Lol 😆 🤣 😂 you can never commit a crime na Enoch shame lol when he confesses hapana chinosara nezvese zvaanenge asina kubvunzwa anotaura aah l surrender
I think there something that I don't understand about this gure story. Think sekuyibuthakathi nje cause those groups are traditional groups as much as some people use ubunyanga for their personal gain .
Ko Enock wacho akufambawo sa Awaremba asi vese vaita problem yemakumbo tarisai pavanobuda vachinojamba tsvimba yanga yaiswa pa door step dzavo dzakafanana 😂😂😂😂😂
Tiripo tiripo pano murisei mese mhuri yekwa sly .kàna uchifarira kuona sekuru tasvu vachitasvura walemba thumb up
Lol 😆 🤣 😂 you can never commit a crime na Enoch shame lol when he confesses hapana chinosara nezvese zvaanenge asina kubvunzwa anotaura aah l surrender
Enoch akuita nge akabatirwa pfuti akungotaura zvese 🤣🤣🤣ko Varemba vacho ndovese
@@sizalobuhledlodlo2126 kuzoramba manje 🤣🤣🤣🤣🙌🙌 hanzi nyaya yezvigure ndiri kutotanga kuinzwa pano nhasi aaah kadhara Kaye 🙌🤣🤣🤣🤣
Kurwadziwa Kani
😂😂😂😂
People should learn from this, especially those who live in farm compounds. Unoona munhu achitorombera kudriver tractor chairo.
😂😂😂😂😂😂😂😂
Haurevi nhema vanhu vanorombera zvinhu zviri silly
😂😂😂😂
My boyfriend Enoch tells the truth like a child or a dying person. Big up Enoch🤣🤣🤣
Your boyfriend is genuine 😜😜
😃😃😃
@@victoriamandiziba7582 yessss babes🤣🤣🤣🤣
Kkkkk boyfriend yako inoyemawo iyi 😆 🤣
@@kingstonesamuelshowa4139 eishhh🤣🤣🤣🤣he is a good cryer
Inock ari kutaura chokwadi. Kana mwari chaiye anomuregerera . Arikutoreurura
Hmmm Awalemba vakaoma veduwee,zvino vachatasvugwa nasekuru tasvu.pasi nevaroyi pasi
Walemba is a true man, zvigure iculture yavo hazvibudwe. Vanhu dzidzai kuteedza zverudzi rwenyu. Walemba rapa kwete kurombesa ndatenda.
That's true gutsikania vanhu
Plus sekuru tasvu kana vaine simba vakadii kusunugura Enoch kwete kuda kusunugura walemba
Apa varemerwa naWalemba coz walemba kutaura chokwadi
Sekuru Walemba iskelem apa haadi kuonekwa face yake he is a dangerous man
Very dengerous maziso acho anotyisa
Ah, anokuendesa uyu. Enoch is terrified
I think this Tasvu guy is real
true that
Pakunyepa kwake ka he is real,chokwadi chasatani inhema
Pakunyepa kwake ka he is real,chokwadi chasatani inhema
Pakunyepa kwake ka he is real,chokwadi chasatani inhema
Why real.... Iye vachiudzirwa nhau dzose naEnoch plus Walemba vanomudii iye ngaangosunungura mhunhu chete
Weldone sekuru Tasvu batai basa sebasa Waremba muroyi chaiye akaoma moyo chaizvo nekungwara nhema
Thank u sekuru nekubetsera enock
Eishhhh you can make a movie out of this story wooow part 4 coming…….?
Zvinenge zvaoma
Eish its soo painful
Well-done Sekuru
Sekuru to the world,u deserve an award
Kugule line secret
Head office iri kumufakose
Sekuru tasvu number one next dare nderapresident tavakuda kuti vambosiiravo vamwe
Kikikiikikikikiki
Aah aah, 😮😮Hauite Aah... Hiii.
Enock dzinenge dzambomwira mwira, kuzochema manje kkkkk
😂😂😂😂
U are to powerfull ...sekuru Tasvu
Kkkkkk ende baba vanochema zvawo iwawa
Kkkkkk iwe xar baba inorira longtime zvayo iyo
@@idahmasuka8499 but the fun part is he never forced to join gure the thing is vakuru vezvigure vane imwe secret iri very deep.
