"Matemadada" EXPOSES Deep Mnangagwa and Secrets ZANU PF | Must Watch!
HTML-код
- Опубликовано: 3 окт 2024
- Evangelist Chrispen "Matemadanda" on Fire, After Mnangagwa
To Sign up with StreamYard please follow the link below
Want to create live streams like this? Check out StreamYard: streamyard.com...
This man is a different breed of war veterans we need more honest leaders like this man I respect you vaMatemada vaudzei mbavha idzi
Maybe he is not benefiting
Kupiko nokuti zvake hazvicha mufambiri tibvigwe zvedu
Vanotaura chokwadi chete kana vavharirwa panze kana vachidya vanotaura dhodhi nxaa imboko idzo
Ma Roads, Rubbish nd waste thrown all over the place causing Health hazards
😂😂😂😂😂😂😂
VaMatemadanda ndimi makaisa mbavha iyi inonzi Emerson. Nehuroyi healer hwese ndimi maimutsigira zvisingaite. Marla opposition zvisingaite imimi kunyange maiona kuti Mugabe na ED varikuuraya nyika. Mhosva irikuma War vets, Army nePolice. Makasarudza sema War Vets justifies mhondi idzi vana ve Zimbabwe vachichema. You protected these evil leaders at all cost.
Usaite hasha
@@ahmedmheta8069 😂😂😂😂😂
❤
This man is saying the truth which most Zimbabwe do not know
Brother Matemdanda thank you!!!!
Powerfull message. Vane hutsinye nekushaiwa hanya
Really the winds of change are blowing , hallelujah!
Its time Zimbabwe man to arise and fight for our country
Starts with U , lead the way if U may , others follow
@@demnisxirox7144
Iye atanga pelevel yake.
Excellent mr Matanda
God is in it. God's Judgment is upon these people.
Gut wrenching facts. Cry my beloved country .
📣 📣 📢 LONG-LIVE VETERAN MATEMADANDA 📣🙋
Long live kudii. Now you are singing praises to this guy? Ok imagine akadzoswa kuZanupf do you think he will say the same.
@JahCure-zh4dt l support Truth out of MATEMADANDA, that strengthens Opposition base , as ZANU Cadres themselves now Fully Admit ZANU's POOR leadership that takes Zimbabwe to Nowhere , as MATEMADANDA sincerely argues
👏👏👏👏👏👏👏👏👏 nhasi chokwadi chanyatsotaurwa.
U are real truth leader,I wish God can give you more power to be president of Zimbabwe
Asi ZANU PF hatichada mistake iyoyo zvakare. Hakuna munhu WEZANU anechakanaka. Kana aripo ndioneseiwo shuwa. Munoti chokwadi ichi vaisachiziva kubva kare here? Kutsvetera uku ndekweyi? Thank you for speaking out but these are your comrades masatanists
Tongo tenda kuti mavurika meso baba and are now telling the truth as it is. Mazwita!!!
Waita sei futi
Please let us be careful with our words why would we want to be ruled by an over aged war veteran. Ladies and gentlemen these guys deserve respect for what they did to liberate the country but we've learnt over these 4 decades that our liberators cannot be our heads of state and ZANU is a true testament of this. We want a youthful leadership in Zimbabwe that can take us forward the same way these war veterans went to war at young ages is the same way we want to take on the responsibility of making our future and the future of generations to come worthwhile. Paradigm shift please Zimbabweans why are suffocating the minds of the YOUTH to breathe and live in an era where life is against our hopes and dreams. Progressive and not Regressive is the way to resolution.
@@clarencepinto9258 ❤️🔥🙏
Nobody from Zanu pf ,ex or current can convince me in any way with so called cheap revelations its up to the people of Zimbabwe to open their eyes on the way forward with hope that God will be in it
Cry beloved Zimbabwe😢😢😢
Wandifungisa novel rinonzi "Cry the Beloved Country."
This is very powerful msg, and it is very true what the gentleman is talking about
Powerful message
Powerful massage mr Matemadanda we want change in this country
You are the real Zimbabwean and real warvet,let's hope you will be safe as well, you can be eliminated, may the lord be with you,you are speaking the truth.
Maita Baasa baba, tatenda❤❤. Simbai makadaro.
Thank you for explaining... Didn't really understand.
Kwete kungorapwa chete asi food and all facilities were top notch
Evil Regime. Evil Generation.
We refuse that we are an evil generation. We can change this narrative as Born Frees. We are not all tainted some of us love our country more than chasing temporary wealth. We are looking at generational welfare not temporary comfort. Any born free is now aware that what we are fighting for is for our children's future.
