Iwewe usataure zvisina basa juss go on point kungoti havana zvavanoitwa chete hindava muchitaura zvekumama soo everyone knows about this leaks because varikuvharana mari iwe wakuuya neka coverage kako kuda kunatsurudza getaway mhani iwe mai vakono we know kuti tunyaya utwu hakuna kwatunoenda utwu magara makadaro mazanu
Mutemo wemuno unoti munhu anofanira kuita Mari ku bank uye ukawonekwa kuti une yakawanda unofanira kumbobvunzwa kuti ikubva kp but kune vamwe hzvishande
Hi Mr Rusike may i have number dzamai vamaikauta interview musi we Independence day vakaita zim attire i failed to pick up the video yamakaita on Gambakwe media
Tafirei tagwirei is also working with yhese boys. I say this because he was surpoting this boy with all of his efort. He cont suport the way he did without benefit. I talk about him when he was covering this boy with lies now he must tell us the truth bcz he was busy shouting to the people when they talk truth about chivayo because they eat money for the country together all zanu pf trillionairs or billionears they must fall they are same fanana and busy supoting each other we want low inforcement on all of them. And we dont want that low inforcement that is being crontroled with them.
Social media is not being fair on Wicknell. Anyone who is close to power will at some point say it to one or two people. In this case Wicknell haana kukwira pachikomo akadaidzira. This was supposed to be a private conversation but people with ulterior motives decided to leak the details. It's unfortunate that Wicknell takes to social media to announce even the smallest of deals he would have cut. Now the same media is bringing him down to earth with a thud The bigger they are the harder they fall
Masodya Mari iyi yakwana bhutsu nyowani dzenyu.Yai renoveta ma barrack toilets enyu nema camps emapurisa mangani new toilet set 70 dollars in mugere mune zvakadyiwa na Smith .Asaziii
Speculation will never help anyone. Learn to stop commenting on things that have happened already. Hapana zvamataura. Tell people to stay focused not speculation
We will never deviate from our goal of bringing the masterminder down. All this is social media intelligence tto shift our focus on ED
South Africa is like a new heaven for some people. I hope the new govt shuts down the BS.
Enemies of progress at uork....keep flying high madzibaba
Sorry andina corruption yandiri kuona pane vanhu vari taura kuti zvinhu zvavo ngavazviite zvakanaka. Tine problem kuti were abudira corruption
Let's built zimbabwe not to misuse resources like this what is the reason of buying cars for rich people instead of ok building hospitals
Hpna chisingabude pachena regai muone zvichaitika pamberi apo
apa kungokurukura chivhayo mukomana mukuru inyaya chete idzi zvachivhayo zvanemakore zvichitaurwa hapana chivhayo haana kana nyaya one nehurumende musatsvage nyaya dzakadhakwa munhu uya anotsvaga mari uyezve chivhayo haamboita mistake isingakavhike murikunyepa
Donki
Iwewe usataure zvisina basa juss go on point kungoti havana zvavanoitwa chete hindava muchitaura zvekumama soo everyone knows about this leaks because varikuvharana mari iwe wakuuya neka coverage kako kuda kunatsurudza getaway mhani iwe mai vakono we know kuti tunyaya utwu hakuna kwatunoenda utwu magara makadaro mazanu
ZACC
true
Zanu pf is very intelligent😅😅😅... All what is happening pane zvirikutogadzirwa hapo.
🎶🎵🎼 MUNANGAGWA
BVUMA
BVUMA
MVUMA KUCHEMBERA
BVUMA CHETE 🎶🎵🎼
BVUMA
Chivhayo muhombe uyo plus haana dzungu pazvinhu zvake even matauriro chaiwo haasi munhu weloud uyo hapana nyaya apa
Kutotaura ndodzungu racho
I don't see any problem , problem ndiye aku spreader ma audios
Ko scott ndionewo ukupihwa yakawandisa iwe....😅😅😅
Mutemo wemuno unoti munhu anofanira kuita Mari ku bank uye ukawonekwa kuti une yakawanda unofanira kumbobvunzwa kuti ikubva kp but kune vamwe hzvishande
Munyika mini Yamuna mutemo. It's free for all. Marisa uvone kuti vanoramba vachimupa mari, kureva kuti vanozivana.
Hi Mr Rusike may i have number dzamai vamaikauta interview musi we Independence day vakaita zim attire i failed to pick up the video yamakaita on Gambakwe media
Oh please get in touch with me on +263713723705
Thanks a lot
Hayiwa musada kutinzwa tisiyeyi nemallion enyu, chivhayo mzukuru wamnangagwa vari kudya vesezve.
