HaaaMr munhu akatenga zvekuba haafaniri kupiwa mari yake back ndovanopromota chimbavha vanoti zvinhu izvo zvingaita $100 here uye vana avo vacheche vavazviwanepi vashandepi.
Mai vanotofanira kutenda mwari kt Vana vake vazonyatsorairwa nemushonga maybe kuraira kwamai was not enough !! apa Mai varikuramba kt Vana vaende kudzinza ravo ,uye varikuti Vana vakatanga Monday yet vakatanga kare !!
parents must learn not to defend their kids,when you hear of such,make a follow up,utsiure vana,not to defend them especially wen your close relative tells u ,akamboitwa heads up nebrother akatsamwa
They should suffer for long so that they wont do it again! haisi nyore akomana kuunganidza mari muZimbabwe yakaoma kudai kuti utenge midziyo yako iwe wobirwa so easily kudai! mbavha ngadzirangwe zvakaomarara handinzwire tsitsi mbavha kusvika dzapfira mate pasi. We cant be a country raising such culprits!
IMHO pwere dzakadai ku ivo a kwako as a caring parent is to shop them to the police the first time they commit petty crime. This mom already her brother warned her of her kids’ behaviour and she didn’t take it seriously then. That’s the time she could’ve sat them down and put her foot down about this kinda behaviour not tolerated in her home. She’s the primary morals police for her offspring before anybody else. However she was too engulfed in the trickling cash these boys brought home for food. She was too reluctant to investigate where this money was coming from.
Plus there is also receiving stolen property kune akatenga Mukoma dont protect matsotsi.Akatenga itsotsiwo because they fuel the game.Matsotsi akashaya kwekutengesa havabe.Daidzai Police
Well done sekuru mbavha ngadzisotwe kushanda kunorwadza munhu ongouya kuzokubira bho zvekuti ngava mame sterek
ndakabirwa midziyo yangu yese yemukichen ndombogayawo kufamba sure
Uuumm ndanzwira mai ava tsitsi it's not easy kuona mwana wako going through this pain even ane chaaita zvinorwadza
Mai vacho itsotsi zvekare all these days aimbogarirei navo it means aimbozama something wazoona zvaoma kwakuzobvuma kuenda kwaSekuru
HaaaMr munhu akatenga zvekuba haafaniri kupiwa mari yake back ndovanopromota chimbavha vanoti zvinhu izvo zvingaita $100 here uye vana avo vacheche vavazviwanepi vashandepi.
Ndinewe wangu haafanirwe kubhadharwa
Chokwadi wangu
Ichokwadi akatenga wacho anofanirwa kusungwa cz ayiti zvinhu zvakadaro izvo 100us hakuna zvakadaro
Mai TT is next vakajaidzwaa nekuba mari dzevanhu votoshaina
Buying stolen goods is also a crime, akatenga zvinhu don't deserve to be protected
Ichokwadi ichocho nekuti mangwana vakazobira iwewe unonzwa sei, hapana chinhu chinorwadza pasi pano sekubirwa
The buyer should be arrested and sentenced
But how do you know kt zvabiwa
@@kudzaishechasakara1516 yes kudzie kutenga zvinhu zvinenge zvabiwa imhosva no matter uri kuziva kana kuti zRP haizivi kuti hauzivi
@@kudzaishechasakara1516 price yezvinhu munhu ityawo uye aiti zera irori razviwanepi zvinhu.mapurisa haanei nazvo kuti waiziva here kana kwete unotonzi wadziya moto wembavha
l blame Zanu Pf and Hubert Angel. Not forgetting Scott and Java
TRUE
Correct 🙏
Kkkk
Thus my brother
Chokwadi wangu nyika yapera dzese imbavha, I would love sekuru wagadzire Urbert angel nembavha dzese idzo
Buyer should be arrested for the crime of receiving Stolen Property
Sure buying stolen property is a crime anofanira kusungwa
Sly aketenga imhosva buying stolen property usadaro usadaro
They must root in jail
This is so sad shame vana vadiki kudai kurarama nekuba, I'm sure they have learnt their lesson, avazvipame futi.
Had my iPad and laptop stolen once. Stuff worth more than USD$800. And quite frankly I don’t feel bad for them
Me too I don't feel for these.people mbavha ngadzi sotwe
Mai vevana ava havana kuvhunduka here nezvinhu zvakauya nevana kumba eg 4plate stove. Vakagonekwa. Kumeso kwa Happy Birthday Frank kuno ratidza kuti imbavha tuma ziso. Havafe vakabata futi. Lesson learned
Hawana kusvika nazvoo kumba wakatengesa
Havana kuenda nazvo kumba vakaendesa straight kunemutengi
shame cant hold my tears panamhamha moyo wekubereka shame .
