Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

Akadanana nemurume wemunhu akuzvimba muviri. Arwara kwenguva yakareba asingade kubuda pachena

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 апр 2024
  • Akadanana nemurume wemunhu akuzvimba muviri. Arwara kwenguva yakareba asingade kubuda pachena asi ndichambozama kuti apore

Комментарии • 840

  • @user-yg8bn1bi9x
    @user-yg8bn1bi9x 3 месяца назад +30

    Mai Sasha. Tsvagayi Jehova. Imba haivakwi nemushonga. Akafa imba iyi ichanakidza here😢. Imba inoda Mwari. Munhu akafa mave nemitumbi 2. Mwana na mai vake. Mmmmm please Repent 😢

    • @joycemagariro3613
      @joycemagariro3613 3 месяца назад +2

      Vakadzi ngavadzidze kusadanana nemurume wemunhu. Mai Sasha vakaisa fence pamba pavo ukapoya uchipinda unobaiwa. On topof that wotaura rough

    • @user-eq1yp5xx3y
      @user-eq1yp5xx3y 3 месяца назад +3

      Ngawatsvage mwari mai sasha huroyi hauuwake imba

    • @luciathandeka1931
      @luciathandeka1931 2 месяца назад +3

      Chokwadi imba inoda Mwari mufunge, hakuna chinomisa imba kunze kwekunamata

    • @user-eq1yp5xx3y
      @user-eq1yp5xx3y 2 месяца назад

      @Tatendasinoia tsvaga wega nummber dzawo.woda kupihwa nani

    • @elvinadhenya6051
      @elvinadhenya6051 2 месяца назад +1

      @Tatendasinoiazvino azofa mukufara ka namai sasha venyu, very married as well but this is very wrong vasikana

  • @yvonnepakura954
    @yvonnepakura954 3 месяца назад +54

    Mai Sasha sisterhood is proud of you ...kana usina kumbosangana nazvo haungazvinzwisisi .Team iyi ikakutuka unoti skuzu.

    • @user-oy7vs3fn8c
      @user-oy7vs3fn8c 3 месяца назад +1

      Akanzwa butter

    • @beatricemaidei109
      @beatricemaidei109 2 месяца назад +2

      Manje Afa saka muchakuchidzira pai ipapo

    • @Puchu1994
      @Puchu1994 2 месяца назад

      IT’s people like yiu who thinks you can kill for a man sis 😢

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 2 месяца назад +4

      Sisterhood yevaroyi

    • @AnnaChauke-co1em
      @AnnaChauke-co1em 2 месяца назад +1

      Masada kufadza Mai Sasha pangozi munenge musipo,kuuraira munhu murume varume vakazara nyika ino shame,kuratidza kuti she was desperate.

  • @patiencechinyanganya-qb8gq
    @patiencechinyanganya-qb8gq 3 месяца назад +106

    Vakadzi hutsinye kudanana nevarume vevanhu kuroya kukuru makuona kuroya kwamai sasha asi kusuffer kwavo hamukuone akatopiwa warning akatuka mubairo uyu big up mai Sasha aitozofa ndiwe nestress ukasiya Vana isai # gogo vakadzi vawane kwekuponera runyoka kuvarume vagutsikane nevarume vavo mai Sasha vatori nemoyo wakanaka vanotobvuma kunokusunungura

    • @SurprisedCasualShoes-xc9ce
      @SurprisedCasualShoes-xc9ce 3 месяца назад +10

      Ini ndotoda number dzagogo gogo number one Ini Na Mai Sasher same team same Zita nxaa marume awa ndipei number mbuya ndisvikeko

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад +2

      Manje ini wandituka soo..unotoona moto....unonosangana nababa vako satan

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      Handei tose ikoko 🎉🎉🎉🎉🎉🎉​@@SurprisedCasualShoes-xc9ce

    • @AnnaChauke-co1em
      @AnnaChauke-co1em 2 месяца назад +3

      Kana Mai Sasha murume asichavada arikunotsvaga mumwe mukadzi chete,anditi maiguru vakaenda iye akapinda naiye achaenda chete nehuroyi hwake anofunga kuti akaenda aida here,asikanaka ngatiregeyi kuita varume vekuchemera ava,tarisayi muone ngozi yapinda mumba pamusaka pemboro yemwana wemumwe munhu that's foolishness,Mai Sasha must rotte in hell avachina peace muhupenyu hwavho mufunge tisamboda kunyepera,kana waona kuti hasi kuchengeta vana enda ku maintenance.

    • @EnetyGadzi
      @EnetyGadzi 2 месяца назад

      Manje akafa mukadzi waakagarzira yavengozi

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 3 месяца назад +33

    Vanogochemeiko 😅😅😅😅 hanty mashaina nechihure ukatomboudzwa siya 😅😅😅😅

  • @user-gq1bn4mh6m
    @user-gq1bn4mh6m 3 месяца назад +40

    Ndinoti hurai mufe neiwaya ndinoti amen

  • @DezzyMwiinde-om8bh
    @DezzyMwiinde-om8bh 3 месяца назад +10

    Imi mai sash big up aitodada nekuhura nemurume wemunhu . Paakaudzwa akadii kusiya . Kutoita mazita two rimwe rekubasa chii ichocho . Mai sasha aitozofa nestress akagona . Yambiro kunemi mose moda varume vevanhu tsvakai venyu .nxaa

  • @lloydmagweta5311
    @lloydmagweta5311 3 месяца назад +64

    This lady needs medical care. There is a list of possibilities which have got nothing to do with kuroyiwa. 1. Chronic liver disease, 2. Chronic Kidney disease, 3. Congestive Heart Failure, 4. Post Partum Cardiomyopathy ( Highly likely since she delivered recently), 5. Low protein states. Someone please take her to the doctor before things deteriorate. She is wasting time kuenda kun'anga 😢

    • @MusaMakaza
      @MusaMakaza 3 месяца назад +2

      Kkkkk😂😂😂iwee munhu akaipiwa rukawo iweee zvaurikutaura usanyepera vanhu iweee

    • @user-we5yd5ld2w
      @user-we5yd5ld2w 3 месяца назад +1

      True vanofanira kuenda kuchipatara zvekare.

    • @memorydhliwayo9653
      @memorydhliwayo9653 3 месяца назад

      Ayenda kuchipatara

    • @joycemagariro3613
      @joycemagariro3613 3 месяца назад +4

      Vakaenda kuhospital hapana chirwere chirikuonekwa.