This revelation, every Zimbabwean must know , share this important revelation .
ZANU PF people & war veterans are only waking up now...😂 yet they supported the authoritarianism by Mugabe. This man is now complaining because he is now suffering like the common man.
Truth has been spoken uuuu Mr matemadanda I salute you 🎉🎉
Ngachitsve baba,taurai henyu chero maimbobawo navo.Nhamo yakomba muzimbabwe bhora musango zvakangofanana..we need way forward 😢
This men is a true son of Zimbabwe I like his narrative a true history of these people who are judging us not leading us
Mudhara ane data rese uyu. Well explained and noted . 💯💯💯💯🇿🇼🐊🇿🇼🐊🇿🇼🐊🇿🇼
Painful truth😢
Zvino chemedza izvi 😢 where are we going as a nation
Vamatemadanda mashoko yenyu andibata zvisingaite ini ndinoti hangu dai hurumende yeznu pf yabatsiravo zvayo chembere zvirema mapofu mari yekuti vabatsirikanevo zvavo nekuti makatarisa zvinhu hazvina kumira zvakanaka vakomana munhu wese muzimbambwe akarwa hondo ndicho chisuwirovo changu what more isu tinezvakakwana tirikugochema vani what more vasinaña zvakakwana mwari rangariraivo nyika yekwedu Amen
Amen 🙏🙏
Dai Tongogara arimupenyu pamwe zvinhu zvaichinje nekuti ave nemufungo una matemadanda na Gaza
Why do these men want to speak out today, did they not know about this in 2002, 2008, 2013,2018 or 2023?
I feel like they take us for a ride. Paya pavakakonana naVaMugabe vakaita same thing, vanozonyarara kana vakudya. Why do they even say it. Ngavasiye tiite zvatiri kuita because ivo they change like chameleons
❤❤❤❤, thanks appreciated your analysis
Great change champion
Wasting our time....
Mnangagwa ndiyo mbavha chaiyo,varungu vaivaka nyika chero vaiba ,zvavekuitwa izvi handizvo zvakaederwa kuhohondo izvozvo.
Akaba chii?
Tiratidze chaaba chacho.
Taurai zvine umboo
Powerful message I like this man
I have learnt a lot. This is more than the truth. Shame on us because we're all weak we can't defend ourselves and our own land.
You also contributed in everything
Tell them all that needs to be fixed true
So true so what is the solution
Brilliant and deep analysis comrade ,help ur leadership to make a U turn ,people are ready to forgive and start a new part.
True Evangelist Crispen Chambwera
Zvakurwadza kaa matemadanda waiuya hutsinye iwewe nyarara makafanana
Maybe he has reformed
But akambotaura wani about looting panyaya ye15 billion iya wani before akandwa kuMozambique as Ambassador? What more do we want when we are privileged to have those who know from within telling us the truth? Hatidi chakanaka handiti? By your own argument, then even all of us whose parents supported the liberation struggle must not complain because we supported black majority rule!!
Thanx my bro urimkono wataura zvandirwadza we have to stand up nd fight
Powerfull msg nyangwe hazvo asiri Matemadanda
Thats his voice dear maybe you dont know him
He spoke the truth.
U have made a good point
Inga ndimi maiva part of the system pese,tichikutaurirai mukuroya Zimbabwe, muchiti topenga, nasi ndimi makutaura hosha yamuropa.Tochema nemi mese makabarirwa muZanu ndomashoko angu.
Muri kuzamaa kutauraa chokwadi asi as of now we don't have democracy in our country Zim.
Everything is going to mawere chaiko.
Ndinokumbira all cabinet ministers must respect the citizensof Zimbabwe.
Bcoz zvinorwadza we are always included kuzi maZimbabwean takadai takadai yet vanenge vakaita vari vogaa.
Nyika yedu iri kuwedzera kunyura zvekunyura zviyaaa.
Ini ndinoshoora maMinisters mostly.
Kubvuma kwakanaka asi ngatichibvumai kugadzirisayi nhokuti chakatozovaka ndechipi iyezvino zvatakasiya takirwa nevarungu nhasi chatovaka ndezvipi kuba kwatonyanya kudzvinyirira kwatonyanya nyika yaparara yavedongo chiro va Matemadanda mazvionaka zvino tazo tambura manje ndimi maikurudzira kuti zvakanaka. Varungu vaitipa mudyandigere asi imi mava kutisainisa ma contract uno pedza 40 yrs pabasa asi unobva usina chinhu saka varungu vakanga vakanaka zvikuru iyezvino kune vakasiyirwa dzimba nevarungu ivavo vatikaudzwa kuti vakaipa varungu vane zvavakasiya vatiitira zvakawanda chaizvo
Mnnnnn!Ndanzwa tsitsi netsananguro iyi.SIMUKAI ZIMBABWE 🇿🇼 SIMUKAI!