Mai vanotofanira kutenda mwari kt Vana vake vazonyatsorairwa nemushonga maybe kuraira kwamai was not enough !!
apa Mai varikuramba kt Vana vaende kudzinza ravo ,uye varikuti Vana vakatanga Monday yet vakatanga kare !!
Sly media ndipeiwo address ya Sekuru Kanengo. Zvekubhadhara mari online hazvina musoro.
Even the mother igevha kunyebera kusaziva nxaaaaah
Mai itori mbavhawo uyu , hanzvadzi yake irikutaura zvakanaka kt vana vakatanga kare Mai arikutaura zvake ega
Mai I gevhas iroo
Well done guys.thats amazing mbavha ngadzigadzirwe
Mbavha ngadzidzose zvese vosiiwa vakadai cz kuuraya munhu.
Vabereki tisatunhidze vana nekuti end of the day anozochema ndimi
Chokwadi. You are correct 💯👍🏾✅
Great Job sekuru well done...munogona chaizvo rambai makadzvanya mbavha dzipfidze....ini ndakabirwa zvese nemafotos hangu chaiwo. Ndarwadziwa kusvika pamoyo chaipo up too now..
Ndichauyako chete khule
Can’t this powers be used on thieves that steal from the tax payers pocket
Zanu Pf shaa not Izzo zvauri kutaura
Conning people money vanhu avo are advertising
its all fake bro
Are u one of those who steal wat u have said?
Kkkk I know who you mean! Those guys are ‘protected’ already from juju
Ummm Ini hangu ndakabirwawo ndotombofunga kuenda Kwa asekuru .....but ndichiona izvi ndobva ndanzwa tsitsi futi
And I as well
I prefere kunamata zvangu kunamwari than izvi ukasvika n’anga yacho pasisina kana yafa unozosununguka here kuramba uchiona vanhu vachidayi kuzvitadzisa kupinda denga nezvinhu zvepasi pano zvawaka pihwa namwari
@@hillarychareka9429 unenge ini andizvikwanise hank ukasvika sekuru ivavo vachinzi vkatama unoita seuchazviuraya cz unoraracy wakatarisa vanhu vachidai zvakaoma hazvo
@@tapiwamuungani8944 Ndipo pakuzoita ngozi vanhu vakukupfukira
Ini ndakabirwa 16k including yakabiwa namaiTT huh tsitsi ndozodziona mari yadzoka zvetsitsi 😅😅😅pamwe yako wakaiwana zvirinyore ini mbavha nemuroi handina tsitsi
Slymedia make sure vanhu vatawurise tinzwe zviri kutaurwa. Mukomana uyo we blue t-shirt haasi kunzwika mushe
Ini zvangu ndavanzwa
Saka ukuda vanoba futi here vakozodzoka vakudaidzisa
Ndeku Ushewekunze kwaseke here nhai Robert silveste? Ndokumbirao number dzasekuru avo please. Ndakabirwa matrees muorchard yangu kuushewekunze uku
Ana sekuru vese ndevechirudzi hokoyo Nana chimwene
Yaa African science, I ever learned kuti kuba kwakashata.
Hongu hanzi wakazvara sekera muchitende but izvi ndokugona manjr coz munhu anenge ashanda zvinhu zvake iwe woba aaa
Sly kkkk.muri mbavha....regai mbavha dxikauriswe.. anoda kushandira mbavha ndiyan
Ndokugona this time ndakabirwa chete ndovabata Sekuru ava vanhu vajaira kudya zvemahara
I support you vakaita zvakanaka sekuru ava Tanga tanzwa nekubirwa
Kuda zvakapfava sehonye vasingadi kushanda
Sly media, is it mukoma Robert? You are good at your work
Kana zvirizvemadzinza now that's painful Shem why hamaa dzichidai 😢 kuisamhepo dzekuti vana vaite mbavhaa.
Kudanwa nedzinza ravo so vanoita zvakadaro regai varnde kumamisha avo
Sekuru well done Tanga tanzwa nekubirwa basa ngariende mberi mbavha idzi dzanga dzatinetsa
Mukugona sekuru tanga tanzwa
ini ndakabirwa phone muna december 202, nanhasi ndichirikurwadziwa
Mbavha ngadzipfidze kushanda kuno rwadza veduwe mbavha yongotora mahara gurai imi vana mbavha 😊
Ndodawo # dzasekuru ini ndiri kusouth asi ndoda kushanyira sekuru nekuti ndakabirwa book remota TlP driver's license intertional traffic register passport saka ndiri kuradziwa
Yeaaa KULE ava vanoda kuonekwa mukoma SLY tateguru ava vanowanikwa kupi?
