwari asi vose vanobatsira! Ndiro dambudziko ratinaro same same nemaprophets ariko havafumurane even if kana one achirasika, I jst dnt know why asi chikuru kunamata iwe uchipfugama nemabvi ako!

  • @stormfighter7756
    @stormfighter7756 5 лет назад +2

    Uuuummm mashavi Aya

  • @memorymutingwende4378
    @memorymutingwende4378 5 лет назад +1

    Madzimai,,???

  • @edmondzimba7851
    @edmondzimba7851 5 лет назад

    Ooh GOD almight pindirai nyika yaoma

  • @chadleechirukamare300
    @chadleechirukamare300 3 года назад

    Haaaaa Ncube pane basa kkkkkkkkkkk

  • @ladykudzievenge8833
    @ladykudzievenge8833 3 года назад

    pakuti helicopter vanyepa, mukabvunza vanhu vazhinji vanoita zveun'anga vanokuudza kuti Rusero,. plus kuzoti Queen Elizabeth 😂🤣😂😂😂😂

  • @ZimcrimesChannel
    @ZimcrimesChannel 5 лет назад

    Ende futi ka, zvakaoma

  • @nathanbaureeny5145
    @nathanbaureeny5145 4 года назад

    Amai ava ndinovada

  • @mashumbachigariro7734
    @mashumbachigariro7734 5 лет назад

    Vaskana vemumvura kkk saka amai ava in'anga inopfeka gemenzi

  • @lindafaria6009
    @lindafaria6009 5 лет назад

    Amai ava vanopenga chokwadii zvagai Jehovah chokwadii kkkkkkkk zvakaoma

  • @droxleypirate
    @droxleypirate 4 года назад

    Gimmie 3. Speeder,🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @sibongilesibanda2180
    @sibongilesibanda2180 4 года назад

    Ava Mai ngavarape mwana wangu kana vanesimba ndovapa zvavanoda

    • @Creative64
      @Creative64  4 года назад

      Uyagula...ulapha yini e Hre

    • @sibongilesibanda2180
      @sibongilesibanda2180 4 года назад

      Yes my daughter uyagula

    • @Creative64
      @Creative64  4 года назад

      @@sibongilesibanda2180 send msg on app and indicate its U

    • @amiendlo7942
      @amiendlo7942 4 года назад +2

      Sibongile mwana akazorapwa here

  • @getrudemasokwedza5179
    @getrudemasokwedza5179 5 лет назад +2

    Kkkkkkkk ayas baba avo varikuda kunyatso nzwisisa

  • @edwinmaitera83
    @edwinmaitera83 4 года назад

    Kkkkk vanhu varikuitiswa shuwa

  • @bonhussle7809
    @bonhussle7809 5 лет назад +1

    Mai avo in'anga Mwari nemidzimu zvinofambirana papi

  • @harmonytinomuda6740
    @harmonytinomuda6740 5 лет назад

    amai ndingada kuvaona asi kungwarisa ummm vakanyanya

    • @vimbaizulu1359
      @vimbaizulu1359 5 лет назад

      Veduwe neni ndapererwa .kungwarisa kwacho ndofunga vanotuka vanhu pasowe

  • @tatendatc6049
    @tatendatc6049 5 лет назад +1

    Aaaah madzimai ma1 😂😂😂😂

  • @sunetolckers1757
    @sunetolckers1757 5 лет назад

    Thanx

  • @sandramanyimohungwechasura7982
    @sandramanyimohungwechasura7982 4 года назад

    Maiavo mangwarisiroavo hapana gwenziravasingazive

  • @wisdommadambi5980
    @wisdommadambi5980 4 года назад

    Kkkkk vanhu musadaro mhani kkk unopera bag

  • @melonymupondori7936
    @melonymupondori7936 5 лет назад

    Hmmmm vanonamata kupi Amai avo

    • @Creative64
      @Creative64  5 лет назад

      Chitungwiza

    • @estherymunangwa4592
      @estherymunangwa4592 4 года назад

      @@Creative64 ndokumbirawo ka # dzenyu madzimai kuchitungwiza papi pacho

  • @nyashamwenye251
    @nyashamwenye251 4 года назад

    Helicopter kkkkkk zvakaoma

  • @fadzosadiki803
    @fadzosadiki803 4 года назад +1

    Haaaaa 😏😏 hamenovo asi mhai makangwara henyu ..tsvagai Mwari gamuchirai Jesu nguva ichiripo

    • @gracejaravaza8609
      @gracejaravaza8609 4 года назад

      Jesu we chitema kwete wamakadzidziswa neva Chena unenge wagona

  • @prueshumba2230
    @prueshumba2230 5 лет назад +1

    Mapostori ano fambidzana nemanjuzu here?I'm surprised

    • @nyashakariza4486
      @nyashakariza4486 5 лет назад +1

      Ehe

    • @joechimmie
      @joechimmie 5 лет назад

      KWETE MAPOSITORI ASI VANA MADZIBABA

    • @tawandamunodawafa7979
      @tawandamunodawafa7979 5 лет назад +1

      Even in prophetic movement mweya wenjuzi is there and many you find them as prophets but pane zvavanoita but l even asked one prophet why mweya wenjuzu but havade kutaura

    • @joechimmie
      @joechimmie 5 лет назад

      @@tawandamunodawafa7979 IN'ANGA IDZI DZINOPFEKA MAGEMENZI.

