But haasi kunatsotaura akutyeyi hanty he will get help akunyara nyara dayi anotsobuda pachena nemaZita evanhu vayiona vese zvinatso fumuka vabva vazivikamwawo kuitira vamwe
Sly media the way yaurikubvunza nayo mkomana uyo haisiriyo you are confusing him as well as offending him together with skru Tasvu interpreter you're not interviewing but you're offending him like as you say (ukatanga kunetsa at 21 what about paunokurira)
Ndoona sekuti mukomana uyu haana kumbobata achiziva nekuti marondedzero ake hapana chaiziva nezvekuromba but now akutonzi muroi dai vachipatsanura pakuti wakaromba nekusaziva kana kuti waiziva
Mkomana wasekuru tasvu uyo ane kakumhanya kupfuura sekuru dzungu arikuriwanza like zvaakamboiita pana amai vemwana vaye vekuenda kuradio station
Kkkkk taura hako
Uchiri mutswa ndosaka uchi comment nedzungu ,..
Uyo anonzi gloria uyo haasi akurasika mhinduro dzake pano here mutsva ini here nhy atete munenge màtaika ipapo kana muchireva ini bvunzai sly kuti macomments angu akatanga kuaona gore ripi mukada kuonererwa pano tinozokuonai atete tisade kupindana muhembe nhyka isu vamwe nyadzi dzakaenda kare! Ayi
Chokwadi anopaparika mfaci iyeye
@@mucustaimbo9125imimiwo futi😂😂
Ana sekuru we understand kuti muripakutsvaga vanhu vazhinji kuti vawandire kwamuri but maporofit ekumasowe anobatsira chaizvo musashore zvenyu .
Aaa maporofita ndomatsotsi manje ikozvino
But mukomana uyo ndoona sekuti akanhonga dombo rakarasirirwa haana kubata nekuziva,dombo ndikarionawo panyama rinongori dombo kunze kwavane meso emweya
Asi ndaseka hangu chokwadi kukwira bus kuenda south africa na zidombo rese iro nhai mwari🙆♂️🙆♂️😂😂😂😂ko kuzo crushiser rimwe😅😅🙌
@@mtauser86 kufamba naro aifunga awana chitofu Charo goridhe ndosaka akambono gaisa kuona kwangu kana makambo chera goridhe or makagara pedo nekunoitwa gold mogona kunzwisisa
@@mtauser86 Kkkk,ipapo ndipo pakandipedza zvangu.Mhepo yacho yanga yakamubata zvine simba
My thoughts exactly
Sekuru Tasvu tsuurai mukomana wenyu uyu ane dzungu akutoita kunge ndimi
Sly Dai wakauyawo na mbuya VA braddy kwa sekuru tasvu
Mwana uyu haana kujoina nekuda batsirai mwana
Chokwadi mwana haisi mhosva yake .aiti ari kushavawo not knowing kuti atotakura zvakaipa
Anonzsisa tsitsi
Even Satanism yachoo haana kuijoiner but I'm sure he is desperately in need of money this young boy hope dzake ndirodambudziko
Even Satanism yachoo haana kuijoiner but I'm sure he is desperately in need of money this young boy hope dzake ndirodambudziko
But haasi kunatsotaura akutyeyi hanty he will get help akunyara nyara dayi anotsobuda pachena nemaZita evanhu vayiona vese zvinatso fumuka vabva vazivikamwawo kuitira vamwe
Svakaoma sekuru tasvu munebasa guru.
Imuturikiri wasekuru Tasvu taura wakadzikisa idzwi
Anopenga ndozvaari anotoita kunge ndiye Tasvu
😅😅😅😂😂😂😂😂😂anedzungu
Ahana dzungu ndobasa rake andione paakanganisa ndomatauriro ake arikutaura zvakanaka wani
Regai aiite basa rake. Anotaura zvine authority ndozvinodiwa.
Ko akanganisa papi apa handiiti aripabsa rake
Musashungurudza mwana. Haana kuromba nekuda kwake.
Munhu akabatabata mishonga nyangwe ari mudiki anoita semunhu mkuru anorema chiso chake
True panekuremera kwanoita
Haaaa iyo South Africa kkkkk Sodom neGomora chaiyo,
Southafrica nyika yesatanism nyika ino ma1 iiii
Akaita nekusaziwa uyo hatingati kuromba coz haana kuenda ku n'anga kunopiwa zvikwambo uyu
Unogona kuromba mukusaziva asi unenge vatorombeswa
@@estherfushayi1460 plus uyu haana kuenda ku n'anga uyo
Nyangwe kuda Mari ungarembedze zisaga rekwari stones kunobuda Capetown 😂😂😂
This is so sad. If we had jobs in Zimbabwe all this wouldn't be happening. These people should not be laughing, mukomana ari kutotambudzika 😢
Mkoma uyu anenge arikupenga
sorry,it a pity to our children,the guy is iinocent
Matombo akapinda busy ayo uuumm zvakaoma mwariwoye.