Mai ava vevana mbavha vaidya zvinhu zvevanhu vana vasiri kushanda vaiiti zvabvepi.
Mai vakatenga havafanirwi kupiwa mari yavo nokuti vaitozivz kuti ndozvokuba
Waiting part 2 yaMalaicha
Ummm andifunge kt vachaba zvekare
chimwe chinhu chinoshungurudza ukatarisa vafana ivava unowana vasina kutoregister kuvhota.. havadi kuita sarudzo yekugadzira remangwana ravo.. #Register and Vote everyone.
Unogona kuvhota katen bt kana brain dzakadhakwa unongofa uri rombe nevoters slip muhomwe.
Uyu nyakutenga ngasungwe aripanze ipapo, no refund plus ange achazvitengesawo
Mukoma Sly munhu akatenga anemhosva kutenga zvekumba anoti vana vadiki avo vazviwana kupi .zvinoreva kuti ndivo vanotuma vana kumba
Amai ngavapihwe zvinhu zvavo, uyo akatengeserwa haana nyaya. Aiiti zvinhu zvirikubvepi. He should learn to buy from genuine sellers. Aitoziva kuti zvakabiwa.
Paataura zve plasma ,gas tank and stove ...vanenge ndovakandibira vabreaker nepasliding ...ndakamuka ava machira chete !! Akabereka sekera mudende ,vana vanokuparira
Waiting eagerly
Mugoni wepwere ndiye asinayo
Twakaura,mhedzisiro yacho vanga vachazoponda vana ava.
Senyika tichato sorter vari kuba gold vachitengesa
Wakabirwa gold?
amai ava itsotsi chairo vanoziva chitsotsi chevana vavo
Tsotsi remakoko chairo kkkkk
happy birthday Frank weBlue uyo handifunge kuti anoba futy kana aka ona $rakadonha haanhonge
Haafi akada futi, face yake inoratidza kuti ma1 atangidza
Well done sekuru Zvikaramba kwandakaenda ndiri kuuya kwamuri Ndakabirwa zvose last Thursday
Endai tete
Ndokugona ikko tipeiwo number dza sekuru veduwee
Mkoma Robert dzinenge dzichipesvedzera dziripaSide kkkkk.
😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vanhu ngavadzidze chidzidzo apa kuba kwakaipa uye kubirwa kunorwadza
This is very sad. Very young people. Haaa zvinosiririsa.
parents must learn not to defend their kids,when you hear of such,make a follow up,utsiure vana,not to defend them especially wen your close relative tells u ,akamboitwa heads up nebrother akatsamwa
Sekuru rovai basa but dzikisai macharges because maclients ekubirwa akawandisa kana muchinyatsogona basa renyu.
Sekuru chibaba pazvinhu zvavo
Ko sekuru ava any idea tovabata sei
Help plz
Mhaiyo musanyepera kuchema. Maidya zvekuba zvaevana musingawatsiure. Muchidya muchisimba. Maricho api amunoita ne kusimba kudaro
Vanonyepa Mai ava sekuru vati vakabvira Kare Kuba huku nemazai
Vapfanha vapinza mai vavo busy ava. But mai vaiziva havo kuti vana vavo imbavha.
Rudzi rwaana amai awa,wanonyanya kununudzira wana,kana washaisha iwo wanoti awana kushaisha,hezvo mubairo
Veduwee mugoni wepwere ndeasinayo
Haaa handina tsitsi nembava.last wk Hama yangu yakabirwa TV, decoder nemabotoro edovi.twumbava tuvanhu utwu
They should suffer for long so that they wont do it again! haisi nyore akomana kuunganidza mari muZimbabwe yakaoma kudai kuti utenge midziyo yako iwe wobirwa so easily kudai! mbavha ngadzirangwe zvakaomarara handinzwire tsitsi mbavha kusvika dzapfira mate pasi. We cant be a country raising such culprits!
