Simbi Inodya Dzimwe Simbi Prophetess BoltCutter | Madii Mambofamba
HTML-код
- Опубликовано: 19 май 2024
- The acclaimed Boltcutter renowned for her ability to break even the hardest curses and end the toughest problems joins us on this spiritual journey. Contact Prophetess BoltCutter on +263 77 192 1976
#NRTV #Madiimambofamba #Boltuctter #BeyondYourImagination
iri zimunyepi ziguru chairo. Bolt Cutter kudiii basa rekunyebera vanhu
Vanonyepa ava vakaba mari dzevanhu vanonyepa zvisingaite
Zitsosti iri
@@TatendaSaruchera yes zitsotsi hombe ndakarohwa mari for nothing endai vanoda kuenda ko muzvionere mega
@@annawire5082 ndokuti vazobvuma kuti hapna zvinozikanwa arikutsvaga mari uyu
Chokwadi iniwo ndakarowa mari big time ne zitsotsi irori harinyare zimbavha hombe
I believe that no one is powerful more than God. I believe in God, the Father and the owner and Creator of everything on earth. Thank you God, I receive your power
Zvine uroyi mukati hazvisi zvamwari mai vakarwadzisa vanhu vakawanda ava vachidya mari mahara
Vanhu matsvagiro amave kuita MAREKA (MONEY) uummm hapana asingachada kuporofita vana veZIMBABWE Chenjerai..... vambenge varipiko vangu vese ava
Kutsvaga mari apa kuzotyisa vanhu kumeso jesu huyai
Hapana kudanwa. Uri mbavha. Khama is real
Kuera dziva igumbo ribodzi
Ndakambovaona kuNigeria kwaProphetess Jeremiah omoto fufeyin
You can hear voice kuti mbavha
Mai masatanizimu ava
Imbavha iyi , liar and good at mindgames .Be careful vanhu she's not who she claims to be
Kana one verse Rambotaurwa to support her story. Ko inga Jesu akati varombo muchagara muinavo wani.
Hapana mwari anozvishambadza pama TV veduwe nyika yashata satani arikushandisa vanhu nenzira yamwari zvamwari hazvishambadziwe chero mudzimu unorapa haushambadziwe zvibateyi vanhu vanana manjuzu veduwe hakuna chamwari chinoshambadziwa uye satani mwana komana wamwari aneunjenjeri wese kune shumba yakarasirwa mugungwa yakabuda yakabveka kushonga kwamwari chenjererayi vanhu vamwari rumbidziwa nevanhu vawabatsira kwete kuzvikudza mwana komana wamwari anoti zvakavanzika ndezvangu ini nababa vangu Saka wenyu mwariuyu munomuwanepi nemudzimu iyi inopenda muromo munomuwanepi musatambudza mweya yavanhu vanorwara muchivatakudza zvinhu zvinovapedzira madzidza
Siyai munhu ashandire vanhu imi
This channel advertises mbavhaaaa
TIRIKUDA ACHATISUNUNGURA ISU VANA VEDZIMBAHWE kwete kutawura HISTORY
Havasi hama ya Apostle Monalita. They look and sound alike.
Vakambobetserwa ndevapi huyai nematestimony
Imbavha hapana Chino buda. Tsotsi
@@mdkt1097 kkkkkkkkkk chokwadi
@@annawire5082kkkkkk your were car knee
@@annawire5082iri kufunga kuti tinokanganwa Mbavha iyi. Yafunga mari futi--
Matestmony epano don’t rely on them these people work with gangsters whom they pay to put good comments, inbavhaaaa
Kunyepa uko kudya mari dzevanhu tibvirei apo
Zitsotsi rinonyepa
I think zvatove mumusoro ini
Weird story. Sekera.zveku madokero.
Only God can judge
Izvi zviripachena kuti ahasi wa Mwari wechokwadi read the bible apana judgement ya God inodiwa apa
Yes
😂😂😂😂Mai ava anomira kuchurch or kuchivanhu
Bcunzaiwo henyu apa aitorota hope hake aaaah😂😂😂😂
Mbavhaaaaaaaa
Eeee yoooo
Scammer at a high level. Scammer
Kunyepa uko
Midzimu or ndeve church 😮. Weird.
None of both. Mbavha. Ane mweya wekumadokero
Hakuna mudzimu wakadai
Ndewe Ku madokero.
Ndazvishayawo zvamai ava
Dako rako
Yah, munapota muchiisawo ma contact numbers evabatsiri avo vagone kusangana nevanhu.
vanhu ngatisangotaura shit time dzese mbavha kudii
Tora number uyendeko wozodzoka nemhinduro
Kasi ndiwe uri pavideo? Kasi munoshanda mese ? Tomuziwai team rinoda kudefender pano muchidya nembavha idzi. Uyu imbavhaaaa
🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🤔😐
Ndokumbirawo number dza madzimai avo ndapota zvangu ndatambura
Vakuda kunodyirwa mari dzako nembavha iyi nhai irikutsvaga kurarama zvayo zvinamatirei
ZIMBAVHA,satan
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