Murume ane 40 years oponderwa mahure e 10Zig kwaAntony ku Hopley

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 ноя 2024

Комментарии • 163

  • @marcowitch9568
    @marcowitch9568 Месяц назад +23

    Ava ndivo councillor chaivo. Support zvichemo zvaCouncillor

  • @mariandundu4071
    @mariandundu4071 Месяц назад +24

    Ini ndakadzidza kwa prophet Freddy munhu haatukwe mu comment section pane akaroyiwa nekutukirira pa comment section

    • @Nightgamer5_13
      @Nightgamer5_13 Месяц назад +1

      Yes woo-hoo even me unoroiwa

    • @josephinechapfimvira1930
      @josephinechapfimvira1930 Месяц назад +1

      @@mariandundu4071 Taurai zvenyu kkkk

    • @Michaelmushamba274
      @Michaelmushamba274 Месяц назад

      Kkkkkkk ndakaiona hanz comments yepa Facebook 😂

    • @mrb7507
      @mrb7507 Месяц назад

      Anokuroya sei. Anenge achiziya mutupo wako nekwaunogara here.

    • @lanhelihlemoyo2089
      @lanhelihlemoyo2089 Месяц назад

      ​@@mrb7507 akaroyiwa munhu wena vanhu vakuroya kunze uku

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Месяц назад +4

    Vanhu vekuHopley munorangarira here kuti makamboponda vanhu veCCC mukakuvadza vanhu asi hapana akasungwa. Maifara muchiseka muchiridza mhururu nhasi maakuti police haisikushanda. Makanganwa kuti police inoziva kuti hamusungwe here muri weZANU? Rambai muchiita zvamanga muchiita.

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb Месяц назад +22

    Ko handina kunzwa zve 10 zing wani?? Why muchinoyora zvisina kutarika imi

  • @gilberttech6376
    @gilberttech6376 Месяц назад +14

    TOWER LIGHT reyi that squatter settlement should be levelled and people be relocated kumaruzevha.

  • @kutendamalibi2320
    @kutendamalibi2320 Месяц назад +1

    Squatter settlement inonetsa kucontroller. It will always be like this as long as magariro asina kuchinja

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma Месяц назад +2

    Vanhu vakungouraya vanhu kunge huku chokwadi hamutyiwo ngozi here zorora hako murugare Pardon

  • @richardmahlahla8485
    @richardmahlahla8485 Месяц назад +1

    The government, the MP of the area on hearing these issues why not provide solutions.
    These are simple matters that do not require foreign currency.
    We have institutions that are not focused on making ordinary people's lives bearable.
    We need to learn to love our people.

  • @tonniekatsande3498
    @tonniekatsande3498 Месяц назад +5

    ZRP is not serious 😡

  • @Hungwe
    @Hungwe Месяц назад +1

    Saka 10oclock ndoinoita kuti mbavha dzipere here. Catch robers chete. And set them on 🔥

  • @VictorMbofana
    @VictorMbofana Месяц назад

    Well done councillor.❤

  • @CalvinOnias
    @CalvinOnias Месяц назад

    Ndaive ne kombi makore apfuura ndichihaiwa kunotenga fish ku lake chivero,mamwe ma customers angu aive eku Hopley but pandaiva dropa ndaiona kuti Hopley haisi nzvimbo yakanaka. Mahure,mbavha akawanda. Please government pwanyayi zvimba izvi

  • @RutendoMkwananzi-i6i
    @RutendoMkwananzi-i6i Месяц назад +2

    May his soul rest in peace

  • @MalikAqaa
    @MalikAqaa Месяц назад

    Pataurwa kuti vana vedu vemuhopely ndivo vari kuuraya vanhu, meaning kuti mukuziva mhondi dzenyuka,dzitaureika mhondi dzacho,ndoozviinonetsa kuti munenge muchivaziva asi hamukwanise kuvataura,musavanze mhondi plzzzz vanhu vanopera 😢😢

