Mupurwa is venomous. Inogona kukanganisa nevous system kana or damage muscles. This guy appeared as if he got paralysed muscles were affected including smooth muscles for breathing
I think mupurwa uyu pawakaruma munhu wekutanga wakabva waita addicted to human blood saka wakungogara uchiruma vanhu so best solution ngauteewe vouraya
Mupurwa ndevewanhu asi zvichapera gobackto sender musagare pasi ini panguwa yacho ndakashaya mutsigiri ndanga ndichiri mudiki mupfungwa dai ari iyezvino
Kkkkkk uyo mudhara sabhuku ndiye muridzi wesinhi arikutoziva pariri izvezvi
Ndazvifungawo
Kana Mai wacho shuwa wangati atofa here uuuuuh
Haunyepi..
Handisati ndakambonzwa kuti mupurwa unoruma munhu achifa. Ndinozi mupurwa inoyamwa mombe minyatao kusvika yatsemuka tsemuka. Uyo mupurwa hausi wega?👀😳😭😭😭🙏🙏🤔🙏👐
Haa taura hako ini ndakakurira kwairi mipurwa iyi asi handina kumbohwa ichinzi waruma munhu
Kana uchifudza mombe, unotoziva kuti mupurwa unotoyamwa mombe, yakasunga nemuswe..
Haa Chivhu yayenda nechimuti
Usaone kunonoka ndange ndichiuya. I love this song
Sahwira woye gara muberere ❤
Kwana asekuru vangu kwaMudawarima haaaaa zvakaoma zvepamusha apa💔💔
Usaone kunonoka ndanga ndichiuya watching from SA drewmas media thumbs up
I like the song
Zvakaoma sure
Mdawarira uroyi hwanyanya neidzai Sekuru Tasvu.Mpurwa uyo unemuridzi.Ndewe munhu.Ndakakurira ikoko /Njanja is my home.Mpurwa haurumi munhu unotiza ukaona munhu.Chief Neshangwe itai basa remadzishe.
Nzira dzsmusango dzinorema🎸🎸.
VaNeshamba matisvitsa kumusha watching from🇧🇼🇧🇼
Tasvitswa kuNjanja dear
Sahwira woye gara muberere🔥🔥🔥 usandione kunonoka danga ndichiuya🔥
Kumusha kwangu kwaChikasha, mai vangu vekwaMudawarima
Sahwira wangu ndanga ndichiuya usandione kunoboka ndanga ndichiuya
Usandione kunonoka ndange ndichiuya kkkkk
RIP brother! Mmmmm tarisisai mumusha menyu. Sabhuku fambai nevana.
Aaaaah mupurwa uyuu ndewemunhu uyoo mudhara unoziva nyaya pamupurwa uyuu nasabhuku vanoziva nyaya sei vasina hanya vaneruzivo vakuru ivava
nhas rava rimwe zuva ndannoka hngu but ndanga ndichiuya hngu chivhu woyeee ndimi munechimuti
Sei Mai Ava vakamhanyira Kuti vatofa hre
Thanks nekusvikawo kumusha kwangu ndakadzidza pa Mudawarima
Mudawarima Primary School,that's where my history begins in 1985
Tikangotipfuurei kusvika paChirasauta ndopanotangira yanguwo 1983. Home sweet home
@@tindotings7892 vambotionesa area,I know kwaChitsunge
Ndewemunhu uyu
Tsvakisisai hama
Endai kuna prophet kudakwashe Jose
@@grammunetsi712 vaChitsunge ndivo Mambo wedu, ipapo tinenge tapinda mumusha chaimo
Pamunetsi pamaorange apo😊
Ko chiii namwari vnh venyu zvovodai zvoda jesu
Mukomana uyu akarumwa nechinhu chine muchetura. Kana iri nyoka, haisi shato nekuti haina poison. Andrew Neshamba anofunga hake kuti zvese zvinoitika zvinechivanhu asi apa l think munhu akarumwa haana kunyatsoona chamuruma.