    • @tawandamunodawafa7979
      @tawandamunodawafa7979 5 лет назад

      @@joechimmie yeah pakaipa wangu

  • @abiulermudiye7107
    @abiulermudiye7107 5 лет назад +1

    Bba ava vanotaurisa ava haaa imbonyararai

  • @chntymnemo3964
    @chntymnemo3964 5 лет назад

    Vasangana baba namai avo vese ibasa

  • @respectrespect9053
    @respectrespect9053 5 лет назад +1

    Madzimai vakangwara

  • @sandramanyimohungwechasura7982
    @sandramanyimohungwechasura7982 4 года назад

    Sangoma pachena hapana maporofitapano

  • @bighustler643
    @bighustler643 5 лет назад +2

    Amai ava handivashore asi ummmm zvizhinji ndezvekunyepa Ngavaende one side kwete kuenda kwese kwese uko
    Mweya waMwari haukwikwidzane ne mashavi

    • @greenpeace7380
      @greenpeace7380 5 лет назад +3

      Who taught you about God? God is not only the Christian on, but the God that we have always known way before Jesus. Don't underestimate training and brainwashing.

    • @bighustler643
      @bighustler643 5 лет назад

      Mwari akaisa vaporofita vake saka haungati Mweya waMwari ugogara pauri
      Woti shavi rinouya rogara ipapo futi kkkkkkk hakuna zvakadaro iwe

    • @dannydanny7826
      @dannydanny7826 5 лет назад

      Kkkk

    • @stellarussell8157
      @stellarussell8157 5 лет назад

      @@greenpeace7380 ĺ

    • @stellarussell8157
      @stellarussell8157 5 лет назад

      @@greenpeace7380 p

  • @joycemoyana7390
    @joycemoyana7390 5 лет назад

    A uzimaa maiszimai yoo

  • @gracedondo5112
    @gracedondo5112 4 года назад

    Kwini Erizabheti kkkkkk

  • @sibongilesibanda2180
    @sibongilesibanda2180 4 года назад

    Mmmm zvakawoma

    • @Creative64
      @Creative64  4 года назад +1

      Yindaba mama

    • @sibongilesibanda2180
      @sibongilesibanda2180 4 года назад

      Ini nditambudziko saka ndopetserwa sei maporofita awukunge akundwa nevaroi uye ndinokumbira namba dzemunuh anesimba rekubatsira

    • @sibongilesibanda2180
      @sibongilesibanda2180 4 года назад

      @@Creative64 ndipewo namba dzavo

    • @sibongilesibanda2180
      @sibongilesibanda2180 4 года назад

      Whre to find up namba mine is 0735375205 South Africa namba

  • @jacksonmuz437
    @jacksonmuz437 5 лет назад +3

    Varaidzai vanhu chokwadi nyika yatambura kkkkk

  • @memorymukora7505
    @memorymukora7505 4 года назад

    Number dzamadzimai ava pls

  • @shylinnyamara9340
    @shylinnyamara9340 5 лет назад

    number dzawo plz waripi

  • @tanishaproliner5954
    @tanishaproliner5954 5 лет назад +2

    Mai irikutsvaga mari iyi veduwe ed ipa vanhu mabasa iwe kkkkkkkk APA kamai kakangwarisa akaa kkkkk ummmmmm Mwari huyai vanhu vaya vatanga kkkkkk sure nyika yazara nedzin'anga maporofita zviyi zviyi imiweeeeeee hayaaaa apa kuvhenganisa vhenganisa ummmm veduweee plus kana munhu achishandiswa na Mwari ko mamubatsira momubhadharisirei nhaimi handi makatumwa hr aaaah vanotevera vanhu avo ndine hurombo hangu ini ndinozvinamatira mhinduro ichauyaa nyangwe ndikanzi namadzimai munofa pamberi apo handivhunduke coz rufu rwagara rwurikoo saka haaaa kunamata ndo mushonga mkruu

  • @respectrespect9053
    @respectrespect9053 5 лет назад

    Rega ndikuudze murume kkkkk

  • @priviledgemwapenya8118
    @priviledgemwapenya8118 4 года назад

    Pakaipa

  • @jerithamwendokaziri904
    @jerithamwendokaziri904 5 лет назад

    Iri kuratidza kuzvikudza

  • @gracemafumuka8354
    @gracemafumuka8354 4 года назад

    tipeiwo number

  • @miedllisasithole526
    @miedllisasithole526 5 лет назад

    Kkkk hanzi ngoni kwete ngonono

  • @vimbaizulu1359
    @vimbaizulu1359 5 лет назад

    Madzimai Ava sooo

  • @bighustler643
    @bighustler643 5 лет назад

    Ava ve Spiritual Highway ndokutendai asi imbouuyai timbo kururukura

  • @theresiamundiya3214
    @theresiamundiya3214 4 года назад +1

    Mhondoro zvayo musazviti madzimai murin'anga imi doro rinopinda papi pachinamato chemadzimai iko kuzozvikakata kuzvida shame on you

  • @eubertnyakabau4265
    @eubertnyakabau4265 5 лет назад +1

    Derere nemukaka hazvisanganiswe mundiro imwechete. This narration is full of confusion

  • @lenonmakawa4861
    @lenonmakawa4861 5 лет назад

    kkkkk queen eliza

    • @mothernature2795
      @mothernature2795 5 лет назад

      🙄🙄🙄🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️

  • @rosalamas9131
    @rosalamas9131 5 лет назад

    Kkkjkkk last days. God help us