RUSHINGA-CHIMHANDA..........VOFUKUNURISWA GUVA REMWANA "WAVO" ZVICHINZI HAASI WAVO

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 окт 2024

Комментарии • 28

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +15

    Munopedza nguva imi nekumhorosana Shumba itai gaga kupinda munyaya

  • @chipokanoyangwa9261
    @chipokanoyangwa9261 Год назад +2

    Mukurebesa munamato drewmas apa kayongwa kacho kadikidiki 😢

  • @aishaadetta878
    @aishaadetta878 Год назад

    In love with this song lols

  • @fortunatemuchemwa4916
    @fortunatemuchemwa4916 Год назад +1

    Shumba shumba .nhasi rarimwe zuva

  • @belindadube1962
    @belindadube1962 Год назад +1

    Hapana amai vangakanganwa mwana wavo veduwe apa pakavigwa mwana ndovaridzi vemwana

  • @PATIE-PANASIMON
    @PATIE-PANASIMON Год назад +2

    Munochinya kuwanza nhoroondo haaaaaa

  • @BrendaNyaunye
    @BrendaNyaunye 11 месяцев назад

    Haaaa zvakangowoma hazvo

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 Год назад

    DREWMAS MEDIA TAKING US TO ANOTHER LEVEL ❤❤

  • @LatishaNzenza
    @LatishaNzenza Год назад

    Zvakaoma

  • @Amanda-k1n3y
    @Amanda-k1n3y Год назад

    Ndashasmika 😮. Ko, zvinoitika

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад

    nhasi rarimwe zuva

  • @learnmoreblack
    @learnmoreblack Год назад +1

    SHUMBA🦁🦁🦁🦁

  • @PATIE-PANASIMON
    @PATIE-PANASIMON Год назад +1

    Team,zorodzai munhu pls

  • @amossefquembo4487
    @amossefquembo4487 Год назад

    From Mozambique on line

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 Год назад

    Nhasi rarimwe zuva,

  • @kundaimiedzok
    @kundaimiedzok Год назад +2

    Munozonyanyisa ngano kani,mhorodzanai kuseri uko mongouya toinda straight munyaya ah, every intro 5mins outro 4 minutes why nai!? Zvakugwadza izvi

  • @marciamutune650
    @marciamutune650 Год назад

    Ndokumba kwedu kasanga

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад +1

    Munhu uyu hanti akachengetwa achirwara nehama dzake Zcekurwara kwepfungwa hakuchinje chimiro Chemunhu.Dai akafa netsaona zvainzwika kuti anga asisaoneke

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Год назад

    Kachirongwa

  • @Girlmastervibes
    @Girlmastervibes Год назад +2

    Why small amana

  • @Neddyfesteji
    @Neddyfesteji Год назад

    Munhu anogona kufukunhurwa nezvikonzero zvinobatika asi zvinotora nguva kut zviite kut mufukunure. I know mumwe akafukunurwa wandinoziva asi pakafambwa kwete zvishoma

  • @TendyFrosty
    @TendyFrosty Год назад

    asi vafanana here chiso vanhu vacho

    • @NotJuliaHerbert
      @NotJuliaHerbert Год назад +2

      Akatombogara pamba apa after found wondering around in chitungwiza and they identified him that it was their son who disappeared for 18 years and he even started identifying some of the features that were missing from the homestead. That means that was their son.

  • @Confession26
    @Confession26 Год назад +1

    Since I didn't make it to be the first to like huraaaaaaay I'm the first to coment😂

  • @maxwellkamoto5061
    @maxwellkamoto5061 Год назад

    Taapo