Atofa here.mai avo asi vanoroya.kumusha zvokotyisa nhai
Idzi hama dzangu chaidzo maSinyoro. Sekuru avo reminds me of my father😢.shuwa nyangwe madzisekuru edu akapesana asi dzinza idzinza. Maita henyu Drewmas totowonera hama paYou tube
uri hama yangu. m muzukuru wekwa muchero
@@CarolineCRaradza shuwa here isu tinongonzwa kuti tobva kwaSvinurai ndivo madzisekuru edu
Pakaona bere ndopakaoneswa zvese ndina kule wangu wakaoneswa bere manheru vakafa
Thank Mr Neshamba nekufambawo kwedu kuchikomba svikai wo kunonzi kumasasa mumboburitsa dzekwedu
No mpurwa bite is not fatal however the bacterial infection from the bite paralizes and kills look, at when they hunt animal they bite and wait!
Ini ndapedzwa pakuti atofa here aaaaah zvovhunzwa izvozvo
Hausi mupurwa chinhu chemunhu kwakuda ana godobori kusvimbo iyi kutaura chokwadi varoyi vane nhamo
Sahwira woye gara muberere 🕺 💃
Zimbabwe yatambura kushaya phone mukomana mu hombe so vote Nelson Champion
Hei yaaaa chokwadi 📱 vakomana zvakaoma
Ndovanenge varipamberi kuvhiringidza shanduko ivava
Hezvo😮😮😮
Asi nematsananguriro varikuita apa mumusha umu munofanirwa muine hurombwa semaonero angu dayi manamata mwari vanokurwirai pane arikushereketa saka panoda Holy ghost fire zvinopera
Agree 💯
Rlp mukomana zvinorwadza hazvo 😭😭😭😭😭
Mmmmm munzvimbo umu ndamutasvurrwe. Tione kuti mupurwa kana kuti chii
Dai pakawana anotemerera mshonga wechivanhu mybe zvaigona kumususukidza kusvika kuchipatara
Ah
Mataurirwa azvirikuita
Nguva yacho ungangove Mupurwa
Asi rondedzero inoratidza kuti inyoka iyi
I imagine the dance from this song by those ladies.
Rweute ndobustop, masinyoro itai serious nedunhu renyu munhu kurumwa negonzo ovigwa naro, sekuru Inno nhas mupurwa zororai henyu murugare
Mwari huyai mumhuri iyi, fumurai muvenge asiye mhuri iyi🙏
Amai vacho ndivo vaneyese seivakabvunza muzukuru kuti atofa here iye arimupenyu.Mupurwa unotiza vanhu kwete kuruma.Uyu ndewavo netimu ravo repamugoti
sinyoro makatisiya neronda rinorwadza hanzvadzi yangu
Akareswa kuwona inyoka
Mupurwa une poison iri deadly
@@da_el_chapo Go to Google and monitor lizard not a dragon Commodo
Njanja yakutoda nyasha chaidzo nekut kwaipa
Mupurwa is venomous. Inogona kukanganisa nevous system kana or damage muscles. This guy appeared as if he got paralysed muscles were affected including smooth muscles for breathing
Paakarumwa pacho havana kutarisa mazino here.
Pashiri kadzi apooooo mai vanyatso budisa zvazviri batsirai madharq
Yoo zvadiizve kumusha kwangu
Sahwira vangu gara muberere🎉
Mai avaaaaaa🥺varikuziva zvese zvakaitika. Seivakabva vati atofa here mmmmmm mwanawakoooo
mmmmmm ko sei mai vaiti zvaarumwa atofa here 🤔🤔🤔😭
Kana inini hapana kundiitira kuti havavhundkuke asi kutovhunza kuti atofa here?
My thoughts too
Mai vake ndoo muridzi wemupurwa bere paruvanze pako futi
Ehe nhai hanzi atofa here zvakaoma weduwe
May God intervene
waiting
So sad.mupurwa wemunhu😢
Zviro zvacho ma1
😢😢😢😢 32 years zvinorwadza,manje mupurwa wacho murudziii unongo ruma munhu achizvi fambira
Please ZIMBABWEAN LIVES MATTER! MHANI! GVT CLINIC HOSPITALS MUST STOCKED HAVE MORE RESOURCES AMBULANCE MEDINE SPECIALIZED STUFF
Postmortem done than assumptions?.