Moyo wekubereka shame 😢😢
My heart breaks for the mother, mwana haana mugoni 😢
IMHO pwere dzakadai ku ivo a kwako as a caring parent is to shop them to the police the first time they commit petty crime. This mom already her brother warned her of her kids’ behaviour and she didn’t take it seriously then. That’s the time she could’ve sat them down and put her foot down about this kinda behaviour not tolerated in her home. She’s the primary morals police for her offspring before anybody else. However she was too engulfed in the trickling cash these boys brought home for food. She was too reluctant to investigate where this money was coming from.
Kugona mbavha mamai makadaro siyai more 2 weeks vakadaro kuti vazviregedze
Amai muri kunyamba maizviziva kuti vana vayu imbavha
Kansai number dzenyu Sekuru usually takabirwawo kuUdhewokunze ikoko
Shem Mai ava chokwadi vaidawo kugara nevana vawo asi chokwadi kana mwana apanduka haungamugoni sema2000aya imhuka vana ava
Iye akambotenga zvakawanda kudaro nemari yaakabisa iyoyo naiyewo ngaasungwe
Ndivo vana mai vanotambira zvekubirwa nevana. Vadzidza chikoro ndamba kuidzwa akaonekwa nembonje pahuma vachitarisira hanzvadzi yavo pasi nhasi varipapi
Mai vadeketera vanhuwe nhumbu itsoka inobereka zvese
Aiwa sly wekutenga zvekuba Mari yavo Yaenda varege kutenga zvekuba
Amai vebenzi Havana mufaro chokwadi ummmm 💔
these boys should be at school or hustling selling air time ang other things,they are just too young for this,they should be going to remind/remand
Tipeiwo number dza Sekuru mbavha dzakujairira
Vakatenga musavape kana sent imbavha nayewo angatengeswe zvinhu nevana vadiki anoti.vakazvitorepi
Vanhu ngavadye cheziya kwete zvekuba izvi
couldnt hold tears for mama
Plus there is also receiving stolen property kune akatenga Mukoma dont protect matsotsi.Akatenga itsotsiwo because they fuel the game.Matsotsi akashaya kwekutengesa havabe.Daidzai Police
Ko isu senyika ye Zimbabwe tinokwanisa kubatsirwa here panyaya ye gold rakabiwa?
Haaa mbavha ndozvadzinotoda kuitwa izvi
Magonekwa vakomana ,mai kuita chidumbu nezvinhu zvekuba
Amai pamaiona mastove matv mumba nevana maiti vanoshadepi munonyepa nezvingoro zvinodonzwa maiti zvii , TV 4plates stove yakakura zvekuti
Mkoma Sly ndokumbirawo number yasekuru .ndine mbabha yakandibirawo R3000 yaibereka akatora muna 2020 till now haana kuzombodzoka chero kubatika pafoni haachabatike .ndiri kurwadziwa nenyaya yemari yangu .
Sekuru munowanikwa kupi muzimbabwe?
These lads are still dependents. Pfungwa yekuba yakabva kupi. Pane mukuru ari kuvadzidzisa kumaraini ikoko
Akatenga wacho aiti vana vazvitora kupi, amai pamaipiwa mari maiti yaibvepi vana vasingashande
Ko kuzvara kunorwadza veduwee..mai vachema..ndarwadziwa inni... mama varikudziwa..vana ava shuwa vaeqadzisa amai. Amai ava vanoda vana vavo....vakaramba kuvqdzosera kumusha kwababa coz hama dzababa dzine utsinye vanono abuswa ukoo
Those who owe me vakaramba nemari dzangu tosangana soon cz muri mbavha sevapfanha avo
Vimbai Asiana lol
Taura hako hama yangu .imbavha hombe kudarika vafanha avo
Number dzasekuru please
Ahh $100 for tv , battery stove bla bla akuna zvakadaro kufira sick money yakadaro
Mukoma Robert apa masaidhira vanotenga zvinhu zvekuba apa hai hazvisi fair
Humbavha huri expensive ummm chionai manje..vana ava so..
Sly ndikuda kugadzirisa vanezvikwereti nevakaramba nemombe dzangu
Ini pane akandibira phone yangu paboader hokoyo ndri kuuya ikoko sekuru
Ndakabirwa zvinhu .zvangu sekuru ndibatsireiwo
Feel sorry for the mother. Mwoyo wokubereka. Akabirwa chinzwisisa mai avo.
Akatenga zvabiwa atori nemhosva ,aifunga kuti vana ava vawanepi zvose izvi kungotira ne$100
It's so painful they are so young
Buyer ane mhosva coz kune zvinhu zvose izvo zvingaita 100us nxaaa
Kuba hakubhadhari! Idya cheziya
Vakapedza kubhadhara here ndiva batsire hangu please ndipei number