    • @user-oy7vs3fn8c
      @user-oy7vs3fn8c 3 месяца назад

      Some diseases are caused by kusherekerwa ukananga kwadoctor mhepo zinonokusimukira

  • @melodytaaziva7221
    @melodytaaziva7221 3 месяца назад +75

    Mai Sasha wakagonesa, mahure ngaapfidze. Unonzwa vachiganza heee wakurambwa ndini ndirikuuya. Pfutseki hure kuti unei chisina muridzi wemurume. Kuti baba aSasha asvike pakuba mari yamai Sasha achipa iwe hure wakange watomugadzira murume uyu. Wakadanana naye uchitoziva zvako kuti anemkadzi.. Suffer continue zimbuya repacorner kuda kuparadza imba yemwana. Mai Sasha haamborambwi.

    • @user-sr7zq9js9s
      @user-sr7zq9js9s 3 месяца назад +9

      Mutsvene ndiani, usaone chitanda chiri muziso remumwe

    • @antoniodomingo7433
      @antoniodomingo7433 3 месяца назад +7

      Ngozi yehurenyakangofanana nengozi dzese. Be careful. Vanozotadza kugara imba yacho

    • @hapinessmachiridza2331
      @hapinessmachiridza2331 3 месяца назад +3

      kkkkkkk chitandq chiiko mahure anonetsa.

    • @linnetbhasvi8115
      @linnetbhasvi8115 3 месяца назад +2

      @@antoniodomingo7433 haana ngozi yaanombowana uyoo akagadzira murume wake iyo pfambi ikabatirawo

    • @christinme7414
      @christinme7414 3 месяца назад +1

      Hure ngaripfidxe nxaaaaa

  • @moseschavhunduka2747
    @moseschavhunduka2747 3 месяца назад +14

    Mukadzi wese anoda munhu wake ndozvaanoita
    Unoona mukadzi achiudza murume. Asiri wake kuti munotya vakadzi atogara beya murume oona Africa yese tsvimbo yodaidzira viva Zanu kusvikira gumi rakadya vaviri
    Mai vakagona vakadzi verudzi urwu vanombotyao
    MaSasha pamberi navo

  • @runganotavengwa3286
    @runganotavengwa3286 3 месяца назад +44

    Tirikukuonayi team varume vevanhu hasha dzamuri kuitira mai Sasha murikutya kuroyiwa kaa😂😂

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 3 месяца назад +3

      Handisi hure handisapote chihure ASI chakaipa chakaipa nditorinewo murume wekuti haarare hama but zvekusvika pakudeura ropa nekuita mbiri yehuroi pamusana pemurume bodo dai akangwara Mai Sasha dai akasunga murume or kupfuhwira it's better iwe une vanawo ariwako mwana aitwa so unofara here 200 yaakabvisa kunanga dai akaita project aisa simuka here mumusha mawakaroorwa uchatambirika sei musikana uyo akafa unofunga kuti Mai Sasha uchaita rugare here nemurume wake r
      Zvamuri kufunga Imi kuti hure rake arigona rafa avazogarika rega ndikuudze varume vanohura ava but you have to find a way yekugadzirisa imba Yako not this way

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 3 месяца назад +4

      Ende hamuzivi nyaya makapusa munokurudzira mumwe munhu kuti Roya Imi mukugsdzira here varume vanyu or vakadzi venyu Imi mukureva here kuti havasi kuhura imika apa Mai Sasha vaka solver problem neimwe problem ini hangu handiswere munanga ndinoswera ndichitsvaga Mari shaa

    • @BrendaMuchabaiwa
      @BrendaMuchabaiwa 3 месяца назад

      😂😂

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 3 месяца назад +1

      @@annanyamugudza1327 zvako iwe, dai akatotenga huku akatanga project. So now some innocent women are going to die because her husband lies to women. Mari yechikafu haana asi two hundred yen’anga anayo. Kana n’anga yacho yainzwa tsitsi akadii kumuitira mahara.

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 3 месяца назад +1

      @@annanyamugudza1327 imagine the age. Haasi kana kutombotya

  • @priscillarmaenzanise6480
    @priscillarmaenzanise6480 2 месяца назад +10

    Mai Saha hamuna mhosva .various rough mahure

  • @AnastasiaChipango
    @AnastasiaChipango 3 месяца назад +5

    Mmmmmm taurai hako team iyi yakatrainer pamashoko cete kana usingazive Mwari unozvisungirira

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 3 месяца назад +25

    Ini hangu handiurayiri munhu murume never

    • @lovenessnhidza4267
      @lovenessnhidza4267 3 месяца назад

      Ini ndinotouraya especially ndatombokutsiura

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 3 месяца назад +3

      Yowe, hero mhinduro varoyi vawanda muZimbabwe. Imagine choosing hell for a man.

    • @tsitsimhurure9861
      @tsitsimhurure9861 3 месяца назад

      Unenge uinepainkiller kana isina unouraya

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 3 месяца назад +1

      @@tsitsimhurure9861 not everyone ane moyo huroyi. Anenge akanyanyoitasei murume iyeye wekuti you choose gehena.

    • @rosemarysamangure7734
      @rosemarysamangure7734 2 месяца назад

      Say it loud never

  • @dorcaszulu4870
    @dorcaszulu4870 3 месяца назад +52

    Love is not buy force kana wakusadiwa move on ko kubatana nemishonga kwakudi

    • @TatendaZingoni
      @TatendaZingoni 3 месяца назад +1

      Chihure ngachiregwe nezita rajesu

    • @patriciamarangwanda5188
      @patriciamarangwanda5188 3 месяца назад +5

      Imagine asikana nematyiro andoita mhosvaa imagine kuuraya munhu cz of murume here kana wauraya wosara unaye murume here iiiii zvakaoma veduwee

    • @florencekanovheti757
      @florencekanovheti757 3 месяца назад

      Taura hako

    • @eljayjay7884
      @eljayjay7884 3 месяца назад

      Move on inoita yega haidi kuudzirwa.kana ndisisadiwe ichakwana nguva yangu yekuita move on.ukauya ndisatiwo ndaita move kubva ndikoko

    • @BlessingChuma-qz1po
      @BlessingChuma-qz1po 2 месяца назад +1

      Can u imagine ungasapedza nyika yese uchiwuraya.vanhu Moyo yavo yakaoma I can't withstand someone suffering like that until kusvika parufu never

  • @sandranyakuseka1286
    @sandranyakuseka1286 3 месяца назад +35

    Mai Sasha haana mhosva, handiti vanhu munoti munhu dealer nemurume wako,mai Sasha akadealer nemurume wake,zvakaoma

  • @user-ce6jf1ym3t
    @user-ce6jf1ym3t 3 месяца назад +23

    Unototukirirwa munhu achiti murume ari kukutiza haugezi,haunaki,haudiwi nehama manje hoyo ndoshingira imba yangu chete kusiya imba inharo yangu ndofa ndaedza zvese

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      Hoyoooo🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 3 месяца назад +2

      Murume wako kana achienda kune vamwe haakude sha and doesn’t respect you saka unenge uchishingirirei apa uri kutorera vana ngozi ichavanetsa mangwana.

