Mambo hamusi fair , dzidzai kuna mambo mutasa na chigodora kutonga nyaya dzakadayi , am so disappointed nekutonga uku it’s not it, veçhi diki vana mambo ava need help they can handle these cases. Shuwa vanogara zvakanaka sei nyaya isina kuenzaniswa nyaya .
Saka mosiya heree zvikuitika mumusha 😢😢 mu village ngamugadzire hazvina kana basa kt akaunza nyaya ndiani kana vanhu vakuita zvisizvo mu village ngafumurwe abude mu village
Mambo mukawana nguva nemakurukota wenyu muendewo kwana Bushu ,Mutasa the likes of Chief Nyamaropa and Chigodora mudzudze kutonga don't be too soft zvekusvika pakudaiso haaaa
Mambo uyu chidzoyi kunge huku ikurarira mazai akaora Mai peshi endai nenyaya yenyu kwachigodora ,,,mambo anogona kunge achikwirawo Mai vane sun hat yewhite
How come kuti mambo munonyarara nyaya dzemakunakuna Moti endai munofara hamusi serious mambo imimi position yenyu ndeye kuchengetedza tsika once nyaya yatosvika pamuri makutoita investigation yenyu munhu auye to books
but to be honest this traditional ruling is not fair to females. saka mukadzi akuhurirwa have no say , she cant be a complainant. kana mukadzi ukabvisirwa wave mwana wemurume kkkkkk thats sad ? my thoughts
Can't believe how womens rights are trumped upon by such so called chiefs, dai pasina kuti Mai vazongwara and came up with the kusungwa issue, zvanga zvatonzi zvatovharana because umwe murume haapo so hapana case, clearly saying uyu mukadzi haana basa chero akatorerwa murume
Audrey nemurume wake both are in harvesting business. Dai vaizotsvakwa varume vese vaakarara navo Audrey uyu vose dzave mbocho kudzimba dzavo. Hurombwa huri pachena
Mambo uyu haagone kutaura , munhu haagone kugariswa dare hama dzake dzisipo, ko sei munhu akafa munoendesa chema , and haasimudzwe paari kana hama dzisipo.
Haaa mambo vanokoniwa kutokundwa na Elder kutonga eish akomana handiti makunakuna here mudunhu mako so unofanira kuenforcer law act yako ummm amanaka hey
Hakuna kamambo kakadai kupererwa nenyaya haaa
Nyaya iyi yaida chief Mutasa, mambo imbonotorai malessons kwamambo Mutasa
Maiguru is very beautiful ah❤❤❤
This is the worst chief ever nyaya dzinovakurira big time
Dare rekumama chief varikukurudzira chihure chii chinenge ngozi nxaaaaa
Mambo hamusi fair , dzidzai kuna mambo mutasa na chigodora kutonga nyaya dzakadayi , am so disappointed nekutonga uku it’s not it, veçhi diki vana mambo ava need help they can handle these cases. Shuwa vanogara zvakanaka sei nyaya isina kuenzaniswa nyaya .
Mai Patie, musadheerere Gono , Chirandu mukoma wangu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Saka mosiya heree zvikuitika mumusha 😢😢 mu village ngamugadzire hazvina kana basa kt akaunza nyaya ndiani kana vanhu vakuita zvisizvo mu village ngafumurwe abude mu village
Ndatombofunga kuti baba vane green t shirt ndivo chikomba sooo like really iyo baba iyo yakaumbuka kudai kudaro vakadzi futi kaaa🙌
Chokwadi kuita bad to worse
Kkkkkk nhymi
Kumeso ndokwakaumbuka mubrugwa muri hot
@@priscillahchiromudzimu1632 😂😂😂nhandi nhandi veduweee 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Mambo mukawana nguva nemakurukota wenyu muendewo kwana Bushu ,Mutasa the likes of Chief Nyamaropa and Chigodora mudzudze kutonga don't be too soft zvekusvika pakudaiso haaaa
Ndi mambo wemu Bin uyu
Mai peshi vakangwara ..