I like it. Let the truth be told. Otherwise we doomed.
It's good you zanupf people have realized all this at last. The digging of water ways along our fields have already caused a major damage to our rivers i.e *SAVE/SABO* right now is full of sand.
Thanks daddy
Guys this is eye opener. Thanks Mr
He who has ears to hear let him hear even if this video is 100 years for what is important is the relevance of what this honorable CDE is saying. I salute you CDE whatever your name is.
Mr Matemadanda ndafarira chokwadi chenyu chisinei nekuti Muri webato ripi Thanks
I think Matanda should form a Political party or join the opposition
We must wake up Zimbabweans
We are all War Vets we even fought more than most of the War Vets we lost everything kubikira kutengera kuviga information about the war vets povo must be rewarded Chokwadi
Ivo Mwari havarare zvavo, zvakavanda zvese zviri kubuda pachena, ivo Mwari vanoramba vari Mwari.
Tichavhura maziso zvedu tigoziva pokuvhotera mangwana,ndinotenda kuti kana zvinhu zvese zvakashata zvibude pachena. Ngatirambeyi tichi namata hama dzangu, zvinoita chete.🙏🙏🙏
You are 100% right. No law in Zim. Varungu vanga vari nhani. Compare for your selves from what your grandparents or parents had at their time to what you have acquired now. You can not even afford to buy a house. It is a real shame.
Powerful massage ❤
Message is intact, though the speaker is not Matemadanda
True
Very accurate analysis
Saka vayibeyi apa when everything else was working properly God is in it, I believe kudzwayi Jehovah vekumusorosoro
I agreed with you sir ❤❤❤🎉
Powerful 💪🏾
Why now ,where they ,and don’t we have constitutional lawyers in the country what are they doing
Did you listen well... We have dictators
Wise words
Ian Fleming Hospital my mum was asthmatic and in and out of hospital and well treated but not now
Not Andrew Fleming Hospital?
This is not Matemadanda's voice guys
Zimbabwe's hope is hichilema... Zimbabweans must quickly take advantage of hh and Zambia friction with Zanu pf and ask for Zambia support to get rid of Zanu pf, munangagwa and chiwenga..gone for good and the game will change
😂😂😂😂😂
Ndarwadziwa... Maimbovepi ne info yakadai...
Great leader of Future Zimbabwe pure Veteran big minds
Solid truth
Where are cde
Varungu pavaiba ZISCO, ZIMASCO, SABLES, HWANGE etc zvaishanda
Well spoken, but cde matemadanda and all veterans at large lead us in front to have A much.
Zve chokwadi bumbiro remutemo rakabatwa naMnangagwa kuti dzvii. Akatora vana wake akawa a pointer to sensitive positions presidential and finance. These guys must GO, GO dambudzo GO
27 June he must Go.
Ndiye akaramba neWin yaTsvangirai in 2008
Facts.Although this is not Matemadanda
Ndichatsinhira mutauri at ngatiregeyi kutya.Ndinotiwo zvakare NGATISHINGEI kuti tizvinunure.Mari vanobatsira vanozvibatsira.NGTISHINGEYI.
Smell the coffee Zanu PF for your own good.
Thank you very much my Pastor for this high light zanu pf is not for zimbabwean they failed even to find a solutions between Matabeleland and zanupf in Gukurahudi just to apologise to citizens then u say its a knew dispensertion my foot
He's left it too late. Why today after 44 years watching the deterioration of the country? Who is he blaming when he's been part of the cabal? He must take responsibility and apologise as war vets for supporting the destruction of Zimbabwe.
please send this audio to all corners of the world
Kuzvitonga hakuna kuipa nekuti tatadza kurongeka. Nyika inotungamirwa neVane ruziwo. Isu taisatoziyawo zvinofamba sei. Saka maiona minister akafunda zvimwe achitungamira ministry isinei nefundo yake. Panga pasina vanhu vacho. Imi makaenda kuhondo maisatoziyawo kana kunyora. Vakange vari kupotera vachidya mabhuku ndoo vanga vaine ka kuziva. Ndoo Saka pakaitwa reconciliation, zvichireva kuti takanga tisina vanhu vacho. Ndoo Saka Takatomboita nguva tiine ma Rhodesians muhurumende. Nyika yakatanga kufa nekutungamirwa nevanhu vasingaziye. Takatozoziya nekutadza.
