Gogo Chihoro Masvikiro Anobata Basa | Madii Mambofamba
HTML-код
- Опубликовано: 7 апр 2024
- Gogo Chihoro explains the many ways she utilizes her traditional mystical arts to help people from herbs to baboons sent to collect debts she gives us an in depth explanation.
Gogo my Sister varikurasa here since I993 tinowina here😊
Thanks Gogo nedzidziso yenyu mataura mashoko makukutu,ndazivawo zvakawanda.Ndaisa maoko muchembere,ngazviende mberi.
Gogo chihoro vanogona hameno vanoshora gogo havangaise faith mumoyo mako kana usina kutenda ndiwe benzi
Please put subtitles nextime watching from the UK 🇧🇼🇬🇧
Ichokwadi Gogo Vanopedza zvese ini vakandiyambutsa pandaisatarisira kuti ndingabatsirike .Ndokutendai Mbuya Chihoro
Ndipeiwo number dzenyu ndoda kumbotaura nemi Mr D ndikufunga kuendako
Manake chizukuru aiwa titende zvinodakadza izvi
Zvako....hanzi vanodhura
Pano pane zvimaghost zvagpgo zviri kupembedza nhema. Vanhu vanzwa nekurohwa mari chabuda hapana !
@@user-su5uc1uh1s
Inini chaiye ndakarohwa mari nembavha iyi.
Mudare mavo unogara lesz than 5mins.kuzovati gogo tidzoke here hakadairi kamuroyi Chihoro aka
gogo chihoro kubatsira munogona henyu isu patikauya ...ayewa apa manake chaiwo takayambutswa zvedu zvakaita isu
Chimhamha manyama...
I love and like my gogo
Smart muchembere mbiri yenyu ndakainzwa , ndaisa zvanza mudare menyu
Gogo Chihoro muchembere anopedza zvese ndaisa zvanza muchembere wangu
Gogo chihoro vanoziva basa ravo shame l salute her
Nzou,❤
Gogo chihoro vanokurapa nebute chairo uchipora mhepo dzakaipa dzichibva rambai muchibatsira vanhu gogo pamberi nemi
Gogo vakandiudza kuti ndirikurwara neyi ndisina kuvaudza , ndinobva ndaita confidence navo.
Chihoro special
Gogo tirimundzira
Gogo makandibatsira zvekuti ndakagutsikana zvinhu zvangu zvirikufaya gogo
Ndipeiwo App number yenyu mkoma Tapz
Makadi gogo@@reniousprecious164
Hmmmm ini zvangu zvakaramba ndakabhadhara mari yangu yakaenda mahara
Mataura chokwadi family yangu yakaendako hapana chavakaonerwa Mari yakaendera mahara
Hey hazii mari
Gogo Chihoro imbavha iyi hama dzangu
@@Vuyo0912
Inini 120yuwesi
120mari yekuAmerica fokoro yembavha
@@user-oz1ox1xt3o mbavha ndibaba vako
Gogo Chihoro muri mupedza nhamo .l salute you
Ndaisa zvanza muchembere...titende
Muchembere vanopedza masports ava
Ndiwo here iwawa bcz havabudii mumamedia umu
Havasivo takambomuvinga uyu Mwana wehanzvadzi ravo usanyepa wakatidyira Mari uchitips rufandichimuka tseki
Ndivo ndakakuenda
Hezvoo ini ndaifunga kuti gogo chihoro vacho ndimbuya vato chembera .. izvo mhandara zvayo .
Kikiki ende wakanuka Roddy iweee
Kkkkkk 😂😂 hausi wega
Not sure if burning essence chivanhu. People are mixing things. Let's respect each other.We come from different backgrounds not everyone's spiritual beliefs are the same. She's completed her spiritual journey and gifted in what does.
English subtitles?
Tinotenda gogo munotigonera
Gogo avo vanofambira nyaya dzacho zvemaSure
Taura hako
Gogo vanogara kupi tibatsirikewo veduwe
Gogo lm also planing to come to yuo,my sister is mentally disturbed, i talked to yuo in 2022 but Nenyaya dzemari,l couldn't afford to come bit this year i think we wiil get help,we coming Gogo
Mbavha idzi dzakarombera hun’anga.
Mbavha chaiyo Chihoro.unonyepa
Uyo hagone anoita kudzidziswa kudya Mari dzavanhu Mwana wehatsvadxi ravo
Svikiro nehurombwa hazvifambirane sahwira
Ko iwe kunorombwa haukuzive kana usina zvekutaura nyarara nhami benzi iwe
Usanyepe iwee hapana hurombwa apo gogo chihoro vakatumwa wena
Ehe makristu ose tinoyera Jesus Christ
Gogo ndinotenda nekundibatsira kwamakandiita kubva pandakabva ikoko zvinhu zvangu zvirikuendeka munogona gogo vangu
Bute rakurohwa kunge sherbert Mbuya mandisetsa 😂😂😂😂😂
Tinotenda VaChihoro nedzidziso.basa munobata kupedza matambudziko muvanhu.kubata kwenyu takakuonai makatiyambutsa
Tinofara nekutenda gogo nedzidziso, pamberi tekutekadza repasi chigare
munhu anosvikirwa anopoda nekukupenda nzwara hre
Tinotenda mbuya munotibatsira chokwadi
Even muPharmacy mushonga unopodza unotodhura so she deserves mari iyoyo nekut zvavo zvinobetsera,I'm the witness
Ndipeiwo number dzenyu hama
Ndakadyirwa $1000 ndqkanyepwrwa...nhanhasi
Pane munhu akatiza nemari yangu inokwana 6000usd ndikaenda kwavari inodzoka here
Ndino kufarira Kubata kwenyu
gogo chihoro munopedza ma sports yangu imba yakamira zvekutodaro
Tavipo
Nduda kuendao asi vamwe varikuti hazviite vamwe zvinoita. Am confused
Gogo am Coming September 2024
Gogo makadihenyu
Ndokuitamari gogo
Pamucharohwa mari muchati eke
Matare ekuranga mapenzi nekupfuhwira varume haana kuchena.