Nyaya iyi inongoda Chief Mutasa, vanopedza zvese izvi, havana time yemacartoon😂😂😂
Mambo is too soft
Mambo ava havagone kutonga. Waita mwana mudiki. Zvinonzwisa tsitsi. Vadare vacho hapana zvinozikanwa futi. Kwanzi bhukumeni todiiii. Zvakaoma
Mambo ngavaende kuma lessons kwaChief Mutasa please hakuna dunhu rinotongwa nyaya dzichinzwai, vanhu vacho vanoto dherera
Mambo uyu chidzoyi kunge huku ikurarira mazai akaora Mai peshi endai nenyaya yenyu kwachigodora ,,,mambo anogona kunge achikwirawo Mai vane sun hat yewhite
Chief Garai pasi hamuna chamunoziva zvenyu nxaaa muri sascum chairo
Mambo vakurirwa nenyaya ava. Nyaya iyi inoda, in order, Makoni, Bushu, Nyamaropa, Chigodora.
Kana Chief Mutasa
NavaMutasa
I like Mai peshi behavior varume macounin asatani shuwa
Manakiro akayita Mai Peshi vakashayeyi zwokwadi ?
Ndafunga Kuti ndatadza kuona, mukadzi wemudhara uyo itsvarakadenga❤
Mambo needs serious training vanhu vanokuvadzana this a highly emitionally charged case. Like the Headman said
A very intelligent young chief, mambo vachakura nehungwaru sa mambo sorom9n
Hauna zvekutaura iwe
What's smart about him?
Mambo ava he's too soft I think vanhu vake vanotomudheerera chaiko knowing kuti he's soft
watch ana chigodora you might learn a thing or two about kutonga nyaya cause aya majokes
Enda munodzidziswa kutonga nyaya namambo Mutasa
Kupfava pfava ukoo ndimambo rudzii ko uyo itai SA Mambo mutasa mhani
Poor judgement at least mai avo exposed kusagona kwamambo. Bookman is wiser
How come kuti mambo munonyarara nyaya dzemakunakuna Moti endai munofara hamusi serious mambo imimi position yenyu ndeye kuchengetedza tsika once nyaya yatosvika pamuri makutoita investigation yenyu munhu auye to books
Aya nduwo anonzi makunakuna, mambo ifanirwa kutotonga mhosva ipapo 😢
Justicefor mai Peshi .chokwadi hazvifadze kunzwa mambo vachiti dzokerai munonakirana iiiii mambo
Why demand the presence of murume akahururwa?? If the husband is aggrieved nekuhurirwa ngaakwidze nyaya yake kudare separately.
but to be honest this traditional ruling is not fair to females. saka mukadzi akuhurirwa have no say , she cant be a complainant. kana mukadzi ukabvisirwa wave mwana wemurume kkkkkk thats sad ? my thoughts
Can't believe how womens rights are trumped upon by such so called chiefs, dai pasina kuti Mai vazongwara and came up with the kusungwa issue, zvanga zvatonzi zvatovharana because umwe murume haapo so hapana case, clearly saying uyu mukadzi haana basa chero akatorerwa murume
Mambo uyo hapana zvinozivikanwa, mhosva yakakurisa kudaro munhu akutoti dzokerai munonakirana
Mambo vari correct if the husband vasina kumhangara.Asi mukadzi anofanirwa kubhadharwa nemurume wake nehure remurume
Ndafarira word As such
Zvevarume vevanhu muchazvirega but why maiZviko kudaro uine murume wako
I wish dai nyaya iyi yaenda kwa chief mutasa aaah ava vakaneta neta hapana zviripo apa
Mambo wekumama awa
Mambo please verengai macomments mubatsirike coz murivekumama
Mai Petie vakanaka please ko vakadei kumudhara uyu. But nyaya iyi haisi kutongwa zvakanaka kkkkkkkk. Mambo vanofanira kutyiwa kkkk
Mambo vachiri mudiki i think with time vachave a gret mambo
Ayiwa mambo variryt , coz even mai peshi varikutoudzwa kutt kana muinenyaya huyai muzo reporter
but vakadzi vamwe vanhu vatinodanana navo sooo, haa baba Patie is a zero havo 🤣🤣
It take calling and wisdom to be called mambo ,kutaura zvedi mambo izvi haisi ndima yenyu
Dare iri dofo zvaro ,mubvunzo nhando zve crean zvirikupinda papi ipapa .ngavaende kwa chief mutasa vanodzidza z inoita vamwe
Ndichimiswa nei Mboro idzi Ivo Tete vaye vasiri kubatika?
Mambo hamuna ruzivo nezvekutonga imi dai makaita zvenyu Pastor zvaive nani chaizvo
Oh finish mambo vanoera mheta shato ndazviona nekupfava
Comment section maramba mambo 😂😂
Chidhara ichi chinoda vakadzi vakatsvuka kkkkkkkkkkkkkkkkk
Mambo vanenge vatonga zvisina kufambirwa nevanhu
Mambo vanonyenga na mai zviko
Dare kana risina complainant mavasheedzerei?