    • @user-qw7vv7vp1e
      @user-qw7vv7vp1e 3 месяца назад

      Kkkk taura hako panomama munhu chete

    • @GChings
      @GChings 2 месяца назад

      ​@@Nokutenda774zvino nevarume vedu vechitema ava nhai asingahure wacho unomuwanepi veduwee ungasapedze nyika yese here uchingoita move on. That's why sometimes vakadzi vachizongoshingirira chero zvakaoma.
      Because varume ava chero uchitozama kumuitira zvese zvinotarisirwa kuti mukadzi aite kana achingoda kuhura anongohura. And it's like asina girlfriend irombe kuvanhu vechirume. Ma1 vakadzi we are always the victims it's painful 😢

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 2 месяца назад +1

      @@GChings apa she says murume wake ane magirlfriends hobho. Let’s not make men turn us into people we are not. Akafa mukadzi uyu a hai a chipoko chake everyday apa baba Sasha vaye vanenge vaita move on to the next girlfriend.

  • @divinecomputers2789
    @divinecomputers2789 3 месяца назад +7

    God bless you Mai Sacha. You have a heart of Gold ❤

  • @mamakaYigal
    @mamakaYigal 2 месяца назад +5

    In as much as mai Shasha acted out of being hurt, she has completely destroyed her own marriage. Which man would want to stay with a woman who can do such? She will never be welcome in his family. She won the battle but she lost the war. As women, let us try to be logical when we make decisions. With all the other women supporting mai Shasha and telling her she did well, at the end of the day now that Chenai has passed away, she will face whatever she faces on her own. I highly doubt that she has slept well ever since hearing of her passing away.

    • @LoveBirds-zv1di
      @LoveBirds-zv1di 2 месяца назад +1

      Yagara isiri marriage , ukawona une murume asinga seme kurara pese pese
      Haisi marriage !!

    • @monalisakutombo
      @monalisakutombo 2 месяца назад

      ​@LoveBirds-zv1di
      Exactly. It's a lose lose situation either way

  • @Ashley-up6xy
    @Ashley-up6xy 3 месяца назад +12

    Wakanakirwa munga muchizviti makapenga munorwadzisa imi 😅😅😅😅😅 ndonyatso seka maningi 🤣🤣🤣🤣

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 paai nemahure

  • @GladysGudza
    @GladysGudza 3 месяца назад +13

    Kutoitira murume wemunhu nhumbu uchitoziva kt anemukadzi hanty hutoriwo huroi

    • @patience6069
      @patience6069 3 месяца назад +2

      Amen dear pasi nemahure ukaitira murume wemunhu nhumbu uchiziva wapedza woganza uchituka muridzi wemurume unoti zvinosvika kupi muchapfidza henyu musatambe nechemedza umwe

    • @couragemagama2813
      @couragemagama2813 3 месяца назад

      Nhai zvako huroi hukuru

  • @user-ir1sj7nv7s
    @user-ir1sj7nv7s 3 месяца назад +3

    Pandaitowona mkadzi uyu PA social ndaifunga kuty akaitirwa hutsinye bva wakatotora mrume wemunhu nxaaah gogo imbomusiyai for 3weeks adzidze lesson well done mai Sasha

    • @user-bx1zn4zr9c
      @user-bx1zn4zr9c 2 месяца назад

      Ummm zvino akafa imba yacho inozonakidza hre ummm izwai tsitsi varume ibasa ravo ityai Mwari askana

  • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
    @ChiedzaMudzingwa-vg1ng 3 месяца назад +22

    Umm zviri zvekurwira murume musazosvike APA unopedza nyika yese kuuraya vana vevaridzi nekuti murume wako kana Ari hure haaregi ,uchiroya uyu achirwara otomusiya aapane umwe..mai sasha yu went too far .Uri mwana mudiki iwe .unoita ngozi mumusha uye kutadzira Mwari.mukadzi uyo akafa anoti wakandiurairei,zvekuti wakatora murume wako ndiye akandinyenga ndiri mukadzi wo ,ibarika ka iri.

    • @ObviousGombiro
      @ObviousGombiro 3 месяца назад

      Haana kuterera aiganza ngakware anoudza vamwe

    • @user-sg3dc3ir3g
      @user-sg3dc3ir3g 3 месяца назад

      Imi muchimbotorereiko varume vevanhu royewai mufe

    • @user-cv5oe4dg5v
      @user-cv5oe4dg5v 3 месяца назад

      Imi varume vashoma muno munyika aaaaa

    • @abigailgwindi933
      @abigailgwindi933 3 месяца назад +2

      Kusiya imba yacho kurinani. Chero vakazogara nemurume wacho trust hapana unenge wakutotya mukadzi wako wemumba

    • @cleopasmutsvangwa7074
      @cleopasmutsvangwa7074 2 месяца назад

      ​@@abigailgwindi933haàaa anokusota uyu kana wazogara kkkkk, kugara naye kutoziva kuti ndirikupika jeri rangu.

  • @user-wj3vq8ve9h
    @user-wj3vq8ve9h 3 месяца назад +5

    Vakadzi vanotora varume vevanhu havatorwi mofira mahara . Vesse vari kuopposer mai sasha apa mahure echirume. Ndikutodawo # dzagogo ndisotewo wangu

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      Handei yose kwagogo. Nhaka mahure magonekwa 😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 e de hapana kwamunopora 🎉🎉🎉🎉🎉

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 3 месяца назад +28

    Mai ava vakafita kubva varambwa nemurume. Kuurayaisa munhu nekuda kwemurume, kutsvaka ngozi kudzinza.

    • @user-uk6rp6uc9c
      @user-uk6rp6uc9c 3 месяца назад +4

      Obvious vanorambwa imagine vakabvisisa mimba ine 6months

    • @nyaraitaderera9369
      @nyaraitaderera9369 3 месяца назад +2

      Taura hako has8kuziva ramangwana Kuti I Ngozi

    • @gee9961
      @gee9961 3 месяца назад +4

      That's if kana vasina kumudyisa

    • @siziweshiri3656
      @siziweshiri3656 3 месяца назад +1

      Iyeo sezvo vakamutsiura akadini kusiya

    • @stellahmvurume3273
      @stellahmvurume3273 3 месяца назад +2

      zvekurambwa rinenge radrama asi adzidza.chero akasangana nemurume anotiza ,iye murume vacho akasangana nemukadzi anofuratira😂😂

  • @leahgushu
    @leahgushu 3 месяца назад +7

    Murume wako achangoramba achinyenga saka ucharamba uchingouraya here.uri muroyi ufunge and kana wafa iwewe unenge wasungirira murume wako you mean kuti iwe wafa your husband wont marry.