Nyika inorarama nekudyidzana nedzimwe. Tichiwana kuzvitonga, mitero nemisika yakatifuratira. Isuwo nekusaziya takangoitawo nepatayigona. Nekusaziya, pane vakanyemudzwa nepfuma. Makaro avo ndoo atisvitsa pano.
Nyika ine hupfumi yakafanana ne pfambi inoyevedza. Munhu wese anoyebedzwa nekuda kuinzwa, vamwe vachitorwisana uyezve vehukama vachitodya nayo. Muridzi webhawa ano svosva maBoss nepfambi, iye otodyawo nazvo asi waiter haana chaanowana.
Saka ndambudziko nderekuti macomrade akapakata zvombo akavharirwa kunze ne vakadya mabhuku. Nanhasi, Nyika inongotongwa nemagweta vachingokanga mitemo. Chinotinetsa isu ma born free kuti, khoo ma comrade acho akazosiya ma book worm achivambanya sei?
Ichokwadi kuti takundikana pakuzvichengeta ne kudanana sevanhu. Asi kuzvitonga kwakakosha pakuti iwe neni tinocherechedzwa sevanhu! Ende sevanhu, tinogona kutoita zvatinoda.
Zimbabwe kanyika kadiki Kune hupfumi hwakapetwa, kakatungamirwa nevanhu vasina ruziwo; zvikapa mukana wekuwodza mongo wayo. Iko kutonga kwacho kuri nyore kana uchitonga vasina.
Dambudziko rakatiputsa makaro! Munhu wese kubva ku ma minister, MP, judge, military, civil servant, ani zvake ane basa ripi ; ari pabasa iroro for the eating! Ende kuchadyiwa, haikona zvekutamba. Nguva yafamba zvekuti donzo rechimurenga rakatoexpaya. Kana uchiri Kutsumba ma standards aSmith, sorry hako nengano dzako. Vanhu vemuzimbabwe yanhasi havazvive izvozvo. Chavo kungwavha. Zvingadaro zvisiri izvo asi ndoo zvatoopo. Hakuna achaziya kushanda 8 hours. Kune vanhu vane dzimba, mota ne mhuri plus small house; Vasari vamboita bank account. Vana vese vane 18 to 24 years havasati vambonwa mvura yemuTap, kuona magetsi for more than 72 hours. Ende ndoo vashandi vacho vasina kumboona zupco zvaro. Saka otoona kuti dzangoo nyaya. Vanhu vacho varipo hakuna ane 10 years working experience, ende tese totambira isingakwane asi pabasa hatibve. Vanhu Vatojaira zvazviri. Ukananganidza nedzimwe nyika dzine hupfumi senge Ana DRC, sierra Leonne aaaah unotozoona kuti Zimbabwe ichiri ku primary level dhakwaz! Zvinogona kudhakwa zvekuti wega unotozoona kuti right pano hapachina.
Very painful naked truth
Ahasi matemadanda ahake but honestly truly Ganda GA but voice rinenge rake iri
Magona vamatemadanda regai tiende musango vana veZimbabwe vashinga izvozvi tamirira august uyai pazuva iri toda kuratidzira zuva iri
This is not Matemadanda and this person is not a war vet
Very true
Nhasi ndipo pavozvitaura, vakadii kuzvitaura kubva Kare! Chii chaita kutii vataure? Ngava rege kuudza isu, ngavaudze Munangagwa, politburo, cabinet and parliament
There is no future for Zimbabwe for as long ZANU PF is in power
It's time to rise up and fight for our freedom
Nekuti akadzingwa akatorerwa farm ndoo pave kuona huyipi hwevamwe vake
Tikati Zimbabwe ndeye ropa the question is whose blood becoz there’s only the blood of Jesus that saved us all
Even when everyone was afraid to protest against mugabe you took a one man band protest, now you are at it again against misrule of Mr Ediot, you earned my respect for being very objective no wonder why he made you ambassador so that you are out of touch with the electorate
True indeed survival of the fittest law of the jungle
If I may ask Mr Matemadanda hamusi imi here mairwisana neOpposition ichida kutongawo saka nhasi ndiyani womoda kuti asimuke simukai imi ndimi munonyanya kuziva zvatingaite chaizvo
Hakuna matemadanda anotaura in this way hes ataura mashoko mapenyu chaizvo but haasi honourable matemadanda
Message ndeyekuri tisatye kufa.