Hana chaanga achiziva mwana shame
Haaaa kana vanhu vakuru anenge asinga zive veduwee
Mweya yetsvina ngaisiye vana vedu plz mwari tinzweiwo
Amen
Muzukuru wasekuru Tasvu uyu akutoita kunge ndiye ari kumhepo dzungu racho raakunyanya
Mental case chaiyo ngarapwe umnm kuzvara ma 1
Amai vakawana murume anonzwisisa ava
Haisi nyore kurara musango kani musha wako uinawo😢😢😢
Sekuru unovaisira ma message havapinduri
it's true and even vanhu vanonzi vanoenda vasina mari kunobatsirwa ndezvekunyepa ,ini ndakaendako ndiine 50us ndikanzi dzokera unowedzera
Sly media the way yaurikubvunza nayo mkomana uyo haisiriyo you are confusing him as well as offending him together with skru Tasvu interpreter you're not interviewing but you're offending him like as you say (ukatanga kunetsa at 21 what about paunokurira)
Sure mabvunziro enyu acho haaaa musadaro.
true plus too much kuseka kwacho its very disruptive hatichanzwe nyaya yacho zvakanaka
mupfana uyo ndamuziva aigara kuno ku Capetown kwandiri and nepaaishanda ndopaziva haya zvakaoma
Pane uyo anobvunzisisa akubhohwa
Vasekuru havatooni zvavo kana irima chairo. Cz this akazoburitsa chokwadi after atobva kwaSekuru sei vasina kuona kuti munin'ina uyu akanoromba kwaGogo.
Cz this boy he really scared to tell the truth pamberi pehama dzake
Matombo wasn't a deal but this boy akanga akaromba kwaGogo.
😂😂kkk zviri funny moziva hupenyu uhu Mwari ngavatinzvire tsitsi batsirayi sekuru shuwa
Zvoga hapana ckakashata chaarikutaura arikutopa direction panyaya wani
🤩😂😂😂😂😂Haa uyu ungati aida kupenga ah kuromba kwacho kunge kupenga 😂😂😂😂😂
Anooneka kuti haana kunyatsokwana
yaaa zvakaoma, aitotiwo awana mari nepo ari kutotakurana nezvimwe. haana kunoromba uyu izvi zvinogona kuitwa chero nani zvake mukusaziva
Shem ndanzwi tsitsi😭😭😭😭
Zvakaoma
Kana mfana itsosti uyu, arikunyepq, akajoina achiziya uyu, the story is not adding up.
What is the title of the song yamunoridzaa iyo before u start jah prayzah
First time Tasvu dealing with a Satanist
True,Kanengo ndiye anoziva nhai dze satanism ,ameno let's see...bt mujaya akaita zvekunhonga
Unonyepa ko kelvin wekurara netwin sister aive nebhatani
Chinja song yako iyo Robert
Ndanzwa Tsitsi mkomana uyo mwana mudiki ndarwadziwa
Shemu haana ku joina nekuda
Ha uyu haana kuromba uyu, akupenga uyu .
Zvowisa urombovaingoti achabata Mari refu kkk zvakawoma
Zvakaoma hazvo,ko mai mhosva yavo yanga iri yeiko kuvarwisa kudaro.Maita henyu tateguru Tasvu mavayamura.
Aida kutovarombesa 😢😢 ndarwadziwa nezera
@@gladmorejaphet Umm,Zvakaoma
Vana vedu ava nekuda kupfuma vasina kushanda🙌
Saka mabhazi achizoita tsaona wakatumira bhegi munei mubhegi imomo unoda kumamiswa uri mwana mudiki chaizvo
Mwana anopenga uyu
Mukomana wasekuru anopedza nguva nekutawura toomuch ,sekuru vanotawura kwete kutawurisa kwaarikuita.kuzowedzerera zvisina kutawurwa naseku ndiko kudii,why asingadzidze matawuriro amukoma Robert
Nhamo ine nharo zveshuwa,munhu atoriwo kutsvaga mari,apa watourombwa aaaaa zvakaoma zveshuwa
Lord have a mercy
Haashandisi mutoriro here
Plz help the son
Uuuuummmmm handichangonhonge matombo ft uuuuummmmm ndadzidza
Aya ma one 💕😅😅😅
21 yrs kuromba nyika yashata mwari pindirai uuumm
Ko ma14 years ne12 ekubuda kusaint tv
Kupera kwenguva.Jesu Anouya..