  • @kudamunyaka3298
    @kudamunyaka3298 Месяц назад +2

    Zvinorwadza hama hoply yanetsa Antony ngaivharwe mhondi dzawanda immo

  • @EverMudungwe
    @EverMudungwe Месяц назад

    Mai vekarokwe ke bhuteki vadii kungo minder her on hokoso zvedzimba dzevanhu dzisina plan zvinei navo vanhu vagara vanopondwa kubva kare hopley iyi ichri sango ngavataure zvimwe vasiyane nedzimba dzevanhu nemabhawa ritori basa remumwe munhu kana ravharwa saka vachavapa mabasa here kana vanhu zvorwadza kurasikirwa nemunhu 💔

  • @shadreckngocho1445
    @shadreckngocho1445 Месяц назад

    Iyo wekupedzisira mamu ganurirei. Ndite mubhu ane ma points masvinu kwete kungo kumbira Police isina zvainobatsira. Hurumende yakajaidza mapurisa kungodya mari dzedu vakagara
    We should take matters like these into our own hands

  • @josephinechapfimvira1930
    @josephinechapfimvira1930 Месяц назад +1

    Saka shuwa nguva yese iyi mapurisa asati auya kuzobvisa chitunha... Apa nevana vadiki varipoo kuona mufi🥹 ummmmm makore ano hakuchina chinoyera shuwa 😮

  • @MaryKeni
    @MaryKeni Месяц назад +1

    Vakuita kunge maskori eku South Africa ndiko kwavari kuona hunhu uyu vana varikubva kusouth vachienda kuZim ndivo varikudzidzisa hunhu uyu

  • @josephmaringe1951
    @josephmaringe1951 Месяц назад

    Am very sorry to you mum pardon and passon

  • @judithmbizi
    @judithmbizi Месяц назад

    Rest well Pardy,next to your twin Passion

  • @josekamowa
    @josekamowa Месяц назад +1

    Ko mota dzese dzakapihwa ZRP nhai , shuwa vanhu vafirwa vonzi vatsvage private car yekutakura Body yehama yavo. Sad state of affairs , vanhu veku Hopley ndooku stronghold ye Zanu dzidzai zvamurikuitirwa nehurumende yamunoda iyi , neglected community chaiyo

  • @CalvinOnias
    @CalvinOnias Месяц назад

    Government Pwanyanyai zvimba izvo. Vanhu ngavadzokere kumusha.

  • @producerherbert
    @producerherbert Месяц назад

    hw come kuti a nation inotadza kuita action very fast paScene yakadii but chavanokudza kuda report nekuzoshungurudza vanhu after mutumbi wabviswa paScene.....police spare yor time for incident like this one.

  • @GodfreyChimwanja
    @GodfreyChimwanja Месяц назад

    This place looks like Soweto realy hatidi zvinyeda.Maitabasa matidzidzisa apo panoti ZVINYEDA.

  • @edmoretamanikwa1554
    @edmoretamanikwa1554 Месяц назад +1

    Police iriku operation yema combi guys kaaa. Kubata ma combi ikoko ndokuri nonotsa vanhu kusvika kumba..Hurumende iyi ma shit .see it people

  • @zimshows-ktg3210
    @zimshows-ktg3210 Месяц назад

    horayt nyaya yema tower light kuti ikukonzera kuurayiwa kwevanhu tazvinzwa but isuuu na President ED tikumbotenga zvikopokopo nekugadzira mbudzi round about

  • @frankmakaure1163
    @frankmakaure1163 Месяц назад +1

    Saka kusvika vanhu wese waungana kudai police hayisati yasvika nanhasi zrp yakaora

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Месяц назад +1

    Chete kungoti mafungiro evanhu ekutsvaga wekupomera mhosva ivo varivo vanomunzera z inotoshamisa.

