"Murume wangu akandisiya nekuda kwehurema hwemwana" Twice A Mother Ep 2

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 май 2024
  • "Murume wangu akandisiya nekuda kwehurema hwemwana" Twice A Mother Ep 2
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 32

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Месяц назад +11

    Amai va Adrian vanoda kubatsirwa nokuti ndiamai vane shungu ne mwana wavo

  • @user-is3ss7he7m
    @user-is3ss7he7m Месяц назад +7

    Mai vane basa vedu wee ❤

  • @davidnyaradzo3272
    @davidnyaradzo3272 Месяц назад +4

    wakagona ku chooser mwana wako ❤❤

  • @sheillarazao12
    @sheillarazao12 Месяц назад +6

    Panyaya yekurarama nehurema kusunga dzibate chaiko .Mufakose ndinokutendai kubvumira vana wenyu kutamba namwana uyu .Vamwe wanorambidza vanawo kutamba nemwana anorarsma ne hurem

  • @conniemurefu8272
    @conniemurefu8272 Месяц назад +3

    Hello muzvare Stella hmmm ndinofadzwa nekupakura kwenyu zvamunowana kwamuno famba well done, girl power

  • @SinikiweToronga-sm5in
    @SinikiweToronga-sm5in Месяц назад +6

    Nda batikana kuti ndi batsire hurombo chaiwo asindinoti mwari ndimi munoziva

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Месяц назад +4

    Tavepo pachirongwa chasisi Stella Muusha vekugona journalism zvinodakadza!😅

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 Месяц назад +2

    Sisi Stella i just love u

  • @felyganda1614
    @felyganda1614 Месяц назад +1

    Thank you desty tv.tinotodzidzawo zvakawanda ndinayewo mwana wangu ane 14yearswo futi ndinomudisa .

  • @felyganda1614
    @felyganda1614 Месяц назад +1

    Haa zvakaoma mwari ndiye mubatsiri wedu zvakaoma asi todii ndinayewo wangu akadai.mwari akaukomborerei mwana akashambidzika uyo.

  • @MolleenGomo
    @MolleenGomo Месяц назад +3

    Very sorry mother mukoma wangu aiva nemwana akadaro zvese zvinoita mwana wenyu ndozvaaiita akazofa ava ne 20 years

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Месяц назад

    .....Stella reporting or her journalism slowly pulled/attracted my heart to follow Destiny programs......truly l'm now addicted to it .....shez just superb.

  • @waynnekisi5863
    @waynnekisi5863 14 дней назад

    Lord have mercy 🙏🏻🙏🏻🙏🏻

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh Месяц назад +1

    The village density TV manyama live and direct 🎤

  • @BeautyMkwezalamba
    @BeautyMkwezalamba Месяц назад

    So touching

  • @runyanyamaka6689
    @runyanyamaka6689 Месяц назад +1

    Hie aunty Stella chingoitayi iri episode 1,2,3 nema season zvichida ro moisa description ❤❤

  • @gutazie
    @gutazie Месяц назад +1

    Manual Handling Techniques!!!

  • @BrendaMukuyaya-zo6te
    @BrendaMukuyaya-zo6te Месяц назад +3

    Hakuna ane rudo serwa amai

  • @user-ts4uw3tz5s
    @user-ts4uw3tz5s Месяц назад +1

    Pakaipa hapo

  • @phionamusademba2856
    @phionamusademba2856 Месяц назад

    Uuu zvkaoma hazvo mwari mubatsiri wedu

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 Месяц назад

    Sis mukuda here kusota gerofriend rakaparadza mhuri....tikupei mari dzekugadzira........operation mahure ngaasotwe

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 Месяц назад

    Mwari pindirayi mhuri iyi ibatsirikane ndabatikana

  • @KudzaiMagombedze
    @KudzaiMagombedze Месяц назад

    Mwari pindirai

  • @muchanetamawere8313
    @muchanetamawere8313 Месяц назад

    Mwari batsiraiwo vana venyu

  • @neliamvere5431
    @neliamvere5431 Месяц назад

    Zviriko dear have been thru that. Mwari vanokugonesa

  • @TinotendaMugadzikwa
    @TinotendaMugadzikwa Месяц назад

    Zvinorwadza veduwee

  • @MelodyMbanje
    @MelodyMbanje Месяц назад

    Mai vanoratidza kti munhu ane hasha

    • @kudzanaipedzisa4170
      @kudzanaipedzisa4170 Месяц назад +1

      Zvinokonzerwa nekushaya anovabatsira kutarisa mwana unopedzesera wava nebitterness

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Месяц назад

    Welcome back my favorite chanel

  • @beyoncesibanda3557
    @beyoncesibanda3557 Месяц назад

    Sorry mama

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 Месяц назад +3

    Sisi Stella i just love u