    • @NelsonDaily337
      @NelsonDaily337 2 месяца назад

      Vose varoyi mai Sasha vanongofawo ne HIV kwese kufa

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 3 месяца назад +12

    Pamberi nagogo mamoyo...haa vanoziva marwadzo aya...shuwa isusu ma married women tinotukwa nemahure aya..gogo muripi muZimbabwe tirikuuya...

  • @user-yu5mp1vi4h
    @user-yu5mp1vi4h 2 месяца назад +5

    Mai Sasha hamuna mhosva maigadzirisa imba yenyu

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 3 месяца назад +5

    Ungauraira munhu mboro yake here varume vane kodzero dzekuroora vakadzi vakawanda ini hangu handirombere murume akasapora mai Sasha uchachiona

    • @fadzaitaderera3929
      @fadzaitaderera3929 3 месяца назад +1

      kodzero yekudiiko.kune zvirwere kunze uku.kodzero iyoyo anoipiwa nemukadzi wake.kuswerozadzirwa zvirwere kuti hnz murume anekodzero

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 3 месяца назад +2

    I stand with mai Sasha .mai Sasha havana kutanga nekugadzira munhu asi vakaudza chenai kasingaperi kuti siyana nemurume wavo asi Chenai mutsora nzonzo kuda varume vakaroora nxaa.mubairo vechivi rufu .chidzidzo kune varikuitawo sa Chenai.And mazuva ano n'anga dzazara pa social its easy kusotwa.

  • @nobuhledondo3530
    @nobuhledondo3530 2 месяца назад

    These are the kind of thing that push people to seek spiritual help. I understand her to a certain level.imagine receiving this kind of message "Xaaa nini chekundiita hapana hako wewe. Wangu ini ukada kunditsvaga unondiwana cz zvekukuudza ndinazvo asi nw handisi kuda pliz ndidzikamirewo pliz. Nw chawakuziva kt ndiri problem isingapere mulyf mako. Ndokufizura chte usaite kt ndirambe ndichitaura cz ndichazokuudza zvichakuchemedza my Friend...."

  • @margaretwhite2907
    @margaretwhite2907 3 месяца назад +7

    Saka mai sasha vakafa murume wavakagadzira anoita sei

  • @SheilaSheila-tc1jx
    @SheilaSheila-tc1jx 3 месяца назад +5

    Amen Gogo ndatenda

  • @LaytonChizema
    @LaytonChizema 3 месяца назад +10

    Mbuya ava muroi

  • @jennifernyabunze7394
    @jennifernyabunze7394 3 месяца назад +29

    Ava gogo ava ummn huroyi hwacho hwakaoma iyi ingozi mumusha unoparira dzinza rese

    • @OlindaDziike-ck6xx
      @OlindaDziike-ck6xx 3 месяца назад +2

      Kana hanya

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 3 месяца назад

      Can u imajeni chidofo kurombera murume 😂😂😂. Kazhinji zvinoitwa nevakadzi vasina pekutangira . Idi akafa ingozi inopdza dzinza kusafunga ndiyani asingazive kuti varume vanohura. Apaarikutoti murume wake anorara nevakadzi vakawanda, ko kusiya uri unofa ne Aids.

    • @user-cv5oe4dg5v
      @user-cv5oe4dg5v 3 месяца назад

      Serious

    • @MusaMakaza
      @MusaMakaza 3 месяца назад

      Tsvakai venyu vasina vanhu

    • @user-yg8bn1bi9x
      @user-yg8bn1bi9x 3 месяца назад

      Amen

  • @tingamakoli3940
    @tingamakoli3940 3 месяца назад +6

    Ladies ukaona murume okushaira respect mumba siya you cant be going around killing or kuroya nekuda kwemunhu asinga kudi rudo rwunenge rwapera

  • @brightonsamunda7621
    @brightonsamunda7621 3 месяца назад +6

    Nmbr dzaGogo please ndatambura nemunhu asinganzwe nemuromo

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 3 месяца назад +11

    N'nga iyo haisi right inourayisa vanhu

    • @user-rq6sy3mm9l
      @user-rq6sy3mm9l 3 месяца назад +1

      Mai Sasha havazive Mwari ndiye Ani to kill mwana wemunhu mukadzi anonamatira Imba yake isu tirimo mudzimba tongonamatira varume vedu ,enge chimwe chinhu vakadzi vanonyeperwa ava ndosaka vachizoramba vane varume vevanhu

  • @AjCele
    @AjCele 2 месяца назад +2

    Murume unohurirei, kana usingachadi mukadzi enda naye kuvabereki vake wonomusiya wobvisa gupuro. After that you can date whoever you want.

  • @julianachiweshe2857
    @julianachiweshe2857 3 месяца назад +20

    Ndiye aive kwa tete Tilder nezuro , zvakaoma

    • @user-uk6rp6uc9c
      @user-uk6rp6uc9c 3 месяца назад

      Ehe

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад +2

      Pasi nemahureeee. Pamberi nagogo...🎉🎉🎉🎉

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 3 месяца назад

      Yes i believe,hure rinotopopoterawo muridzi wemurume ozochema kana zvorwdza manje.