  • @RonaldChiunda
    @RonaldChiunda Месяц назад +2

    Ukuchema kunani iwe councilour tsekii wako wati tikuvhotere iwe ugadzirise nharaunda now takakuhwinhisa wakuti chichemo kuhurumende iwe uriwe hurumendeee yakoo dakoo

    • @YvonneKalulu-m1e
      @YvonneKalulu-m1e Месяц назад

      Nhai zvako ndatozvishayawo

    • @HiltonChimbizi-hy2rn
      @HiltonChimbizi-hy2rn Месяц назад

      Taura hako.Iwe ndiwe ungatotungamirira zviri nani.Make sure you are not one of those biased people .

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 Месяц назад

    Tichiri kumashure senyika. Why tempering ne crime scene ye case of such high profile. Murder. Can you imagine mapurisa kuti tsvagai mota mutakure mutumbi mega. Nonsense. Munhu woyi 2030 ndinenge ndiripo😢😢😢

  • @lovemorearozo9450
    @lovemorearozo9450 Месяц назад +2

    Kudai muvhunzewo mapurisa kuti sei vasinga chimbidze kuita basa ravo panopondwa munhu.

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll Месяц назад

    Hopley iyoyi yakawanda mujolo magroup emaporn mazhinji malink nema admin acho ndeve muhopley vanotopa maphone number vakazara muma watsapp umuu

  • @GodfreyChimwanja
    @GodfreyChimwanja Месяц назад

    Ndibatei ndisvike kuHoply ikoko ndosiya ndagadzirisa nhinhi idzodzo.

  • @munyaradzimuzavati9102
    @munyaradzimuzavati9102 Месяц назад

    Councillor mune simba regularisation all ma unlicensed bars. Write ku council paitwe resolution

  • @lilianpmapiyo
    @lilianpmapiyo Месяц назад

    Vabereki vemufi endai kuna Sekuru Mukotsanjera amutse mwana wenyu mushakavhu apfuke ikoko mhondi dzinouya dzega

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb Месяц назад

    Wanakomana wamazuwaano hawachade kushanda end up dzawe mhondi ,as for me dzokera kunewakakuuraya i don't say rest in peace 😢

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Месяц назад

    Uri councillor just close those bars

  • @ephraimmaphinya6044
    @ephraimmaphinya6044 Месяц назад

    Saka now they are condeming amnesty yaPresident

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 Месяц назад

    It's not time to rest Mr Pardon. Muka ubate basa.

  • @TindoMadzama
    @TindoMadzama Месяц назад

    Apo panonzi paAntony ngapambovhahwa chokwadi vanhu vopera Antony iweee

  • @Samanyanga3022
    @Samanyanga3022 Месяц назад

    Batanai hamuna kubatana start a community forum ine security yamobhadhara imi

  • @abingtonnyoka7816
    @abingtonnyoka7816 Месяц назад +2

    Panoti mabhwawa hamusi makukanganisa here

  • @Tariro-sk7nt
    @Tariro-sk7nt Месяц назад

    Akati vanhu vanorara kubhawa ndiyaniko nhai veduwee ini hangu waponderwa kubhawa unochemerwa ikoko aah

  • @clivechigaba663
    @clivechigaba663 Месяц назад

    Rest in peace 🙏

  • @TendaiMagunde-q1r
    @TendaiMagunde-q1r Месяц назад +1

    Zvinyeda??

