Its good mambo you educating pamberi nemi and shows you loaded with information ,mazuwano takurapa pasina police report save life first then report if they want to but we encourage and educate. Thank you mambo
Hazvina basa kuti mukadzi ...ibhinya iro ngaambovharirwa...pliz pliz she must face the law...murume uyo anototya mukadzi hapana chaanombobvuma pampering pedare ndamunzwira tsitsi murume uyo
Bhuru remai chiini asi respect inongodiwawo chero murume anekamiri kadiki respect respect ndati respect 🙏
I love Mutasa anoremekedza uye haatuke saMakoni naNyamaropa.Zvinyadzi please ma chief anombotsiuranawo here.
Especially vMakoni haana hunhu
Exactly
Kana kunyara kutaura ZVINYADZI
Its good mambo you educating pamberi nemi and shows you loaded with information ,mazuwano takurapa pasina police report save life first then report if they want to but we encourage and educate. Thank you mambo
Thank you Chief Mutasa
Wise words from a wise leader thank you chief Mutasa
Thanks the chief the honoured with good leading examples chifi vanodadisa.
Mainn vanoroya naamwene ndochinovapa zvivindi zvese
Apo taona nerimwe ziso.apa mambo vaibata asi vavharwa,mainini naamwene havabvaruri machira
Ndochokwadi ichocho
This wk you tube yakadirwa shuga ,basa rangu zvarichapera nephone?
Kkkkkk
Taura zvako kkkkkk
Iri kuzipa moto 😊
I can’t catch up
Ipapo haunyepe
Mainn musadaro henyu mwari vanokurangai neshamhu mwana chipo chinobva kuna mwari motoita sekunge munoshanda kudenga sei 😭😭😭🎧
Inenge pfambi yakatorwa mubhawa murume changove chitupwani ane mishonga wakaipa mukadzi uyu
😂
Muroyi mukadzi uyu
Chief mutasa the iing solomon of today komborerwai changamire kwete pfutsek pfetsek
Chief ane wisdom uyu anotaura zvinobatika anovaka
Yaaa anotaura zvinhu zvinovaka chaiko
Zigadzi zibenzi iro ngaaripire maiguru.Vamwene muroyi vanenge vanoroya nemuroora mudiki uyu.ahhh ndarwadziwa nemashoko ake
Exactly mainn naamwene are eating the bhebhizi 😂
Dozvitoripo
@@emmagaba9798😂😂😂bhebhizi kkkk
Vamwene vako namainini varoi
Ndobvumirana newe....
Mai avo vakachena here pamuroora vavo sei vasina kuuya kuchena muzukuru wavo, vanoroya mbuya avo
Horoya icho
Mai ava vasangana nezvinorwadza shuwa. Ndozvinoitika kuvanhu vane moyo wakanaka. Dai Mwari avaropafadza avanyaradze
Vanhu rambai muchiita zvakanaka. Don't change, don't revenge but pray. Mwari achapindira
1 chief vanotonga zviri fair avana rough avana noise asi vanobatsira nemashoko edzidziso kuumba chaiko
Chief mune wisdom.Stay blessed
Mbuya avo namainini vanobuda husiku zvivaroyi there's no doubt about that nxaa
My good Chief .i think mamwe ma chief aauye mumadzidzise kuyenzanisa nyaya uye mamwe ma chief zvinyadzi zvavanotaura hazviite pa live
True Chief Mutasa vane chimuti, wemuberere mavo anokotsira mudare dai avanawo dzidziso
Paita vamwene varoyi chaivo apa vari kudya vana mudyano re varoyi society ..Parikudiwa Pastor Miracle Paul na Sekuru Tasvi ..
Mainini avo muroyi chaiye rovambira ndivo varikudya vana vamaiguru pamwe navamwene vacho vanoroya vese ngavafambe
Mambo Mutasa for President
Mambo Mutasa ndinofarira kutonga kwenyu Mwari vakuchengetedzei
Muroyi mukadzi uyu
Mukadxi uyo ndimbbuya awo murume mudikki uyoooo aah ndosaka avhingobhurwa
Maiguru is beautiful ❤❤❤❤
Am proud to be frm MANICALAND, long live Mambo Mutasa
You are you a wise chief mambo
Pamberi mambo vedu munotonga justice. Ndinotenda nekugadzirisa vana venyu thank you
Inoda kwachigodora iyi. Chief mutasa idzi handi dzavo
Maita chief Mutasa,, rambai mkatsimbirira, murume anofa uyo,,mkadzi wake imhondi,,next dare, or next gungano,,nderekucherera mrume uyo aurawa nemhondi iyo
My king,mutasa shumba munonwisa mvura munodadisa ,basa munegona ,Kwanzi mbuya anofa NE BP kkkk idzidziso
Thanks mambo vangu
Mainini vanoroya na mwene zviri pachena
Mukadzi uyo idatya chairo zibully remashanga.ngaasungwe for domestic violence .Mukadzi uyo haana zera naye.😊
Zimukadzi repacorner zimuroyi 🎤🎼
Achaurawa nemukadzi murume uyu imhondi mkadzi uyu
Mambo thank you please make a Police Report this is serious abuse and against the Law.