    • @nataliamunambi828
      @nataliamunambi828 3 месяца назад

      Eye

  • @susanmakota7186
    @susanmakota7186 3 месяца назад +9

    Uyo musikana akakanganisaasi iwe Mai Sasha usadana nehuroyi Aya gogo wakazowaziva rini wakangwarisa zvingakunakira nhasi asi munhu akafa ziva kuti vaaneropa mumaoko ako

    • @munodaanimancube7755
      @munodaanimancube7755 3 месяца назад +3

      Siyanai nevarume vevanhu… hamunzwe mahure imi

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      Hyre remunhu.....majaira...roiwai mufe🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

    • @nancyrimai1224
      @nancyrimai1224 3 месяца назад +1

      Utoriwo hure iwe,ngozi ngozi kudiikooo

  • @user-fn3cp9hu5v
    @user-fn3cp9hu5v 3 месяца назад +28

    Mukadzi wekuenda kuny'anga uyu iye pachake muroi

    • @user-oy7vs3fn8c
      @user-oy7vs3fn8c 3 месяца назад +1

      Hausati wahurirwa iwe,hausati wasafa nechihure cheumwe wako

  • @user-th9jp1ud4l
    @user-th9jp1ud4l 3 месяца назад +6

    Mai sasha good munhu kugadzira murume wako chete asangana nazvo chenai awana chidzidzo

  • @emmachipokosa1520
    @emmachipokosa1520 3 месяца назад +9

    Mai ssha magara munobata bata pamwe hurema wemwna wenyu hauzi hwaMwari mishonga iyo kune vanosiya masabhabha wani musadaro urikutaisira mari kunababa avo vanoiwanepi

    • @user-wf8gk2hz7m
      @user-wf8gk2hz7m 3 месяца назад +2

      Taura hako kamuroyi ngakayende kachapa

    • @PriscillaNyagande
      @PriscillaNyagande 3 месяца назад +2

      Mai Sasha muroyi cz hushingi hwacho iiii plus red flag mwana chirema first born ukafirwa or mwana akaita chirema muroyi mukadzi iyeye apa atouraisa mwana we umwe

    • @user-gq1bn4mh6m
      @user-gq1bn4mh6m 3 месяца назад

      Saka vana vakubuditswa zviso vatadzei

    • @user-gq1bn4mh6m
      @user-gq1bn4mh6m 3 месяца назад

      Twutama twemunhu ayituka vasangana zvinhu zvacho

  • @MariaNcube-iz3ij
    @MariaNcube-iz3ij 3 месяца назад +6

    Mwari vachakutonga kuraira munhu murume varume havaperi panyika akakoshei murume wacho .ini hangu ndakatobvva ndikasiya maropa fadzo anongouya ega mwari vakandiropa fadza ndikawana zvakanaka kudarika kwandasiya. Handina kutongera mwari hama pfugama unamate hai kuroya kutenga huroi

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 3 месяца назад +2

      Taura hako chero iye murume wacho achakuda iwe uchiroya kudai ende arikuti vachauya wakawanda kutoganza nehuroi benzi murume wako shaa anonyenga nyika yese

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 3 месяца назад +2

      Ane mboro yegold here murume wacho ndovakadzi Simba vanoda kushandirwa nemurume

    • @munodaanimancube7755
      @munodaanimancube7755 3 месяца назад +2

      Muchazvirega henyu zvechihure 😅chimbo shingisanai kwaaaaa

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад +1

      Manje kana wakazoroorwa iwewe wakatopara upombwe neluti Mwari wacho iyeye akati::: 1 Corrintheans 7 inoti do not remarry when divorced unless the one is dead.....urikunosangana nemoto

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      ​@@annanyamugudza1327tiri kukuonai ma home wreckers manje gore rino mukupera 😂😂😂 🎉🎉🎉🎉

  • @Mamaangie2024
    @Mamaangie2024 3 месяца назад +6

    Huroyinuhu ukaona murume achiramba agere nemukadzi uyu achafira mahara zimbuya repakona zimuroti vakadzi dzidzai kuzvishandira murume akaenda unowana pekutangira not kusweropemha mari kumurume on top of that wakuenda kunoishandisa kuroya mutsvaki wayo kunyanga mbwa yemukadzi

    • @user-uk6rp6uc9c
      @user-uk6rp6uc9c 3 месяца назад

      😂😂😂😂

    • @patiencechinyanganya-qb8gq
      @patiencechinyanganya-qb8gq 3 месяца назад

      Hapana chakaipa mukadzi akugadzirisa imba yake saka zvonakidza kut murume ahure mkadzi afe nestress aah kuhura kuroya fut varoyana

    • @user-sg3dc3ir3g
      @user-sg3dc3ir3g 3 месяца назад

      Mahure tiri kumaona hedu mucomment section

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z 3 месяца назад +10

    Mai Sasha usadade neuroyi iwe uchiri mwana mudiki unopara ngozi munhu iyeye akafa

    • @lucas15mm
      @lucas15mm 3 месяца назад +3

      Vakatouraya mucheche

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 3 месяца назад +1

      Vakato uraya mucheche

    • @emilyzenda4851
      @emilyzenda4851 3 месяца назад

      ​@@lucas15mmEye henyu imi ropa risina mhaka

  • @DorothyDombodzvuku-ot5ul
    @DorothyDombodzvuku-ot5ul 3 месяца назад +2

    Ko imi Mai sasha gadzuraiwozve murume wenyu apote achiti akavata neumwe mukadzi ozvimbawo dumbu,, murumewenyu akarwarawo i think anorega chihure coz apa achaurayisa vkadzi hobho and muchwnjere kuigirwa chirwere coz panoitwa mimba hpna protection

  • @user-gh3oy2fc7o
    @user-gh3oy2fc7o 3 месяца назад +6

    Mai Sasha apa vaita inonzi chandagona hapana.coz kumba nemurume handione vachigarisana

    • @melodytaaziva7221
      @melodytaaziva7221 3 месяца назад +1

      Vachagara hapana kwavanoenda

    • @maggie-tj6nv
      @maggie-tj6nv 3 месяца назад

      Gogo vataura kuti imba yaje haiputsije icharamba yakamira ..yehure rake iro ndiro raputsika and ndiye aimanikidzira kwaasingakwane Chenai ndiye muroyi

  • @gracehavazvidi7962
    @gracehavazvidi7962 3 месяца назад +12

    Mai Sasha ndihwo huroyi chaihwo Gogo musadaro mucommunite hamudiwe zvachose

    • @EdwardSibiya-pn1qy
      @EdwardSibiya-pn1qy 3 месяца назад

      Taurai zvenyu izvi azvidiwi iwi

    • @tanyarue
      @tanyarue 3 месяца назад

      Nhay kuganhira nehuroyi Gid is watching

    • @luciathandeka1931
      @luciathandeka1931 2 месяца назад

      Very true, zvaitwa nagogo avaka, varikudzidzisa chii, haaa Mwari vanoona havo...

  • @user-ce6jf1ym3t
    @user-ce6jf1ym3t 3 месяца назад +9

    Murume wenhu kutora inharo idzi ndongoona kuti vasiri kugadzira varume vavo vanenge vasisadi havo murume wacho kana uchimuda waneta nechihure unogadzira imba yako,,mwari yacho anobatsira anozvibatsira weee mahure acho kunze uko vanotofamba kuti murume wako akuseme

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      Amen oooo🎉🎉🎉🎉🎉 pasi nemahure

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 3 месяца назад +2

      Unogadzira munhu asiri kukuda sei? Forcing him to love you nemushonga. Ini I am married but will never be so uncivilised kusvika pakuita muroyi. That’s why there is divorce.