  • @TakmoreMare-ys6nb
    @TakmoreMare-ys6nb Месяц назад

    Community ngaitore matanho wese anozikanwa ksna skamboonekwa achibata munhu ngvabate vamamise munhu kutodimbura zvigunwe pakaitwa 3 vanhu chete vanoona change

  • @IrishMudiwa
    @IrishMudiwa Месяц назад +1

    Hopley problem iZanu yakapa mhondi nzvimbo ichida maVotes

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo Месяц назад +1

    Nematambudziko mwari vakunyaradzei semhuri

  • @emmanuelmahove9989
    @emmanuelmahove9989 Месяц назад

    Munofanira kuita councilor amai coz munogona kumirira vanhu chaizvo

  • @user-zm8nj8zt9y
    @user-zm8nj8zt9y Месяц назад

    Zvamukukumbira izvo kuzimbabwe muchazviwana 2030

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya Месяц назад

    Muchine mitemo hre munyika mbavha dzavo dzinosjngwa naniko murikipedza nguva kutaura mahara , hatichazii zvekuita isue tapererwa Mwari haasi mutinzwawo kana. Munhur achienda kumapurisa mangwana odzoka Saka kudii ma road broke sure mdivo avanda kuda mari kuda mari kudzimotokari zvikaoma Saka mukuru wemapjrisa arikuiteiko

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Месяц назад

    Ku hopley mahara ndiwo hunhu wenyu end vangu vanoponda vanhu munotovaziva Saka musati nyaudza imi murikuzvit council we ZANU

  • @LovenessMandihlare
    @LovenessMandihlare Месяц назад

    Zvinobaya moyo zvikati kudzimba pasodoma negomorah I hope zvichemo zvenyu zvichanzwika

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 Месяц назад

    Azvinzi amuka akafa askana... Zvinonzi afuma akafa o akapondewa... Mukati amuka akafa makutozvi contradicta.

  • @ogt.s.a.g.a7207
    @ogt.s.a.g.a7207 Месяц назад +1

    mastructure nemaroad enyu kuhoply anouraya mota secondly kumbirai mabus kuzupco

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo Месяц назад

    Hey sokostina❤❤❤

  • @VeronicaMupambi
    @VeronicaMupambi Месяц назад

    Zvakaoma kuponda munhu zvavanyore kudai here

  • @tiffanysamuriwo2141
    @tiffanysamuriwo2141 Месяц назад

    Kana uchigara muhopley nemurume uripanguva yakaoma

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад

    Iye murume anofira hure anenge akakwana here?

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 Месяц назад

    Kana maphonerwa muno phonera mapurisa dokubatsira kwamunoita

  • @Mercy-p7c7p
    @Mercy-p7c7p Месяц назад

    Rip zorora murugare

  • @takudzwajosi8687
    @takudzwajosi8687 Месяц назад

    This is very wrong why questioning mother of the deaceased in the seen in front of the body. In the name of content. Where is our ubuntu tradition. Have sense of humour Sly media. Nhayi mkoma Sly ndochii ichi. Munenge muchiti vakubzwa seyiko muchivabvunza this. Unodii kumbozviisawo mushangu dzavo. The reporter yu were doing well but that is very wrong

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope Месяц назад

    Munyika medu hamusisina mapurisa bcz nyaya dzekufa kwevanhu dzawanda zvekuti

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Месяц назад

    Form vigilante group to patrol the area

  • @AnnieMhembere
    @AnnieMhembere Месяц назад

    Pliz iwe wakabvunzwa kuti urikunzwa sei warasikirwa nemwana wako unonzwawo sei siyanayi akubvunza z z

