Kutaura kuti baba vene mukadzi anodanana navamukurungai akadyisa murume wake kuti apuse asaone chinhu kuipa kwacho.anoda help pachivanhu chaipo apepuke
This simply means na mambo wachofuti ihure,nyaya idzi mapereolro adzo haasi fair it's like mambo ari kusupporta chihure munzvimbo make,pane nyaya ye vakomana vaakatonga zvisiriizvo futivaiva ma friends umwe ainzi Brighton umwe ndakanganwa zita paya mambo vakatarisa face yekuona kuti anokwanisa kuripa ndeupi,mambo rongekai
@@PatienceTakura i think ndeye muna may or early June .kuti vaya vanowanza kutuka nekuti ndatozziva nyaya yako .manje hazvishande ndo pano zono urayana vanhu .reason yekubhadhara mari kudare kuda kubatsirwa kwete kujirwa mari
Haahh Stella and team are taking reporting to people with efficiency. Im shocked though by the changes and mishaps going on recently. Ahhh nyika yachinja mufunge
Pane mishonga irikubatiranwa apa how can a man ignore chipfambi chirikuitwa nemukadzi wake achitomuudza, kuti itai ndisingazvione. For sure this woman deserves to be given a cow. Otherwise a great, presentation of the story from the reporter.
Hakuna chinonzi kusungwa - its erectile dysfunction caused by lifestyle issues or some other underlying health problem such as diabetes, prostrate enlargement/ cancer, heart problems etc - ngaamhanye kuchipatara for tests. You are lucky ukaona ED ichiita so - it can be an early sign of impending heart issues
Mukadzi anogona kurondedzera zvakanyanya zvakaoma zviri kuitika kunze uko
Ten years dzinotevera mu zimbabwe vanhu vanenge vakungo panana bonde se mbwa ne madhongi
😅😅😅😅😅
Taura hako. Kuita mhuka chaidzo
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂hamunyebe
Ichokwadi zvanyanya chihure chacho
Hakuna imbwa kana dhongi muZimbabwe rinopfuura vanhu pakuhura. mhuka idzi dziri nani chose nokuti ukasungira imbwa yako kana dhongi, chihure chinomira, asi munhu anoto buda mumba mune mukadzi asina kuguta achienda kunohura nomunhu waasingagutsi futi.
Sis stell ka journalism at its best zigomichi😂😂😂😂 yumade our day
Ndinovaziva vanhu ava ichokwadi ichi
I am loving her confidence. Anoda chikafu chake mwana uyu.
Mwana one zvibate dear,life goes on ,zvishandire ,look how beautiful you're dear.Tsvaga zvinokupa mari
Akanakisaa mufunge
Nhaynhy tsvaga zvinoita kutiurarame aiyananetsvi a idzo
Chete. Dai akanguri abva zvake atove mberi chaiko
Sisi Stella Muusha is always the best!🙏
She is pretty
I will never get married 😂😂😂😂gore rese no electricity just the poles😂😂😂😂😂😂😂😂😂
❤
Chihure chacho Chisinau chikoro zvinonyadzisa
Her excellent 🎉🎉🎉🎉
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣bhushu waenda nechimuti
Kutaura kuti baba vene mukadzi anodanana navamukurungai akadyisa murume wake kuti apuse asaone chinhu kuipa kwacho.anoda help pachivanhu chaipo apepuke
This simply means na mambo wachofuti ihure,nyaya idzi mapereolro adzo haasi fair it's like mambo ari kusupporta chihure munzvimbo make,pane nyaya ye vakomana vaakatonga zvisiriizvo futivaiva ma friends umwe ainzi Brighton umwe ndakanganwa zita paya mambo vakatarisa face yekuona kuti anokwanisa kuripa ndeupi,mambo rongekai
@@PatienceTakura i think ndeye muna may or early June .kuti vaya vanowanza kutuka nekuti ndatozziva nyaya yako .manje hazvishande ndo pano zono urayana vanhu .reason yekubhadhara mari kudare kuda kubatsirwa kwete kujirwa mari
Vakadzi dzidzai kushanda zvema merejii izvi azvishande nemahuriro arikuita varume
Dzangova nharo but akuchina rudo kunze uku
Moti chihure chinei nekushanda, zvakungoda Mwari voga, chero vakadzi vevanhu vakuhurawo
You are right. Chihure chazara kwese@@fortunatemuchekadzese1939
Marriage
Hakuchina wena kushanda better
Marriage yaivako kare
Kore Kore language da kukubamura😂😂😂😂
Tete Stella matura befuka😂😂😂😂
Haahh Stella and team are taking reporting to people with efficiency. Im shocked though by the changes and mishaps going on recently. Ahhh nyika yachinja mufunge
Yaaa mambo avana kutonga fair nkt kukoshe kuripwa kwemurume wepfambi panekt tezvara vapiwe pfuma yavo nerombe remrume uyo
Mushure mokubhadhara mhosva ngaachipa tezvara pfuma yavo .ipapa achadzidza kuti ufumi hwunopera sokutamba .