  • @user-fn3cp9hu5v
    @user-fn3cp9hu5v 3 месяца назад +10

    Rambwa iwe uri muroi kupinza gozi Mumba ungauraire munhu murume vanopera hr varume unoenda kumba kwenyu kwete kuuraya

  • @phyllisjerah428
    @phyllisjerah428 3 месяца назад +5

    Gogo hawachagoni kuroyonora saka wakuti panoda murume akagadzirwa 😂😂

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 3 месяца назад

      Vanoroya mbuya ava

    • @agiekateta4817
      @agiekateta4817 3 месяца назад +3

      Ko dai va Baba va Sasha wakafa saka hapana kurapwa Ka. Imagine. Kutogadzira zvinovashupa kusunungura

    • @user-eq1yp5xx3y
      @user-eq1yp5xx3y 3 месяца назад

      Eheee gogo zvawe kuwaomera

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 3 месяца назад +6

    Mai sasha zvanga zvirinani kuti urambane na baba sasha nekuda kwe girlfriend pane kuti ucharambwa nemurume nekuda kwe huroyi ...apana kana hama ichakuda nezvawaita izvi

  • @user-kt6jg8qo8j
    @user-kt6jg8qo8j 3 месяца назад +2

    Mai Sasha unogona kuita ngozi sekuseka nekuti urikutodada nazvo kana zvanetsa siyanayi munezvakanaka nekuti izvozvi imba yacho yaurikurwira muchirikuwirirana here kana zvadayi

  • @miriamnheya3154
    @miriamnheya3154 2 месяца назад +2

    Kuhurirwa korwadza,handifungi kuti mai sasha vaizvizuva kuti ndokwazvichasvika.kana mada varume vevanhu dzikamai kwete kuchallenger maiguru.musikana uyo aiwona seaipisa but adzima manje makutii hee mai sasha muroi,dei aiva muroi akauraya kudhara but kutosota murume kuprotector territory yake,mahure munozvinyanya nyengwai makanyarara mopiwa msri handi ndodzamunemuchida here ko unotukurei mukadzi wemuridzi

  • @emilyzenda4851
    @emilyzenda4851 3 месяца назад +1

    Tiri kuzviziva here kuti Mambo Solomon vaiva nevakadzi 700...unoitira ngozi mahara kufa wazama shuwa uri woita mvuri remunhu yoweeeee mune zvivindi.

    • @AjCele
      @AjCele 2 месяца назад

      Kuroya kwakashata asi ngatisapesvedzera barika ratisina kutenderana. Baba Sasha was supposed to tell first wife kuti ndoda kuita barika asati avaroora. Vakadzi vamambo Solomon vaitoridawo barika that is why vakabvuma kugara. Baba Sasha was supposed to give gupuro and take mai Sasha kumba kwavo vasati vaita gumbo panze.

  • @user-kb1sv4zj6n
    @user-kb1sv4zj6n 3 месяца назад +2

    Kuita murume zvekurwira its sad. Wopedxisira wamuroyi pamisaka pekuda. Murume Kana murume ahura haachakude musiye and move on. Zvino imba yeku forcer here uchaita ngozi uri mwana mudiki. hauchadiwe murume imika.

  • @natiechipfumbu
    @natiechipfumbu 3 месяца назад +1

    One chinhu chisingakuudze n'anga ndechekuti zvandiri kukuitira izvi mangwana zvine njodzi mai sasha you might feel proud nhasi but mangwana gogi avo vakakugadzirira vanhu avo vachakusiya pachena

  • @royalhustler2975
    @royalhustler2975 3 месяца назад +6

    Apa murume mhosva yake ndeyei ko kana aida kuroora vakadzi 2

  • @tova4700
    @tova4700 3 месяца назад +9

    Huroyi uhu, saka tasvu achizotora mishonga yavo. Inoparara imba yakadai

    • @SibonokuhleNcube-yb3vu
      @SibonokuhleNcube-yb3vu 3 месяца назад +1

      Shuwa taurai zvenyu

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 3 месяца назад +2

      Chero kudanana nemurume wemunhu futi huroyi problem yenyu mahure mozodhuva Kuda kutukirira mukadzi wemunhu dai Müchiti kana Madura mochengeta pamuromo penyu moita pvt affair dzenyu not ku provoker nekurwadzisa mumwe mkadz that’s evil weeee Zvino Hezvo

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      ​@@masciemudumo kutozoita nhumbu nemurume wemunhu kuganza ka ikoko..pasi nehuhure..nyangwe akazoenda hake murume wacho asi hure rafa🎉🎉🎉🎉

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      Ko anochemedza mukadzi wemunhu...ano

    • @Shamiso-bw5zo
      @Shamiso-bw5zo 3 месяца назад +1

      Iye murume wacho anozogara newe murudo here akuziva Kuti unofamba mun'anga

  • @lindadause2921
    @lindadause2921 3 месяца назад +3

    I feel sorry for baba avo dragged in such situations

  • @clementinedzvene4682
    @clementinedzvene4682 3 месяца назад +3

    Imba yatoparara iyi. Kurumwa nechekuchera

  • @Shamiso-bw5zo
    @Shamiso-bw5zo 3 месяца назад +2

    Ungavhaire kuti murume wangu akurara nevanhu vakawanda ende vachauya.varume havambonyenga vachiti ndine mukadzi,vanotonyepa.ko madii kutsvaga mushonga wekuti murume wako akarara nemumwe munhu arware ari iye.varoyi!!

  • @shanicetsitsimapurisana9962
    @shanicetsitsimapurisana9962 2 месяца назад +1

    Gogo mawoyo is beautiful ❤❤❤❤skin is skinning💯💯

  • @sabi88184
    @sabi88184 3 месяца назад +4

    Anenge a chinyanyo kukupa chii murume iyeye kt urouye

  • @millicentchimbera682
    @millicentchimbera682 3 месяца назад +6

    Well done my sasha

    • @user-di1zt1pj3t
      @user-di1zt1pj3t 2 месяца назад

      Mukunzwa sei manje akazofa

    • @Tsitsi-gf4vt
      @Tsitsi-gf4vt 2 месяца назад

      Mai Sasha ndipeiwo number dzagogo. Mukadzi anonzi Precious andinetsa

  • @WendyKaseke
    @WendyKaseke 3 месяца назад +2

    Varume vevanhu siyanai navo veduwee mmm zvakaoma

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 3 месяца назад +1

    Hongu kuhurirwaa korwadza but wouraya munhu here cz of murume nhai veduwee ,ummmm zvakaoma

  • @user-ce6jf1ym3t
    @user-ce6jf1ym3t 3 месяца назад +6

    Zvinoita kuti munhu azogadzira hure inyaya yekuti unobata munhu kuti ari kudanana nemurume wako womuudza kuti shaaa ukudanana hako naye ini ndiripo munhu okutukirira achiti murume ibage kkkkk ipapo ndopaunozogadzirira size inokwana manje nkuti mahure munotukawo shame

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 3 месяца назад

      Rukaho haruna ngozi iye anenge agadzira wake murume kana mukadzi uyo anozovaviwa nehurukuru uyo dzava ngano

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 3 месяца назад +1

      Unenge wangogara uri muroyi. I will never do this, go home and leave a cheating husband. Do you think hama dzemurume uyu dzichafara, ko community achagara sei? Umm gogo Ava havasi Mwari.