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 Месяц назад

    Yeah vana ava marwadzo

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb Месяц назад +1

    Hoply yanetsa yoo

  • @NommaMakaki
    @NommaMakaki Месяц назад

    Councillor vanogona hurumende ngainzwe zvichemo

  • @ConstanceMatsika-y6p
    @ConstanceMatsika-y6p Месяц назад

    Hopely irikutoda masoja chaiwo

  • @EmmilyMagozore
    @EmmilyMagozore Месяц назад

    Mugabe akati hatidi hugaro hwechipurazi ndimi munovhotera zanu vanhu veHopely

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma Месяц назад

    Isai ma patrol mega munharaunda mapurisa acho moaonepi

  • @munyaradzimuzavati9102
    @munyaradzimuzavati9102 Месяц назад +3

    Vanhu vekuHopely vakuda curfew

  • @allistairmwaaka1356
    @allistairmwaaka1356 Месяц назад

    We nid job creation government make plan

  • @natifmobile2923
    @natifmobile2923 Месяц назад

    Hhaaaaa hopley mahure acho akazonyanyawo kuchipa $ unorova 2rounds,

  • @pricilarmudzviti
    @pricilarmudzviti Месяц назад

    Makore 40 years

  • @CalistersekaiCalistersekai
    @CalistersekaiCalistersekai Месяц назад

    Sharon

  • @karenmukuku6247
    @karenmukuku6247 Месяц назад

    Zvinogwadza mweya wake uzorore murugare

  • @EricaTobias-tw1wp
    @EricaTobias-tw1wp Месяц назад

    apo vataura chokwadi zanu yanyanya kurengerera vana vachidya wega

  • @GladysMbweya
    @GladysMbweya Месяц назад

    Zororai murugare mr pardon

  • @mcambuyavajuju4923
    @mcambuyavajuju4923 Месяц назад +1

    Marwadzo

  • @memorymakoni9916
    @memorymakoni9916 Месяц назад

    nyaya dzevanhu vari kuurayirana muchero waEve kaa zvanyanya

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll Месяц назад

      Ikokanhu kacho kanotapira kani paya Mwari vakatigonera veduweee

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni Месяц назад

    Mutsai mufi uyo endai kwa mukotsanjera vanhu vaita izvii vanopenga

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa Месяц назад

    Taurai zvemufi kwete zvamwaakutaura zvehurumende

  • @PaidamoyoMichelle
    @PaidamoyoMichelle Месяц назад

    Haaa hopely yanetsa zvayo pazvese mmm

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Месяц назад

    Tangai bhawa

  • @SimbahShumba
    @SimbahShumba Месяц назад

    😢😢mmmmmm

  • @TadiwaManjere
    @TadiwaManjere Месяц назад

    Zvakaoma munhu kufa kuseni kusvika masikati achiripo..police yakuda mari

    • @thekisonomsa2826
      @thekisonomsa2826 Месяц назад

      Zvakaoma shuwa, anotofuta ari ipapo ne kupisa uku mmmm

    • @TadiwaManjere
      @TadiwaManjere Месяц назад

      @@thekisonomsa2826 zvakaoma ufunge havachakosgesi kufa kwemunhu

  • @MunyaradziMatambo-j8t
    @MunyaradziMatambo-j8t Месяц назад

    Splash

  • @PrinceMurinda
    @PrinceMurinda Месяц назад

    Vanhu Kuda kugara mudhorobha here😂

  • @VmailMudzu
    @VmailMudzu Месяц назад

    Munobvunzireikoo munhu arikuchema nhaimii vanhu imii arikurwadziwa

  • @allistairmwaaka1356
    @allistairmwaaka1356 Месяц назад

    Stop drug flow

  • @mariandundu4071
    @mariandundu4071 Месяц назад

    10 hadziite 8 o'clock bhawa ngarivharwe

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 Месяц назад

    Soko nawig wig

  • @EmmilyMagozore
    @EmmilyMagozore Месяц назад

    Hurumendebipiko iyobiriyo honzeri mabhinya

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 Месяц назад

    Kufuma munhu akafa kwete kumuka wrong Shona hanti afa saka haana kumuka

  • @floriannyikadzino
    @floriannyikadzino Месяц назад

    Zvirwire hondo yako wega shaa kusvika mhondi dzako dzabatwa Pardon

  • @PerseveranceMaphosa
    @PerseveranceMaphosa Месяц назад

    Zorora murugare Padony

  • @EricaTobias-tw1wp
    @EricaTobias-tw1wp Месяц назад +1

    kuvaka kutsvaga kurarama

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl Месяц назад

    Aaah soko manga muripi nhaimi