Tafirei tagwirei is also working with yhese boys. I say this because he was surpoting this boy with all of his efort. He cont suport the way he did without benefit. I talk about him when he was covering this boy with lies now he must tell us the truth bcz he was busy shouting to the people when they talk truth about chivayo because they eat money for the country together all zanu pf trillionairs or billionears they must fall they are same fanana and busy supoting each other we want low inforcement on all of them. And we dont want that low inforcement that is being crontroled with them.
Uyu haanaa basa wangu tikuda varikumutuma
Ndochokwadi.
Ndezveikoko
Ukutadza maths uchida kusvibisa munhu 350 by 3 plus 100 is it million zidzoro
yaaaa
Social media is not being fair on Wicknell. Anyone who is close to power will at some point say it to one or two people. In this case Wicknell haana kukwira pachikomo akadaidzira. This was supposed to be a private conversation but people with ulterior motives decided to leak the details. It's unfortunate that Wicknell takes to social media to announce even the smallest of deals he would have cut. Now the same media is bringing him down to earth with a thud The bigger they are the harder they fall
Imbavha
mukosho yenyu chivhayo hamadzake dzirikupera hama dzacho hadzisi dzegovement mhani mukutinyangadza kushata zvekuuita endai kuchipinge kana Nigeria Zigosho Zigosho
Siyai vamamirane ikoko
Taura zvevakuru vakuru vanokonzeresa nyaya idzodzi kwe zvaChivhayo
Zvine basa rei izvozvo ini nda kavhara ana John mari dzavo wani
Unoda kurohwa ne BAPU REHWAI MFANAME. UDZIKAME hauna hana - kukura wakura mhumhu chete - ASI pfungwa dzako uchiri pwere - Isa muchinjiko katatu uchere chigomba usvipire mate imomo uchinje hunhu hwako --- MWARI WEKUDENGA WAKUWANIRE NYASHA
Nyika ikaita varume vaviri kana vatatu vakafanana nachivhayo naEd vakadzi nevana vanodya nhoko dzezvironda nyika yose ivo vachiita kupfachura mari sevanopenga.
Ko Scott akupuhwa yakawandisa
Ndopanonetsva ipapo
Apana nyaya apa akuitawo business rake uyo muchaita makuhwa imi.
Masodya Mari iyi yakwana bhutsu nyowani dzenyu.Yai renoveta ma barrack toilets enyu nema camps emapurisa mangani new toilet set 70 dollars in mugere mune zvakadyiwa na Smith .Asaziii
Speculation will never help anyone. Learn to stop commenting on things that have happened already. Hapana zvamataura. Tell people to stay focused not speculation
Oh okay 🆗
VaChivhayo idyai mari yenyu vanhu vachingoukura vachanyarara
Chavuruka ngachimbotonodzwe
But hapana nyaya zvee Apa
dambudziko ramunaro maimboti java akudya Mari dzezanu ikezvino zvavazvachivhayo muhoro
Improve your aguements nhaika 😂
Zvese bvuu😂
Ash 🎉😢😮
Hazvohone kuti asugwe pamusana pe ma projects ale na Mudhara # mountain Hampton Town project
Building metrials from Dubai😢
Kkkk haa this is Chivhayo for US!
Haiwa haa matambisiwa zviri pachena. Maratidzwa kuti u are nothing vamwe mongozviti makarwa hondo, kurwira vamwe kuti vagarike imi muchidya nhoko dzezvironda .
Zvinei nesu hedu
Zviri kunziiko inga ndazvishaya
Zvine nharo
Haiwawo mutikwanire Ko why MaZimbabweans muchirwadziwa nehupenyu wevanhu why can't you just mind your own business 😌
🎉These bloggerrs are mad rubbish news
Kurwadziwa papi fut nekuba kusina musoro, kuda kuuraya vauri kubira
Money laundering yezvicherwa zvezvi zvarwa zve Zimbabwe
This is not chivhayo at all
It's him
Ask someone who knows how he breathes when he talks and his lingo just saying
Mangwana kana wasvotwa nyora ngano uverengere gotwe rako riwane kubatwa ne hope ... wax wings wax wings kudii kwacho.
Chakanakira channel ndeyangu ndo poster zvandoda kana wasvotwa isa chigunwe mumukanwa worutsa ini ndichingoposter 😎😎😊
Rega isu toda kunzwa tinzwe uri zimu Zanu pf dear hapana chisingapere
Sir😂😂😂😂😂
😂😂
Wy scot mukumup yakawanda guys
Pfutseke iwe content yako ibhowa iwe
Ibva pano
Do not reply these people @@JCTVAfrica
musadaro mukuru
😂😂😂😂
Ingano idzo