Yoooh l couldn't stop laughing 😂😂😂 but sorry Enoch seriously 😢
Tateguru Enock mwana chaiye pachema mubatsirei kkkkanzwa sekuru bvisai mhiko yekubata kuzasi munhu ofa
Kkkkkkk murume anechipo chekuchema kkk
Anochema knge mnh wemkadzi
Atambura kuchema kurwadziwa
I put my hands up for sekuru Tasvu
Apa Slymedia waratidza kuti Sekuru Tasvu vanorema🤝💪💪💪
Muchinda akubwaira bwaira kuda kuchema here.Rinenge rinoyemawo iri,kana kuti maybe musi uya airumwa kkkk
Waremba ooh🙌🙌🙌🙌ndasimudza maoko
Timeline 26:39....fires
Enoch kkkkkk tells the truth as it is
Enoch anondinakidza sheeeeeeem 🤣🤣kana mwana Ane 5 yrs anosara pasi
Big up sekuru tasvu
Mmm Enock can cry he’s tired life yakawoma
The only sekuru i trust
Imwe episode ya Waremba iriko rinhiii🤣🤣🤣😃😃😃😃😃
Kwahiii afa l just saw it now kuSlymedia latest post
Sekuru Tasvu well done , keep it up
Walemba net his match.
Yu deserve an Award the greatest one sekuru tasvu
Aaa hei so sad apo mhuri yakapera kufa zvinodzimba moyo
Matigonera mukoma Robert Tapfumanei, sando dzenyu
Roberty deserve an AwArD
I came for comments😂😂
This is an epic, father of all episodes
Walemba iwawa awaaaa kkkk😂 inock kaaaa😂😂😂
😂😂😂😂❤❤ haaa walemba wakalamba awaa
Bg Up Tasvu, Walemba is here today.
Murume anochema zvake uyu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣😅🤣🤣🤣🤣 Alemba vacho dhiniwe zvaro
Kkkkkkk eknock wakapedza masports kkkkk first time following you
Gule ine secret
Tasvu tasvu tasvu hw many times did i call you
Varemba vane rough nhai . Manje kwaSeuru munoita raiti chete kkkkk
Ma first days ndaimboona se drama asi now ndakuona kuti kule Tasvu varipabasa
As long as Enoch aponeswa, Waremba ngaaende nezvinhu zvake
I think there something that I don't understand about this gure story. Think sekuyibuthakathi nje cause those groups are traditional groups as much as some people use ubunyanga for their personal gain .
Ngavangotorerwe gure racho
Hanz walemba vaibva varombesa after that gure thing but still zvigure zvinotsitswa nemishonga
@@damarismangwanya4244 I think its something that he was doing after the traditional dance
Kkkk sekuru ava inhubu chaiyo vakunyepera kuzongaira
Chidzidzo Enoch haaitwe deal naye Hana yake 😀🙌
Kkkkkkkk
1 gig chaiyo
Enoch comedian chaiye dai akambotraya comedy Sekuru Tasvu vahombe sando dzavo mbira on point
Juzu raWaremba rakanzi Miami Beach 😂😂😂
Big up sekuru tasvu ..... sekuru kanengo vakatadza zvidhoma zva mabika but imwi murikutasvura n'anga
Sekuru tasvu ndirikuuyako ndakaroodzwa kutokoloshi
@@allenallen361 enda unobatsirwa vanokutasvura
Yaaa Mabika kuseri
Havana kutadza Mabika akanyeba kuti vanondikwereta.
Haaa Kanengo zvababa Theo akazvitadza
Enock ndi Jatiwero chaiye😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk
😂😂😂😂😂arikuzvinzwa
😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣 taura hako ndi Jatie chaiye
🤣🤣🤣vanochema baba ava
Enock can chema yoooh 🤣🤣🙌
Walemba kkķkkķkk amboita sekuti haazivi but akuziva manje ende futi
Hapana part 2 here apaaa
KO mwana ane 1 year afa uyo Mai vke vachiri vapenyu?
Kkkkk Enock kkkkkk .haa Tasvu arikumberi
thank u Sekuru tasvu nebasa ramunobata
Enock anooneka kuti ane respect hake zvinozongomuvhiringa chete shame zvinorwadza paanochema and explain haaa shame
Taura hako .akabata asingazive result. Anorwadxiwa kani.