She’s an abuser
Akaroora wemujolo mukadzi muhombe by far
Murume uyu we mukadzi binya uyu akato bikwa kare zvake zvonyadza
Hazvina basa kuti mukadzi ...ibhinya iro ngaambovharirwa...pliz pliz she must face the law...murume uyo anototya mukadzi hapana chaanombobvuma pampering pedare ndamunzwira tsitsi murume uyo
Ndezvake izvo hanty ndiye akarida bhinya rake achamuka rimwe zuva
Vamwene vanoroya namainin avo
Mai ava zibenzi chairo
Dambudziko gulez makaramba kupinda church inopinda vamwene nemainini . Dei makaipinda muchiwirirana chaizvo. Motoshinga kunamata maiguru
Munhu ungaudzirwa church yekupinda hr
@@GraceMapfumo-ep9txHauna kubata church yacho
Wanonnyeba nddowarikuvirirana nemudiki musiwawwachaputitswa nemuroora mudiki iyyeye wachauta bbbhooo wanoziwana nemudikki iyeye
UUMM Mambo Mutasa Mwari Ave Nemi Mainini IBINYA KADZI CHAIRO WWE WRESTLEMANIA CHAIRO
Handei kwasekuru Tasvu
Mukadzi igandanga uye anenge muhombe uyo
Ehe muhombe hauna kunzwa mbuya yati rooranai vezera. Kwedu kuMasvingo tinodzorera kwamai vake period.
Vamwene nemuroora mudiki vanodya vese vatakati vese.
Ehe ziguru apa ranyepa makore
Mungataurasei shiri inemuririro wayo hairegi mkadzi uyo akatomupima murume wake kuti ifuza. Ngaarohwe achadzidza kudzosera
Hakuna chakaipa chinoripiwa nechakaipa
Ummmm veduwe anokuvadzwa mkadzi akasimbisa uyo akamudonhedza akamugara hangapamuk mrume uyu
Nyaya inenge inoda Tasvu mbichani
Taura hako
mambo kuroyana kune prof ngavafambe vaonechikonzero
Endai munorutsisa morning n'ina uyu bcz muroyi chaiye uye ndiye arikudya vana vamai guru kwa Tasvu ndokupedza nyaya
Chibanda please tokumbirawo part 2 yacho kana yazobuda ndarwadziwa nevirikuitwa namainini awo
Mambo Mutasa anogona kutonga
Prophet Miracle Paul vanodzigadzirisa nyaya idzi. Sorry to amaiguru.
Waendesei kwaTasvu chief mutasa
Camera man next time tambira kuvanhu varimudare please
Long live mambo Mutasa
Zigadzi iro bhinya ndoanoroya nqmwene
Ende makuhwa Ake huroyi
Shumba munotonga justice 🎉🎉🎉
Uuuuuuuum 22 yrs anonyepa uyu
Nhema zigadzi ranyepa makore zihombe pane murume kkkkkkwa haaa
😂😂😂😂rinenge ritori ne40yrs zigadzi iri
Mainini muroyi chaiye yooh munhu wemukadzi unobuditsa mashoko akadaro uchiudza umwe mukadzi kuti ndosaka uchizvaravana vakawora 😢zvichamuwanawo mainini ava
Ava Mambo vanogona ava. Kwete vana Chigodora.
Mambo itai vanhu avo vafambe Mainini muroyi kwete hwekutamba
Shuwa muroyi
Vanhu vekwa chief Mutasa vakasunguka , mamwe matare vanhu vanovhumburwa hamubvumidzwi kana kukosora😂. Kukadaidzirwa ORDER kana nhunzi dzinonohwanda
Itwai Cervical cerclage from 13 weeks, chances mune cervical incompetence
Good advice
cervocal incompetence ndoinoita kuti mwana azvarwa arimupenyu afe here
Chibanda media plz siya bass ra bataps tanga zvako
Mkadz imhondi vabereki
Ibhinya mukadzi uyo ngaasungwe
Mainn awo wanoroya and wakatoroya dzinza rese
Camera yenyu kaa
Zimukadzi iri zimiroyi chairo ummmm 😂😂ndazvitadzawo
Yaaa motonga mambo ndabvuma
Ndadzidza
mambo sando dzenyu mutonga zvakanaka
Love u my king
Wise chief. Munogona
Nyaya yekunangana huroyi Mutasa ahayigoniba inoda Chigodora kanopedza ma sports
Haaaa mbuya nemurora mudiki vanozivana hope havanoroye maigyru
Ini hangu dai ari muroora wangu uyo achirowa mwana wangu idi ndoita ngozi handisiye mwana wangu achigara ne gindagoriya rakadai chokwadi ooo ndomudambura kwete zvekutamba inini
Vanoroya vesezve
Nyaya iyi mambo vaitadza
😮mainini vakuru kuna maigutu
Hooooyo chief weduzve imudhara inhongo iyo unorema chimudhara
Chief munogona zvenyu
Ngavasheedze sekuru Tasvu vapedze nyaya iyi inotorwadza sts😢
Varume ava havana pfungwa vose vanenge vakadyiswa. Handiitwe zvakadaro nemukadzi wandakapfimbaini
Akajaidzwa uyo
Kkk chemberi dzrimubackground dzinemoto 😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤
Sturbonic
Mambo mutasa pamberi nebasa
Kugara negandanga chairo😢😢
😂😂😂😂 murume uyu arikutotya kutaura anondipedziswa
Zimbuya repacorner zimuroyi nemuroora mudiki uyo, maikuru varipama1 coz vakaramba kupinda musociety so vana ndovarikuiswa pajana
Rovambira iyo ndiyo inoshandisa mushonga wekupusisa vanhu vese
Mainini varoyi Ava bcz vakatouraya murume wavo. Chitunha chaicho vamwene vakubuda na mainini
Uyo mukadzi ibhinya ngozi chaiyo
Harisi bhinya ngauye kuno timukinge kkk😂😂😂 ngozi chaiyo maiwee
Mai guru hamudiwi maamwene
Sei mainn varivakuru kudarika maiguru😂😂😂
Vanhu ngavafambe avo mambo
Vamwene ndovarikudya vana avo imbwa😢😢😢😢😢😢