Mupurwa ndirorinonzi gwama pachindau ndizvoka
Ndanzwa
Sekuru avanakuita zvemedhiseni medhinesi izvi
Zvinorwadza shuwa 😢
Mupurwa wemunhu mupurwa hausvike pamba
Said story taitomboku Digidha 😢
Ummm lemon 🍋 tea
Nyika yaipa iyi
Good byeee my friends
Drewmas Media ❤
BT sabook mazismile enyu bhoo hre mmm..BT ma1 mmm
Kumusha kwangu again 🙈
Inga zvakaoma,ko njanja yatsoita seiko chaizvo nyaya dzacho dzanyanya veduwee
Kumusha kwangu todzika paMpatsi apooo
Endai kwasekuru Tasvu kna Kanengo
I think mupurwa uyu pawakaruma munhu wekutanga wakabva waita addicted to human blood saka wakungogara uchiruma vanhu so best solution ngauteewe vouraya
mdara anejuzi rechikadzi uyo ane zvaanoziva zvaasiri kutaura
Drewmas media mandisvitsa kumusha much love❤
Unonlbva papi ini ndiri pazai rimwe
@drewmasmedia kuzouya kuChesa taitiza varoyi kumusha kwangu uku kana vakugaira havo havamisi haupasweri
Ndafara ndaona anzvega
Hausi mupurwa chikwambo
Hanzi ndikati vatofa here
Ko mai vaiti atofa vakanga vanzwa Nani kuti mupurwa unoruma munhu
Varoyi vanoda kurohwa chaizvo
Mpurwa awurui. Zidoma zenu zwakawandisa
Uuu zvanyanya kwasadza uko
Hausi mupurwa uyo.
Zvino atofa here
Mupurwa ndevewanhu asi zvichapera gobackto sender musagare pasi ini panguwa yacho ndakashaya mutsigiri ndanga ndichiri mudiki mupfungwa dai ari iyezvino
Zvorwadza kwedu kwazinatsa njanja yo mwaa akangorumwa ne nyoka isina kuonekwa akafa zvakaoma
Zvinorwadza veduwe mmmmm
Mupurwa une poison iri deadly
Hauna poison
@@liciousnyamande4251 chine mate ari poisonous 😅
Hurumende iri busy kutenga maHelicopter ekuvhundutsira vanhu nyika ichiri kumhanyisa vanhu kuchipatara nebhara nhamo yekushaiwa vatungamiri iyi maSabhuku mukai pliz
Sajwira woyeee Gara muberere
Shene inemujaha uyo paguva .asi arikuita zvidhina because iiiiiiiii
Sabhuku ngaadaidze vanobatsira coz vanhu vanopera,ndewemunhu mupurwa uyu
Ndewemunhu
Usaone kunonoka ndanga ndichiuya
Zisekuru iri asi ndewake munhu wacho akarumwa ndiye akafa saka unoda kubvunza ani
Ini mafungire andingaite hapana mafungire andingaite..aahh ndarwadziwa ..zvinhu zvsramba zvichiitika sekutaura kwaamai avo.zvoda hakata.Asu ndanga ndafunga kuti mupurwa hauna kufanana be commodo dragon here rine poison uye pamwe ma types anosiyana zvawo
Nyaya yataurwa yegonzo manyama kudarika iyi yemupurwa
Ndabatikana vaNeshamba
😢sorry zvenyu asi chishamiso ichi fambai vakomana
Ko nhai venjanja inga takangokura zvenyasha ko vazobvepi varoi zvekutodai ! JESUUUU!!!!!
Vaingoveko asi vaive nehunhu they were not that coward.
Varoyi vave kutoda macertificates chaiwo izvi zvazonyanya.
From zvirikutaurwa munhu akafa ne shock sweating, headache, kupera Simba. Mupurwa yakasiyana siyana but handizivi une poison inouraya faster faster zvekudaro.