Ende Enoch ka 😂😂haaaa haaitwe naye chinhu
Chokwadi sekuru vanoita basa rakanaka mu Zimbabwe. Zvakare SlyMedia rambai makadaro vanhu vazive kunoperera matambudziko avo
Walemba atori chidhoma paari zvake😂😂😂vanotyisa
Kwaaaaaakiest
😂😂😂
Walemba ko kuzotarisa pasi kunyara here 🤣🤣
Kkkkkkkkkkk Enock ndakunzwira tsitsi Mwari ngavakuregerere sure apa kufamba nemhandu yako road yese
Manje face yaValemba inongoonekwa kuti ndeyechigure🤓
🤣🤣🤣 taura hako
🤣🤣🤣🤣🤣shuwa
Walemba zvese varikungoramba mybe dzayenda kunofura 😅😅😅
Eish
Keep it up Sly tinemi ,varisei Valemba kkk
how far na Awalemba please?🤔
Ndosaka vakuru vaiti ,kujoina chihure chaicho hachibudike zvekudaro ,vaizviziwa havo
KKK warembakurasa mvura jr kn ktkuda kutiza
Thanks sekuru tasvu good job
True
Number one sekuru murichibaba❤
Walemba kanoramba zvakanoziva aka. katsotsi aka
Kkkk Enock...mutsvakirei basa ku Naiza boom
He is a good actor 😂
🤣🤣🤣hanzi kunyepa kwenyu walemba
Makapenga sekuru Tasvu,big up
Sekuru makagona makaunza Walemba kkkkkkk Enock uri sei hama
Ndipeiyo number dzaInock. Ndinoda kutaura naye . Ndinomufarira chose
Ko Enock wacho akufambawo sa Awaremba asi vese vaita problem yemakumbo tarisai pavanobuda vachinojamba tsvimba yanga yaiswa pa door step dzavo dzakafanana 😂😂😂😂😂
Kuchema Enock number 1 😂 😂
😆😆😆😆
Well done sekuru Tasvu. You passed the challenge
Enoch anonakidza shem chero mukamuunza kwasekuru Tasvu daily haaa handineti kumuona coz anotyora mbabvu dzangu shem
The guy has changed tremendously
True when demons leave u u become light enock has made a big decision that will take him far
Kkkk Enock anemawowo ungodai otochema kkkk
Aaa shame Enock wadzwisa tsitsi chokwadi.
Good work sly media
Valemba itsotsi yooo 🤣🤣🤣
Kkkkkk true
Ndavanyarira
Enock ane mawowo kkkkkkkkk
Chirega kani iwe kkkkk
Kkkk mukoma Enock achema kkkkkkkk
What is mawowo dearest.
Ndozvaifanira kuitwa Mabika izvi kuti asarombese Vanhu shiit mhani??
Can you send me link yamabika Handina kuzoona kupera kwayo
Enoch Enoch Enoch
God is goooooood....we will know everything
i dont know what to believe anymore☹☹☹☹☹
Haaaa jahman vane chipo chekuchema shame 😂😂😂🙌
Ndi mawovo kkkkkkk
Sekuru tasvu vari too much sly media kip it up .. ari Enoch haaa baba vanotaura chokwad vatambudzwa
What does he mean ndini ndinopa varoyi duty rekuti iwe Roya iwe Siya?
I think he meant he can destroy all power of witchcraft as he may wish. Am not sure. Hi Melody.
Walemba itsotsi vanga vachimboramba kuti Enock handimuzivi wani mushonga ngaibatwe zvipere izvo
Kwaaaaaaaaaaaaaa 🤣🤣🤣🤣🤣 Enoch wandipedza nhasi please sunungirai Enoch I beg woooo kkkkkkkkk
At this point Enoch is like this shit my leave me for good.
Walemba mutupo wani ko 🤣🤣🤣🤣🤣
Enoch ka 🤣🤣🤣🤣 kuzochema manje achitya kufiswa nawaLemba haaa nda surrender 😂😂😂😂 Kuzoti mafuta ekuzora manje eish 🤭