Anakutokwana mufana uyo
Uyu anedzungu guys
Yaaaaa ma1 zvaarimwanana nhy
Zvakaoma sure Mwari pindirai
Nyaya yematombo iyi haiskubatana ungatenderere nematonbo ausingazive basa rawo
Ndiri kuona senge mwana uyu dziri kumusiya zvishoma zvishoma
Hapana kubuda tsananguro yakazara kubva kuna sekuru taifanira kunyatsopatsanurirwa nhau toziva kuti mukomana achizotora matombo ayo iwo anga agarawo akarasirirwawo here achitovewo nemhepo kudhara nekuti ayo matombo haaa chero tikataura zvemari iro unotongoriona wega haugare wacheuka nezvaro hapana kana gold rakadaro , mufana arikutoita kunge akadzungaidzwa anotodawo rubatsiro rwakasimba chaiko
Mkoma Sly😅munokuvara
Aaah mwana uyu mukorokoza akapindwa nespirit yekuda mari. Matombo aya anogona akatora paiwe neguva.... Saka hope dzaanorota mweya wewafi
Mukoma uyu anotopenga chete .matombo here weduwe
Mwana uyu ari kurwara guys😢😢....ndanzwa tsitsi shem
Yes yes l saw it nami
😢😢 KO zera kee nhai mwari
Ini ndikuona fishbonga- come -entrepreanuer matombo aya anoda kuvhenekwa anodaro ane hukoshwa ,mhepo dzikunanira pamukomana dzinogona kuva dzemunhu akaarasirira mumvura pamwe nyakurichera akatopondawo itori ngozi nekuti kurota kwaanoita vanhu vakawanda kuda ndiyo mweya yana nyakuchera matombo.'victim of circumstances'
Muturikiri wa sekuru ava haafadze zvachose dai achimbodzikamawo kwete kuita as if ndiye anobatsira
Moyo wake hausi kuda kusiya matombo panze😂😂😂😂😂
Imi kuti aizviziva hre, musapa mnhu mhosva anoromba haadaro
Sekuru vanowanikwa kupi ?
Ndakusuva kunzvimbo iyi....
Vanhu varikuti mupirikiri wasekuru ane dzungu musadaro zvimwe zvaanoti bvunzira sekuru vanenge vasiri kumbo funga kuzvi bvunza ,ndosaka achibatsira sekuru chaipa chii vanhu vanosiyana mufunge tikaziva izvozvo
Exactly ndoosaka arimupirikiri arikutobatsira
Very sad mwana mudiki kudaro
Haa pakaipa
People madii pano
Ine part 1 here nyaya iyi
Haisi mhoswa yake please
They are forcing him kubvuma zvaasingaziwe .He joined it unknowingly
Shuwa zvine kahurafu mukati
Nhy Mwari wangu mazitombo ese ayo
Vanowanikwa kupi sekuru Tasvu ava
Ndoona sekuti mukomana uyu haana kumbobata achiziva nekuti marondedzero ake hapana chaiziva nezvekuromba but now akutonzi muroi dai vachipatsanura pakuti wakaromba nekusaziva kana kuti waiziva
Ndozvinondinetsa kuti vatori venhau navowo vakushanda nasekuru tasvu here .nokuti touchering yacho unobvuma zvausingazive
Shame so painful
Koo iwo matare imarii?
KwaSekuru tasvu uku
Timbouyawo
Makumbi anotaurisa repeating the same thing wasting time. Inga Sekuru vakutaura zviri clear wani
Imari kupinda matare kwasekuru Tasvu
Sly why kuvhundutsira munhu chiiko chakadaro
Zvakaoma satanism yanetsa chokwadi
I mhata mufesi uyu dzidzai kushanda
N'anga inoshopera yotsanangurira munhu zviri paari than kut munhu atsanangure nhau yake ega. Hazvisisina chin'anga izvi SLY
Tamirira
Mkoma Robby
Yooo ndatya nenyaya iyo
Mfana uyu dzakakwana here
Zvakawoma zveshuwa
Apa age yacho nyika yoenda kumawere
Mfan uyu i benzi chairo dai akafa
Step father hachisi chi Ben 10 here
Don't forget to like
Nhamo inenharo zvakaoma hazvondafara vamuregerera
Why didn't you ask kuti chakamupa kuti uchere matombo acho chii