Chokwadi ndezvekurombera izvi.
Felistas shamwari yake adepotwa..ko akadii kuzviona mumatare ake......
Komunodeyiko pama TV ambuya munotaurireyiko upenyu wenyu munozvifumura inhoroondoyenyu murikupedziwa Simba nevanhu
Gogo is very expensive
Vakandidyira mari mai ivava pasina chakafamba havagone zvese vanonyepa ava
So l heard zvakaoma apa Mari iri kunetsa sei
@@user-oz1ox1xt3othere’s also a lady l know anochema navo mari yakabuda chabuda dhololo
She is using satanic powers.
@@user-oz1ox1xt3o anyone anobhadharisa zvemweya haana simba rekudzikinura. Munhu ari kubira vanhu mari
Ava vano pedza basa zvisina noise
Tipeiwo number
Enjoy watching the video and find the number as you watch
Svikiro rinoita make up
Asi munhu anongogara akasvikirwa chete hre
Hkuna svikiro rinogara netsvina
Why not
Chihoro usanyepera vanhu please. Haubatsiri asi unotorera vanhu mari
Truth. She isn't sought after. She is a fraud.
Iwe kana usingade kubatsirwa siya isu tinoda kubatsirwa tibatsirwe nxaaa
@@LinahKuvaoga endai henyu. This is a person who is after money and is misleading those who consult her. This woman is not good, wasn’t she the one who “helped” Felistas Murata? How did that work out? This one simply defiles her victims and all hell breaks lose after she fleeces their money. It’s all defilement that separates you from God as warned in Leviticus 19:31
Handitode kunzwa panotaurwa zvakaipa pamusoro pesvikiro redu renyika vakatibvisa mugoko isu nefamily yedu rambai muchiyambutsa vanhu gogo hameno havo vanekutenda kushoma inini handigone nemi gogo musaitire inini chte gogo nyika ngaikuizivei
Uyo arikutaura zvema verse zvaoneka kuti uri mumero chte hama kana uchida zvema verse wadii kuenda kunana papa ko unenge uchiitirei chivanhu chausinganzwisise ndosaka muchiita munyama vamwe vanhu nxaaa
Ini ndakaenda kobatsirwa nazvo Mari dzavo dzavakataura takavapa asi zvinhu zvangu hazvina kufamba Mari yangu yakaendera Amhara
I feel like some of us life yedu haidi chivanhu mafungiro anguwo . ini ndakamboenda kwa sekuru vanembiri chaizvo muno but apana chakashanda so maybe zveduwo zvongoda mwari chete.
Hakuna svikiro rine simba rinogara pamunhu ari materialistic uye anobhadharisa.
Chivanhu chese chinobhadharwa mumwe wangu especially svikiro,hakuna rinobatsira mahara kunyepa
@@HailePictures only demons want to be paid. Ane chipo anoita freely because God blesses them
Kana usina kutenda Hauna chaunoita uchaneta kufamba ini ndakaendako manake chaiyo
@@ChiheraTee it sounds stupid to trust a mortal who has conflicts of interest. Cursed is a man who put faith in a mortal. Handitende in a person working with malevolent forces and deceiving people
@@bethechange2335 utori demon rekutanga ndiwe coz hauzive kunaka kwazvo kna usingatende mazviri get away
Ndokumbirawo number dzavo
Good morning. Her contacts are on the graphics that appear at various times throughout the video
@@nrtvzimbabwe thank you
@@user-tw9fu5yw6b
Dai mukasabirwa mari sezvakaita mhuri yedu nembavha iyi
Siyana nazvo izvo unodyirwa mari pasina wotakudzwa hurombwa.
@@user-su5uc1uh1s kna wafambira kurapwa unobatsirika zvakanaka hama yangu
Ndokumbirawo WatsApp Numbers dzenyu
Gogo chihoro vanokurapa nebute chairo uchipora mhepo dzakaipa dzichibva rambai muchibatsira vanhu gogo pamberi nemi
Gogo chihoro vanokurapa nebute chairo uchipora mhepo dzakaipa dzichibva rambai muchibatsira vanhu gogo pamberi nemi
Gogo chihoro vanokurapa nebute chairo uchipora mhepo dzakaipa dzichibva rambai muchibatsira vanhu gogo pamberi nemi