Sweet 26 Never be touched huya tikupe rudo magetsi hobo..Inga uri svisvina nemnodzi🎉🎉..soon you get a young man dear rasa kacup ako😂😂 hakana magetsi😅
😅😅😅😅😅
The fear of God mash central zve adultery mmmmh The Blood of Jesus fear God, fear hell, fear death as, the wages of sin is death😢
Ahh destiny TV yambidzirwei kupinda muditsai ZIGO mudare mabushu isai Muusha..
Maybe murume uyo akatowirirana nechikomba kuti servicer mkadzi wangu pamwe mushin wakafa ahadi kupajekesa
Kkkk hanzi kunwa kana kutora refill ndichiisa uko hahaha 😂😂😂😂 ndaseka nhasi amai ava vanofanira kuactor madrama
😂asi azvinyadzise hr kutakurana nezikomichi uchiti ndoda masperm emurume wangu, ini ndosvoda hangu kuzvitaura pamberi pevanhu
😂😂😂😂 unenge watsamwa shaa😂😂😂😂😂
Kkkk kurwadziwa
Anenge akaudzirwa nevechikuru zvine zvazvinoreva kt awane muripo
Pakadai cup hainyadzise nekuti zvrikuitwa zvacho ndozvri worse. Saka pakadai unotoita all facts
Girl friend ine mushonga
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 nhaiwe Stella hausekewo here zvakadai 😂😂😂😂😂 mai mai mai 26 years ane dramma uyu,jomupeee irori mudare 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 cup iyi mamuchida kuimwira tea hr kkkkk haaa Stella kaa
Ko iye ayidei padhara rinemwana anezera naye aaaaa
Love has no age,rudo ndiro rakaita amude mrume iyeye pamwe aifungawo kuti dhara rinochengeta harichadi zvekudya nyika rutivi
Kanzvimbo aka ja mashonaland central chihure
Kkkkkkk vakadzi vamwe vanoraramira varume kuzhe uku maiwee ndaseka
😮😮😮
Ini handingaiti patience dzakadaro
Nhai mwari 🙌
Zvishandire my sister mwana 1 uchiri mudiki zvekuti
Uku kwamambo Bhushu kaaa kkkkk ma 1chaiwo
Mahure ega😂😂😂😂
Zim is now a comedy.
Pane mishonga irikubatiranwa apa how can a man ignore chipfambi chirikuitwa nemukadzi wake achitomuudza, kuti itai ndisingazvione. For sure this woman deserves to be given a cow. Otherwise a great, presentation of the story from the reporter.
KO iye kuvapa imba
Pane nyaya veduwe ini kana peace kuyedza kuiginowa nyaya yakadai tinotopunzurana pachitoko😂😂😂
@@DadairaiMamwoyo pane asina kuchena pavari, hazvisi normal.
@@Vincentkamhips4875 imagine hanzi ndaitovapa imbaa izvi hazviko kkkkkk
Yahweee mimimimi nhai abiyangu meitirei kudaro zvenyadzisa izvi😂😂😂😂
Mashonaland central haa chihure chacho
Pasara tambo momba hamuna magetsi😂😂😂😂
Haaaaa zvakangooma hazvo
Kkkkkk hanzi handina kuisa guard saka kutoti imi mind yo hokoso
Chedu Stella ❤❤❤
Kkkkkkk magetsi akaendeswa
Ndipei number dze mukadzi uyo
Sometimes mutemo hausi fair mkadzi uyu adiii kupihwa mombe nemukadzi aihura nemurume wake.why vati mbudzi nhatu
Mmmmm kwamambo Bhushu kune Maone
Vakadzi vanoroya bigtym 😮😮😮😮😮😮
Stella ka 😂😂😂😂😂😂
Munhu vana asina kuroora anofanirwa kuroreswa mudare
Zvakaoma mmm mishonga chaiyo
Veduwe zvakaoma varume makunyanya kuhura veduwe
Zvemishonga izvo dzavavo nhema hadzo. Nyaya ndeyokuhura nokusada mukadzi wemumba. Kuzoti mushonga yava nyaya yokutsvaka kuzvibvisa pakusadiwa nomurume woda kupomera umwe mukadzi mhosva isipo. Munhu anongohura nokuti anoda kuhura. Mushonga hapana.
