Our culture and heritage must be preserved at all costs. Chivanhu chedu ndiyo IDENTITY yedu chero ukaindepi pasi rose. People around the whole world especially varungu cherish their traditional heritage. Chirungu chatinopembedza , chivanhu chema BRITISH the ENGLISHMEN VANA VAQUEEN, ISU TIRI VANA VEMADZINZA. Gusvi remavoko enyu iro MHAZI BUBUBUBUBUBUBU. Shumba Mhazi Chikara , vokwa SIMBA naNHERERA. VEZVITERE ZVIGWATAKWATA ZVINENGE ZVIZINGA ZVEUCHI.
Vataura zvavo but still ndasara ndiri confused,Mwari ndibatsirei,I can't deal with these things.Handidi any kind of mhepo in my life.Manjuzu this,sekuru that,it all brings confusion to me.Jesu ibwe rangu ndinomira ipapo,kwese kumwe kunejecha.
Why is it neccessary for you to show vanhu vari kuchera guva rehama yavo paprogram yenyu? Hamuna imwe nzira yekudemonstrator point yamuri kuda kuburisa here?
Ndipeiwo number dza sekuru ava nekuti ndina tete vangu vakaita chaizvo chaizvo zviri kutaurwa izvo vanotorapa vanhu asi vana sikana tatambura nawo vana komana marombe ivo vakapfuma kuti ngatifambe vanoramba
Dont be deceived,saying mweya unongo vheneka its a lie nekuti bible tells us that the holy spirit is the spirit of truth and will tell you of things to come,those who prophesied mu bible it was the power of the holy spirit and what he is saying is contrary to the bible which is a guidance for truth so believing whatever anyone says leaving the real truth that is the word of God then l feel sorry for you,everything yiu need to know guys its in the bible ngatitsvakei Mwari anorarama kwete zvimwe zvimwari zvepasi pano
Firstly, if a late person is a demon, then you are implying that the late Jesus is a demon. Also, if your late parents are demons, it means they gave birth to a little demon in you. Only God NEVER lived in our form and we have always worshipped him through our ancestors.
This guy Ncube is one of the few media people who are still interested in this AFRICAN RELIGION
THANK YU VERY MUCH
Our culture and heritage must be preserved at all costs. Chivanhu chedu ndiyo IDENTITY yedu chero ukaindepi pasi rose. People around the whole world especially varungu cherish their traditional heritage. Chirungu chatinopembedza , chivanhu chema BRITISH the ENGLISHMEN VANA VAQUEEN, ISU TIRI VANA VEMADZINZA. Gusvi remavoko enyu iro MHAZI BUBUBUBUBUBUBU. Shumba Mhazi Chikara , vokwa SIMBA naNHERERA. VEZVITERE ZVIGWATAKWATA ZVINENGE ZVIZINGA ZVEUCHI.
Murume uyu ari kutaura chokwadi chinoponesa keep up the good work spiritual highway
Thanks for watching
One sekuru mpostori ataura chokwadi. Havana kuti Jesu akaipa bodo, asikuti mumashure make taive netsika nemagariro edu. Chiregai kurasa Mwari mumwechete.
Vataura zvavo but still ndasara ndiri confused,Mwari ndibatsirei,I can't deal with these things.Handidi any kind of mhepo in my life.Manjuzu this,sekuru that,it all brings confusion to me.Jesu ibwe rangu ndinomira ipapo,kwese kumwe kunejecha.
Vana vedu varasha chivanhu it's sad when I went to Zimbabwe 4 mths ago
Kurasika nekushaya dzidzso pamweni nekugara zvakanaka matambudziko akawanda unofamba ukazviona manakiro azvo
Aaah sekuru ava vane dzidziso fani mati ndevekupi areas rangu which part of budaz 5
Thats true ... Sekuru ava vataura zvandanzwa chaizvo...
In'anga avo mhani. Hapana kuti kusanganisa apo
Ndatenda hangu....👏🏾👏🏾👏🏾🤗🤗🤗
Siyavhuma makhosi
Sekuru vataura chokwadi ava...tipeiwo number dzavo
Mweya mutsvene unotaura musanyepe kuti hautaure takaupuwa neJesu as our Comforter.Mhepo dzedzinza nziriko tirikurwisana nadzo izvezvi
Mweya mutsvene wakapiwa isusu here...l cry for my people,praying to other peoples ancestors
Ichi ndochokwadi pachenaa vanoziva Ava
Ndipewo nhamba dzasekuru mhazi
Kkkkk mwari honai vanhu venyu
I believe this respectable sekuru
Ndinokumbirawo number dzesekuru avo
Sekuru vane dzidziso yakanaka
Zvakaoma, tamirira vaya vakaita sareverend Mudzamiri😂😂
#truth
This men have got spritual knowledge
Tipeiwo number dza sekuru Mhazi
Haa chibhoyi chiri complicated.
ah
🤣🤣🤣
Kwadziwai varidzi ve sango....
Tinotenda 👏🏼👏🏼👏🏼
Why is it neccessary for you to show vanhu vari kuchera guva rehama yavo paprogram yenyu? Hamuna imwe nzira yekudemonstrator point yamuri kuda kuburisa here?
Tell us what you do....
Number dzavo madzibaba, sekuru
Ndipeiwo number dza sekuru ava nekuti ndina tete vangu vakaita chaizvo chaizvo zviri kutaurwa izvo vanotorapa vanhu asi vana sikana tatambura nawo vana komana marombe ivo vakapfuma kuti ngatifambe vanoramba
Dont be deceived,saying mweya unongo vheneka its a lie nekuti bible tells us that the holy spirit is the spirit of truth and will tell you of things to come,those who prophesied mu bible it was the power of the holy spirit and what he is saying is contrary to the bible which is a guidance for truth so believing whatever anyone says leaving the real truth that is the word of God then l feel sorry for you,everything yiu need to know guys its in the bible ngatitsvakei Mwari anorarama kwete zvimwe zvimwari zvepasi pano
Word of God rakanyorwa nani, I'd rather believe sekuru vandinoziva not a man who has never done anything for me.
Same WhatsApp grp sekuru nevamuri kufumura avo muri team rimwe chte mese mukushanduswa naSatan mese uye mukungofumurana chte same team
Firstly, if a late person is a demon, then you are implying that the late Jesus is a demon. Also, if your late parents are demons, it means they gave birth to a little demon in you. Only God NEVER lived in our form and we have always worshipped him through our ancestors.
Munhu unomademon masaga kkkk
Mwari uyu🤔
magona kutaura
🤔
Ukushandiswa nasatan
Taurako ummm njuzu ere amana
Chokwadi