    • @siboneni8653
      @siboneni8653 2 месяца назад

      Hautauri neumwe mukadzi.Unotaura nemudiwa wako.

    • @user-ke7hw3ji5l
      @user-ke7hw3ji5l 2 месяца назад

      Mai Sasha makagona henyu nekuti nemiwo makarwdziwawo

  • @user-lh5vq9dt7o
    @user-lh5vq9dt7o 3 месяца назад +1

    Mai sasha mwari ave nemi 😢😢 l know kt akahura nemurume wenyuuu but sometimes varme vanonyepa veduweee god bless you mese naggo and bba sasha 🙏🙏🙏

  • @user-ir3fu4xh5x
    @user-ir3fu4xh5x 3 месяца назад +3

    Imimi vana gogo yenyu yekupa vakadzi vedu rukaho siyanai nazvo izvo mukutofundisa vakadzi vedu kuroya apa iye muoadzi anondogadzira murume wake iye akagadzirwa nani iye ndiye ochibuda manje bcz avakutozvirova dundundu kt ndakaipa ndakaipa imika

    • @user-ir3fu4xh5x
      @user-ir3fu4xh5x 3 месяца назад +1

      Ukangoona mukadzi wako oenda kun'anga kotsvaga mushonga ziva kt mukadzi iyeye atori dangerous chasara kukukufuhira kt ungoita zichidzungaidzwa cht

  • @gracehavazvidi7962
    @gracehavazvidi7962 3 месяца назад +6

    Vakatopa murume mushonga wekudyisa it's wrong hama dzemurume uyo becarefull nemai sasha

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 3 месяца назад

      Wrong ipi yamozoda kuona nhasi paaita zvaaaiita maidiii kumuudza murume uyu kt zvaiiita zvakaipa

  • @DorothyDombodzvuku-ot5ul
    @DorothyDombodzvuku-ot5ul 3 месяца назад +1

    Mai sasha kugara kwenyu marriage iyi kuchanetsa coz hpna murume anoda munhu anobata mishonga,huroyi hauyu,ehe akatadza mukadzi uyo but akafa ingozi kufamilly yenyu imimi

  • @user-dr8jo8ze9v
    @user-dr8jo8ze9v 2 месяца назад +2

    Siyai kuroyerana varume mangwana ngozi kna youya inongoti wakauraya hazvinei kt chikonzero ndechei isu takadzisiya dzimba idzi nekuda kwechihure chevarume BT now life goes on handidi chipomerwa muupenyu hwangu kusikira vana dambudziko I know zvinorwadza kuhurirwa nemrume BT rimwe gore zvichaitika kwauri fut wht goes around comes around Madzimai siyanai nemishonga

  • @user-fn3cp9hu5v
    @user-fn3cp9hu5v 3 месяца назад +3

    Mbuya ava vakasadyisa babaSasha mai Sasha vanofanira kurambwa muroi mukadzi akadai zera rake roziva kuenda ku ny'anga ari muroora wangu anoenda kumusha kwake kundiisira mwana wangu zvakadaro ko ukafa wosiya murume achigoti warara naye ofa

  • @gertrudemutandwagertz7213
    @gertrudemutandwagertz7213 3 месяца назад +7

    Uh bt akafa akadai ingozi iyi yawa zvi tsvagira hope anopora

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      Ngaafe

    • @gertrudemutandwagertz7213
      @gertrudemutandwagertz7213 3 месяца назад +1

      @@maiyeukai9346 hatirambe kuti afe asi makamboona here misha ino tambudzwa ne ngozi vasikana ini ndaka zvionera ne meso angu aya vaurairana murume saizvozvi dzinza vapera kubva kutucheche

    • @user-di1zt1pj3t
      @user-di1zt1pj3t 2 месяца назад

      Vanhu vanoita ma fanis

  • @nokukhanyanonoe2186
    @nokukhanyanonoe2186 3 месяца назад +1

    mai shasha will be our guest speaker in the women's conference

  • @sheillamujeri6979
    @sheillamujeri6979 3 месяца назад +5

    Shem mugourairana murume here

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 2 месяца назад +1

      Such a shame. Kamurume kacho. Ndivava ana punha vanoroyerana varume. Vakadzi vangani vembinga vatinoziva vari pabarika 🙌🏾. Ndosaka zvichinzi hurombo huroyi chokwadi

  • @leahgushu
    @leahgushu 3 месяца назад +5

    You have to forgive tsvaga Mwari iwewe

  • @patiencechinyanganya-qb8gq
    @patiencechinyanganya-qb8gq 3 месяца назад +17

    Mahure ngaapfidze pamberi nebasa Gogo

    • @patience6069
      @patience6069 3 месяца назад

      Taura hako sazita pasi nevanotora varume vasivavo

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 3 месяца назад +2

    Hiiiiii murume achatoziva kuti makatomugadzirawo kkkkk becareful kutizwawo nemurume

  • @prisdia7965
    @prisdia7965 3 месяца назад +1

    It’s sad how society is condoning this behaviour. It takes two to tangle including her husband.kufamba mun’anga kuno ita zvinhu zvakadaii kugadzira murume instead of praying or kokungosiya usati watapudzwa Aids.. ingozi kaiyi if that lady passes away. it’s good thing Mai Sacha has children will shall see magumiro azvo with your so called husband

  • @user-ec4jl8em2v
    @user-ec4jl8em2v 3 месяца назад +2

    Chazvakanakira akafa ngozi ndeyako murume hazvimubate unogona kutozopedza dzinza renyu kuda hwai murume ikoko muchenjere kuroya nekuda marriage

  • @leahgushu
    @leahgushu 3 месяца назад +10

    Kunyangwe ari murume wako you have no right to kill anyone une mhosva kuna Mwari uye kudzinza waisa ngozi.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад +1