Mai Pesh dai varitori havo mambo better
Audrey nemurume wake both are in harvesting business. Dai vaizotsvakwa varume vese vaakarara navo Audrey uyu vose dzave mbocho kudzimba dzavo. Hurombwa huri pachena
Mambo nedare ravo havagone kutonga vaifanirwa kungoripisa Audrey oripa mai varidzi vemurume avo
Mai Patie vane moyo wakanaka kasekuru kakaumbuka ako ndaikaumburudza nxa
Chief uuuuuu…haamboona madzimambo maviri…mambo Mutasa na Mambo Bushu
Uyu mambo uyu akati kwesere here uyu?
Hakuna mambo vakadayii haagone kutonga uyo
Ka Mambo kema papper aka, nyaya iyi inoda Nyamaropa anozvipedza izvi 😂😂😂
Audrey ngaronhedze aende Kwa Mutandi ndo kuti Chihwayi apepuke
Kkkkk mambo itai serious. Chii chakadaro.
mambo itai order shuwa mukore uno dare richiri kudzvinyirira madzimai 2024
Mambo uyu haagone kutaura , munhu haagone kugariswa dare hama dzake dzisipo, ko sei munhu akafa munoendesa chema , and haasimudzwe paari kana hama dzisipo.
Chikata saunyama shato mheta maita mutete panyaya iyi anhu woye kupfawa kudaro ere zvaida shumba mutasa anopedza bhora
Pengai Mai Patie!!!! Pengai Pengai
Mambo avakoni kutonga nzaaaaai😢😢😢😢
Askana baba vacho vangopusa pusa apa vavakuru kusatsveruka 😂😂😂😂
Uye muridzi wemukadzi akauyawo aizo ripirwa nababa avo fullstop
Akomana madzimambo anoona ma Comments edu here this is nonsense mhani Mambo imi itai changamu changamu😂😂😂
Ma1 shuwa
This mambo is stupid. How can a wife be a mwana to her husband? Nonsense 😮
Iyi nyaya yaitoda chief mutasa waibva wapedza pa sport ese
Mambo tsvagai mumwe pliz hamuna mambo vanhu ivava kundotaura shimanyika shemanga manga bhasteti kutadza kutonga nyaya iri pachena
Akagadzwa nani mambo uyo
I think uyo mwana wamambo😂 husoft hwacho kaa
Who does that 😮
avo mambo ava uuuuuuum he need serious training
Pengai Mai Sorobhi aaa makavinga bota pihwai zvinhu zvenyu apa.
Nxa chief hamugoni kutonga imi
Musazo titambisira nguva nematuzvi mambo akadai! Stupid dzevanhu. Mai Patie I feel for you. Imari yandashaya ndaida kukutorai kukuidai pane imwe level chokwadi!
😮ava baba ava ngavazive kuti havagone kutonga vanhu, vaendese nyaya idzi kunaana mambo Mtasa na Chigodora indava kudaro vanhu vanourayana avo 🙄
Chihure hachiperi kuvarume ngei zera ramudhara uyu achiti kungopora
Mambo ndewe muma..
Mai zviko ???
Mambo Ava havagone kutonga nyaya Shem 😢
51 nd looking good
Vauya vekusagona kutonga uku musaenda zvenyu motipedzera nguva
Mambo avo same whats app group naED... Madofo vese havagone kutonga
Varume nevakadzi vemazuva ano vari kuita chipfambi zvakanyanya
mambo endai kwanyamagodo hakusi kutonga uku
Justice to mai Peshi😢😢
Justice to all women, nyaya yanga yatonzi haina basa because the other man haana kuma gara, clearly saying Mai Pershy havana basa
Chokwadi mambo hava vanenge vanokurirwa né nhaya ngavaende kwa mambo chigodora vadzidziswe
Asi chii nhai vanhu kusagutsikana nemukadzi wako Mwari ngaatiwanire nyasha
Haaa mambo vanokoniwa kutokundwa na Elder kutonga eish akomana handiti makunakuna here mudunhu mako so unofanira kuenforcer law act yako ummm amanaka hey
Mambo havasati vakagona kutonga ava
But humbowo huripo mambo imimi chii munouraisa vanhu imi mambo munedambudziko
Chief cheaf havagon kutonga zvachose
Mambo hava vakangopuva chigaro zvavo, hapana chavanoziva pekutonga