KO waivapa imba cy nhay munin'ina wangu how dear asi wakagadzirwa namai ava
Dakuchirikwatura😂
❤❤❤
Ko marambidzirweiko kupinda mudare 😅
Ko kungo siyana naye murume wacho?
Mwari vakati let no person seperate the married. Hure harikwanise kuparadza ma marriages...ndiko kuda kukurudzira mahure ikoko. Mahure ngaaiswe mujeri
Kusiya not that easy ,panotiwa gogo maMoyo chete
Ungasapedza nyika
Vakanyanya mai avo vanoda chikafu chavo
Yaaa mjolo uriko ndatenda hangu ko kuzokwira mota vese 😮
😂😂😂😂
Yoowe kupa girlfriend imba kuti hura nemurume wangu zvakaoma
Stress nekuperegwa kokuita uiite sebenzi kkk chii chakadaro kuinda necup kudare kkkkk
Zvazvakaoma nhai imi umm
Mambo matadza kutonga apa atezvara why musina kuti varorerwe haaa apa maita zvisiri fair zvachose mangotarisa kuside kwechikomba chete apa hazvisi boe matokurudzira chipfambi musingakoshese chivanhu kuti tezvara varoorerwe😮
😮😂😂😂
Asika the cup killed me
Shame she love her marriage . And Shez faithful. But dai azvishandra hake zvaurikuripwa nazvo start a business hako
Kkkk 5yrs
Mash central ma1
Mukadzi wekutanga akasiya vana 4 waiti. Akapusa
Severe ndiyani nhai imi handizvinzwisi ini ndoamwwen he ot
Mai nababa wenyu namai nababa wemurume wenyu ndiye severe Na severe kana Kuti mukurungai
@@forgetjenyura3369 Baba vemurume Kana vemukadzi ndisevere
Mai vekadzi Kana murume ni amukurungayi
@@dianambuwayesango9017 hoooo kkkkk
Munondiseka futi here ndipei number dze mukadzi uyo
Mukadzi uyo anonyepa musi waakatongwa haana kuzvitaura wani
Mudare havape vanhu chance vanotokuudza kuty nyaya yako taiziva kwairi kuenda .
@@rumbidzaimusengezi5860 nguva akapihwa
I think murume wemukadzi wekuhura vakadyiswa chete handiti anga akasunga murume wamai avo here
🎉🎉🎉🎉
Mudare Havana havo kutaura zvese izvi
Vanhu tsvagai mari musiyane nemjolo
Nyaya handisi kuinzwisisa vana vakaroorana what
❤ai 8😊
Uuummm Jesu, my favourite chief
Zichief iri in simple terms zihur*
@@PatienceTakuramunohura mese here tizivewo🤔
Zvakaoma ha zvo
Veduwe zvakaoma shinga mwana mai tsvaka basa ushande
Hnzi andina mari yeku subscibrr😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk cup
Kkkkkkkkkkkk zviro zvacho
Mambo havana kutonga zvakanaka
Nzvimbo ine chipfambi asi chiiko nhai varume ne vakadzi dzikamai Kani imi
Kunema korokoza
Muusha kaaa
😂😂😂 mabiyangu🎉
😂😂😂😂😂😂
Sabhuku manyama
Mishonga iriko murume vemukadzi hure uyo akadyiswa
Akadyiswa hamuoni murume wacho asina basa nazvo kuti
Ngaadzikame
😂😂😂😂😂😂😂😂
Hakuna chinonzi kusungwa - its erectile dysfunction caused by lifestyle issues or some other underlying health problem such as diabetes, prostrate enlargement/ cancer, heart problems etc - ngaamhanye kuchipatara for tests. You are lucky ukaona ED ichiita so - it can be an early sign of impending heart issues
Kusungwa kuriko hama yangu .nekuti munhu akasunga akasunungura zvese zvinoita bhoo .kudzokera panzvimbo yazvo
@@HovaCarryen haaa - iwe. Dai kuhura kuchiriko here
Hanti hanzi kwaSevere zvaifaya wani
@christwishkanyemba7047 then it's a psychological issue zve... kana usingade munhu haimire
My learned friend they is a lot of African science in the villages.
😂😂😂😂😂😂 ,
Varume vanofa riini tizorore
Imbwa inodanana neimbwa
Zvakaoma
Eish yaaa unozorora fani