      Ko anoita fornication and adultery...haana mhosva kuna Mwari?? Sei musiri kutaura izvozvo...tsek mham mahure imi

    • @user-zz8iw3zr6j
      @user-zz8iw3zr6j 3 месяца назад

      Iwe hausati warohwa neheartbreak

    • @patriciachinembiri9434
      @patriciachinembiri9434 3 месяца назад +1

      Mai Sasha kuda kusvibisa nzinza nokuda kwemurume remember munhu aka hazvirevi kuti zvapera ngozi inozobata vana iwe wafa kare

    • @user-zs9ii7ej7z
      @user-zs9ii7ej7z 3 месяца назад +1

      @@patriciachinembiri9434 taurayi henyu plus murume iyeye achahura futi anouraya vangani nhai nyaya haipedzwe nekuuraya veduwe

  • @charitysibanda3769
    @charitysibanda3769 3 месяца назад +1

    Number dzagogo Pliz tipei, thanks gogo nekugadzirisa nyika.Vakadzi vevanhu pamberi nekugadzira varume venyu chihure chipere

  • @CandiceKeke-uc1ue
    @CandiceKeke-uc1ue 3 месяца назад +5

    Gogo chimurapai mahara musikana uyu plz..hanti matove famous nekuda kwake here muchawana macustomer hobho

  • @maipraise
    @maipraise 3 месяца назад +2

    Murikuti henyu hure rapfidza asi hure iri handiro rakanotsvaga murume murume wemunhu ndiye akauya achiziva kuty anemukadzi,plus last time i checked muZimbabwe maibvumidzwa barika maiSasha my sister i think wakazodeepisa murume anodzikama ega,saka uchatogara wakabata mishongaka as long as uchinaye murume uyu?

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 3 месяца назад +1

    Baba wekwangu havabve muma dress asi ndingatouraya nyika yese. Ini hangu ngozi handidi. Ko dai masvika mbuya vakafa mamuchadini nhai imi😢😢😢. I understand you mai sasha pain yekuhurirwa munhu achitoganza haaa sorry hako... udza gogo wasunge pipe iyo irege kutoshandq kunze ikoko because achanonyengazve achiti haana mukadzi😢

  • @maviskaseni
    @maviskaseni 3 месяца назад +1

    Kutobvisa nhumbu kuuraya mai sasha ummm ngozi apo ukuda kuuraya munhu pamusana pemurume unmm andibate andirwire murume nyango zuva rikabuda nekuma dokero

  • @NellyChishava
    @NellyChishava 3 месяца назад +1

    Ivo baba sasha ngavadzikame vagare mumba mavo kana mai Sasha vacho vaine moto zvekudaro,ngaarohwe murume anonzi baba sasha coz anouraisa vana vevanhu achiti ahana mukadzi

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 3 месяца назад +1

    Mai Sasha musanyengedzwa kuita ngozi inozokunetsai imi ne dzinza rese and yatoopo nekuti pakatofa mwanaka apo muchati kwebve kungoita zvemishonga

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 3 месяца назад +2

    Mai Sasha vacho mwana mudiki kudai. Eii zvinotyisa. Why are young women choosing zvemushonga izvi. You cannot keep a man nemushonga.

  • @user-fn3cp9hu5v
    @user-fn3cp9hu5v 3 месяца назад +4

    Imi muri kuti maiSasha vakagona imi modii kuita zvavakaita musakurudzira zvakashata

  • @ruthchirisa5074
    @ruthchirisa5074 3 месяца назад +11

    Saka dai akafa mukadzi uyo ngozi yacho waizoigona hre kukuvadza munhu nekuda kwemurume

    • @robyphiri
      @robyphiri 3 месяца назад

      Ngaafe hapana asingafi

    • @user-uk6rp6uc9c
      @user-uk6rp6uc9c 3 месяца назад

      Nhai nhai

    • @pridepundo3077
      @pridepundo3077 3 месяца назад +1

      Mwari vanhu venyu avo.

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 3 месяца назад

      ​@robyphiri gegegege bhuuuu

    • @user-sg3dc3ir3g
      @user-sg3dc3ir3g 3 месяца назад +1

      Ngozi inoenda kune akamugadzira mai sasha havana kumboroya mkadzi vakangogadzra murume wavo

  • @zvaazvinhu5216
    @zvaazvinhu5216 3 месяца назад +1

    Chenai akafa ropa rake riri pamusoro pamaiSasha ,uye nyangwe iye murume Wacho akadzorwa nemushonga ichava imba here pasina rudo, huye murume angada kugara nemuroyi ndiyani

  • @user-lg6hg2bc1c
    @user-lg6hg2bc1c 3 месяца назад +1

    Semaonero angu nekunzwa kwangu runyoka urwu ngaribate murume wacho nokuti mukadzi wacho ati vanhu vazhinji vachauya nokuti murume wangu haabvere😮.So iye akabatwa naro haaite mjolo futi

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 3 месяца назад +21

    Ndivo vekwaTilder here avo aaah pasi nemahure

    • @user-uk6rp6uc9c
      @user-uk6rp6uc9c 3 месяца назад +1

      Ndivo

    • @progressmutandwa6724
      @progressmutandwa6724 3 месяца назад +4

      @@user-uk6rp6uc9c ngaaganze kutaura tinzwe 🤣🤣🤣inini handina tsitsi nemahure,mbavha nevaroi

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      ​@@progressmutandwa6724aewa .......pasi nemahure muroi ndinomuregerera

    • @user-oy7vs3fn8c
      @user-oy7vs3fn8c 3 месяца назад +1

      Pasi nawo

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 3 месяца назад +1

    If mai Sasha was my brother’s wife. Ha kutoenda chaiko hatigare nemuroyi. What are her parents saying. She is still too young for this. Ko kuzoti paachaita mbuya ndivo vanenge baba vakuru vevaroyi.

  • @user-wf8gk2hz7m
    @user-wf8gk2hz7m 3 месяца назад +6

    Kambuya kanoroyesa kudada nehuroyi rudo harumanikidzwe imbwa dzevanhu majaira kudeura ropa varoyi

    • @user-oy7vs3fn8c
      @user-oy7vs3fn8c 3 месяца назад

      Mkadzi ngaiite weti opa murume onwa murume oitawo opa hure rake iro ronwa inobatsira

  • @user-nj1so9ps3j
    @user-nj1so9ps3j 3 месяца назад +1

    Aiofugama achinamata kupiko mai sasha ,ingozi iyi akafa samatha,zvobatsireibkupedza dzinza,varume vanoita munjolo uyu